Jealousy down guys tito uyo ma1 kune vanonyatsonzwisisa magitare chaivo,lead riri pana gurajena harina kumira fine.Bata mukomana i also come from UMP Mutawatawa
Iwe mupfanha uchapengeswa newaya idzi kkkk haaaaa cant forget to replay this song every after 1 hr ....wakanyanya wangu ..unenge wambozvifunga sei ...pawakaridza na Franco waimboridza nani be4
I don't think you draw inspiration from any lead guitarist cause you have your own unique sound. For me you are best lead guitarist I've heard play. Your sounds inoita kuti asvike kure mupfungwa, kuisa munhu kunzvimbo dzaasati ambosvika
@@Lokilotitowechishona bhooo zvekuti haaaa kutonakirwa nemabasa ako zve u tube kwaakure ndode uve pedyo wangu a Up ...am humbled nemabatiro ako waya idzo ndode kutodzidzawo am yo pure fan
Tito chibaba, he's behind maHits evaimbi vazhinji vesungura,song dzakaridzwa naTito dzine mukurumbira mukadziziva munogona kushama miromo.
👏👏👏
Mfana Likilo ishamhu yemuroyi uyo…ndiye mumwe wevanhu vakaitisa mfana Ngwazi Mbiri
tito lokilo....tekenye...finyooo
Song iyoooo mmmmm manga mafunga kudini chaiko🙌🙌🙌 song yKarohwa kubva kumashoko magitare keyboard nema Drum's zvese
Vanhu vangavarudo nebasa apa
Best teacher pa muzik
👏👏
Tito une ngozi chete iwewe maridziro ako ayaka ummm this is pure talent hey jealousy down
Rythem irikuibva sure..big up guys..keep the good work..
This is extremely excellent. You are talented and your guitar lines are soul penetrating.
Thanks very much elder
Tito ndeip mwanawamai pacharehwa pa2 2019 uina tindo ngwazi ndini ndakaita chanda zve2mnts
Sometimes we don't know people behind the scenes of big projects
That's it elder ndozvazvinoita kazhinji
Very nice skills I can listen all day you make good combination
th-cam.com/channels/cvfyEa2XRBRNh-hx8vjotQ.html?si=PWWb2P3Ztw4SNYIo
i was always wondering who was behind this sorcery...God bless you brother this song communicates to to the spirit within me
Thank you so much bro
Lokilo your eyes 😂 manga maka batwa mani ndopaino nyatso buda wire l know keep it up guys nice ❤❤
I JUST STARTED FOLLOWING MARK NGWAZI BECAUSE OF YO LOKILO, YOU ARE MY SUPER HERO
+263772870219 huyai kuApp
❤❤❤❤❤ haaaa vakomana marovero amunoita mmmm. Heeeyi ndandisingatozive kuti ndimi maibata basa zvekudaro. Chisaka wacho simplaz hake achikwatura. Mkoma Tito mmm keep it up. ❤❤❤❤
Watching from Durban ( South Africa)
Tisu taimhanya chinhu ichi
Mabhinyaa asangana ayooo zvibabababaaaa Blessings Mwari ngaku itire zvakanaka
Thanks very much baba 👏👏👏👏🙏
Zvitendwa mukuru 👏👏
Well done gyz unorova ndrkukuona ndrpa SA
Tito lokilo tekenye vinyoooooooo❤❤❤❤❤❤
Well talented guys
You are smart. Can play whuchever tune u want as long as its lead
You are my favorite... Wakapenga wangu
Lokiloooo weChishona i like your skits ndiwo andinodambura when driving
Ndokutendai kasingaperi mkoma wangu muita ndisvike kure
Loleeest haaa Lokilo iwee.... Wire idzo 👌👏👏👏👏😊
Best lead guitarist you are talented my man keep the fire burning this is good work you are not comparable... Urikupisa
aiwaaa Lukolo urchibaba, asiwo kubva pa10:20 apo aaa Chisaka andipindira zvandada, andigonera. not denying talent aiwaa guys keep it up.
watching from Komani(Queenstown)
Thanks very much baba tinotenda chose
Yesaya chisaka ratobhinya chairo akashata mkomana iyeyu
Munorova vakomana ngazviende mberi❤
Lead iyo inenharo iyo ummm wakaipa wakaipa🎉
mmmmmmm Lokilo. Never knew ndiwe wakabata waya iyi. Ndabvuma. Uripo pama Lead Masters emuZim nevamwe pamusoro ipapo.
