Aaaaaaahhhhhhhhh no maniiiii.this reminds me of so many children I know,you know the ones when you get in their homes they get your phone and start looking for games.i don't know how we fail as parents to teach our children .out parents taught us well so well that even today as a mom of 3 myself I still fear my mom's 'talking eye'
Mabla 10 ma1 siya like ipapo
Kkkkkk aaaaa hokoyoooo natsano mabla 10 ! Yoweeeeee munogona guys sando dzenyu kuti twaaaa
Linda:
Handidi zvevanhu ini sisi
Dhafu:
Saka unoda zvemhuka hr 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk mabla10😂
Mabla muhombe ndasimbisa ndiri ghetto rake Norton fire fire
Katanga Nortoooooon😍
Hommie ❤😍
Maihweeeeee ndaseka zvangu. Musoro warohwa uyo. Dhafu kutoti regai arove otherwise anozochema🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😭😭😭😭😭😭😭 veduwe musadaro kani
Kana neni ndabuda misidzi wena aaah Mabla ambozama kushinga wena 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Linda body structure 🔥
Yani
Vakaipa amai avoi
i laughed hard today..aaa nyangwe kurongerwa murume wacho aaa mabla is something else
You are right it's like putting your self in a living hell with that kind of a husband
kkkkkk haaaa
😅😅😅😂😂Haaa channel inoyakuzofaya manje.... Rombe rinonzi mabla rakadziya.... I hope he's here to stay... He's a legend
th-cam.com/video/9EyLkTQlthk/w-d-xo.html
and akauya zvachose naLinda uyo haa tinosvika pa million chete subscribers
Haaa, Maloni aipedzera kk
Mai vane rasta avo vakabatana. Ideal body structure
Vakabatanisa
Zviriko futii
@@dzambiakadon6331 ndipo panoperera Hove ippo
😂😂😂 haaa mabla natsano vake avoo ma1 chaiwo vanga vachimboti matambiro edu vasati varohwa pavazorohwa manj vkuti anditambe nezvakadaisoo makaipa 😂😂😂
Thanks NB for Bringing Mabla 10 . Kwasara Sekuru Zvambu
Sando dzenyu naiza mukuwaka zvakanaka taona Masofa aku new house.well done,ndeya dhafu ere imba iyo
Kkkkk first pano
Maiwii bla Mabla mavatorepi makuzoti uraya ne sugar manje kuseka nekutapirwa kowedzera..well done Naiza boom
Dhafu and mabla10 great combination😂😂😂😂 im watching from Botswana🇧🇼🇧🇼 i love u guys 😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣yooh changa chandidarika ichi ,l can't stop laughing, guys makanyanya 😃😃😃
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 nhasi ndazoseka manje kamwana ako ummm
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂neniwo ndakuvara
Pane amboonawo zvakatakwura naLindah here🔥🔥
Uuum akatakura musengwa
Akatakurei tafadzwa?
Waaaaaaaal mablaaa
😂😂😂😂Tikamurambidza anochema😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Vasinga rwadziwe nd NB kandai like🔥🔥🔥
th-cam.com/video/3gNtnKpQYKE/w-d-xo.html
Kkkk kakaipa😂😂😂
Naiza ndokutambirai Rhumba kana Ndombolo manyanya
Aaaaaaahhhhhhhhh no maniiiii.this reminds me of so many children I know,you know the ones when you get in their homes they get your phone and start looking for games.i don't know how we fail as parents to teach our children .out parents taught us well so well that even today as a mom of 3 myself I still fear my mom's 'talking eye'
th-cam.com/video/9EyLkTQlthk/w-d-xo.html
I agree with you. Parents should teach their children not to take people's phones. They should equate it to KuKWATA chikafu.
Well said.taura hako iwe.👏👏👏👏
Haa achimbo pirweiko phone mwana,kana mada izvozvo mutengerei yake,kungodai phone yangu yakapwanya nemwana,unoziva so
Haa achimbo pirweiko phone mwana,kana mada izvozvo mutengerei yake,kungodai phone yangu yakapwanya nemwana,unoziva so
Kkkkk kkkkk handitambe nezvakadai soo kkkkk mabla gumi
"Kana neni ndinomufarira hangu Yul Edochie Dafu"😘😂
Mabla step bhoo here..dhaku skin futi ma1🔥
I can't stop laughing haa Mabla waitwa ma1 mumusoro umo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mbabvu dzangu dzakurwadza nekuseka ahhhh🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk bho here
Mabla 10🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
😀😀😀😀Mablaa ndoupi uyu, iyo step hayo 😀😀😀😀😀😀
waiting for this one,, Naiza Boom will never disappoint
Ko mablaa natsano zvatangawo sei kkkk... Mhosva yacho iripapi
Mabla na dhafu munoenderana imi kkkk kkkkkkkkkkk hanzi handidi zvevanhu ini ska unoda zvemhuka hre kkkkkkkk ndaseka zvangu thanks gys ndaseka NHS uuuuuuuu
Tikukumbirawo mukande kana 5 pa zuva coz mukutirengerera 🙌🔥
Haaaaa rinda uyo mahorror Rega adiwe sure kkkkk
Linda wacho ane Garo zvee iwee
Lindaaaaa
Linda haaaa wakabatana hako wangu semabhanzi ekwa TM kkkkkkkkkkk
We need a part 2😂😂😂
amai vakudiwa wacho(linda) wakabatanawo avesure ummmmm ...boom beto chaiyo...mabla x mandikuvadza mdara kkkkkk.... naiza boom groom dat kid ...kane talent
NICE WORK GUYS,MAKANYANYA NB FILMS
th-cam.com/video/9EyLkTQlthk/w-d-xo.html
🤣🤣🤣 haaa ichii ndachi pulaa kaa 15
I can't wait to watch in SA
Mabla10 kana ndasarenda zvangu😃😃😃😃🙆
Kkkkk
Ndafara ndaona. Mallon 💗💗💗💗
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mana munondiuraya nekuseka please ,my chest
Mfanha anofarisa uyu ndaikadhinda haiwa kkk
Kkkkkkkkkkk 🤣🤣🤣 meu deus 🤦🏾♀️ ele recebeu o quanto vália até chegar no ponto de chorar 😭😭😭😭 haaaaaa
Haaa mabla anga akuchema
Kkkkkk mwana uyo kukwana hanaa kkkkkk uchatsemugwa musoro mabla 10
Kkkkk ah Mabla usatishutira mafirimu iwe....ah nhas ndachema zvangu
Hooyooo mabla unopedza ma sports 😂😂hanzi ayii
Linda une future behind! 😉
Mwana uyo ari kushota shamhu.... Ini hangu ndokwapaidza zvakadai😠
This one is the best, well done. Sorry Sorry mabla kkkkk.
