Ndiri Kuona ChipokaCha Chiedza MusikanaWandaida Kuroora Ndikabva Ndazotanga Kudanana Ne Cousin Yake
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 2 พ.ย. 2024
- Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Vanhu huyai kuna Jesu muwane hupenyu
Makagona mukagamuchira Jeso mukoma charisi ❤ mungadai izvezvi muchichema kana manga makaenda kun'anga
Mukoma vari kuona chipoko chaChiedza munofanira kuti muwane kukumbira Mwari ruregerero monokumbira hama dzaChiyedza ruregerero moita confess kwavari mobva mazviregererawo.We all learn from our mistakes madzidza chidzidzo.If you do not forgive yourself you will never find peace.Never kill yourself that voice is the voice of the devil taking advantage of your siutation.I advice you kuti muite zvekunamata nekutsanya chaizvo udzai Mwari zviri pasi pemoyo wenyu.
1st confession. Just love what Jesus did for you.
Makagona mukoma mukagamuchira mwari musazvishore
Buda pachena mukoma uripe zvinopera
To the one who sees a ghost you have to understand how demons work yes the girl took her own life but for everything that happened there is God who forgives sins no matter how red they are , all what you are seeing is the evil spirit not the real girl .....
Lovely testimony dear son
May GOD continue to bless and keep you. May HE continue to lead you. Never tire to love and giving yourself to GOD
To GOD be the glory
AMEN and AMEN and AMEN
Frst confession may your wife's soul rest in peace
Mwari vakanaka first confession moziva imwenguva Mwari vanongotumira mutumwa usina kuzvitarisira
#1 You must be proud of yourself my brother for making that decision. God loves you and he loves you too 😘
Vanhu tswagai Jeso nguva ichiripo
Mwari ariko Kani kana usina kumboitigwa munana hauzvibvumi ini hangu ndozviziva mwari variko
2nd confessions, serves you right. When you saw kuti hauna mashuwa naChiedza, you should have broken off the relationship ipapo but waida kumushandisa bonde. I hope others learn kuti kushandisa vanhu can backfire. Dai wakamusiya kare, she would have been fine but you used her as a waiting room until Nyasah gave you a chance or until you found waunoda Wacho uchipedza nguva yaCheidza.
First confession i always tell me self that everything happen for reason hanzi kutonga hakusi kwedu ndekwaMwari
Ngwarirai varume kana vakadzi vamosangana navo ziva nhoroondo yemunhu usati waita bonde naye kana kubika mapoto kuroorwa naye vazhinji vamwe vakatiza mhosva kumusha uku tarisai munhu anotevegwa nechipoko
I agree with you 💯
@@evernicekambudzi5636 vashoma vanozvifunga Kani
Wakarangarirwa nedenga hanzvadzi, Mwari vachakunyaradza nekukupa umwe mukadzi aokupa rugare.
Last confection endai moripa NGOZI mukoma kana makafa makasiya zvakadaro makatoparire hama dzenyu kare
Brother vekupedzisira ava makatokonzeresa ngozi mumusha nekuda vakadzi kwenyu ikoko hamusati zvenyu matanga kana chiedza ave kuda zvake muchanoripa zvenyu kumusha kwake
Aagh Chiedza tirwire nepeduwo vanomboshungurudza ana Tendai ava. Chavo kungodburisa moyo yedu vocontinya ne life yavo.
Tendai, Chiedza akakumirira shamwari kure na Nyasha
😂😂😂😂ko cover photo, arikutidza mhere shuwa😂
Kkkkk haa veduwe 😂
😂😂😂
😂😂😂
Pachipamwe mkoma Nash
Mhunu iyeye wakatakura mudzira aiva akatumwa namwari dhai wakaenda kunyanga waizorembeswa kana kuitwa something tenda mwari
Avi varikuona chipoko, tsvakai spiritual help..iyo inonzi ngozi inotoda kuripwa NOT KUTSIPIKA , as u look for help dont be told zvekuTSIPIKA coz u will be white washing a cracked wall..
Jesus is the answer indeed
Dai Jeso aibatsira dai mkadzi wenyu asina kufa dai Mati makarega kuinda kuN'anga nemkadzi asi takaita munamato akapora saka mkadzi wakafa munamato unopinda papi apa makaurayisa mkadzi .
Hy nashie