Ndinofunga kuti vanhu havanyatsogoni kupatsanura "social media" ne "technology"....social media inobva mutechnology asi technology haibvi mu social media
Mmm mataura point yakasimba mai Chisamba ini ndinoshanda nemaBritish haumunzwi achitaura nyaya achisanganisa chirungu chake nema sentence eFrench kanaGerman or any other language it's 100% english all the time. Isu takatokanganisika handifungi kuti zvinogadzirika😅
haa chikomana chatambura kutaura shona lol i love how Mai Chisamba emphasizes on local languages, its a big lesson she is teaching...
Ha you can tell kuti zviri kuramba
Ko iwe wadini wanyora neshona
@@DominicMubaiwa😂 you smart. I like you
Veduwe vanhu tisadaro.Born and bred in mbare woti haugone shona.Vanhu ngatidadei nerudzi rwedu.Ruregerero kana ndaresva kutaura.
JEMMA ANOIMBA SHONA
I love you so much mai Chisamba ..#longlive
Mai ava havachembere zvavangori ndizvozvi kubva tichiri vadiki
Thank you Mom nekudaidza mukomana Big up Nutty O
I can safely wear a tshirt ine face yaMai Chisamba❤❤ varikutoona mwana wavo and teaching him one or two🎉
Winky Achauya rinhi nhai amai
A big lesson there language is everything
Yes big lesson vanhu vakuzvinyanya chirungu bhooo kana tinavo kwete kuti pese pauri nacho nacho
First Time to be here subscribing for my man Nutty O ............I'm a big fan
Akadzikama mukomana nerespect❤
He was nervous lol, but trying for sure.
born energetic 🔥🔥🔥🔥🔥
wooow wonderful
Nutty O di bwoy 💯💯💯💯
Mai chisamba vanokudzora mumuforo
Ndinofunga kuti vanhu havanyatsogoni kupatsanura "social media" ne "technology"....social media inobva mutechnology asi technology haibvi mu social media
Rebecca siya mwana ataure iwe wakapfeka gogo nema necklaces echirungu wani
Uuuum
Washaya zvekutaura
@@AuberyKudakwashe Ini ndataura here so ndashaya papi ngaapfeke nhembe Rebecca if he is genuine thats my view
Kkkkkk Mai Chisamba munoziva vana Peter Tosh , I "n" I
Kusagona your own language will never be a flex, tell him Mai Chisamba
wadii kunyora neShona yacho 🙄
The oan loves Jamaicans so eye
Abx Abx Abx to the world 🌎
Dadayi nezudzi rwenyu hatisi varungu
Kubatira chirungu padenga😂😂 ngatizivei mutauro wedu
It's very funny tongoti ngatizivei shona hakuna kna interview inoitwa nechishona chero uchiitiswa nema shona
❤😅Ndangariro dzerondedzero netsumo nemadimikira uchingoisa mazwi ekuti zviendeke.Nutty O amiramira kutaura zvakadzika dzika.Zvichitungamirirwa namambokadzi.💫
hanzi ndianiko akanonoka😂😂
Hwoli 0 wazvinzwa here
mashoko ma kukutu
Nutty O ndi Winky D mudiki he's big❤
Amen
hanzi mangamakaita chit sama chevanhu
Pane Remusiwe Monday, musiwe Tuesday, 😂😂😂😂
✍✍✍
ABX for life🔥💯🗿
Mmm mataura point yakasimba mai Chisamba ini ndinoshanda nemaBritish haumunzwi achitaura nyaya achisanganisa chirungu chake nema sentence eFrench kanaGerman or any other language it's 100% english all the time. Isu takatokanganisika handifungi kuti zvinogadzirika😅
Maitabasa Mama. Mutauro wedu wakakosha.
Amai maka koshachose Tarasa tsika dzedu nekuda kuvavamwe vanhu
Abx Abx❤
Thats why voltz jt is the goat i respect you hona zvikuita nutty o kuita kunge chigunduru kudaro volt jt he is muture more than nutty o
Mmm ndozvakaita zvigunduru zvekwenyu here izvo
Urikuda help uri mentally unstable... Zvigunduru zvekumba kwenyu zvakadai here..
Nutty O ..... Mwari vanewe always.....🙏🙏🔥🔥
Kkkkk ma mental health issues chaiwo 😂😂@@collinschikumbu6322