Trymore Bande -Muka Jonah (Official audio) Dzekumasowe 2024

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 2 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 24

  • @melisaruziye6971
    @melisaruziye6971 4 หลายเดือนก่อน

    Nice song shame huyai kumasowe edu pababa zakaria pliz

  • @trymorebande9402
    @trymorebande9402  5 หลายเดือนก่อน +8

    Moyo wangu une mufaro mukuru chandinoziva ndechekuti handina kupihwa inzwi rekuimba chinhu chimwe asi kuimba zvinobata munhu wese ingave pentecostal,masowe ,hwisiri nemamwe watch my space very soon mahyms

    • @bovernhwezva7224
      @bovernhwezva7224 5 หลายเดือนก่อน

      Well done the revelator 🎉❤

    • @bovernhwezva7224
      @bovernhwezva7224 5 หลายเดือนก่อน

      My best wish as a gospel fun is to see Yu on one song na Benny muzanamombe.
      Ndatendaa

    • @ElemenciaKambarami-ke2hb
      @ElemenciaKambarami-ke2hb 5 หลายเดือนก่อน

      Amen Amen.Jehovha Mwari vedu varambe vachikusimudzai

  • @rumbidzaisouta
    @rumbidzaisouta 2 หลายเดือนก่อน

    🔥🔥🔥🔥

  • @giftndawana
    @giftndawana 5 หลายเดือนก่อน

    Amen 👏

  • @munyaradzimangwendeza4274
    @munyaradzimangwendeza4274 5 หลายเดือนก่อน

    ❤❤❤

  • @CallmoreMagwat
    @CallmoreMagwat 5 หลายเดือนก่อน +1

    Makanyanya baba

  • @tashingamashanda5597
    @tashingamashanda5597 4 หลายเดือนก่อน

    rambai makabata ipapa mukoma

  • @michaelmike1314
    @michaelmike1314 5 หลายเดือนก่อน

    Wangu ramba wakabaya inzwi rako harina ani usaterera vanhu vanokuda kukudonhedza uriboe wakadaro wqngu

  • @CleverMusoni9299
    @CleverMusoni9299 5 หลายเดือนก่อน

    Muka muka hama yangu tinamate

  • @TanakaNyabinde-es3lc
    @TanakaNyabinde-es3lc 5 หลายเดือนก่อน

    unogona bande wangawakukanganiswa. naendby ukatamba negodo muchanzi makudo ayo kusanganisira iwe munhu unechipo chako🎉🎉🎉🎉

    • @trymorebande9402
      @trymorebande9402  5 หลายเดือนก่อน

      Handitambe naye but remember kuimba ibasa zvakare so as long as ndaedzwa kuzoimba handingaregi and I respect him coz vanotipa mabasa totoshana mhuri yorarama

    • @TanakaNyabinde-es3lc
      @TanakaNyabinde-es3lc 5 หลายเดือนก่อน

      unorespector nenyika munodiwa nevanhu uye unechipo chako asi mekutambira kunogonakukudzikusira

  • @unclephill
    @unclephill 5 หลายเดือนก่อน

    Maita basa baba Trymore

  • @Giftsaveka
    @Giftsaveka 5 หลายเดือนก่อน +1

    Takamirira mufundisi❤❤❤❤ wangu.. Masowe uyai muzvinzwira mitakunanzwa uripano

  • @chibvumburasamanyikastation263
    @chibvumburasamanyikastation263 5 หลายเดือนก่อน +1

    Amen ❤❤nice song.

  • @VickyDeekays
    @VickyDeekays 5 หลายเดือนก่อน +1

    ❤❤❤muka jonah tinamate famba famba🎉

  • @freedommakuya1279
    @freedommakuya1279 5 หลายเดือนก่อน

    ❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @sibongiletafa1507
    @sibongiletafa1507 5 หลายเดือนก่อน

    Ayewaaa maita basa takomborerwa

  • @pedzisainyamayaro
    @pedzisainyamayaro 5 หลายเดือนก่อน

    Aiwa mugona keep the fire burning 🔥

  • @collenmutore494
    @collenmutore494 5 หลายเดือนก่อน

    Ngazviende mberi

  • @EdmoreEnock
    @EdmoreEnock 5 หลายเดือนก่อน

    Munogona baba