ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Thank you Naiza Boom for being the voice of the voiceless /the oppressed 😢.this is so sad veterans , old people vanomukira kuma bank and vosvika ikoko vobatwa rough .Equality is the key corruption yoita shoma.Well done keep it up 👍🔥🔥
❤
😂😂😂 Solo ma1, ukungopinza uchibiritsa uchipinza uchiburitsa ini ndangomirira zuva rekuchemwa
Hanzi nadhafu varikutondinetsawo vanhu vachibvunza kuti kuhondo zvaifamba sei😂😂😂😂
Kkkkkkk ndaseka zvangu
Kkkkkkkkkk
Who else is here for Blackie and Jatiwero 😂😂 🔥🔥
They never disappoint us
Naiza boom the nyanyest ❤❤❤ don't give up continue 😮🎉❤
Fam tiripedyo kusvika 500k.....lets share lets share tisvike🎉🎉
😂😂😂😂solo amirira kuchemewa.Mukugona Tim NB
NB never disappoints😂😂😂😂
Naiza boom yakanyanya guys
Solo anopedza bhora hanzi ndatongomirira kuchemwa kkkkk
Naiwe mahobho in Netsai si voice 😂😂
Corruption ndoyauraya nyika thanks Naiza Boom
NB is the best great job Director
Elderly citizenship dhofu to the world kkkkk
Kkkkkkkk solo sooo vatongonirirawo zuva rekuchemwa 😂😂😂😂😂
Ndirikubvunzwa kuti kuhondo pfuti dzaibatwa sei 🤣🤣🤣🤣🤣🤣ndovaimhanya nanasekur kaguvi
I miss ozemwa guys
Pfutseke yaDhafu umwe achazvisungirira😂😂😂very strong
Solo guys 😅😅iiih honai netsai kana madiiro andokuita iwewe netsai 😂😂
Great acting guys ❤😂🎉
Solo maone kkkk wakanyanya❤
Where is ozemwa l miss him
Isure ozemwa tane tym naye
True tamusuwa Ozemwa
Uyu hatichamuziw kt arip ko haasi kubatika
😂😂 Solo ma*1
I think akawan basa ndamusuwa
Mr matemai ❤❤❤
Dhafu muWar Vhet, its the Foesek for me kkkkkkk
Jati haasi musuit,ari musvutu😂😂😂
😂😂😂😂😂😂NB muno shooter mafirimu shuwa
NB musha wema comedy shuwa 🤣🤣🤣🤣 Jatiwero 😂😂
Jatiwero anogona❤
Jatiwero haatane kuchema manje 😂😂😂😂
Musamudaro😄😄
😂😂😂😂ndr kunetswawo kubvunzwa kt pfuti dzaibatwa sei kuhondo😂😂😂
Kkkkk keep working 🔥🔥🔥🤛
Motigonera naiza boom
Dhafu never disappoint me ndanzwa nekuvhunzwa kuti pfuti maibata sei
Uchiburitsa uchipinza kkkk solo to the fullest 😂
hoyoo naiza boom never disappoint
maone maone 🔥🔥🔥🔥🔥
Solo. Nadhafu💪🏾💪🏾💪🏾💪🏾
You can act wow cool well done 😂😂😂😂❤❤❤❤❤
NB never dispoiting us ❤❤ love you guys
Wakutofanira kumira muline kubva nhasi kkkk😂😂😂
Uchipinza uchibuditsa😂😂😂chimbondipinzawo
Dhafu mu Warvet 😂😂hanzi ndrikubvunzwa kuti pfuti dzaibatwa sei kuhondo😂😂
Uringopinza uchingopinza uchibuditsa ❤❤❤❤❤❤
Dhafu kufitwa nekuita muwar vet kkkkkkk
Dhafu heyi jartwell kikikikokoko gooood one
Solo amirira zuva rekuchemewa😂😂😂😂
Kkkk muoveti ahana respect kurova matemai 😅😅😅
Dhafu & blackie 💕💕💕
😂😂😂😂😂 This was a good masterpiece
❤❤❤❤❤
Solo . Keep it up ..l like your acting
Solo to the fullest❤
Solo kkkkkkkkkkkkk nadhafu 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 war veteran
Hanzi nasolo kwasara zuva rekungochemewa kkkkk
Solo solo hanzi ukupinza uchibuditsa 😂
Hanzi na solo ini kana yekombi yekudzokesa handina😅😅😅😅
Kkkkkk team solo hanzi urikungopinza uchibudisa
It's jatiwero saluting for me
Haaa kana Dhafu hoyooi😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk Kkkkkkkk 😂😂😂🤣🤣🤣🤣mandityora mbabvu naiza makapenga
Dhafu can Wawa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Dhafu dhafu ndachema newe😂
Can't wait 🔥🔥
Hanzi naDhafu hauna respect nema eredhari sitizenishipi kkkkk
🔥🔥🔥🔥 Good job team excellent
Hoyoo solo ndachema newe iiii
😂😂😂😂tangomirira zuva rekuchemiwa
Team naiza boom makandikoshera shame❤❤❤
Ulungopinda uchibudisa kkkkk
Ohhh finish Jati wanga wagarisa usat wambochema . 😂😂😂😂.
Kkkkkkkkkkkk dhafu so kkkkkkkkkk Naiza boom une bsa dea kkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkkkk solo haaa bodokummirira zuva rekuchemwa
Team NB keep it up
Cant wait
😂😂😂respect nema war vet manyama ❤❤❤dhafu
Thznk you Naiza you are so intertaining.
Kkkkkkk haa ini kungoona solo ndatoo bhoo
😂😂😂😂mahobho akapfeka suit
Its blackie and dhimba for me
Nb you are the besy
Kkkkkk more fire👊
Solo solo❤ love you all team naiza boom
I remember this Zimbabwe 2005-2007 ummm zvairwadza vasara
Boi shona ma 1
😂😂😂😂dhafu zunza munhu
Well done guys l love you all 😂
Dhafu hanzi kuhondo zvaifamba sei 🤣🤣🤣
Mahobho to de fullest
Ibank rekupiko rine gate kunge pamba padhafu kkkkkkk
Saka manga muchida kt vanoitira shoot kuCBZ hre
@@crynetjosphat1492 kkkkkkkkk ehe pastan chart chaipo 😄 🤣 😂 😆
@@chipomundava8735 aaah 😂😂😂😂
naiza boom madadisa
Thank you team nb films ❤❤❤
Solo manyama ❤❤❤
cant wait
Kkkkkk pakaipa
😂😂😂😂😂😂😂great work team
Only left with 2000 subscribers to reach 500k
Solo,blackie,dhafu,jatiwero,netsai aiwa munonakidza
Ndangomirira zuva rekuchemiwa chete solo ka
NB to the 🌎
Hindava usina respect nema wohvet😂😂😂😂😂
Solo
Dhafu boe here putseki kkkkkkkkkkk
NAIZA BOOM FOR PRESIDENT 🫵🔥🫵🔥
Dhafu ❤❤❤

😂😂😂😂solo amirira kuchemewa.
Mukugona Tim NB