Kkkkkk Very true Madhara anongotuma vana kunouraya nekurova ivo varikumba nevana nehama dzavo. Imwi vechidiki muchingowawwata Pamberi nekushinga Pamberi na so and so. Mapedza mopiwa mangayi. Ngatimukei hama. The solution haisi yekuenda kunedzimwe nyika. Tarisai muone kuvurawa kwatinoitwa kwatirikutizira kwacho. Kutofa tichigwira rusununguko tiri munyika medu zvirinani than kuvurawa sehuku. Havana kana shungu nazvo ma clowns we call leaders aya. They are just a bunch of criminals. Izvozvi uchahwa kwahi I am instigating for regime change, hehe mutengesi Ngatimbovhoteraivo a different party it doesn't matter kuti ipi Vamboedzavo Zanu has become too comfortable and they are brain washing the youth. Tudoro nemangai twamuopiwa is not the answer PAMBERI NEKUSHINGA KUVHOTERA VANHU KWAVO kwete mbavha. Nesuvo tiripasi ngatibatanei tivake 🇿🇼 SAY NO TO CORRUPTION AND HATRED AND KILLING ndozvaparadza nyika Ngativhurei maziso zakare HOKOYO NEMA CHINA Neocolonisation TWABAMU patinozopepuka tenge tatengesegwa nyika kuChina. Back to slavery again. Is that what we want. By the way tuma Chinese hate us more than any other races. Let us be wise. Thanks for the skit Naiza boom
Love you ;keep it up :vote if you can 👍👍👏👏Dafu Zenzen keep it up 🙏 encouraging every vote count’s
Dhafu wangu never disappoints 😆😆
🤣🤣🤣🤣🤣Dhafu😀 wakumiswa Moyo ne magarine iwe waguta
Kkkkkk Very true Madhara anongotuma vana kunouraya nekurova ivo varikumba nevana nehama dzavo. Imwi vechidiki muchingowawwata Pamberi nekushinga Pamberi na so and so. Mapedza mopiwa mangayi. Ngatimukei hama. The solution haisi yekuenda kunedzimwe nyika. Tarisai muone kuvurawa kwatinoitwa kwatirikutizira kwacho. Kutofa tichigwira rusununguko tiri munyika medu zvirinani than kuvurawa sehuku. Havana kana shungu nazvo ma clowns we call leaders aya. They are just a bunch of criminals. Izvozvi uchahwa kwahi I am instigating for regime change, hehe mutengesi Ngatimbovhoteraivo a different party it doesn't matter kuti ipi Vamboedzavo Zanu has become too comfortable and they are brain washing the youth. Tudoro nemangai twamuopiwa is not the answer PAMBERI NEKUSHINGA KUVHOTERA VANHU KWAVO kwete mbavha. Nesuvo tiripasi ngatibatanei tivake 🇿🇼 SAY NO TO CORRUPTION AND HATRED AND KILLING ndozvaparadza nyika Ngativhurei maziso zakare HOKOYO NEMA CHINA Neocolonisation TWABAMU patinozopepuka tenge tatengesegwa nyika kuChina. Back to slavery again. Is that what we want. By the way tuma Chinese hate us more than any other races. Let us be wise. Thanks for the skit Naiza boom
Ndini ndatanga kuisa moto 🔥🔥🔥🔥🔥
Well-done Naiza 👏👏👏👏.....let's go and register to vote. #RegisterToVoteZw
Shuwa lets register to vote and vote 2023 is our only chance to change our government .Thank you Naiza
Chingwa muhomwe Dhafu 😂😂
congrats dhafu pamazino apo
Naiza boom never disappoint
😂😂😂😂 dhafu
Dafu chingwa muhomwe hr Amana kkkkkk 🔥
Well done guys 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🤣🤣😅😅
Margarine acho akuendepizve iwo achimisa moyo 🙆♀️🙆♀️😂😂😂😂😂
Good job guys, luv u and my God bless your job
Dhafu wangu always on point 🥰🥰🥰
