This is a police case. Report and have him arrested. You are too young and beautiful to be abused like that. Leave him and I believe God will bless you with a loving responsible husband. Leave before he kills you.
Chief Njelele tagarira mutongo chaiwo pliz don’t disappoint take your time pakutonga nyaya iyi, kana zvarema daidzai mambo bushu vakubatsireiwo bhora rinopera ,muchinda une 2 macases ,(rape violence)
Each time Tildah will first interview the victim to gather information to give Zimbabweans background to the story . You got to know Tildah because she is a great interviewer who asks questions. We met her at the Chiefs Court . That shows the route to justice is being persued .
SlyMedia please help this girl to report the rape case to police. Otherwise you and the Chief who handled this case would be accomplices to this heinous crime.
Vakadzi plz mamwe marelationships unotoona wega kuti hakuna kwairi kuenda.You are young and beautiful unogona kuita move on pane kuzopinda muna taisireva.Munhu asingakude ukaramba uchishingirira paari anokutsvagira imwe nzira either to eliminate you kuti zvimubve .Haakude munhu uyo musiye
Ko vanhu mosiireyi mboko iyo, endai ku police that case isn't too late at all. Kuvhura case hakuna period. Ngaisungwe imbwa inoshusha mwana iyo. Mai itai semunhu mukuru kupolice hakudiwe kana passport kana chitupa.
Husband has rapist mindset or ndezve kuromva. This girl is so beautiful. She's so naive but I wish she focuses on herself first. You are an excellent journalist. I see so much potential in you. I hope you're able to grow your channel on Gokwe. Meaningful issues are covered here kwete zvekuromba.
Vabereki kana vamwene vasingakudi hapana chinobuda. musatambisirwa mwana ku reduciwa kusvika paku begger marriage hanzi asekerera anondida chii chakadaro. support her adzoke kumba asati azvariswa odzokera kuchikoro or kumuitisa ka course murume mukuru chikoro basa ne income yake ave self reliant not zvekuti $8 haikwani vose nemurume vokumbira mai $2. Munowananirei musingakwanisi kuzviriritira vana vacho munovapei. kuda kupa vabereki burden.
Police Case. WTF, throw this Evil Rapist in prison. 10 Cows for this Evil Family. This is criminal. Baby girl run with your life, vabereki torai mwana uyu 😢🇿🇼
Akasangana netsotis, asi mhosva hairovi Chief mukawana nguva, honaiwo amwe matare Ana mambo Mutasa, nhubu dzakadai vanodzigadzirisa Mombe 5 aidzibvisa Akadii kurara nasisi vake kana asina mumukanwa kudaro Mwanasikana siyana nevakonana, umbopora Ava mambo kwete, try mambo Nemangwe
SlyMedia batsirai mwana uyo aite police report because iyo i rape case iripachena, kubviswa kwemombe hakuna basa the guy need to be behind bars, toda part 2 after asungwa munhu uyu
As a people of Zimbabwe we need to unite and help this young girl. She has to look for help from Tilda, girl child network e.t.c
Apa the way you respect this man,very sorry love ❤️
Nhai murume wangu benzi iroro
Wakanaka muni,na wangu siyana ne karume ako Mwari vachakupa munhu kwaye
Akanaka atondipa number yake . I will take care of her
@@St-G2 kkkkk wamuonepi
mwari vasanonoka kuti vanhu vanotida
Such a beautiful soul nembwa idzodzo. Mai avo vanoroya
This is a police case. Report and have him arrested. You are too young and beautiful to be abused like that. Leave him and I believe God will bless you with a loving responsible husband. Leave before he kills you.
pure rape case go to police & file a report. witness to help.
So sad 😞 😔
Akanaka mwana uyu usanyeperwe zvetsoko izvo😊
Chief Njelele tagarira mutongo chaiwo pliz don’t disappoint take your time pakutonga nyaya iyi, kana zvarema daidzai mambo bushu vakubatsireiwo bhora rinopera ,muchinda une 2 macases ,(rape violence)
She is so beautiful.
I concur with you
Ndipei hangu mukadzi uyu ini handina mukadzi haa kutambisa mwana akanaka kudai Sly
Very good to narrate gal .but taken advantage to be abused .so sad my gal.report him to police n his family members
Tambirai mwana vakoma anopedzisira akazofa anoruza ndimi, uyo mwana unotoona kuti ane hunhu pamatauriro ake chaiwo , unowana wako Tsitsi usamanikidzire apo pausingadiwe
Mwanangu run nelife yako you are too young for this drama
You guys learn from Tilda, help that young girl to go and open a case rather than keeping on asking silly questions.
Hanti nyaya yake irikwa chief, if there was a criminal intent the chief is obligated to call the police, that’s what chief mutasa always do.
Each time Tildah will first interview the victim to gather information to give Zimbabweans background to the story . You got to know Tildah because she is a great interviewer who asks questions. We met her at the Chiefs Court . That shows the route to justice is being persued .
Chief vatadza kutonga munhu uyo i rapecase munhu uyo ngaavharirwe
Mai vemukomana vanomushandisa avo
SlyMedia please help this girl to report the rape case to police. Otherwise you and the Chief who handled this case would be accomplices to this heinous crime.
