Keep it up Ladies. You have done well by reuniting. Never allow anyone nor yourselves to go between you two ladies. Keep the good work up. Pamberi nekubatana mai Titi naMadam Boss.
Ndozvando garotaurira wanhu kuti bvuma ku pusa and ziwa wanhu wekupusiswa nawo.. Mari munhu anayo Prophet Passion I salute you.. I never see anyone who is close to Passion Java or Prophet Uebert Angel who is poor never all are successful. Grace yacho inewarune 2 iwawo haisi yekutamba salute
Mari dzikubva ku Zanu idzo. Maths dzavo hamusi kudziona. Passion is influencial ku social media. So getting all social media influencers on his side will promote their cause in 2023. Look at the big pic. Apo chamisa ari kungosasa kuma funeral.
Keep it up Ladies. You have done well by reuniting. Never allow anyone nor yourselves to go between you two ladies. Keep the good work up. Pamberi nekubatana mai Titi naMadam Boss.
Madam Boss and Mai TT congratulations this is nice wow 🥰🥰🥰🥰and Passion Javha God bless you 🙏🙏
Your reunion is beautiful muno enda nenyika muri 2 well done girls 👏👏👏❤️
Zvinofadza izvi
Mwari vakuitirei zvakanaka Prophet Java 🙏
Prophet u a 1 in a million mandidzidzisa kuregerera apa ndikunyora ndinemisodzi pamatama mwari vawedzere pamatapudza AMEN AMEN
as reunion continues..we are waiting for Dhafu and Gonyeti to reunite 😍
Eish lord god help kkkkk yoh
Kkkkk
Java yu are e best big up man im impressed prophet
Zvakanaka zvinorumbidzwa thank u passion ndozvinoita munhu anoziva mwari uwedzerwe pawabvisa usagumire ipapo nyangwe vehukama vako varatidze rudo irworo
This is amazing jealous down
God is good all the time girls I like this 💃💃
Ndozvando garotaurira wanhu kuti bvuma ku pusa and ziwa wanhu wekupusiswa nawo.. Mari munhu anayo Prophet Passion I salute you.. I never see anyone who is close to Passion Java or Prophet Uebert Angel who is poor never all are successful. Grace yacho inewarune 2 iwawo haisi yekutamba salute
Namibia love ❤️ it may god bless and keep you friendship grow big stop acting like small child
Kakudzikwira kaaita pamusoro ndakashayirwa pako yaTyra Ada kuikwira ndobva aona musina Tyra pasteering bvaamira kukwira pangopinda Tyra bvaakwira .God bless agona
This is beautiful. Thanks to Java
My name is tyra kkkk thats fine isn't
Wow beautiful
Queen vachazviitira. Matuzvii nhas vanorara nebhutsu mai tt continue kuita zvamukuita im happy fr you Mamie
Ashie u damage my ribs pliz send me money yekuchipatara😜😜😜😜😜😜😜😜😜😜😜
Very true nhasi anofa chaiko
Anowana nyaya tate
Congratulations Mai tt may god bless passion java
It's more blessed to give than receive 🙏🙏👏👏
❤️💋Cat family to the world
Mai Tt yenyu number plate mongoti Honouring..Madam Boss yonzi Conquering
Congratulations maiTT and madam Boss
Madam Boss and Mai Tt we love and don't dissapoint us again we love you deserve more than that
God is able 🙏
Congratulations mai tt and madam boss, Prophet Java matendwa chose twabam nyenyenye
Blessed is the hand that gives🙏🏾🇿🇼
Luv U guys thanx to Prophet Java
God bless you ladies
Men of God more blessings to 🥰🙏
MaZimba munofarira kuitiswa! Its not for free!He is benefitting bigtime.Pusiswa!!!
Taura hako iwe Mari dzemishonga
Mai tt Bord yavo yakanaka
God bless you Prophet Java
I love thisss🥰
Well done Prophet Passion. Magonesa wena.
