(Madzibaba Devlodge) On (Madzibaba echoes) Marondera

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 4

  • @generalchina7042
    @generalchina7042 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mutemo yekumasowe ino rapanurwa kubva mu tsika inonzi Christo yakauya na baba johani hatiyi verengi se maverengerwo ayinoitwa kuma sinagogo saka ya ngatipafunde ipapo

    • @johanemasove
      @johanemasove  2 หลายเดือนก่อน

      amen tinotenda

  • @generalchina7042
    @generalchina7042 2 หลายเดือนก่อน +1

    Baba DVD chipostori munochiziva zvenyu asi pane pamusiri ku zwisisa jeso Chii ? Tsitsi , Rudo ne runyararo ndiwo muviri wa christ wakauya na baba johani kureva kuti munhu ane Rudo haagoni kubira haagoni ku rwadzisa munhu kana ukava ne tsitsi haagoni kudya uchirasa vamwe vachirara ne nzara inzwi iri ndiro rakati ivai vacheche mugone kutakura inzwi ndizvo zvinoumba christ zvakare ndizvo zvinoendesa kudenga nekuti ane Rudo haambofi aka uraya kana kupomba vanhu vamuno pomba navo munotanga mava nyepera kuti mugokwanisa kupomba navo saka munhu ane tsitsi haanyepi vamwe vanosvika pakuzviuraya nekuda kwekuti makava nyepera saka ndiri kuti vanonyepa havasi va Christo tsika inonzi Christo ndiyo inoendesa vanhu kudenga