This is very true prophet I can witness between shona and ndebeles when something in mashonaland they say let it happen cause it doesn't affect matebeleland
Shuga,, Cooking oil ,,omo ,,dovi zvichikubva kuSA hapana tinenge techingotarisa chete ,,,we are so weak as a nation ,,,look what Mozambiqueans are doing this is what we shld do ,,,guys all in diaspora and home i think we must now be brave to take on ED,,,,dzimba dzikuputswa,,,takatarisa
Hauna varikukubatsira mukoma .but unogona uye unotaura chokwadi tax kkkk Machaina arikutora mari pese pese even buy and selling the Chinese are controlling the market
Zanu pf is the ruling party. Those who are denying services in the name of following oppositions are fools. Its Zanu pf's duty to look after citizens. If you isolate yourself uchiti ndezveZanu then it's your own fault.
@JacobRupete saka musanyaudze vanhu. Ini zvauya nezanu as long as iriyo government, ndinotambira. Chero zvikauya naChamisa iriyo government, ndinotambira
How many 'SHOCKING' prophecy of this fake prophet did you posted . I think it's you who have a problem of misinterprete prophecy and ordinary stories. Now I don't blame Chiwenga because he is not mentioning either if its a prophecy or not
I see no prophecy here because it is clearly written in the Holly Bible that life will become hard and harder until Christ returns.No mortal ruler on earth will ever rule and make life better on this planet.Kuzotaura zvinyadzi munhu waMwari vamwe vachisekerera zvongoratidza kuuya 😢😢😢😢
You are 100% wrong IN UK they created real employment more than any country as most foreigners are even properly employed, proper;y remunerated in UK,,,unlike Zimbabwe were every formal business is closing down due to poor political decisions yet they want more tax yet promoting elicit, kungwavha-ngwavha, informal businesses and corruption saka havasisina kwekukama kutotevera dzakaondoroka,,,,,
Let us not be shallow minded. If you did history at school, you would know that besides land, unfair taxation was one of the reasons that led to the liberation struggle.
@@KelvinMungwari thats not what am saying..all am saying is all these so called advanced first world countries..tax is the order of the day..that's why some commenter's and would tell that..,if you are poor in the 🇬🇧 UK, you remain poor because you are a slave of the system and see it here in south Africa as well
One munhu Wandinoterera Apostle TF chiwenga
Kkkkk uyo chibaba.
This is very true prophet I can witness between shona and ndebeles when something in mashonaland they say let it happen cause it doesn't affect matebeleland
Thank you Apostle. No truth can be beyond this.
Yave nguva yekudhifenda true gospel Apostle TF Chiwenga ❤❤❤
True my Apostle .
Apostle ndiye one munhu anoudza ZANU pf chokwadi asingatye
What if he's one of them how do you know
True. Pain will unite Zimbabweans. The bible verses will not
Yes yes Apostle ❤❤❤
Hambe khala ku nyoko wena hlukana noNcube ,u Ncube wangena vele ethola i donke yakini i zanu pf ibulele izwe.
Well spoken apostle
Yaaaaa ndichochokwadi icho ❤❤❤❤
Who's voice is that kkkk
Malawi once declared passing wind a crime. They alleged it was air pollution 😂😂😂
Zanu pf yauraya nyika
Nhau tirikuinzwa but amai avo kamusekero kavo hakasi kubuda bhoo
There is only one man am paying but I don't know what am paying for tax man, luck dube song
Amen
Hamurevi nhema munhu waMwari...
True
Shuga,, Cooking oil ,,omo ,,dovi zvichikubva kuSA hapana tinenge techingotarisa chete ,,,we are so weak as a nation ,,,look what Mozambiqueans are doing this is what we shld do ,,,guys all in diaspora and home i think we must now be brave to take on ED,,,,dzimba dzikuputswa,,,takatarisa
Yeah tiri pama1
EDhii muroyi haatangike uyo
I believe that
Taxing those who fart in public would be welcome as they need to learn to evade tax .just.do it quietly or go outside to be ss loud as.you wish
Hauna varikukubatsira mukoma .but unogona uye unotaura chokwadi tax kkkk
Machaina arikutora mari pese pese even buy and selling the Chinese are controlling the market
Ian Smith was better kkkkkkk,now chicken tax😂😂😂😂😂😂😂 hapana chaakadzidza
,,😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka veduwe pakuzoti asarirwa nekuti every toilet visit you have to pay taxi kkkkkkkkkk❤❤❤
Kkk
Insult your regime not Ncube ,zanu pf has been brutal since day 1 of its regime in 1980 then where was Ncube? Why blaming him ?
Zanu pf is the ruling party. Those who are denying services in the name of following oppositions are fools. Its Zanu pf's duty to look after citizens. If you isolate yourself uchiti ndezveZanu then it's your own fault.
