ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Chikomo chiremera chewari kure ,mazviona wanhu weNyanga hawana kudana sekuru Mkotsa ,Kana Jesu haana kugashirwa mu Nazareth
Drewmas is taking over for karanganda neshamba ita bsa
Hurumende ngaidzore mutemo wekuti auraya ngaauraiwewo (hang mabhinya kumajeri uko)
Wekunwa mushonga adiii
Taking you to another level...Trimusango hwenje... Keep it up Drewmas media
😢yoh vanhu 8 pamunhu 1 kuuraya munhu pedzezvoo amuna nechamunacho muri marombe nxaaaa apa makutakudza dzinza rese Ngozi😭💔
Lady in Yellow 💛 (Mai Masimwa) 👏🏽👌🏽🙏🏽
Drewmas media taking us to another level ,Shumba to the world aiwa muri kudzifambira thank you so much mhukahuru and team muri rudadiso
Drewmas media taking us to another level,takaenda takaenda namkoma Andrew Neshamba❤❤❤
In a country with too much stress like Zimbabwe, you're a national treasure with ur programs.
Vaneshamba tokudai❤❤❤❤ munotitambidza zvirikuitika munyika mdu
mmm mazuvano muripahot nenyaya dzengozi
Kudzidza hakupere,tiri kudzidza kuburikidza ne Drewmas ❤
Wemushonga mupenyu here veduwe
Shuumbaaahhh 👏👏👏 naro naro basa
Mabhinyanya ngaauraiwewo mabhinya ayo
anderw unofamba shaz.. ndatenda hangu
Sabhuku sabhuku sabhuku hokoyo
Tirimusango hwenjee,tirimusango hwenjeeee🤼♀️,singing zvangu
Ndiyan akaimba ndokada zvekudaro
Ahoyi Shumbaaahhh
Shumba - itai henyu basa mukoma
Masong awo aneShamba pliz tomaonawo sei .
Search Drewmas songs ndopandakawana dambarefu
@@KingEddie2nd thank you so much
Tubidy
Wekunwa mushonga mupenyu here
Murichidadiso❤
Sabhukuuuuuuuuuuuuu
Women s league pengai mother. Umwe Sabhuku akatoponda Tescion. Takuona akuuya kunoripa. Sabhuku is suppose to protect his people.
Taurazvako masabhuku vemazuvano vamira kuipa
@SibandaPatricia Iye akaponda Tencion wacho anenge achitori Sabhuku futi. Baba vari kurambira mwana vachanyara Rasta vakatosvika pakugerwa musoro uchidiwa ma V11 akubuda manje
Ndini wekutanga pano nhasi ,Sabhuku nemhuri yake mabhinya Drewmas nyaya iyi inoda kwamambo Sabhuku vatongwe vanehurombwa
Drewmas Media murisei
Chimbwa,chidogs arikupfuka rova chidogs
Pa Drewmas family maswera sei
Ndikangonzwa part yatiri musango hwenje..haa..bhoo!! Ndoziva kut ndaapa drewmass chaipo!!😂
Ummmm duri uriumwechete nana konoriyo duri hre konorio akaura humbamakombe hama kupemba
Mukoma andrew munogonesa kudzifambira nyaya
Mai ine school hat iyo ine moto ,ine mrume hre 😂😂
Nhasi rava rimwe zuva 😂😂😂.
At least Sabhuku was transparent vakatuma deputy wavo otherwise paizonzi varikutenga munhu kuvinga wavo
Igweeeee
Yellow top inemoto pamberi nemi takutokupai chigaro kuZANU PF
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Sekuru Neshamba hamucharidze song yeblind lady iyaa yokut "maiona hr drewmas".
Taura hako I love that song
Yakagonekwa song iye
Ngozi inongouraya vanhu kwete tuma drama utwo
Tensen anoita ega
Ana duri mabhinya aya
HY MR NESHAMBA🤒🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Court iri kutaurwa apa should be an inquest held.
Tiri musango wenje
🎉🎉🎉
musaone kunonoka ndanga ndichiuya
Drewmas will never disappoint🎉🎉🎉
Mukoma mune basa wee kuseka nhamo serugare
Hello 👋
Kana mati bhinya rese out voendepi kunodiwa mabhinya...itai action vararamire kujeri
Bvunzawo,ameno kuti varikuda kuendeswa kupi kunodiwa mabhinya
Nhai zvako iwe kunodiwa mabhinya ndekupi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂nhai zvako iwe vanodiwa kubook raani manje
👋
Dai vakamubata vaimuuraya avo
Takaenda takaenda ndanga nemafashamu 😂😂
Ko wekunwa mushonga afa hr nhai Shumba
😂😂😂😂😂😂😂veduweeeee
Update mangwana arikunzi ashaikwa from morning ahasati awanikwa
@@NESHAMBAJUNIOR ashaika makuseni, zvakaoma hazvo. Nematambudzo SHUMBA DOKO
Zita racho Kuti nyamaropa vanhu vatodeura ropa shuwa
Nhema. Nyamaropa is peaceful
😢
Chikomo chiremera chewari kure ,mazviona wanhu weNyanga hawana kudana sekuru Mkotsa ,
Kana Jesu haana kugashirwa mu Nazareth