Zvinofadza kuhwa muinesu kudai
Nice one guys keep it
My first time kukuonai asi gitare ndakarinzwa kare rikandichemedza. Can't compare you Tito. Iwe unomukirwa nemudzimu weLead
Anorovesa mmmm ini ndatoziva nhasi. Ngavapote vachiita ma guitar session vanhu vazive. This is good. ❤❤❤
Kukanga wire😂 mshona wangu
Uyo wauri kubika ndi future Lucky Mumiriki chaiye
Aneshungu chaiko and arikuuya nazvo zuva nezuva
Ndafarira kuti akadzikama zvake
Great combination.
Wow
Mudhara Chikambure pachivi hooo francoo
Good work 100%
Ingoma le iyangikhumbuza lapho ngikhulele khona madoda 😊
@zexienazari5727 ngiyabonga khakhulu
You re talented guys kp ot up one day you will get there
Thanks very much baba vangu
Yaaa lead guitar unobata wamai🤛🏽🤛🏽
That song made me like Franco zvekuti dhuuu coz lead yanga yakabatwa kutidzviiiiii
Yeah yakapisa song iyi yooh
Best lead guitarist of all time
Munogona mkoma wangu musauraiwe nekunzi masvika kip on dng look ana Nyazanda dd a lot bt haaneti
Sure thanks 👍
TiTo unonaka mhani apa wakarova malines okudenga chaiko🔥🔥🔥🔥
Thanks bestie otherwise kurisei,
Haurwadziwe ndakuona. Chimboitai chicollabo naMono makadaro
Jealousy down guys tito uyo ma1 kune vanonyatsonzwisisa magitare chaivo,lead riri pana gurajena harina kumira fine.Bata mukomana i also come from UMP Mutawatawa
Ndaifunga kuti hapana umwe angarigone
Kkkkk ndini ndakaridza hangu
Ichokwadi elder ishungu todawo kusvika kunevamwe
Kushte ivoice kupela gaize welly south africa
Mayiwiiiiiiiii kwakuseri kwekuseri bhora mberi usamire
Hmmmmm APA wakange wabatwa nemweya UPI chaizvo chaizvo kkkkk. Good work bro
Zvinenge zvaburuka baba kkkkk kurisei mhiriyo
@@Lokilotitowechishonagood good wena. Munotivaraidza nguva nenguva. Rambai makadaro varume
Unechipo chikomana. Ramba uchisota unoburitsa unique sound
Thanks baba vangu zvinofadza muchitipa simba
Excellent 🎉
Wakaipa shaaa ndiri pa Moza
Zvinotendwa baba vangu rambai muinesu
Hmmmmmm dangerous lokilo I always thought it was Nowel nyazanda playing that lead
Eee ndinowero akarova lead
Hes not Nyazanda it's me gurajena and ishe ndinotenda I played lead
No its me bro gurajena and ishe ndinotenda ndakaita malead then mamwe sub rhythm
@@Lokilotitowechishona ok ok i understand makaipa makaipa hand yenyu haina kumira mushe, nowero pane yaakaita kwa franco here
@ArcameHove-sw5iv yes akaita Ajulias, Africa, kutsvaka mari, mudiwa wangu
Lead iyo yairohwa big up ramba wakadaro
Zvinotendwa baba 👏👏
Iwe mupfanha uchapengeswa newaya idzi kkkk haaaaa cant forget to replay this song every after 1 hr ....wakanyanya wangu ..unenge wambozvifunga sei ...pawakaridza na Franco waimboridza nani be4
Zaka Zaka
one of the best lead guitarist
Mashasha aya🎉🎉. Apa Chisaka bva vaita maserious ekwa N'golo Kante😂😂hadzutauri
🤣🤣🤣 wandinakidza
Vari pabasa kaa😂😂😂
Well done guys
#TitoLokilo. Moto wemheni.
Haaaa Devise aakudambura manotes wena. Well done
👏👏👏
Zvinotendwa mukuru sando dzenyu👊
@@devisechisaka9748nice one. Mondiuraya nekutamba vakomana uhmmmm
Kkkk une mukomana chaiye ari steady achidzorera waya panzvimboo
Apa hanzi ndoda kuti mumboona mukomana iye achiziva zvake kuti ndiye ane yese
👏🙏👏🙏
This song remains my number 1 favourite ....Lokilo haaaaa waakumberi wangu
Yesaya ndokutendai mukuru rambai muchindisimbisa
ZIM HAS GOT TALENT
🔥🔥🔥🔥🔥 this is a singing guitar! 🎸
Chisaka is going to be a great rhythmist
Thanks baba ichokwadi chisaka achasvika kure
Talento absoluto!
Força ai mano!