Ummm zviri safe here izvi mati mukomana apinde here
Dhafu u are so talented ❤️♥️
Mmmm nyaya Yechembere neharahwa iyo inonyudxisa vamwe
Dhafu veduwe😂😂😂
kkkkk dhafu to the dhafest🤣🤣😂
🤣🤣dhafu bhoo here pachingwa apo
Kkklll dhafu ma1
Dhafu ndi mai Paraffin 😂😂
Musanyikwe msoro mu sewage Ikoko stay safe.. Good message
Dhafu zvauchadzipwa🤣😂😅
🤣🤣🤣🤣🤣💕💕 DHAFU chingwa muhomwe here
Eish wig yakapfekwa na senzeni 🤣🤣 looking like a low budget Edna from the incredibles 💀☠️
Kkkkk ndaageza pandabva kumba
Dhafu wandifungisa parafini kkkk
Dhafu veduwe kuisa chingwa muhomwe here 🤣🤣🤣🤣 guta zvakanaka dhafu
Dhafu akushafa chingwa kkkkk
Ndatotora maclips ekugadzirisa class zvangu😂
Dhafu dhafu tea nechingwa zvanaka chaiko kkkkk sandoo kuna Dhafu guys
Dhafu apna zvatirikunzwa kkkkkkk unodya zveshuwa
Team NB never disappoint ❤
Kkkkkk dhafu geza iwe
Pinda hako sahwira apa varipanze .Zvinonzi svika kani Senzeni but wakutogona Shona uchenjere kukanganwa ndebele kkk
Ini hangu zecki iyi ??? Regai ndingosapota hangu drama renyu big up
My favourite team
Ndirini ndaramwirwa chikafu ndaisadya hino dhafu akutochirova wena
Haàaa Dhafu magutiro Ako akanyanya
Ummmmm nhafu dhafu 🙌
Hoyoo ndafara😂
Maactor chokwadi naiza boom 👏👏👏👏
Dhafu nyaya yako yaiwe yakanaka asi kuzoisa chingwa muhomwe kkk
Ezve guys kkkkk dzekunakidza
Payellow ipapo boe
Dhafu ati mhirizhonga kwete munhu wese ngaavhote murunyararo thanks guys nedzidziso kkkkk.
First
Nb guyz musaita politics please tingazoshaya vavaraidzi👋👋
Dhafu vakutodya pasna permission😂😂😂😂😂😂
Ndaona manwiswa MA sewage sa gonyet
Yees pamukomana ipapo
Kk hazi musavhotera machembere nemadhara
Kikiki vaudzei harahwa out of Parliament ..we need good and far elections pipo
Naiza boom to the foolest
politics siyai dzakapedza maworks ema comedian akawanda toda kuramba tichikuwonai hedu advice izvi siyai
No1
Dafu wakaaisireiko mazino
Kkkkkkkkkkk
DHAFU 😅😅😅😅
Luv you guys
Dafu unekaku fanana na black
Second
Ende Dhafu so 😅😅😅😅😅😅
Tanga wamedza iwe ahhhhhh🙄
Guys munondigonera hangu number 1 in zim
Kkkkkkkk dhufu awiga chingwa
😆 🤣 😂 😹 😆 🤣 😂 dhafu ka
Sakamurikuri mukomana apinda ere
Kkkkkk ndozvandirikutoonawo
Dhafu, Dhafu, Dhafu Ko kuverenga maslice echingwa asara mupacket kkkkkkkkk chimwe chichiiswa mupocket, ko margarine azotanga kumisa moyo nguvai futi munhu atozvigutira hake 😂😂😂😂😂 uye bodo 🙌🏽
Kkkkk dhafu
Dhafu dhafu dhafu
Dhafu Dhafu Dhafu how many times did I call you 💋
Chidya chingwa chacho
mayouth mberi harahwa nechembere masure. youth arise
No3 today
Maakuda apinde hake mukomana
Munhu wese ngaano Voter murunyararo🤣🤣🤣🤣
makuda kah kuti mukomana apinde 😅😅💛💛💛💛☝️☝️☝️☝️☝️
Muhomwe chingwa
chakanyanya ichi kuzocounter loaf
Third
Dhafu waviga chingwa
Dhafu is another typ🤣🤣🤣🤣 chingwa muhomwe
👏👏👏👏
🤩🤩🤩🤩🤩🤩🤩🤩🤩🤩🤩🤩
Dhafu😂😂
Kkkkkkkkk
Senzeni asimba
Dhafu uri kuitei? 😅
Vote for chamisa
Dhafu dhafu
Makanyanya
Dhafu mbavha
hahahahaha
😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅
Register to vote people
magona team
Like to eat joking
th-cam.com/video/C32BylODmtY/w-d-xo.html Zverudo Muchazvirega
Kkkkkkk salt dhafu bodo
Dafu askiper chingwa negumbo mazvionawo 🤣🤣