ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Vanhu vakuto liker before watching Haaa you people are supportive!
Gamue im in love ❤️
Sure dear
Gamu ndikuona music yako ichiputika, good work guys
this girl is a good actor
True
Anotoimba enda pa Chanel yake unomufollower.
It's getting better. Camera shadow iyo how far.
Hezvo Frets you are blushing 😂😂😂😂😂
Kkkk hanzi ndingadanane naraster ndowana kup mari yekumutengera mbanje
Frets blushing manje 😂😂😂😂😂
Nice but cameraman improve atifaniri kuona mumvuri wake
Frets wakati hawusi mwana waKapfupi iwewe step iyo😂😂😂😂
😂😂😂😂😂❤️🔥
Yoooo frets munogonesa keep on pushing
haaaa kikikikikikikikikkkikikikikikii ko imbwa iyo irikuyeverwa nei manje .....kushure kwa Gamu
Ndoiwanepi Mari Yekumutengera Mbanje..😂😂😂
Kkkkk mwana wemunhu anobikadoro takasatenga anodyei
muri tsano wangu kubva mushakabvu arimupenyu 🤣🤣🤣
Kkk hanzi ko ndikaonewa nemukomana wako😂😂🇿🇼frets chanyura
Hanzi lets drink to the borehole 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 makidnapper doro tsano 🙆🙆🤣🤣🤣 fretz ma1
That was a good question…vanobika doro na guard wacho vanozodyei kana tikasiya🤣🤣🤣
Apa Gamu wacho ipombi
Coral soft for me .... Iyooo mu shopping bag...
This gate arrangement also gets me everytime😂😂😂
😂😂😂😂😂😂in the first episode I had to rewind to check if I saw correctly 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂iiiiiii
😂😂😂😂haaa frets ndishef🔥🔥😅💔ndapererwa pure talent
ndoiwana kupi mari yekumutengera mbanje😂😂🔥last banger
Haaaa kasong vana Gamuchiraii for me furetsi🤣🤣🤣🤣
😅😅😂😂😂😂😂😂😂Frets kaaaa unekakunakidza kari rude soo
Ana Gamuchirai vakudiwa nana Frets
One if the greatest zvibaba izvii
Ndoiwana kupi mari yekumutengera mbanje 😂😂
Tikasiya Guard wepadoro achadyei..ngatifungei mhuri😂
Icho Frets azviita Frets une kamwe ka spice kaunodira pa acting yako 😂😂😂❤❤❤
ndikunzwa ma footsteps a camera man but zees Bhoo
The dog can act 😂😂😂
Lol ko that Dog 🐕 boe here
😂😂muritsano vangu kubva mushakabvu achirimupenyu
Pandakabva kumba kwenyu handi wakatanga kutaura chirungu 😅😅
😂😂😂😂hanzi kubva mushakabvu achirimupenyu
Vakidnaper doro tsano.keep it up guys ❤
Yaa tell your friend vana Gamuchirai 😂😂 pasi pe door pane Mari yandaku siirai
Usati wapiwa rudo unopiwa hwahwa
Kikikiki sure
Ngatichengetedzei mabasa evamwe vanotibikira hwahwa tongovasupporter nekungoritenga
Camera man aka simba hake lol ini I can’t hold my laughter 😂
Kkkkk ini frets ndamutadza 😂😂
Walk yacho frets kaa😂😂😂😂
Tisakatenga doro ko mwana wemunhu anobika doro anozodyei 😂
Hey Although apo 🤣Frets Frets gara zvakanaka apo🤣🤣
Can’t help it “mushakabvu “ 😂😂😂😂😂😂😂
Haaaa ko step yawakurova uchibva paBeb bho here
Hanzi ndoiwana kupi mari ye kutenge mbange
You're good man ...keep it burning
Pakafa mushakabvu 😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkk frets 😂😂😂😂😂hanz ukanyeba imbwa inokuruma
😂😂😂😂
Guard wepadoro achadyei achanwei 😂😂😂😂😂
Ma kidnapper doro😅😅😅
hanzi tisati tasiya Doro ngatifungei kuti mwana wemunhu anobika Doro achararamaaa nei🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hnz ma kidnapper doro 😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi ngatifungei mhuri😂😂😂😂Frets iweka
