ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Thanks For Watching! 😁Please Like, Share And Subscribe 👍🏽Don’t Forget To Turn One Post Notification
Makoti vs Family yekwana Blackie pachafiwa apa 😂
Hoyoo@@NaizaBoomFilms
❤❤❤
Solo mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas 😂😂😂😂❤❤❤❤
Dzokerauk 😂😂😂😂❤❤❤❤
I love this Solo❤❤❤he’s not drunk 🎉🎉
True
Ndi newe
I once said it kt tomudawo ari sober we want to experience dif characters in 1 person
@@roseychikoti3913 exactly
Naiza boom kunyangwe akasara ari ega ndichangoramba ndichimutsigira power raayinaro harina kumira mushe pakabva team reya ndakafunga kuti achapera bt akutosimuka futi zvine Simba uyu akanyatsowana vanhu vanomusimudza ndaona anonyora ma movie kunze kwenyika kungoti zvinhu zviri low hazvo mu Zim bt dai arimumwe munhu anechipo murume uyu🤞😭
It's true
Well said
Just say naiza boom anogona izvo zvekuzoti vakabva ratova drama
Ne voice rasolo nhasi ndarinzwawo woool 🎉🎉 congrats nhasi hauna kudhakwa
Kkkk😂😂😂 hoyooo muroora we UK mnje natete blacky unokuvadzwa
Haaaaa muroora ane bag redzungu manhi uyu
Job Sikhala chaiye
Apa face ine macolours kkkkkk
Haunyepe
Taura zvako
Naiza boom ichi ndochinonzi chipo chamuinacho gays ispesiouly bleck❤❤❤❤
Good voice bra solo i like this keep it up ❤❤❤
Solo nice and sober nice voice 👌
❤❤❤naizaboom huchi guys ummmmm murora uyokaaa ma1 regai tione kutizvichapera sei tirikuno ku captown hedu Ramba waka dzvanya Naizaboom❤❤❤❤❤❤ ❤❤❤❤
Ndatotanga kuliker ndisati ndanzwa kuti mukati munei umo❤
Neni kkk
Dhafu ndopako ipapo amai vevanhu I love it ❤
I love solo asina kudhakwa like this 🎉🎉🎉❤❤❤ much love 😍 solo usadhakwa ndapota
Solo une voice rakanaka kudaro tajaira uri chidhakwa ❤ team naiza boom love you guys
This part is for Solo , Svinurai and Senzeni welldone also Dhimba love you guys paida
Blackie anopedza masports hake kkkk
Blackie iMhata
Anofungidzira kuti kuActor maDrama kunoshamisira
@@TrymoreKuwanda-jc8fx ehe kuno shamisira cz iwewe hausi kuacter musiye akadaro
Saka uda kumuita sei 😂😂😂
Solo....my idol bruh 😂😂😂....welldone Naiza Boom and Team 😊...Dhimba wapedza bhora what a nice role 👏 Blacky,Svinurai 😅🤣....🫡Senzeni..welldone
Solo nice voice❤😂😂😂
the natural Solo is superb...keep that voice man
Big up Solo ❤, good work all the Naiza family
Solo une smart voice 😍😍😍💕
How are you so lo❤❤💕💕💔
Hoyooooooo Svinurai makoti wepaUK anetsa 😂😂😂
Watching from India 🇮🇳 button》》
Ko G string racho ranga richinzi na masvingo ndorichapfeka dhafu mumusoro iyee ndiye akatoripfeka ndaseka😂😂😂😂😂😂
Ndarionawo
Black unondigonera ❤❤
Black number 1
Pamberi namai Petros 😂😂😂
Svinurayi ane Genaretor mubhurugwa 😂😂😂..unowurawa nablackie iwe
Haa ichi chakarungwa hope chichapera chichingopisa sekutanga kwachaita ,,, good job guyz
Family yanaiza boom mobata bsa keep it up guzy masiyepi mukoma chapepa nehasha dzavaidzo😂😂😂 paiuraiwa muroora kkk
Makoti we UK anoda kurangwa keep going guyz 🎉🎉🎉🎉🎉
Solo na Blackie makanyanya😂😂😂😂well done Naiza team❤❤❤❤
Yaa naiza muhombe ndabvuma zvangu❤❤
Solo nice voice 🥰🥰🥰
Naiza boom you are the best,munondigonera gyz movie rine moto iri solo arikugona voice torida iri❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Solo good boy and my precious Blackie and dhafu love you most my darlings❤❤❤❤
Solo kanti ulevoice enhle so my first tym to hear it
Yeah Dhafu deserve an award hombe chairo and can act like a mother
Kkkk kissmore chachiri chilled zvacho chiri kuseri kwemaSofa chichati chotanga hacho....Cleo azorwa gwati
Muroora ane dzungu anoda kurohwa black akadzoka muroora uyu chibhine nkti ibharanzi
Kkkkk blacky ambenge akanyarara akaona kuti iiii zvanyanya😂😂😂😂
Kkkk abva audziswa nablack Hana chadaira unonzi black iyeye
I like the way Kissmore just she keep quiet i think is the first time to see that disrespectful daughter in law
❤❤❤❤ my first time to hear Solo's original voice
Go look for love from the evil girl Nestai achiripo
Brother solo soloooeee❤❤😂😂😂😂
Sando dzenyu guy👌👌
Dhimba unotora mumabhawa or muroad vakadzi rudziko avo😂😂😂😂😂❤❤❤
Solo wearing straight outta varumbidzi❤❤❤❤
Pafair Dhumba iri wrong ahungatukirwi mai uchingoti hebo nkosi no mhani Svinurai kakachenama
Yhoo ane mari ndiye mukuru Dhimba atove pama1
Solooooo salute🎉❤❤❤❤
😂😂😂😂😂😂😂let's gather hear for Svonurai.hahahahahaha Dhimba apo mukadzi uyo anogona kurova munhu wese pamba akurova fodya.