Ndarwadziwa mwanangu asi kudenga kuna Mwari achasangana nezvinorema iwe siyanana naye
I hope chifi ava vaitonga zvakanaka. police should involve ngasungwe mukomana
Imi saamai why musina kumubatsira kuenda kumapurisa, as a mother you've failed your own daughter.
Vamwene inyoka kupa muroora gupuro vanofana kuripiswa
Women should learn to notice that there is no future in this kind of relationship.😊
Awu maMnguni Qwabe Phakathwayo wena kaMalandela MaGumede omhleeeeeee❤waze Wakaula mntaka baba xolaaa
Sorry younger wangu Masibanda siyana nekarume ako kamukono ketsambarafuta it's sad shame
Muudze chief vaone mutungerwe unoitwa nyaya nemamwe machief kwete zvavo zvekunzvinyirira kodzero dzevanhu hu senior chief huripapi vasingagone kutonga kudai
Dai ari wangu wangu mwana uyo ndakatora kare handimiri
APA mupfana wangu wakanakisa zvekuti dhuuu mwarihavadhakwe
Vakadzi plz mamwe marelationships unotoona wega kuti hakuna kwairi kuenda.You are young and beautiful unogona kuita move on pane kuzopinda muna taisireva.Munhu asingakude ukaramba uchishingirira paari anokutsvagira imwe nzira either to eliminate you kuti zvimubve .Haakude munhu uyo musiye
Ko vanhu mosiireyi mboko iyo, endai ku police that case isn't too late at all. Kuvhura case hakuna period. Ngaisungwe imbwa inoshusha mwana iyo. Mai itai semunhu mukuru kupolice hakudiwe kana passport kana chitupa.
I'm the second one to watch this video and the first to comment.
She is beautiful
wakanaka sweet better hauna kuita mwana waizosiiwa nemutoro but it's like murume wako unomuda zvakaoma hazvo vanhurume moshota shamhu
U a so beatiful daughter
Bomba my sweet home
Mkadzi wechikwambo fambirai nyaya vabereki
She is a beautiful girl. Shuwa ngaasiyana nekarume ako. Shame on this man.
Women need to value themselves
Iyi nyaya irape ine ma witnesses endai kumapurisa
Husband has rapist mindset or ndezve kuromva. This girl is so beautiful. She's so naive but I wish she focuses on herself first. You are an excellent journalist. I see so much potential in you. I hope you're able to grow your channel on Gokwe. Meaningful issues are covered here kwete zvekuromba.
Ndinofunga sure Kuti panezvakaitwa musikana uyu panechivanhu even akaroorwa futi zvinongoramba zvichiitika
Amwene muroyi vakamutadza Kuti varoye naye midzimu take yakarsmba Kuti abatuswe tsvina yekuroya uye musikana anodiwa naamwene anoroyawo futi.
Mwana wevanhu kunaka?
Munin'ina siya izvo unofira mahara you're so beautiful
Vanavamwene musadero musaita sengomwa imi makazvara
Musamanikidzira pamusingadiwe veduweee...endai Kumba kwenyu muchiri vatano muchiri vapenyu
Mai endai kumapurisa irape iyi.Zvimwe zvese izvi kuvhara nyaya yavo.Mhanyai kumapurisa izvozvi.Mukomana anga asingadi musikana asi kunzvenga jeri.Tsitsi anowanika kupi ndirikutsvaga musikana arikuda zvemusha.
True
Vabereki kana vamwene vasingakudi hapana chinobuda. musatambisirwa mwana ku reduciwa kusvika paku begger marriage hanzi asekerera anondida chii chakadaro. support her adzoke kumba asati azvariswa odzokera kuchikoro or kumuitisa ka course murume mukuru chikoro basa ne income yake ave self reliant not zvekuti $8 haikwani vose nemurume vokumbira mai $2. Munowananirei musingakwanisi kuzviriritira vana vacho munovapei. kuda kupa vabereki burden.
You are beautiful
Police Case. WTF, throw this Evil Rapist in prison. 10 Cows for this Evil Family. This is criminal. Baby girl run with your life, vabereki torai mwana uyu 😢🇿🇼
She is beautiful ngaadzokere kumba kwavo she will find e nice husband
Vabereki regai kuchengeta maRapist in society in the name of marriage hazvibudi, sungisai maRapist ayo
Chief Njelele vane chitsotsi havasi kutonga mushe nyaya vane hunzwanyirira ngavasadaro kana vane vasikana zvichavawirawo vanozivana ne muchinda uyu anoita zvaanoda mu hupenyu hwe vana sikana asi muchinda uyu ndiri kukuudza one day zvicha kuwana uchaona hako kuchema kwe vanhu mwari vari ku kunzwa munamato Kuma tenga
😭😭😭😭😭 zvinorwadza veduvee
Claudius Hokoyo Zviripayi
Siyana naye zvako mwanasika varume vazere
Mainini musaora moyo upenyu hunemakata Dai ndaizokuona ndadakubvisira mazimari karume ikako karwadziwe
Kukava datya kuriyambudza vane manyemwe zvopera Mwari varikuzviona
Amen 🙏
Itá zvechikoro mwanangu siyana nezvevakomana dai vakaziva vakangoenda kunomangara kumapurisa Kuti ando raper ,
Ngava reporte ambuya kwamambo fut nekut vakapumwa huroyi
Ma Nhanga anowira kusina Hari
Karume kako ritori dofo iwe , whole family yese i don't think they went to school, kasungise
Judgement in absentia ndochiwepu. Amai vanopa muroora gupuro here pakurarama here
Kudai ndirini zvangu ndakaenda kudhara
Siyana naye mwanangu
Mupfana you’re still young leave this abuser anozadzwa chirwere
Mwana uyu instead yombunikidzwa. Mwana uyu anoda kubatsirwa chero kwa Sekuru Tasvu. Kana murume chiona Tsoko pa mwana. Zvioneke kuti chokwadi here.
