Nyika ichaziva wakuona kana waguma kupemha.....vhangeri chairo rechokwadi rinosvinudza. Eeeish this is deep vhangeri. Yhhaaaa ndava kuona l thank God🙌🙌
Very powerful message indeed Apostle. No matter what they want to do to you always remember that tasvinuka and ivhangeri raJesu raitabasa rese iri. Our people need to know the truth for that is what is going to set them free. Thank you Jesus.
I keep on going back to these Gomba Sermons, they uplift me. This is one of the sermons Iv repeated several times. The basic the foundations of the gospel
Magwaro anobatwa apa, ndakange ndakarasika since 2012 ndichifarira ma Miracles andayiwona kwaMagaya.ndakasvika pakupedza Mari ndichitenga anointing oil zvose nema bracelets, but ezvino ndavekuwona.E.g apostle pavakapa muyenzaniso wekuti unobhadhariswa Mari ye one on one then zvikasafamba unobva wanzi hauna faith, apo iwe wabvisa Mari.
ndivo vakaparidza zvekundibvisa kumusowe and now ndakuita ndichisvinura and mwari akagona kuti ndigare kumasowe kuri eazy kusiya thn kma Pentecost church
Tinotenda tava kuona Jesu. Blind ness- kusaona Christ in the word, blindness of a sinner. No light no Christ. Wonder truth God gives power to His people to be like Him, we cannot do it alone. We were born blind We cannot be saved without the river silom the blind went in- the new testament
It is good to see this gospel of one God who manifested himself in the flesh to save mankind. Its the old truth and its a tragedy that Zimbabwe took long to see and come to the knowledge of this truth. The Love Temple in Bulawayo under Apostle Sawasawa has been teaching/preaching this message for over 40years and also preaching holiness unto the LORD.
Ha handina mate zvirokwazvo shoko raMwari munondo.Mwari vakuchengetei Apostle murambe muchikusha shoko benyu rakadai.ndakomborerwa.but when are u coming kubotswana
We are good as long as we have such platforms Jesus has his light raised up high by men of God let's fear God his presence and the presence of the holy ghost Amen
ZVINOSHAMISA IZVII HANDICHINA KANA REMUROMO ASI NDODA KUNGO TENDA MWARI NESHOKO IRI NEKUTI IRI NDIRO IRI HAKUNA RIMWE RINOKUNDA IRI AMAN KUSHOKO RAMWARI
Apostle Chiwenga thank you for the awesome work you are doing for the Kingdom of God. I just wanted to highlight in my humble opinion Psalm 110 : 1"'The Lord said to my Lord: "Sit at my right hand until I put your enemies under your feet."' Jesus is the son of God as you said. I note you said Jesus is God, that is not entirely true John 14 vs 11 the Father is in me and I am in the Father. (Baba varimandiri, Ini ndiri mavari) Jesus has his own identity and so does the Father. John 14 vs 6 No-one can come to the Father except through Jesus. John 14 vs 28 Jesus further explains that He has his Father who is greater than He. I am going away and I am coming back to you.’ If you loved me, you would be glad that I am going to the Father, for the Father is greater than I. Please keep on with your mandate may he reward you abundantly !!!! Ignore the naysayers and keep on for CHRIST !!!!!!!!
Ndiyo mystery yacho mudikani, Jesus is God there's ample scriptures to indicate this keep listening to sermons one day if God allows it you will come to understand it. Hazviitwe neanodo kana neanomhanya asi naMwari munzwiri wengoni
Undiluted gospel 2024 I'm here again thank you God❤
Thank you God for allowing me once again to eat on your table in 2024 , MWARI vakatendeka 👏👏
I always repeat the sermons
To guide me everytime so that I'll not do evil um really blessed
Same here l listen to it many times. Each time l.learn something new.
This sermon is addictive, i have been listening to it over and over again and it's sufficient to my inner man.
me too
You're not alone hama, tiri parwendo chokwadi wakapenyerwa zvake murume uyo.
My spirit is at peace now that i have found what i was longing for all along...undiluted true gospel indeed!
🙏🏾 Amen
2024 tichingorinzwa❤❤❤
How many are with me papoto 2025
amen shoko rezvokwadi
Nyika ichaziva wakuona kana waguma kupemha.....vhangeri chairo rechokwadi rinosvinudza. Eeeish this is deep vhangeri.
