Uzumba: "Handiroorere Chirema," Mukwasha Oudza Tezvara Vakaremara
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 3 ก.ค. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Vanoti mambo uyu haagone kutenga let's gather here ‼️
Imi chief ka imi chief ka kwanai mumusoro wenyu wakazara mvura here
Kana paku voter Uzumba yagara yakarasika, zvese nehutungamiriri hwavo
Havana mambo apo chokwadi ibenzi ra chief
Ibenzi ra chief iro. Nyaya iri pachena iyi
Chief vakapuwa Mari yekuchikorokoza, ndarwadziwa shemu, yatotsikwa mhosva yooo
@@Alletarh haunyepi Hama
Vanorasika vachivhotera papi? Vanofanira kuvhotera papi kusiri kurasika?
Muudzeyi mukuwasha seka ulema wafa
Mambo haana wisdom uyo
I would appreciate it better if you pointed where the lack of wisdom is. I quite like the way he goes about arriving at judgements. To me he asks very clever questions and works with evidence. This is what I believe constitutes fairness. As for wisdom, sometimes it's a tough call to just decide.
Chief imika hamuzivi zvamunoita hamunyare hre kutsikirira mudhara uyo nyaraiwo mhani. Hamufunge imi
Simple waakaroorera ndiani uye zve chirema ndiani hapana justice apa
Mambo mumwe mubvunzo yenyu haina musoro . Hayiwawo zviripachena akatuka Bornface
Mambo muribwa chaiyo inoti huuuu dzidziswai nachief mutasa kutonga nyaya
Kkkkkkkkkkkkkkkkk kurasa nyaya ine umbowo uye ine udzamu kwaitwa na mambo. Mamwe mashoko ane kakupesanisa please munhu ngaatange afunga asati ataura .
Mambo apo anyatsotaura kuti handirorere chirema ngana nezita imi makuti pamwe aitaura mumwe munhu iye ari mukuwasha wavo
Kana ndimiwo ihama yavo iyo
Asi Mambo mune hukama nemukuwasha mboko uyo
Chief imhata
Yembwa chaiyo
Iduzvi Chief ava ndakamboendako ndikange ndakukumbira transfer kuenda kwaChipfiyamiti akazoitonga mushe nyaya yangu muna 2015
@@chionisomushambi3959 🤣🤣🤣
Taura zvako ndeyembwa yakaora, mamwe ma Chiefs anongo gadzwa asina kana Grade7 chaiyo saka hapana hapana😂😂😂
@@tafadzwamaguma3101 kutonga kwacho kuita semahumbwe haaa ma1 chaiwo
Mambo imbonogarai mumatare ana chief mutasa mudzidziswe kutonga mhosva nxaaaaaaa
Taura hako, he lacks wisdom nxaa
Zvima chief izvi Dai zvichitanga zvamboenda kuchikoro
Mambo pakuda back to xul nyaya iripachena iyi musadaro 🙌🙌
Duzvi rachief
Ava chifi havagonekutonga vane favour nxaaaaaaaaaaaaaaaaa
Mambo hamugone kutonga imi uuuuuuu iri dare rakasara
Kuchembera mahara but why madzishe musingagone nyaya .
ChiMambo che Zanu
Mambo imi hamuzive zvamunoita .mungati sekuru avo vangauya kuzotaura nyaya yekunyepa hr .chimbomirai kutonga imi
Itay ndifone nditaure namambo ndarwadziwaa hamuna respect mambo
Mambo arikutonga akatarira divi rimwe.Dai madzimambo ngaamboendeswa kunanaBushu .
Chigodora
Makoni
Mutasa.
Mambo ava hazivi kutonga nyaya
Hatina kwatiri kuenda senyika,Musashungurudze mukaraha uyu mambo kana musingaziwe nyaya mambo
Nhym madzimambo aya anogadzwa vachitarisa chii vane kuxul kwavanomboendeswawo here coz heyy 🙌
Aaaa chief ava ngavabve pachigaro ndarwadziwa ini kutonga kwerudzii kwakadaro nyaya iri pachena😢 ndofunga i hama yechikomana icho nxaa
Mambo is 💯 correct, kana pasina evidence it's difficult to condemn munhu.
