Haaaa mambo Mutasa apa hameno kuti matongera kuti kwadoka here muchienda kumba.mambunyikidza vanhu vakapumhiwa nana Madhina kuti matipedza,batisisai matsnanguriro aita muzukuru uyo,avo tete pese pese why vamge vachiti handizvo here Sabhuku handizvo here Sabhuku zvinoratidza kuvhara vhara,its so open kuti vekwa Madhina vakapumha vanhu kuti matipedza,why mambo matsikirira mukadzi ada kutaura pekupedzisira apo..its unfortunate mambo matora side camouflaging the Madhinas.dai ndirini ndaingonoti since the Madhinas makuti mudare muno hamuna kuuya muchitipumha its ok umwe neumwe ngaadzokere kumba kwake anogara
Chibanda media poor quality video gadzirisai please tiri kuona blurred vision. Ne karanda tv taiona zvakanaka clear pictures not zvamurikutionesa
Nyaya iri pachena iyi wanaMadhina wanemhosva,mwana wati Mai wawo wakabva kwaSauramba akandoita mwana neumwe murume akazororwa kwaMadhina akaita vana 5 Saka varume wamai i3,maonero angu wekwaMadhina hawachadi maiawa, true talk Sauramba wakamupumha ngei wasina kuenda kwaMuchena kwakabva mai, sorry Mambo matonga henyu asi hapana kundijekera paita kunge chiziwano,Tawaridza mambo mukono waka........
Well explained bravo 👏👏👏
Haaa zvine nharo zvirikutosvora maziso. Karanganda inopedza bhora
Mambo ndoona kunge nyaya dzengozi avanasodzigona, vane kakumbunyikudza nekudzikisira mhuri dzinenge dzakafirwa
Haaaa mambo Mutasa apa hameno kuti matongera kuti kwadoka here muchienda kumba.mambunyikidza vanhu vakapumhiwa nana Madhina kuti matipedza,batisisai matsnanguriro aita muzukuru uyo,avo tete pese pese why vamge vachiti handizvo here Sabhuku handizvo here Sabhuku zvinoratidza kuvhara vhara,its so open kuti vekwa Madhina vakapumha vanhu kuti matipedza,why mambo matsikirira mukadzi ada kutaura pekupedzisira apo..its unfortunate mambo matora side camouflaging the Madhinas.dai ndirini ndaingonoti since the Madhinas makuti mudare muno hamuna kuuya muchitipumha its ok umwe neumwe ngaadzokere kumba kwake anogara
Aneinazvo comrade zvekufa kwe zvivanhu izvi😮😮😮
Uchine zvakawanda zvaunofanira kudzidza pakuita video. Poor sound poor video. Chimboita zvema Bhishu zvako zviya hausati wagona kuhandler nyaya kwadzo
Apa ndopegaa Mambo pamatadza kubata nyayaa iyii zvakanaka vanhu avoo vanenyayaa yavoo yavakauyaa nayo asi pamuri imi Mambo vavekuda kuvanda chero Sabhuku vakafumbatidzwa something panyayaa iyiii
That is true lshe.
Mambo mobhowera chirungu mani padare rechishona...chembere idzo zve ma plural ne ma singular vanozvizivira kupi ko.....aaah zvimwe zvinhu gadzirai..makadzidza hesi tozviziva, but mirai zvechirungu pachivanhu chedu please.
Yaaa taura hako chirungu anozochiwanza machembere haazozivi kuti zvirikufamba sei ndoopakuzongobvuma zvese zvese becoz vanenge vapolishwa polishwa nechirungu
Ndatadza kunzwisisa nyaya kut ikuenda nekupi😮
Nyaya yacho ndatadza kuinzwisisa ini 😮😮
Bandanda kakadakwa aka
Vanopenga zvinei na mwanawa gogo avasiyayi chembereyevqnhu
Uuu mukoma poor sound quality poor visuals. You need to invest in your work zvaka dhakwa izvi
Thanks
Hazvisikuonekaba izvi zvinobhowa
Siyai ngozi itaure zvainoda
Dzengozi dzinoda gorogodo
Haaaa Chibanda Media urikubate basa , vakabva apa woendazve kune dzeBonde 😂
😂😂l
Boyz dze ma 4n idzo bho here 🤦♂️🤦♂️...toziva ndimi muri kutora but geez be professional ko inga pane munhu ane camera wani?
Gadzirisai camera chibanda
Morning 🌞