Yhhaaaa ndava kuona l thank God🙌🙌
Iyi mharidzo yechokwadi ukawona church inowanda vakadzi nevarume vashoma shoma panenge pachitaurwa nhemha ipapo
PRAISE GOD ZIMBABWE TARANGARIRWA.TINOTENDA MWARI NESHOKO RECHOKWADI TICHIRI VAPENYU.GRACE
Thank you Jesus for such a word ndinokutendai Mwari nekundipawo mukana wekunzwa shoko penyu rakadai undiluted gospel of Jesus Christ
I've watched the last hour of this sermon a million times,it heals my spirit 😇
Nekureba kwayo mharidzo iyi waitanga haudi kuidimburira panzira
Jesus Christ did the works of God,
He said: I do what The Father instructed me to do.
When I speak I speak God's things.
He is the image of God
Zvakavanzika zva Mwari, zvinonakidza kunzwa zvichitsanangurwa newakasarudzwa. Kudzwai Ishe wamadzishe.
Ndadzidza zvikuru thank you Jesus
May the Lord continue to use you apostle T Chiwenga
Amen I have no words for this kind of Sermon Ndava kuonawo
The true gospel of our time ❤, September 2024 im here
When u run alone, it is a Race!, But if you run with God, it is GRACE!!!
This Gospel is changing our life 100%...
Ndabvuma hangu Bible rinoda kuzarurirwa
Very powerful message indeed Apostle. No matter what they want to do to you always remember that tasvinuka and ivhangeri raJesu raitabasa rese iri. Our people need to know the truth for that is what is going to set them free. Thank you Jesus.
powerful sermon by Apostle Chiwenga keep on preaching the true gospel of our lord jesus
Im here again ❤❤❤
Ndave kuona chokwadi thank you Apostol tirikuvhurika maziso day by day
Ndakuona ini hangu. Thank you Apostle TF neshoko rechokwadi. Kuteerera hangu mu2021 muno.
I keep on going back to these Gomba Sermons, they uplift me. This is one of the sermons Iv repeated several times. The basic the foundations of the gospel
Amen . This is a strong sermon. Praise God.
Galaxy class sermon. Wonderful.
This sermon has enlightened me. Glory to God for using Apostle TFC in this manner.
Wonderful wonderful wonderful!
Ndave kuona inyasha kuwanikwa neshoko rechokwadi ndatenda hangu
Ndava kuona zvokwadi ndinotenda Ishe 🙏❤️
what a sermon i am blessed ndakuona
Shoko risina kusatisha thank you Lord for your Grace
Glory be to God, ndirikukomborerwa. Ndiri kushandurwa zuva nezuva.
Yes, Amen! indeed our communities need to be corrected by the true Gospel.
Magwaro anobatwa apa, ndakange ndakarasika since 2012 ndichifarira ma Miracles andayiwona kwaMagaya.ndakasvika pakupedza Mari ndichitenga anointing oil zvose nema bracelets, but ezvino ndavekuwona.E.g apostle pavakapa muyenzaniso wekuti unobhadhariswa Mari ye one on one then zvikasafamba unobva wanzi hauna faith, apo iwe wabvisa Mari.
ndivo vakaparidza zvekundibvisa kumusowe and now ndakuita ndichisvinura and mwari akagona kuti ndigare kumasowe kuri eazy kusiya thn kma Pentecost church
Ameen neniwoo ndakasiya
Neniwo ndaiveko kumasowe ndakabva. Ndinokudza Mwari wakandidana
Tinotenda tava kuona Jesu.
Blind ness- kusaona Christ in the word, blindness of a sinner. No light no Christ.
Wonder truth
God gives power to His people to be like Him, we cannot do it alone.
We were born blind
We cannot be saved without the river silom the blind went in- the new testament
23,10,2024 I'm back listening to undiluted gospel
This is the true gospel, which gives the correct position of God’s mind regarding his word
True word and Revelation
Scriptures became knew thank u God you are faithful after hearing the true word am feeling new
Powerful words in the name of Jesus Amen Amen
Keep up the good work apostle . Am learning a lot . Wish I could get more material
I’m blessed very enlightening this is enlightening
Amen
Powerful sermon
We should be glad of this gospel it is really changing me🔥🔥
So Powerful Rinogara nekusingaperi Amen🙏
Mapofu ndiwo ane nharo dzakanyanya
This is the powerfull sermon
It is good to see this gospel of one God who manifested himself in the flesh to save mankind. Its the old truth and its a tragedy that Zimbabwe took long to see and come to the knowledge of this truth. The Love Temple in Bulawayo under Apostle Sawasawa has been teaching/preaching this message for over 40years and also preaching holiness unto the LORD.