Thanx robby nekutipa dzekuuzumba
Mambo ava idofo haana kana wisdom yohweee
As much as i wanted to continue listening....ndabhoekana chief's questioning......
Chief atori serious here. Can he prove anyone beyond any reasonable doubt kuti apara mhosva in any other cases
Kutongera pachiZANU
Mambo Nyajina Sando dzenyu mutonga ❤
Mambo ava havagone kutonga asi vakatengwa nemukuwasha hre
Mambo avo uuummmm vanehuhori.havasi munhu akanaka.chief avo satana agree zvake.vanehuori
Chief imi hymm musadaro imi makoniwa imi
Kamambo ako kabenzi kemunhu kanoda kuratidza kuti kakangwara iko kakapusa kudarika madofo. Vangani vana Bonface, vakaremara uye vaasingape roora? Baba avo vati vakatukwa uye havana kupihwa roora ravo! Ko nyaya yeroora sei yatsikwa tsikwa?
Chief imi muri dakoo manzwaa here
Waiting already mkuwasha usadaro
Waiting ✋️
Chief makatengwa hamukodzeri kutonga nyaya
Mambo imi mukwane imi ...hamugoni kutonga nyaya ...hanty ndiye bonfess akaremara hr plus ndiye anemwana waarikugara naye
Diiiwoo nxaa
Chief vari bhoo vanoziva kubvunza nekutsaga nyaya good Chief 👍
Haaa; imi ka imi! Mugati munhu anotaura kuti "Boniface Gadaga" zvakafana nekuti "Mutoko"; does that make sense? Manje adini kusheedzera kuti "Boniface Gadaga!" muDare umo tavona kuti paidavira vanhu vangani? Shuwa tingati kuti Mushona/Mutoko/Mundevere etc zvofanana nekuti "Emmerson Munangagwa" - hakuna chakadaro kkkkkk.
Uyu chief iduzvi rembwa pachena, nyika ikatongwa nevanhu vakadai hakuna kwatinoenda 🤦♂️🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Uyu chief itsvina yemunhu mhani sei muchitiisira tsvina pachivhiti vhiti ava saka mambo uyu anoreva kuti uyu mukomana akange akartora vana vanaGada nyika yose mambo uyu ndashaya pfungwa dzake.
Waiting
Robert siyana nezve uzumba hapana zvinozivikanwa , dai ari Bushu dai katobhadhara kamukuwasha ako.
vana bonface vakawanda asi akaroorera ka ivava varikutaura
Mambo akazonozvitaurira asvikakwaiva nababa avosei uyezvee ndiyemukwashawawo
Chief ava havabatsiri chinhu
Coincidence of him being the father-in-law that he said his name and that he is disabled.
Mambo vakoniwa nyaya ko zvino akazoroora here. Mambo ngearirai matongero enyu
Baba ava ngavasiyana na chief ava vaporetto mwana wavo vachengete achawana umwe murume uyo ngayende ne ngozi dzake irombe iro
Mambo uyo akadhakwa . Haana uchenjeri hwokuita mambo.Zidofo chairo.
Mmmmm chief ava vakanyatsokwana here
Nyika yedu yaenda kumawere hakuchisina hutungamiri saka Uzumba muchiona yakaora pane zvose ungaone mhosva sei uri dhodhi remunhu mambo
Mambo makadhakwa imi hamugone kutonga
Chief handipedze episode yake ndonzwa kuda kutomudzipa chaiko mhata
Chief haugone kutonga Imi chief nyamaropa nachief Bushu na Mutasa varimberi vanopedza mapsprt ese
Chief havagoni kutonga ndiwo vane chirema
Chief vatadza zvavo kuenzanisa nyaya.