Kkkkkkk aah Marlon azonyanyao
Raw talent, @Naizaboom you're so talented you guys!! Ozemwa big up madzibaba
KuBhamazi🤣🤣🤣ko Marlon ko hinda 😅😂😂usadaro
Well done guys .... 😂😂😂😂😂😂 hanzi ndomatambiro edu natsano
Mbama dzemuNaiza 🤭🤭🤭, hanzi musamurambidze 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 anozochema 😂😂😂😂😂😂😂😂,Naiza kumberi
Ndipei grosari rangu
😃😃 zvakaoma izvi
th-cam.com/video/3gNtnKpQYKE/w-d-xo.html
This is wonderful guys ~~~~mabla 10 kkkkk
Kkkk haaaa magona 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkk mabla 10 adzokera negroccery rake 🤠🤠🙌
🤣🤣🤣🤣zvanzi chingomusiyai angoita zvaarikuita tipedze nyaya dzatrikutaura🤣🤣🤣🤣🤣
Mabla hanzi ndomatambiro edu natsano ,ndazoshamiswa rume guru rakuzhamba pamberi pechimoko kkkkk
Musarambidze mwana kuita zvaari kuita izvozvo anozochema🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂nhaimi Maloni Ari kudarireiko ,Mabla arwadziwa kauyu kkkkk anditambe nezvakadai soo ini
Tsano vanga vachiita kurova musoro🤣🤣🤣😂
Kkkkkk kamupfanha Ako kanogona gyz kkkkk
Kamufana kandi tyora mbabvu ako umm 😂😂😂😂😂😂💪
Dhafu is great...too natural...😂😂😂
Kkkkk sando kuna Marlon munganetseke naTsano ndiwo matambiro edu mukamurambidza anozochema
Kkkkkkkk mabla 10 wandipedza hangu na tsano vako kkkk
MaBla haatambi natsano wakadai kkkkk eish vange vanzwa nekurohwa msoro. Mwana akajaidzwa, hanzi musamurambidze aaaaah
Haaa mabla poti dhafuuu uuuuuuu chava chamutengure vhiri rengoro chaiyo kkkkkkkkkk
Naiza is contagious guys
th-cam.com/video/3gNtnKpQYKE/w-d-xo.html
You can say that again
Its malo for mie... hanzi musiyei anozochema
This one killed Mee ooooo
Ma1 aya😂😂
Ko munoda zvemhuka🤣🤣. Dhafu l surrender 🤣😂🙌
waiting
Love you guys continue acting well
Mai vane moto mudress avoo kkkkkkkk
Mabla 10 panebasa kkkkk
Kkkkkkk😂😂😂😂😂😂 mabla kumberi kkkk thanks naiza boom
Hahahahaha aaaa naiza will never disappoint
Hahahahaha maBla10 dzamboshingirira
Kkkk kampfana ako ma1 kakapedza masports guyz🤣🤣🤣🤣 nechigwaku😂😂😂😂
Kkkkk pane arikuona zvandoonavo hre zvirikuitwa nekamwana ako kuna dhafu
Kikikikiki bhooi here mablaaa
haaaaaa ich chndpdza ichi hanz naDhafu mkangoramba anochema haaaaaa zvkaoma xua.😂😂😂😂😂😂
Kkklk hunzai grocery rangu kkkk kaeyiii kamabkà10 kondikuvadzisa nemabayo kkkkkkkkk kanapane anakidzwawo napo nesi siya something
Kkkkkk mabla kuseri manje kķkk
aaah Mabla 10 akaipaaa boiz kkkkkk
Kkkkkkk Mabla Gumi chibaba icho chabva chaita chiramwa
kkkkkkkkkkk mabla 10 yamboshingirira but eish tsano vanofarisa avoooo aaaaaa
Kkkk kkkk ndaseka wanzwa bho kkk uchinyanya tsano tsano
Ndipei grocery rangu lol. This one killed me. Mwana akajaidzwa uyu!!!
Kkkkk manje musamurambidze! !! Ahhh iv bn there haaa
dhafu kujaidza Marlon aaaaa
Kkkkkkk🤣🤣🤣 10 anotorwara chete.. .
Kkkkkk ko hushamwari hobva hwapera haaa ndanakidwa
"Haaa ndipei grocery rangu" Mabla 10 kuseri