i feel alive again by the Lord's word. Thank you Lord for giving us this true messenger
Friday 08 November 2024🙏 #revisit... almost 6 years ago (2018) ISHE akavhura moyo wangu ndikatenda Vhangeri iyi,l really thank God ndiripano nhasi ndichingotenda ISHE. Ini pandakangatanga kuona ndakabva ndabuda mu Shrine inonzi ZCC Judea ndichitenda kuti Mwari akauya munyama akatambudzika kufa nekumuka kwake...kunove ndiko kuzorwa kwandakaitwa matope akasanganiswa nemate ake pameso angu ndikandoshamba ndikaona...vamwe vakati muApositora uyu haazi waMwari,nekuti unoshora vamwe vashumiri,asi vamwe vakati munhu asiri waMwari ungadudzira magwaro achibudisa Kristu pachena here... ,precept upon precept,line upon line,here a little,and there a little... Isaiah 28:10. Ndinotenda Mwari nazvino,nokuti ndaiva bofu,asi zvino NDAVE KUONA. THE WHOLE BIBLE TALKS ABOUT JESUS CHRIST.AMEN.
I thank God
ZveVhangeri chaizvo haa Apostle Chiwenga haaa muri kumberi kwekumberi
Apostle rovai shokooo muchokocho true gospel
I was lost now iam found
l was blind but now l can see, Amen 🙏 to the most powerful sermon.
Amen Amen. Can not have enough of this Sermon.
This is powerful and true Word of the Living God.
Glory to Almighty
Jesus is Lord.. arikudenga aripasi .....ndiye futi one and only true God and he reins forever.Yeees shoko bhuku
Ha handina mate zvirokwazvo shoko raMwari munondo.Mwari vakuchengetei Apostle murambe muchikusha shoko benyu rakadai.ndakomborerwa.but when are u coming kubotswana
Amen
Madungwe always goes out of the body to paradise
Mate akanga ari mkanwa maJesu
Jesu akatanga ari kudenga
Mwari haafe.akauya akapfeka muviri unofa..pabatisisei
Thanx kunevakutenda shoko rwazvokwadi ndinonzwa mufaro🙏❤️👏
Truly blessed, I thank God for His word
2024 September 27 10:39 pm in back 🙏🏾💯
Ndakuona kubva zvino
Oh yess oh yess😁😁😁 Jesus Christ is God
1 of my favourite sermons by Apostle
Amen kushoko rashe
We are good as long as we have such platforms Jesus has his light raised up high by men of God let's fear God his presence and the presence of the holy ghost Amen
Holy Spirit not ghost.
Ndave kuona chokwadi. Shoko rineudzamu rinoita kuti ugare uri munhu akazvininipisa munaKristu.
Ndavakuona👏🏻
Amen this is the true Gospel
Mwari ndibatsireyi ndigone kuwona
Zvimwe zvinhu zvinoda baba
True word of God
Poto yeshoko
poto powerful
Long live TF we appreciate wisdom shared this way it is gospel according to tfchiwenga we recieve we are greatly enlightened yes tava kuona
Amen ndakuona
Kkkkk kuita zvekukwatanura
Amen and Amen
ZVINOSHAMISA IZVII HANDICHINA KANA REMUROMO ASI NDODA KUNGO TENDA MWARI NESHOKO IRI NEKUTI IRI NDIRO IRI HAKUNA RIMWE RINOKUNDA IRI AMAN KUSHOKO RAMWARI
True
Paul of our time
Talent vaudze
Amen.powerful.
A true word of God
yes ....pecept upon precept
WORD 💯
Amen 🙏
Amen
Amen amen
AMEN 🙏
Powerfyl
True gospel
Apostle Chiwenga thank you for the awesome work you are doing for the Kingdom of God. I just wanted to highlight in my humble opinion Psalm 110 : 1"'The Lord said to my Lord: "Sit at my right hand until I put your enemies under your feet."' Jesus is the son of God as you said. I note you said Jesus is God, that is not entirely true John 14 vs 11 the Father is in me and I am in the Father. (Baba varimandiri, Ini ndiri mavari) Jesus has his own identity and so does the Father. John 14 vs 6 No-one can come to the Father except through Jesus. John 14 vs 28 Jesus further explains that He has his Father who is greater than He. I am going away and I am coming back to you.’ If you loved me, you would be glad that I am going to the Father, for the Father is greater than I. Please keep on with your mandate may he reward you abundantly !!!! Ignore the naysayers and keep on for CHRIST !!!!!!!!
read John 14 v 8
Ndiyo mystery yacho mudikani, Jesus is God there's ample scriptures to indicate this keep listening to sermons one day if God allows it you will come to understand it.
Hazviitwe neanodo kana neanomhanya asi naMwari munzwiri wengoni
Guti haaskumbozviziva izvi
Vhangeri yakanyanya iyi hmmmmm
Amen
Shoko reupenyu rine hupenyu.