Mai tt has has fired musikana wekushop otaura kubetsaba kwavo drama kwaMai tt raramba kupera
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 6 ก.พ. 2025
- #maitt #maittdiaries #maittlatest #zimbabwe #zimbabwelatestnews #zimbabwenews #zimcelebrity #zimcelebs #zimconfessions #zimgossip #zimbabweanyoutubers #zimnews #zimsocial
When people say mai tt is evil people think they are lies. Munhu hwai anotizwa naeveryone.
Iwe wakashanda mabasa mangani uye wakaita mashamwari mangani awakasiyana nsvo the obsession over someone's life is crazy
@@mavismeda802why kungo defender nhai,makango fanana navo coz vanofunga kuti zvavanoita zvinoitwa nemunhu wese
@@cherryhaze4176 iwe hatizive life yako pamwe wakarambana or kurambwa ka 8uye unogara uchivhunzwa makuhwa kumaraini kwenyu uye unevana musanganiswa apa wakabatwa nechikomba musi uno and hausina Shamwari nekuti hatikuzive unoona sekuti nyaya dzevaunoziva dzakanyanya uye vari evil papi koiwe hausi hre
Musatanyooko
When people come from their backgrounds, they may try to hide it, but eventually, the true color will manifest!! Slavery hutsinye hwaka hwanda muvanhu vaka Wanda.
Where is evidence vanhu vanoda kuitwa sued
@@mavismeda802evidence yeyi when she did this on live
@@dzunguehendini4264slavery ipi ipopaye
Mura akazombogona kugara ne vanhu rini kana zvamubata Va SHUMBA vachaudzwa Kuti kadhara kane Mazino anenge e mbeva 😅😂😅 4:24 😅 4:24 4:24
Obsession nashumba get a life iwe waksita varume vangani
😂😂😂
Mai Titi muromo wavoo haumharwe nenhunzi
Mai titi kna vasipo unotombowana zvekutaura hre iwe
Inga ano poster masocialites pano asi muchangosvika hr
Kana munhu zvake zvaakumuitira ngaafambe zvakanaka kutaura nonses ndokudii
Kna vakadaro hutsinye shua
Saka chivasiyai vagare vega nevana vavo ndozvakatonaka
Ngaapiwe naPatricia wacho mari
True
But most people even maids vakasiya basa they say the same kind of allegations Saka haiwa hazvina kana basa izvo .She want relevance hake nezita raMai Tt kana asina kubhadharwa ngaende kulabour Patricia chii
Sharon ariko kushop ingawani
Iwe unotovenga hako mura pfutseke urimunhu rudziyiko nhaiwe
@@kiaramkiwa8594 nhai zvako kuita content yeruvengo chaiyo
Zvakaoma mufunge
Matanga
Zvatotanga soo
Kutaura shuwa inhema