Ndabatikana nekushandiswa kwakaita Apostle TF Chiwenga. In my simple mind l am saying he was struggling like that yet a Brother panyama was in control of massive sources of income and jobs. Umm Mwari prepared this young man in a number of ways. Life yepanyama inongo rwadza hayo nguva zhinji. I thank God vakatiitira nyasha dzakawanda kuva dzidzisa shoko mukushandiswa pasimba repanyama neremaoko while kukura in the Spirit took root in him. Mwari ngavakudzwe nguva dzose.
This is the grace of God to raise this man to us such that we have the real word of God. The Lord always use brave and educated people as Paul was. My soul is happy about the scriptures.
You can see with the strength yaanayo achitaura akasimba nyaya inoputsa kudai..still comes back to shoko haakanganwe verse kana zvaambovimbisa....hakuna munhu akadai,inyasha.
Sacrifice yaipiwa Hanna (Double portion in relation to Penina's), yaifanira kuzopirwa kunaMwari. The New Testament received a better sacrifice (the blood of Christ/The Word) than Old Testament (the blood of bulls/goats, sheep etc by the Law).
What does the gospel say concerning the holly communion kana kuti chirairo,,, tinofanira kuchidya here, ko vaye vanodya paseka zvinofamba sei. Who prepares the holly communion and how is it consumed, and finally how often is it supposed to be consumed if at all. pane anga ndibatirewo here, or atleast refer me to a sermon done by the Apostle concerning this issue.
@@sylvesterkwashira9874 am asking besacouse I can hear ini kuti zvokwadi pastor chiwenga he can preech, ini ndodawo kuti kunge kuinewo Jesus revelations kuno
Kuparidza unogona asi usatuke vamwe,nekuti Jesu ahana kutuka vamwe,kunyangwe shava akakutadzira muregerere,inga Jesu akaregerera vakamurovera pamuchunjikwa saka kana uchitevera Jesu chaiye ahufanire kutuka vaudze zvakanaka
Some of the things that Chiwenga preaches is true but some perverted to the extreme. Someone who head him first time especially those from churches where there is gospel of prosperity, find him best becoz they are coming from a common conmen to a trickstar yet all are from the same pits of hell. Guti is wrong of course but why can`t he go and talk to him otherwise he has chance to repent. In our culture Guti is more older than Chiwenga but he rebuke or scold or mock him like his two year kid. Paul say to Timothy rebuke not an elder but intret him as your father. Is building his ministry with jealous and hatred. Chiwenga haana kutumwa namwari but he just listen to other preachers and took what seems good to him and make a sermon. He compiles all the weakness of the same preachers again and use it to attack them. NO prophecy, no dream, no vision on Chiwenga but just an academic preachers so eloquent with hypocritical wisdom.
Kana vhangeri iyi muchiti yakarasika, yakarasika kunevanoparara kunevekupona inyasha DZAMWARI dairai AMEN MWARI NGAVAKUDZWE
All these chapters i used to read them but i never came out with this revelation. Apostle is God sent
Surely he's a man sent from God.
God is wonderful, I thank Him for letting me hear this Spiritual news ,truly it's a grace
True gospel
This is a true man of God with true gospels This is areal a God sent pastor we will always need your word of God thank you very much 😂🎉❤
Vakakomborerwa vachatevera Vhangeri Rechokwadi 🙏🏻. Makatumwa Apostle. Ne Zita Jesu 🙏🏻. Zita ra Jesu ngariongwe 🙏🏻🙏🏻🙏🏻
Ndabatikana nekushandiswa kwakaita Apostle TF Chiwenga. In my simple mind l am saying he was struggling like that yet a Brother panyama was in control of massive sources of income and jobs. Umm Mwari prepared this young man in a number of ways. Life yepanyama inongo rwadza hayo nguva zhinji. I thank God vakatiitira nyasha dzakawanda kuva dzidzisa shoko mukushandiswa pasimba repanyama neremaoko while kukura in the Spirit took root in him. Mwari ngavakudzwe nguva dzose.