mwana wa richmond siyakurima😂😂
Chief wangu Njelele
Chief to gain nyaya kwazvo zvinoita mamwe madzimambo pasi nehuori
Chief matadza apa... Sent this EDiot to prison. 100 cows for this Varoyi Family nxa.
Parents be warned by fly by night these horrible men.Dont force the child.God will bless her future without forcing your daughter in marriage
Mai avo ibenzi vasungise vose namai vacho
Please ndamuda hangu mudzimayi uyu❤
Makadini wedare ndokumbirawo nhamba dzemudzimayi uyo ndamudazvangu ajadaro please 🙏 please ndokumhirawo mapudzi anowira kusina harishuwa
akanaka musikana uyu tsvarakadenga chaiyo ngaasiyane nebhinya iro.
You're too young and beautiful little one move on
Chi3f vakapihwa chocho avo
Chief Nyamaropa apa paitukwa munhu chero zvekutiza izvo zvaisashanda,ko amwene kupa muroora gupuro murikutembei
Enda kumba kwenyu mwanangu anopedzisira akuuraya munhu uyu haasi bho
Akasangana netsotis, asi mhosva hairovi
Chief mukawana nguva, honaiwo amwe matare Ana mambo Mutasa, nhubu dzakadai vanodzigadzirisa
Mombe 5 aidzibvisa
Akadii kurara nasisi vake kana asina mumukanwa kudaro
Mwanasikana siyana nevakonana, umbopora
Ava mambo kwete, try mambo Nemangwe
Mwana sikana kuna Mwari vanogadzirisa upenyu. Haurambi wakadaro. Mwari vanokukusimudzira uchavaneupenyu wakanaka. Namata chete. Ndovanogona kugadzira nyaya yako.
Uchirimudiki uchine hupenyu mberi kwako
Siya mhuri iyo unofa neIDS wangu
Nyaya iyi inoda mambo Bushu,Nyamaropa,Makope naMutasa chete the rest rave drama rangova zita rekuti mambo
Pamwe kusaita mwana mwari varikuku bvisa pa danger
Ndipe hako number dzako
Hezvooo Claudius Manyemwe muramu wangu nhaimi 😳😳😳😳😳
Hy
Uri mudiki fani.love yourself and leave him
Simbarashe ndafara kukuona ndi Chikwekwete
Vese vabereki vaei wrong. They were told nemwana kuti nda repwa vakatryer kuitsika tsika, kuti nekuti rapist ati ndinoroora.
Vabereki ndohonzeri dzinokonzeresa chokwadi kuda pfuma here Thai veduu
Wakanaka h
ako mwana ndomukadzi shem unotowana murume wako ari boe
Munhu kupolice chief
Endai kwachief Bushu,Amai,
Murume uyo aida kutambisa munhu nyaya kupolice
Vabereki vemwana uyo vari kurambirei vachidzosera mwana kumunhu asiri kumuda .zvino konzeresa njodzi nyaya dzakadai.torai mwana wenyu mugare naye anowana mumwe anomuroora
Murume uyu hakude musiye ini ndakatombosangana nedambudziko rinenge rako now ndakaita move on ndigere bhoo
Handizive hangu kuti unomakore mangani bt ndoda kungokudza kuti tanga wambokura Waitangi mucheche pama drama edzimba. Chero ivo vabereki vako kwavo kuda mukuwasha here.
SlyMedia batsirai mwana uyo aite police report because iyo i rape case iripachena, kubviswa kwemombe hakuna basa the guy need to be behind bars, toda part 2 after asungwa munhu uyu
Ndipei number dzemwana uyo ndimuitire bonde akanganwe zvese izvo anomuka akitoda futi zvemusha koz apa arikumbunyikidzwa
Iwee
Eish vapfanha vanotambisa chikafu chokwadi mwana akazvi nakira uyu vamwe varume havana moyo chokwadi ungashainira munhu akadai here veduwe anoratidza kuva nehunhu veduwe haaaa shame sry hako hanzvadzi yangu shame
Ummmm. Pari tricky
Wakasikwa hako munin'ina wangu mwari havarambi vakanyarara
Karume ako rubbish siyana naye he doesn't deserve ypu