Solo ane voice bho zvekuti🎉🎉🎉🎉🎉
Black ndafarira character yako🎉🎉❤ well done ✅
Yes character yakanaka yablack good black
Kk solo solo😊
Shasha dzangu 😂😂😂...... you guys are really amazing 👏......once again you're always on top 👌☝️☝️💥
Hoyo Solo nhasi chiri boe kkk achina kurohwa nemupeta kkkk
Naiza unondigonera ndinoita stress free kuona mamovie ako
Solo azogonawo kundidzikisa kubva kuma terrace... i love this Solo. Naiza can we please see more of the natural solo. You can balance the 2... kwete kungoti all the time anenge akadhakwa or asina kukwana. Wonderful
I can't wait to see svinurai ndikudzokera kuUK
Kkkkkkkkkk mai petros uuuuuu ma1
New solo to the world 🎉🎉🎉
But why apologies let her go, she has no respect. Thank you dhafu for good ethics
"BULL SHIT" in Blackie's voice 😂😂😂😂😂😂1 munhu asina kupindurwa ajamuka
😂😂😂😂 Yesiah
😂😂😂😂solo mauya kuzoti mburuza🤣🤣🤣🤣
Nic voice solo
😂😂😂solo mauya kuzothi mbuluza😂😂😂 chithutha😂😂
Mina ngi happy nge voice ka Solo kahlale esober ❤uMakoti obhemayo😢
Solo nice voice
Solo for me nice voice and nice character 😍😍😍😍😎
Blackie unopedza masports
Blakie unondigonera Team Naiza mune nharo murichibaba
Haaaa Tete svinurayi ndopenyu kkk kip it up guys ndandaita kunonokerwa nekuriona pandakaona Richinzi coming soon
😂😂😂😂😂 nhasi ndada solo gys haana kudhakwa❤❤❤❤
Nice voice solo
Face ya mai petros manje 😂😂😂😂😅😅 haaa pkaipa
Finally I see it thank you Naiza gd work ❤❤❤❤❤❤lots of love ❤️ 😍 💖❤❤❤❤
Muroora wacho anedzungu😅
Mmmmmm I'm in love with the coolness yaDhafu ❤
Naiza boom unogona do you mind ndikangokuitira mwana ndochengeta ndega hangu pandoona ma movie ako ndomerera eish❤
😂😂😂😂
Kkkkkkkk 😂
Yoo😂😂
Hezvo 😂😂😂 nekudhura kukuita mapampers hr nhy cuz 😅😅😅😅😅
Haaaays zvakaoma
Well done guys keep it up
😂😂😂harhh blackie😅
Vanhu mune hutsinye malike akuitirei mashoma kuliker kwese konetsa hre kunge ndimi makaslitter😂
I like voice rasolo iri kni
Blackie everytime anongori munhu anoda zve violence
Too much violence inosvika paku bohwa
@@namo206pamwe pachoo ummmmmmmm hazvizonakidze aaah
Muroora uyo anoda kukwapaidzwa aiite mushe
Can't wait for yekupedzisira final yacho 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
It's my first time kunzwa Solo achitaura asiri drunk ❤❤❤
Mbama yapjhwa blackie naDhafu got me laughing my lungs out
❤❤black and solo makanyanyaaa❤
Yes solo good voice
Solo ngaanwe Doro manhi
Haunyepi kkk
Haaa muroora anechan'anhi renzungu ngaakwane semari yebus
Waal solo's voice ,❤❤❤❤
😂Ziso ramai Petros kkkkkk
You are really amazing vanhu imi 🔥
Loving solo ari Sober 🎉❤
Kuwanda kwacho kabva kaita kunge kamba kenguruve😂😂😂
😂😂😂😂l love blackie veduwe
Ko dhafu chiiko nhai newe iwe kkkkkkk siya zviendeeeee
Kkkk hanzi ukatukwa ukanyarara unofa hr
Kkkkkkkk vakadzi musadaro varume venyu Dhimba akatodyiswa😂😂😂
Black zvava zvinhu keep it up guys
Thanks For Watching! 😁
Please Like, Share And Subscribe 👍🏽
Don’t Forget To Turn One Post Notification

Blakie unondigonera
Team Naiza mune nharo murichibaba