Isu liker before taona
Ichoo but tezvara muno kidnapper Doro how come to you so
Frets kamufungiro katinoita ndokaunoita hre😂😂😂😂😂
Nyaya yekuchengetwa ma1, unogona kutorambidzwa kudanana nemunhu akukuda 😂😂😂
Frets hatina zera naye uyu 😂😂
Ini ndava addicted to laughter guys haa ndichafa nekuda kwafrets
Ko mugido uyooo wabvepi but chinhu chikunaka
Hwahwa kumberi 😅😅😅😅zvivindi zvirimo
Gamu anoto actor zvekudero nhai thanx Frets kupa gamu Platform
Frets hatina zera naye 😂😂😂😂😂
Frets to the world 😂❤❤❤followed you everywhere
Frets ❤❤😂😂bag raona nhamo nekutadza kusvitsa shoko
Hanzi kana ukandinyepera inokuruma😂😂😂😂
Bio diti wat frets kkkkk
😂😂😂😂defending mhamba to the fullest
Tsvagai role yekuti Nijo apinde guys cz munopisa zvekudaro
Nijo akangopinda tetotodao petirisha mai ropa Mai ropa vachingoti pfe ko gamu tetakumisiirei kunze coz gulez vanenge vakushota Mogona kuzongopendera nambuya piyasoni meaning to say takutozama futi kuti vamandebvu vanhopihwao jezzy imomo
@@PreciousMukoko handioni chakashata ipapo cz chatoda kunakidzwa chete,,,but combination yaNijo,,Lee naFrets bho yakadaro cz ukatarisa kadrama kavo kaya kanonzi Kuroja unoona kuti vanegood combination
Ummm nijo ave mukuru zvekuficha apa, ingawani nijo anogona kupa vafana platform
Tsano makutokidnapper Doro rangu ka🤣
😂😂😂 hanz chamatokidnapera doro rangu ndikutochishaya 🤣🤣🤣
Gamue anogona uyu frets keep her
Hanzi wahukurisa imbwa yedu kaa😂😂😂
Vakomana vko vanozoona ndichifamba newe kkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂
How can you kiddnap doro 😂😂😂😂
Hahahahhahaa kumashops kundoita chiiii? 🤣🤣🤣🤣
Since when ndichidanana nemaRasta, maRasta anoita zvembanje aya😂😂😂
😂😂😂😂 frets forever
Ngatifungeyi mhuri tisati tafunga kuparadza kkkkkk
Mwana wemunhu anobika doro ,ko guard
😂😂😂😂kubva pakafa muchakabvu
Ndikafunga D. T Bio Mudimba unomuziva
pakafa mushakabvu 😂😂
Of all the things ndazongoona ka step ka frets😂😂😂
Pakafa hanzvadzi yaTsano
ko ring iyo bhoo here kkkkkkk
kaStep kaFrets ayisarenda
Ok I step hwayi hai FRETS munhu akubva kubabe kkkkkkkk
Ma kidnapper doro😂
Frets ndabhooo newe🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaa handina mashoko
step yafrets ndiyo here iyi 🤣🤣🤣🤣
Ndiyo yemazuva ese here
@@tafadzwatshuma9008 🤣🤣🤣 i know but aizodi pabbe manje 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂 usati wapihwa Rudo wotengerwa hwahww🎉🎉🎉
this is great work guys. Lots of love🥰🥰🥰
Ndogara ndangocommenter before watching
Ndoiwana kupi mari yekumutengera mbanje 😂😂😂😂😂 Frets ka
Hahaha taktotanga kuseka tisati taona😂😂😂
Grocery racho hariremi bag rikutopupuruka nemhepo 😮,apa Gamu ndiye wakanda shoko kunaFrets shiri yabvuta rekeni
Tinenge tasvika kwatabva ndiko kure takamirira😂😂😂😂😂
Vanhu vakuto liker before watching
Haaa you people are supportive!

Nijo akangopinda tetotodao petirisha mai ropa
Mai ropa vachingoti pfe ko gamu tetakumisiirei kunze coz gulez vanenge vakushota
Mogona kuzongopendera nambuya piyasoni meaning to say takutozama futi kuti vamandebvu vanhopihwao jezzy imomo