I love yor fashion maiTt wakachena shem
Two cute babies
Ndachema hangu ndichiona zvakadai ndabva ndaregerera vose vakandivenga nevakanditadzira ndadzidza hangu 🙏🙏🙏
God bless prophet Java
Guys keep on together
Kkkkkkkk Java hanzi ndine barika😂😂😂😂😂😂
Blessed is you guyz
This absolutely good girls
Wiriranai imi zvakanaka izvi
This is lovely
Maitabsa masara kutenerawo ini
Hapana mashura ladies ndi jehovha good Passion this is good 💥
Ndikuda kuita reunion na x profet
Ko reunion na @djtowerslivinglegends iriko rinhi
Mai tt my best comedian
Please musazonetsane futi zvinoita kuti isusu futi mafans enyu titore masides..God bless u both
Mari dzikubva ku Zanu idzo. Maths dzavo hamusi kudziona. Passion is influencial ku social media. So getting all social media influencers on his side will promote their cause in 2023. Look at the big pic. Apo chamisa ari kungosasa kuma funeral.
Waaaaaal keep it real
Waiting for my queen to comment
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk wasekei
Haa ukachishandisa zvakanaka chinobhadhara zveshuwa........
kkk java wakapusa ndokuitiswa ne mabhebhi , ukaita dzungu unorohwa mari nemabhebhi emu Htwn nenyaya yako yekuda zvinhu vakadzi vevanhu ava.
dzorai hasha
Saka munoti Tatelicious nhasi anotadza kurara kuhospital nebp here guys kkkkkkk
Kuidawoo mota neniwo ndanzwa nezupoco prophet mabhambu andiuraya veduweeee garo rorwadza muzupco java nditengerewoo chero second hand hayo
Congrats gys
Mukanyandurana tinokutorerai mota dzedu idzodzo #chukuma shweee.
This is so nice hey. But mai Titi I think u blocked me pa fb by mistake chete coz am yo fan ndakashamisika
Woooooooow
Ummy yeah makanyanya
Chibvayi ma advertiser car dealership iyo ndaona twincab for my dad.
Mari yakaoma shuwa vakadzi vevanhu vakurasa hunhu nekuda zvinhu, ivo mhofu varikutiiko mkadzi achingouya nemota kumba? Have eyes that sees mhani
Musazongofe negodo chete mazuvano hauchazi mukore wekugara negodo farai nevanofara mochema nevanochema simple
l dont think anotoenda kunotora mota dzacho mhofu asingazive
L love you mai tt my name is tadiwanashe
love u alll
Vari kuziva zvavaita. Inzwa mazwi kudedera. Nhaka
Saka mabatanidzwa nedzingorovhani mmmm yaaa zvakaoma but reconciliation is spiritual not canal
Zvinodadisa izvi
Mwari.kudzwai.nezvaitwa
Ngenyiiiii
Prophet Java uku ndiko kunonzi kunamata but potaiwo muchipawo nesu varombo kkkkkkk
Kkkkkk ndatomboda kuzvitaurawo kkkkkk kuti isu vrombo tioneiwo kkkkkk
Mari inofarira kutambira pane imwe
Ndokugona kaaa uku prophet
Well zvakanaka izvi
Madam boss mune ka that muridikeble
Ndoidawo ini
Amaizing
Kupa kune mufaro,kunokunda kugamuchira.
Ndozvinotenderwa not kurwa macelebrity
🥰🥰🥰🥰
Tikunzvei muchitukana fut
ANOTHER MAN SPOILING ANOTHER MANS WIFE UMMM KUMAGUMO KUNE NYAYA,
Nevanotambura Prophet muvarangarirewo. Magonesa Mwari awedzre mablessings ake
I dont think vachiri vese ini. They rarely come out together now. Ichabuda hayo nyaya yavo manje manje.
Prophet marema apa kuti tswibidi
Zvodadisa
Kudada kudada tinofa tose
Imi ka kkkkk
Cat family
Kurombeswa na twabamu why Ari kukwira pamusoro padzo mota ya feli akwira ya tyra akwira
Dai machooser phone inecamera irinani
Vaku hafurirwa zvikwambo kurombeswa kabisira
Asi wakano romba naye here ....jealous rakafanana ne huroi rinokuuraya iwe muridzi waro be careful .....
Sure vanhu vachafa nenhamo nekuda kutaura zvisina basa kana kuromba kuchinakidza iwe wakamirira ani
😜😜😜👐
Something is happening behind the scenes, only God knows, don't back chat me pliz
@@beatricemanyanga4512 pane nyaya apa iwe