Amen iyi vhangeri yechokwadi 💯 inobaya kupfuura munondo powerful
Amen what are wonderful sermon. Only God anopinza denga not are men. Heriruya 👏👏👏
Wonderful,, that's really good news,, thank you Lord for your love glory glory
Vhangeri iyi inondigura mapfupa chokwadi nemisodzi ndichizvichema pakuipa kwangu
Tokutendai Apostle ne shoko renyu .
Murikusunungura vanhu .Tainge tanzwa nekunyeperwa.
Totenda Mwari nekutiparidzira shoko rechokwadi.ini ndaponeswa neshoko renyu
The doctrine is true and clear. My eyes are now opened .Jesus is really being revealed for real
This is the grace of God to raise this man to us such that we have the real word of God. The Lord always use brave and educated people as Paul was. My soul is happy about the scriptures.
Even his humour is so spiritual uplifting...vaombererei naoko vakurumidze kuuya kozodefender madhara avo kkkk
This man is dangerous.i love the anointing upon his life
True this is the revelation of God.we hve been blessed spiritually
Powerful sermon...unosara uri sober.
Tende roparidza Old testament, New testament yakaitwa imba yakavakwa pamusoro peruware. Ishe vanopinda mutende vobuditsa makwai ake kuti vaapinze mumba yake yaakavaka (New testament) .
Clear sound powerful pot of holy words 🤞🤞🤞🤞🤞
Ndoramba ndakateerera vhageri Amen and Amen thanks again 🙏
Murume aitotauriswa zvidzamu apa,...its true Ivhangeri isimba...kusimba kwake kana misodzi kunyange zvichifanana nesituation...Shoko isimba chokwadi.
2024 still following haaa shoko iri rinorarama ndere zvokwadi iri
May the true word of God take charge forever
Shoko hupenyu. 😊
Amen Kristu ngaavongwe chokwadi 👏👏🔥🔥🔥🔥
What a wonderful sermon.Ww thank God for the undiluted gospel
gcggyggygygcyggggy
gcggyggygygcyggggyggy
gcggyggygygcyggggyggy
This the true gospel
Ndipo tinoti zimbabwe takarangarirwa nedenga
Chokwadi hama ndinobvumirana newe
Mufunge henyu yet tinotadza kuona Hikaru hwevhangeri inobuditswa naApostle tichitaura zvakamhurika kutomhura Mwari mufunge. Tinotenda Mwari kutida kwakadai semhuri ye Zimbabwe.
True gospel
Church haina kudiwa nekuti ine zvayaigona. Taisava nekururama, tainge takashata, taiva vatadzi, asi Mwari vakatidza zvakadero. Nekuti asingarware haana chekuda kubva kunaChiremba.
Takaitirwa Nyasha guru kusarudzwa kusingaokwe nevanoparara
Amen vhangeri rimwe
Mwari ngaakudzwe
Tinotenda! Ez24.16 God took his wife & told him not to grieve
You can see with the strength yaanayo achitaura akasimba nyaya inoputsa kudai..still comes back to shoko haakanganwe verse kana zvaambovimbisa....hakuna munhu akadai,inyasha.
Murume anoparidza you.
❤❤Amenii Evhangeri yakanakaaa
Vhangeri inotapira iyi❤️🩷🩵💚💙💜❤️🩹🤎🤍❤️🔥
i spotted brother Nelson😇😜
Aripi mazuvano haasi kuoneka
Amen amen
Yaa shoko hey.
Zimbabwe yakarangarirwa zvechokwadi
Shoko risina kushatiswa.
True Gospel , undiluted gospel
Zvosiririsa chokwadi kuti kunovanhu vanotenda kuti manhango anopinza vanhu denga heresi yacho yosiririsa
Vashumiri venhema ngavafumurwe vekuponeswa vasanangurwe vaponeswe nyika igume.
Hophini & Phineas = benny hinn, manhango, mhwazha, masango,guti,manu, walter,
Emotional therapist- joyce meyer, joel ostein, TDJakes
😂😂Amen
Vhangeri rechokwadi
Evhangeri rechokwadi chairo
where is Part 3 guys
Powerful message. God bless you
Mwari ngaakudzwe nesoko benyu
Sacrifice yaipiwa Hanna (Double portion in relation to Penina's), yaifanira kuzopirwa kunaMwari. The New Testament received a better sacrifice (the blood of Christ/The Word) than Old Testament (the blood of bulls/goats, sheep etc by the Law).
