Ndakauraya Friend Yangu Huyai Munzwai Zvakazoitika Pandakazoona Chipoko Chake Pamuchato Wangu Secret
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 10 ต.ค. 2024
- Ndakauraya Friend Yangu Huyai Munzwai Zvakazoitika Pandakazoona Chipoko Chake Pamuchato Wangu Secret
Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
Haa ndosaka ndichatamba ndega😢
Haa blaz vechighetto vanoshusha ava ngavatsvage kuchirungu kwavo ikoko
Haaa ngozi yacho paichasimuka ndopauchaona kuti hauna kungwara munhu haarove kana tazogara
Madhara kuda vana vadiki mutikwanire pane rimwe dhara rine 42 years n I'm 24 hanzi ndoda kukuroora ndikati kwete baba hezvo chii chakadaro roorai vezera renyu baba
Mkoma velast confession avo kwekukurira hakuna kuti kugheto kana kumasurbubs hazvina basa age different chaiyo yanyanya but kana muchimuda munomuchinja taura naye zvakanaka makaita zvekutamba munosvika 50yrs musina mukadzi
Yahh umngane so empilweni kathenjwa....n ngifunda isfundo sempilo ngento okuthwa ngumngane
Nyaya dzerudo dzagara dzinonetsa Tazvida akasiya azvitaura my brother follow your heart kuva munhu anotaurisa hameno kt chivi hr chingatadzisa munhu kuroorwa
Mkoma wekunyenga kughetto munonyeba imi. Maitsvagei kumabvuku 😂
Uyo mwana wako the last one uyo tsvaga wezera rako kuma 30s and above
Last confession sometimes anenge atori munhu akatosununguka
Hey vana mai kuroy hre uko iiii KO varume zvavazere zve
42 yrs ne 22 hauone hr kuti uri baba vake tsvaga wekuma 39 kwete zvekuti getto tsek zvinei nerudo izvozvo nxaaa tibvire
Women your enemy is your friend kana mazogara
Haaah better kutamba ndega
Last confession tsvaga wezera rako. Uyo mwana plus its her character, you can never change
Mkoma ve joint venture dai.makaramba kuenda kun'anga dai.makapatsanurana neshamwari yenyu honai manje zvamakapindana nazvo
Gegegege pwatii ndaseka weghetto uyu
Kuchata ka two mauraya munhu zvenyu Ummm Mwari vanondida ndosaka ndisina Shamwari 😢
Ndanzwa tsitsi apo mukoma vekuromba pavainamatarwa namai vavo .😢
Mukoma tsvagai munhu weage yenyu uyu mwana achiri mudiki imk mamature saka muchapedzisira makuita semunomuabuser kut akurr iye asat
Mukoma vekuurayisa mama vavo mandirwadza mufenge tobereka munhu anozokuuraya hre😢😢😢
To the last Confession: Ko ikoko kuma Deo Deo ikoko kwenyu ikoko asi Hakuna Vasikana Vachona Vamunoda here uko! ,ko siyana nayeka.unoshusha Bhudhi!
Umm yeah mazuvano kugara usina friend zvitori nani
2nd confession kuchekeresa muzodziwa waShe msadaro mkoma, worse still mai vako. Tikubatei maoko mkoma
Kana panemunhu anoteerera ma confessions pano achiri kuita zvema friends aiwaa murwere wepfungwa straight
Imi baba 've 40yrs tsvagai munhi wezera renyu hamuoni kuti mukubatira mwana uyo achiri kunakirwa nekutamba and mwana anotogona kuva mwana wenyu nokuti at 20 vamwe vanotoita vana hamunyari kuda kudzikamisa vana
Bamnini vekunuenga kugheto those are red signs let her go , because munhu wenyu ndozvatori izvozvo saka garai masiye pachiri pedyo.
Ushamwari hwamanje manje ndewe kunko taimirana...
Mkoma vekumaSabhabha itai mushe imi, kukurira kughetto hakuna basa ne character yemunhu. Akatogara zviri mublood make munhu wenyu uyo. Vamwe titori team ghetto iroro but ruzha nechijandukwa hatitozvide, plus iwe you are waaay too old for mwana uyo that's why matadza kupindurana, usadheerere age difference ye close to 20yrs iwe aah
Tsvaga type yako says wekughetto
Kubva ku Ghetto hazvireve tese takazhandukira asi mhando yako yawakatitsvaga mwana mudiki and in general haana kutodzikama no matter where a girl is from she is suppose to stay calm kana asvika pane vanhu ake especially vaasina kujaira saka ziya zvaukutsvaga nezvaukuda pamunhu having fun with someone doesnt mean you are in love and you should obviously get married
Last confession your girlfriend's character has very little to do with her upbringing in the ghetto though we are a sum total of the people and environment that we are part of.
I think there is a misfit in your characters so my suggestion is that you end the relationship before things get complicated.
But please don't make your assumptions based on where a person comes from as this is a very deceptive.The majority of successful black people grew up in either the ghetto or rural areas.
Some of these stories are lies aahhh