1. Vana borniface gadaga vacho vangani mudunhu mavo?
2. Ko vese vakaroorerwa here nemukwasha ari mudare here?
Mambo avo zero havagone kutonga nyaya vakadzungaira haiwawo vakatengwa
Chief imi hamuzive zvamunoita kutonga kuchiri kure nemi nyaya iri pachena iyo bt muneside re the accused
@robert pliz uratidzewo chief ava comment section
Ichi chitare chenhema chief ava vanoda kupinzwa chikoro
Chief ava havagoni kutonga kuda vane ukama nemukwasha mboko uyo endai kodzidziswa kutonga nachief Chigodora uko
Mambo imi boo here.Asi mukwasha akupai drink kani
Mambo hamufunge imi izvozvo ndozvsmakuda kushingirira kutukwa kwavo hamukuoni ibvai apa zimhanza
Benzi remukwasha mboko yemunhu
Mamboo avo idofo ramatofo ose emiZim ngavaende kwaana Chiigodora vanodzidziswa kutonga ndi Satan chaiye uye vakapiwa chiiko muhomwe zv
iri pachena izvo
Chief akapiwa mari ye goridhe . Kumhata kwake kupedzera vanhu nguva
Uzumba is not Mash Central, it's Mash East.
Ndarwadziwa namambo
Mibvunzo yavo ndeye mwana we ecd A
Kana kwanzi Gadaga pane umwe Gadaga ane any relationship neduzvi iro rakamhan'arirwa. Saka mudhara ingoroya munhu . Chief Siya interrogate both side
Asi ndingatadza here kuziva ndini ndorehwa... . Kusimbirira nyaya isina basa
Mambo hamudaro imi tongai nyaya
Kamambo kenhema nhema ,hakuna dare rakadaro,chief must visit vamwe matradional leaders badzidziswe kutonga,hapana dare apa
Imi chief hamusi kunzwa here kuti Bonface Gadaga ndiye akataurwa akaremara
Mukanya please try to talk na Mambo avo kut avangoni kutonga 😢😢
Immmmm hakuna munhu angabva atotaura nezita ne surname zvese nyango wagumbuka sei haungatuke tezvara ne the way iri kutaurwa nayo nasekuru ava
Mambo ava imbwa chaiyo vakapinda pahumambo nekutengera vanehutsinye ngavamboenda kwaHeadman chigora vanodzidziswa kutonga
Chief ava ngavambomira kutonga shuwa yoohh mibvunzi yacho imi wee kuita seinobudiswa negrade 2 chaiyo zvkaoma
Mkwasha uyu mwana wamambo wavakamitisa
Hatina kwatiri kuenda shuwa
Gokwe ikaita zvekutamba ikukundwa neUzumba
Saka mambo ndidzo pfungwa dzavanoshandisa everyday here idzi
Nxaaaa kastupid kamambo
Enday paMutasa in Mutare.. Chief Bushu paMt D apo munodzidza
Mambo vanoda munhu ane mapoints vanotonga kunge magistrate chaiye saka ukadzungaira apo hauhwine
😢😢😢😢 munodarirei vabereki vedu uyu utongi ahusi hwejekerere
Handitongwe namambo zungairwa rakaita sewew,beche ramai vako iwe mambo duzvi iwe.nyaya iripachena chenai kudai hausikunyara here.ndosva ndazvisorovhera mhosva yangu ndega than ku waster Mari yangu ndichiti ndukunotongwa neduzvi rakadai mxm
Akapondwa ndiyo nyaya yamaku simbirira yakwidzwa kudare tsveeee
Chief ava mugodhoyi imbwa isina muswe how come munobvunza munhu kuti ndiwe wairehwa here iye munhu achigara nemwana wake
Imi mambo musatore maside dzidzai kubva kunana Bushu Nyamaropa namamboMutasa hamugone
Mambo ava vachigere kutonga nyaya vanowanza nhoroondo hapana munhu anobvuma mhosva instead angadai achitarisa nyaya ne ungwaru otherwise ama 2k vachamunetsa.
Mambo mune moyo wakaipa
Hamuzive ende hamuna moyo muri Satan kuremara kuda here
Kupedza nguva kuendesa nyaya kudare ramambo ava unobva wava neBP chaiyo nxaa
Aah imi chief imi makagadzwa nani imi.hamuna zvamunogona.Vanhu avo havana mambo avo
Vangani anaBoniface vakaremara indava muchiti anaBoniface vakawanda nxaaaa
Mambo chikoro chishoma hapana chamoziva pakuyananisa nyaya