ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Isu hatirovi maoko kereke rose kwete misikanzwa iyoyi kanakuti kufarisa
Kkk dzimwe nziyo ndedzasatani chaiyo, chengerai Mano a satani. Takawona Simba muna JESU CHRISTU pauro Ari Muranda vake chete. Itai se vanhu vaka dzidziswa na Pauro. Mwari ngatibatsire zvokwadi.
Yaaa hazvina kukwana izvozvo munhu mumwechete anobhitisa haikona izvi no ngatibatei dzidziso yomumwa kuti zvitibatsire
Vanhu vave kushandura church yaMwari zvishoma nezvishoma.in 5 to 10 years vanhu vanenge vavekubudisa ndziyo dze church via recording kana kuti music.zvatotanga,ndandzwa makoras anosanganisira"zarura denga,nyika ino aisi yedu tisanyeberwa ba"nedzimwe.izvi zvekuita vanhu hobo kubitisa nekuzadza mberi ndonyanya kuzviona pa magumanu emukuru wedu GS Juro