Lets like and share to support our legends guys. This is good❤
I don't think you draw inspiration from any lead guitarist cause you have your own unique sound. For me you are best lead guitarist I've heard play. Your sounds inoita kuti asvike kure mupfungwa, kuisa munhu kunzvimbo dzaasati ambosvika
Thanks very much baba munoita tiite manyemwe 👏👏👏
Your beat is unique kwete zvakarerekera kuna nhingi. Few musicians have the talent you have. Zviri kunakidza
@juliusmatenda3007 ndinokutendai mkoma wangu mandipa simba
@@Lokilotitowechishona Tiiiioitooooo lokilo kkkkkkkk Tito lokilo ..... Tito lokilo how many times did I call you ummmmmmm mufanawangu unonaka iwe,,,
@TavongaARuvingo-ti3zi thanks very much elder
❤❤mogona timhu, chmborowa THELMA tinzwe
Yesaya irikuuya soon soon bho zvekuti
My favourite Chisaka is doing well
Lokilo wayaaaa zvichiri zvekutya Mwari here izvi .aaaa
Kkkkk bho here baba
@@Lokilotitowechishona bhooo zvekuti haaaa kutonakirwa nemabasa ako zve u tube kwaakure ndode uve pedyo wangu a Up ...am humbled nemabatiro ako waya idzo ndode kutodzidzawo am yo pure fan
@nyeberatichaona7219 zvinotendwa baba rambai makadero munogara kupi
Mupfana Chisaka huchi uyo, huchi chaihwo chaihwo
Hamunyepi baba vangu
Madiro andoita lead iyo Soo ka ndanzva kunakidziwa mufunge
Chikomana chine red gtah chirikudaira whilst chichitora zvacho ma notes
Mfana uyo akuisa effort eyiii
Anenharo
Thanks mukuru 👏
U are good in playing lead guitar
Haaa Wechishona makanyanya mkoma💥💥👊👊
Thanks baba vangu
Sando kuti taaa pabatwa basa apo,I wish de ndiri ikoko ndopindawo muclass
Yesaya bho zvekuti baba even online we can
UMP ndozvedu, tinorova. Nanhasi ngoma yenhau haina replacement 😂😂, tisu tairova. Obert Gomba uyo
👏👏👏
Wakanyanya mfanami heavy heavy
Acompando de Mozambique.
I have nothing else to say. Typically I am very critical. In this case ndapera mazwi. I have no more words. I did not know guitar could do this
Ndabva na subscriber haaa ndandakarasikirwa mmmmm cant imagine playing this flow less combination ndiri parwendo haaa. Rambai makadaro
❤🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 munobata hiii ndabatikana ne talent iyo i need your details ...im not in Zim now but i can send something
+263772870219
Leonard Vhinyu
68-099840-P-68
Lokilo one time ishasha ,, especially combination na Katogo
Very good chimboti tirao kaso kanonzi Africa tiwone kuti chisaka ari we Chokwadzi here Afrika especially
Ma Rhythm
Atopadhuze kusvika ipapo pole pole tichifamba
Mukomana uyooo haachatadzi kuridza uyooo atovabho😂😂😂
Song iyiiii wakaridza lead ne sub rhyme here Tito
@kelvinkawa132 lead and solo rhythm kumberi after solo bass
Haaa munogona , what a unique sound , creativity pamusha
Ndiwe gurajena yacho mukoma
👏👏👏👏
Ndinoti Sababa Basa ngaribatwe ndinokutsigirai vakomana vangu rovai Goma tifare
Zvinotendwa baba tichazama takabata tinokunda chete
Makabata basa apaaa hapanai anozviramba kunyangwe muroyi anobvuma
Munotipasa manyemwe 👏👏👏
Tito unogona ndichakuda ombondi batira
Ko Franco hanzi chiiko zii zii
Saka vanhu vainyeperei kuti lead yakarohwa naNoel seiko
Kkkk vanhu here kkkk ma1 vanonyepa
But album so ayi I remember 2014 eish pandaiva ne Nokia C1 my first phone
Chaipisa bigtime
Keep up man you are extremely talented 👏 👌 ❤🎉
👏👏👏🙏
Following you from Scotland.
@miketanaka6479 yes yes zvinofadza mkoma wangu rambai muinesu tosvika chete
unorova wangu but uri kuramba kundiitira Chiringenzira
Don't worry baba irikuuya very soon
Yakazoitwa chiringenzira
Kwashota bass line chete
Waya dzakakatwa apo🔥🔥🎸🎸🔥🔥🔥
Yesaya mukuru bho zvekuti
Unogona wangu
Thanks chamhamha
haaaa zvipo tinazvo munyika ya mbuya nehanda
👏👏
❤❤❤
Ummmm lead ma 1 🎉🎉🎉🎉
Ndinotenda chose
Aaaaah yaa vapfanha ava moto
Thanks very much bro
Haasi nowero here akaridza lead iyi
Ahasi baba aitove paSub rhythm panagurajena
Iwe mafes akaipa ayo
Chibaba icho Tito lokilo
Heavy baba vangu