Masterpiece iripo chaizvo asi pane pakarasika zvikuru sei pakurova maoko haana kubatana this is very good ayina kuwana chete a good producer please find another studio and do this song again dziyo dzechipostora ndakadziteerera kubva kare apa pari kuda good producer chete this song is gonna be a national anthem
Amen amen ngazviende mberi
Nice music. Deep with meaning and touching message
That's my alarm ringing tone
Masterpiece iripo chaizvo asi pane pakarasika zvikuru sei pakurova maoko haana kubatana this is very good ayina kuwana chete a good producer please find another studio and do this song again dziyo dzechipostora ndakadziteerera kubva kare apa pari kuda good producer chete this song is gonna be a national anthem
Wonderful peace of music well-done keep it up
Amen kuzaaaaaaa........ Famba postora
Powerful wisdom from GOD zvokudzwa May we stay blessed and keep praying for our better tomorrow Amen
In love and proud with gospel i feel blessed ❤️❤️❤️❤️
I am happy you started with the one l chose as the masterpiece on this album. May God bless you more.
Thank you Minister inondiitira song iyi
I love this thank you Baba
Keep up the good work... mubairo urikumuridxi webasa
Very powerful word sharing here
Munogona henyu baba munondiswededze padyo naMwari
Good work hama heyy Amen
I love this song
❤Amen mweya wamwari tichengetedze 🙏
Jesus Christ is Lord 😭
Powerful Amen😊
Ndesesekedzewo mweya waMwari nyika inorema my prayer song on my way back home from DRC nyasha pamusoro penyasha
HONGU AMEN 🙏🙏 thank you Lord 💞💞💞
Power full song ndonzwa kusangana nashe
Good job guys may yu receive your blessings .
Amen baba
Mweya waMwari ndichengetedzeiwo 🙏👏
Ndatenda hangu ndakomborerwa nesong iyi amen 🙏 🙏
Baba gumbere ayiwa ndatenda hangu nenziyo dzenyu ndinokomborerwa kungonzwa muchiimba
You are welcome
Mweya wamwari, famba naini ngwa dzese
Tiktok brought me here, nice jam
Ishuwa .
Haleluya amen
Mweya wamwari ndichengetedzei
Baba vane voice zvavo 🙏🏿🙏🏿
Mweya wamwari ndokumbira mundichengete
Well done
Iam blessed with the song
I remember you muchanamatira pachikommo chekwedu kuChembira paGlen Norah A tichakura rambai makadaro
Amen amen basa mberi tiripo ipo payee
Amen amen basa mberi tiripo ipo payee
Superb.
Mweya waMwari ndichetedzeiwo
Blessed
Nice song
AMEN 🙏🙏🙏
🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙌
Vafambai naro vhangere
💗💗
Ummm song inokomborera
Makadiiko hama dzangu ko Church iyi muHarare inowanikwa kupi
Contact 0775159860
Budiriro
Glennorah
Zengeza, Epworth, mbare, kuwadzana,stoneridge,crest,hopley
Naro shoko
Amen 🙏🙏
Tiktok brought me here
Me too
Amen
Thanks for supporting
@@dzikamutumwa keep the fire burning
Nice song but maiwanza kusvetuka svetuka. Uru rwiyo rwunoda kakudzikama sooo
Nice song
I blessed with the song
Amen
Amen
Amen
Amen