Ndatenda vhangeri iri
AMEN HALLELUJA
Bhukuuu👏👏👏
Tinotenda Kristu zvakanyanyisa
Loaded sermon hama
Magwaro matsvene cete😂
Vhangeri risina kushatiswa
❤❤❤❤❤bhuuuukuuuuu
Church iyi irikupi mu Botswana?I want to visit
Greetings get in touch with the numbers on the screen.They will direct you👏👏👏
𝔸𝕞𝕖𝕟 .
Rovaa❤
Poto yeshoko fambai nayo muzodziwa
Hiriruya Hemeni . Poto
GARA ZVIYA ADONIJAH ANOTI KUDIYI NAZVO
Poto yeshoko
Totenda nemagwaro ashe
What does the gospel say concerning the holly communion kana kuti chirairo,,, tinofanira kuchidya here, ko vaye vanodya paseka zvinofamba sei. Who prepares the holly communion and how is it consumed, and finally how often is it supposed to be consumed if at all. pane anga ndibatirewo here, or atleast refer me to a sermon done by the Apostle concerning this issue.
Mufundisi haana kutaura nyaya yekurasika kwa pastor Charamba.....parwiyo ratings akaimba
Raati akaimba....point of correction
Ezekiel 24:16
Amen apostle
Amen
Uyu munhu anotaura chimwe chokwadi chinorwadza basa noriwana nemapepa not kuchurch
Shava don't through stones if you live in a house of stones kkkk
House of glass
Book
Rovaaa
Shoko rechokwadi
Poto
Apostle Bae 😂
Kkkkkk Amen
Powerful
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Pmmmk l 0😮8😊😊😊😊😊😊😊😊😊
Morning pastor, am from Moçambique I want to know kutti kunewo munhu 1 mumwe chete ano paridzavo zvokwadi kunze kwenhu.???
Why are you asking Brethen?
@@sylvesterkwashira9874 am asking besacouse I can hear ini kuti zvokwadi pastor chiwenga he can preech, ini ndodawo kuti kunge kuinewo Jesus revelations kuno
@@filipearmandoviagem5889 try to contact the church deacons or elders and they can help
How to connect them??
Kuparidza unogona asi usatuke vamwe,nekuti Jesu ahana kutuka vamwe,kunyangwe shava akakutadzira muregerere,inga Jesu akaregerera vakamurovera pamuchunjikwa saka kana uchitevera Jesu chaiye ahufanire kutuka vaudze zvakanaka
Jesu aiti woe to you Pharisees
Jesu akatuka Hero. Herod akatonzi gava pa LUKE 13 vs 32
13-31luke
Mthw 23
ahana kutuka ataura chokwadi.
pindai mumagwaro zvakanaka baba Jesu akatuka zvakaipa panyika Pauro akatuka vakabvunza kuti vakafa vachamuka here akavati Benzi
Some of the things that Chiwenga preaches is true but some perverted to the extreme. Someone who head him first time especially those from churches where there is gospel of prosperity, find him best becoz they are coming from a common conmen to a trickstar yet all are from the same pits of hell. Guti is wrong of course but why can`t he go and talk to him otherwise he has chance to repent. In our culture Guti is more older than Chiwenga but he rebuke or scold or mock him like his two year kid. Paul say to Timothy rebuke not an elder but intret him as your father. Is building his ministry with jealous and hatred. Chiwenga haana kutumwa namwari but he just listen to other preachers and took what seems good to him and make a sermon. He compiles all the weakness of the same preachers again and use it to attack them. NO prophecy, no dream, no vision on Chiwenga but just an academic preachers so eloquent with hypocritical wisdom.
Bride Paul watever you myt say that will not stop the TRUE GOSPEL
Apostle vanotaura chokwadi havo chete vanhu vajaira kufadzwa nenhema
Mwana waGuti magwaro magwaro
so culture is so important to you 😥
@ Paul yure a fool
Amen Apostle
11
Powerful
Amen
Amen
Amen
Amen