Hie aunt my name is Courage . I'm married to my black beauty queen Mitchel since 2020 with a white 🤍 wedding 💍 💒 . I'm subscribed to your both Shona and English channels . Pamangoti Courage ndazwe manyuku nyuku ropa kumhanya mhanya hamuzi kupotsa ba that's the very good phenomenon of vana Courage.
That's true once u noticed that kana ukaona wavekuzviona kt uri better than your friend meaning kt wavekuona wrong kazvhinji ndipo pakuzowanikwa urimu bedroom yasahwira my advice is kana uyine shamwari zvitore skt makafanana pazvese
Muhupenyu hakuna chinonzi sahwira ini ndaiva naye wandaitiwo bhururu ndichimuudzawo ma prblms angu iye nazvo kunewaanoti brother kufanana kwemitupo patogara ipapo brother nazvo kumukadzi wavo zvimwe mu location matogara ini ndozonzwa nyaya dzakubuda mukadzi wa brother ndiye akazondivhura meso akati nyaya dzenyu munhu wamukuswera naye muchiti sahwira ndiye arikubuda nezvamamuudza .so from there rather die with stress than sharing with someone never
Munoreva idi tete godo rinobara uroyi,tinavo vanhu vakadaro musociety,keep it up dear❤
Maita basa momy apa manga magarisa musina kutipa mutakunatsva❤
Thnk u momi xuwa dzimwe shamwari dzinorwadzirwa nehupenyu hwemumwe munhu
Godo irori ndoo rashungurudza kubva ku hama chaiko , neavo vanenge vachifungidzira kuti Mwari ndisabhuku wekumba kwavo asi vasingazive kuti nguva nemikana inopihwa tese .mbiri kuna Jesu
Chokwadi ndinotenda nedzidziso yakakura mhayiweee Mhayiweee 😂the 😂😂😂😂❤❤❤❤
Ndosaka ndisina Shamwari zvangu kana zvandiremera ndotsvaga ma adviser kana iri stress ndobaya ku cancelling munhu anochinja
Thank you my sister nedzidziso. You narrate so well.
You are very creative my sister it's a longtym without see uuuum vry interest for this channel Blessing from Botsi
Waiting for another one thanks my dear God bless you
❤❤❤❤
Thank you tadzidza kuti shamwari haiudzwi zvese inokurongera hondo
amen vanhu ngavadzidze kutaura kwavaswera
Endaimberi munondigonera chokwadii ❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
U are the best guys ❤❤
Dzidziso yakanaka chose sure zviriko❤❤
Hie aunt my name is Courage . I'm married to my black beauty queen Mitchel since 2020 with a white 🤍 wedding 💍 💒 . I'm subscribed to your both Shona and English channels . Pamangoti Courage ndazwe manyuku nyuku ropa kumhanya mhanya hamuzi kupotsa ba that's the very good phenomenon of vana Courage.
Amen powerful word
Keep up good wrk
Ndinotenda gob bless yu my sister 🎉
O really loved it thank you
This is so true...friends who are jealousy are there.
Better to be a loner and enjoy your life without any dramas.
Thank you for sharing aunty!!
Thank u Tete , tinombodzidza zvakawanda
Thanks sister ini ndinotenda nezvidzidzo ❤
Thank u so much nyc story pliz make another one❤ soon❤
Thank you so much tadzidza😊
❤❤❤ love you tisataure mazita kkk
Thank yu my sister
Thnxs, zvinoitika mukurarama shuwa.
That's true once u noticed that kana ukaona wavekuzviona kt uri better than your friend meaning kt wavekuona wrong kazvhinji ndipo pakuzowanikwa urimu bedroom yasahwira my advice is kana uyine shamwari zvitore skt makafanana pazvese
This story it takes me somewhere
Amen mbiri kunashe
Well done my sister ❤
Amen totenda nedzidziso ❤
Thank yu soo much we are learnig
Obrigado pelas histórias que tem nos contado
We are waiting for another one pliz tipeiwo
Kkkk tisataure mazita zvakaom
Good one👏
Vasikana mmunodarirei vamwe chokwadi 😂😂😂😂❤❤❤
Well done ❤❤❤
First one ❤❤❤❤
Thank you very much... I appreciate it very much 🤝
Ikozvno pakurarama hapasisina masahwra
Thank you tikudzidza
Please can l have the title of this movie 🙏🏼
Mabestie Aya maone rimwe gore ndaendeswa kumusha nabestie vachidanana nebae vachifara ini ndichichema.ko kuzovaudza zvese zvirikuitika vachinoudza murume.kana ariwako ndewako akazongodzoka bae akandiudza zvese mbiri kunaani kkkk
Uuu vanasatan varipabsa sure
Nddokugonamunhuchokwaddii😂😂😂😂❤❤❤
Shamwari imharadzi chokwadi unenge uchitotiwo mumwe wangu iye achikuchera hake
This is very true
Mbiri kunajehova chokwadi
Hallelujah
Amen❤
Vanhu vakadaro tinotogara navo community chokwadi
Zita😂, thank you.
🤣🤣🤣... Mazita mazita
Thank you very much
Thank u so much
Handigone hangu kuti go and see victor asi unokodzera hama ndirikudzidza zvakawanda kupfurikidza nemi
Maita bsa vatete chokwadi ndoovanhu vatakazara navo vatinotochema navo vachiita sevanotibatsira vachitoputsa
Tete mune chipo
Tisataure maita 😂😂
Amen 🙏 🙏 🙏 🙏
Thank you
😂😂😂😂mazita
Ko yema copyrights irikunetsa haisati yasvikao kwamuri here
Amém 🙏🙏
Zveshamwari zvinemakuva pasi 😢
Kutamba wega ndo the best. Shamwari 🚮🚮🚮🚮🚮
Taurai henyu godo akuna kwaunosvika naro
Tisataura mazita😂😂
Amen maita basa tete godo rakaipa usaitira umwe wako godo ❤❤❤
tadzidza mashamwari aya
Amen
Point
Dzidziso yakakosha
Musataure mazita😂
❤❤❤❤
✨✨✨✨
Muhupenyu hakuna chinonzi sahwira ini ndaiva naye wandaitiwo bhururu ndichimuudzawo ma prblms angu iye nazvo kunewaanoti brother kufanana kwemitupo patogara ipapo brother nazvo kumukadzi wavo zvimwe mu location matogara ini ndozonzwa nyaya dzakubuda mukadzi wa brother ndiye akazondivhura meso akati nyaya dzenyu munhu wamukuswera naye muchiti sahwira ndiye arikubuda nezvamamuudza .so from there rather die with stress than sharing with someone never
Thank you ❤
Second one to comment
💞💞💞💞
Mazita 😂😂😂😂
Tisataure mazita 🤣🤣🤣🤣
Chokwadi shuwa
Asiwo vanhu ngavasateerera makuwa better kubvunza mumwe wako
Thanks
Tisataure kwatisina kuswera
Tadzidza
Chokwadi Chokwadi rudo
Chokwadi chakanka
Yeah kunze uko kune vanhu vane godo asi zivaky kana waudzwa ziva zvekutora nezvekusiya ufunge.
Taura hako
Garai mechitipa dzidziso ndinotenda
Neniwo ndinotenda nerutsigiro rwenyu 😊🤝
Amen ❤️
Amen
Amen 🙏
Thank you so much
Amém 🙏
Tisataura mazita😅😅😅
❤❤❤❤
Amen ❤❤❤❤
Amen
Amen 🙏