Kwa Mutare Takafumura Guva Remufi Tikatora Gumbo Rake Tikano Richerera Kushop Kwa Boss Vangu
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 10 ต.ค. 2024
- Kwa Mutare Takafumura Guva Remufi Tikatora Gumbo Rake Tikano Richerera Kushop Kwa Boss Vangu
Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Mmmmmm yeah midzimu irikochokwadi 😢😢😢😢😢😢
Midzimu yako ndiyo yakaita kuti usarimbeswe iye mupeofita uyu akatopuhwa hushingi nasekuru vako tenda Mwari nemiszimu yako ivo boss vakatokutadza cakavapa kudzoka kuzokubhadharira bell chii vanga vatokugaira kudenga kunaMwari
Midzimu iriko veduweee kubvuma nekusabvuma asi madzitateguru ariko
Yeah vanhu havasi kuzorora sure
Mkoma ko sei muri kuti hamuna ku participater iimi makatakura gumbo remunhu
Isu tichit takarara vamwe vachiita mashura chaiwo
Yaaaa nyika yashata iyi
Yaaa zvakangooma hazvo
Achiri maksen mukoma Nash asi murikuchando kkkkMorning❤
Kuchiti kuseni Mkoma Nashy asi mur ku Canada kani kana Uk😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Morning Morning mkoma Nash and to you All 👏👏
Ummm yaa zvakaoma
Iiiiii nyika nyakutyisa vesu
Zimbabwean l fear 😢
😢😢
Tiripo mkoma