Ndezvako nezanu yako
@JacobRupete saka musanyaudze vanhu. Ini zvauya nezanu as long as iriyo government, ndinotambira. Chero zvikauya naChamisa iriyo government, ndinotambira
Unomboyendawo kumamisha here hama do yu know how people are suffering because of these taxes and oppressive laws
@brightonphiri2529 kumusha tax irikurwadza vanhu ndeyeyi?
Theydontlikethetruth
The prophecy
Prophecy unoiziva here nhaiwe
How many 'SHOCKING' prophecy of this fake prophet did you posted . I think it's you who have a problem of misinterprete prophecy and ordinary stories. Now I don't blame Chiwenga because he is not mentioning either if its a prophecy or not
My channel
@@JCTVAfrica.....Calm down munin'ina......Humility is Key
@JCTVAfrica it doesn't matter. You're misleading people
@JCTVAfrica how many prophecies of your prophet fulfilled
Dai vanhu vose vemuZimbabwe vaiterera munhu wakatumwa chaiye saApostle TF Chiwenga chokwadi senyika tingadai tisina kusvika patasvika apa murume uyu akapihwa madziso emweya kwete enyika zvima bishop zviri muno nezvimwe zvema Apostle zvenhema zvakatumwa nedumbu zvisina kubva kunaMwari unonzwa zvichitaura kuti sarudzo dziri kuitwa idzi ndaona tapihwa mutungamiriri mutsva nyika ngaipemberere iko kuri kunyepa zvako asi asi Apostle TF Chiwenga unongonzwa vachiti hapana chiri kumbobuda apa zvichatowedzera kuipa oposition leader wedu ngamboterera munhu akatumwa chaiye nokuti hazvibetseri kuti mangwana tine bato iri mangwana acho torisiya mangwana tane rimwe tinosvika riini tichingodaro chiri kudiwa hakusi kuchinja mazita chimboendai mumbonotaura nemunhu akatumwa naMwari chaiye mubvunza kuti ndepapi patiri kurasika zvirimo mubhaibheri zvandiri kutaura izvi zvininipisei moenda kwaari muone tinokunda munyika muno hapana achamboda nezve zanu bt iri kutonga sei iyo isingadiwi nevanhu ?
Gurwe rinonzi Apostle Chiwenga rakatiza muZimbabwe,saka hapana chaanotiudza.
Composition yese iyi ndafunga mukunyora zvinhu zvisvinu😂
@@oswellmuranda4721 Apostle TF Chiwenga havana kumbotiza ufunge uri kutaura zvausingazivi nokuti pavakasangana nevaida kuvaparadza paye vakaita tsaona nemotor vakaita nguva vari kuchipatara vakadzoka ipo pagomba vakaparidza zvakare havana kumbochinja mharidzo kusvikira nazvino dai raiva gwara sekutaura kwako vangadai vasina kudzoka pagomba gwara rinochinja mharidzo nekutya.
@@joechin636 zvisvinu ndezvipi?
POLICEMAN: "WASURA PA PUBLIC PLACE. FINE 2 DOLLARS OR 5 HOURS COMMUNITY SERVICE.".
CHAMISA: "NDIZVO ZVANDISINGADE MANJE. MAZOFARISA".
I see no prophecy here because it is clearly written in the Holly Bible that life will become hard and harder until Christ returns.No mortal ruler on earth will ever rule and make life better on this planet.Kuzotaura zvinyadzi munhu waMwari vamwe vachisekerera zvongoratidza kuuya 😢😢😢😢
Majaira maFalse prophets vana Magaya this man is a real prophet who never associate with Zanu pf but criticise Ed the criminals
😂😂😂😂 Ncube is shit but he's being used by Mnangagwa
Dirt language nxaa
You think Zimbabwe is taxing people, wait until you get to UK and you will understand how taxpayers are suffering
@@LawrenceZinyurugwi my bro hwau hope u a well,,so a u saying Ntuli is doing a superb job
You are 100% wrong IN UK they created real employment more than any country as most foreigners are even properly employed, proper;y remunerated in UK,,,unlike Zimbabwe were every formal business is closing down due to poor political decisions yet they want more tax yet promoting elicit, kungwavha-ngwavha, informal businesses and corruption saka havasisina kwekukama kutotevera dzakaondoroka,,,,,
@@givemorechivandaidze1423 Chiwenga is talking of taxes
Let us not be shallow minded. If you did history at school, you would know that besides land, unfair taxation was one of the reasons that led to the liberation struggle.
@@KelvinMungwari thats not what am saying..all am saying is all these so called advanced first world countries..tax is the order of the day..that's why some commenter's and would tell that..,if you are poor in the 🇬🇧 UK, you remain poor because you are a slave of the system and see it here in south Africa as well
😂 it's getting embarrassing akambobvepi minister
😅😅
😅😅😅😅
kkkkk is that a prophecy or an obvious case
Don't blame Mthuli is controlled
Then he is a fool😅
He failed to manage a bank just a single branch of a bank zidofoka he is useless
Why blame mthuli blame your gukurahundi regime .
Yes yes Apostle ❤❤❤