Iyooooooooo 🙉 🙉 🙉 🙉 🙉 pwaaaaaaaaaati zvangu ini Dhuma na bbie achihwandirawo food 😂😂😂😂😂😂😂 next time you must swallow your pride and eat in front of her chief
Hahaha guys this is so damn hilarious yoooh ... wats the point of not eating with ya' bae when you take each other out lol ... fear that she will say you eat a lot
Musikana uyu haute........kutosiyisa mukomana chikafu kuti azopedzisa iye😂😂😂
Audio video visuals perfect you rock keep it up
Boys ndezvemasports izvi
kkkk boyz keep them coming u aee tuu much sandoooo dzenyuuuuuuu🤣🤣🤣#evrday unenge uchingoti pachicken inn.. this line killed me
good story line guys thanks for this. apa babe razodzokawo kkkk
skit iyi is the anchor ye this channel good work team
Kkkk kkk dhuma dhuma mbavha nemroyi
apa im watching this ndakarohwa nenzara ndipei ma likes tone
Kkkkkkkkk zviuya zvadodhana kkkkkk love is love chete chinonzi munhu kudya kkkkkk zimbe rerudo
haaaaa abhaiiza big time
Iyi ndiyo inonzi 'Matsotsi haagerani'
Kkkkkkkkk haaa sandooo kunemuface uyooo akanyanya guyz
ndakamboiita wo iyoyi ikati brotsa, anopedza marasta aya
I can't pretend when I'm hungry kkkkk ndinotodya chaiko chero akasara achitaura ndezvake
Kkkkkkkkkkkk
KEEP IT UP MUFANA
kkkkkk ooooh my god kkkkkkkk ndanakirwa zvangu
Kkkkkkkkk chakanhanhisa
Amai varikubackground bhoo here😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂vandikuvadza zvanguu
kkkkkkk hnz kumb kwedu hatidyise kkkkkk
I really miss my Zimbabwe.
kkkkk mandikuwadza nekunakirwa boys....bby anga atodzokawo kuzotora kkkkk
😂😂"everyday unongondimirira pachicken inn indaa kani iwewe"lolest
iiiiiiiiiiiiiiiiih nyadzi dzacho gaya kkkkkkkk
lmao 😂😂😂😂 u do big guys love u 😙
Kkkkkkkkk akuna zvakadai
kkkkk kabby kakanaka ako amana
Hahahhahaha majambiro acho aaita pa fence ndee munhu anga ana mission yeku recover the lost 😂😂😂😂😂😂
Hie
Send
U nailed it guys
😂😂😂😂I’m done 🙌🏾
kkkkk haaa andidyise ini
Ndingatii zvangu pwaaa
J Smart
j smart wanga warova
Iyooooooooo 🙉 🙉 🙉 🙉 🙉 pwaaaaaaaaaati zvangu ini Dhuma na bbie achihwandirawo food 😂😂😂😂😂😂😂 next time you must swallow your pride and eat in front of her chief
I think it's high time people stop pretending......🤔🤔🤔🤔🤔
Kkkk ndaseka zvangu vakasangana vekukara apa
Eish l like it
hakuna ...... u nailed it guys .. munogona don't listen to haters
thank you
unogona muface wangu kkkkkk
Kkkkkkkkkk Gyz apa pkaipa mmmmm
Hahaha guys this is so damn hilarious yoooh ... wats the point of not eating with ya' bae when you take each other out lol ... fear that she will say you eat a lot
Esh boyz musadaro
😂😂😂😂😂 I will neva do tht APA chicken inn yakudhura ....
Hanzi ndodya one musuva 😂😂😂
hanz hatidyise kkkkk apa i miss chicken inn
ibva pachicken inn😂😂😂😂😂😂😂😂😂💙💙💙👊
😍🥰😍
Kkkkkkk thanks pazvese TV mandisipaka
Team rainakidza iri. Makaendepi chaizvo?
Kkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkk
Kukanda kwacho kweku gadzika... Kkk
Very funny
😃😃guyz makanyanya mhaniii
This is good
kkkkkkk hayas kunyepedzera chisalala
Amana makanyanya ndabvuma hangu ummm madd sando torai
Kkkk thts great guys
Thumbs up
Bae ini kumba kwedu hatidyise apa mukunyarana kaa...haha😂 ndazoseka hngu ini aa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 great video
Kkkkkkk ko kungodya inga manga matotenga wani
Kkkkkkk mandisipaka
Wakapenga wangu
This dude is funny hahaha
The first one yandinakidzao iyi kukara kurimuwanhu budai pachena ini ndototsenga mabhonzo honestly ndakasatodaro andinakirwi ini
Kkkkk
taura hako kunaka kurimu bhonzo
Slay king and queen
hahahahahaha wanyangira yaona kkkk
MaSlay queen aya ma1
Rudo ibofu ka1 bro
ini handina nguva yekushainira food
kkkkkkkk......funny
6:00 kkkkkkkkkkkkkkkk.
kkkkkk hakuna zvakadai
kkkkk makagona
pane kababy ako panga pachidikanwa mai yoggie
tatenda gwekwerere huh nxa
ndochokwdi innocent ,pazvese tv was great payakatanga yaa
Kkkkkkkkkkk mufesi mahwani
hahaha..... nyanyest
Akanyanya mufesi uyu
I live in England uk and this made me looool no way man ran back for the chicken why
Saka kugara mu England kwaita sei ?
@@kudzayisangoya9083 taura hako iwe
🙆🙆🙆🙆🙆🙆🙆🙆🙆🙆
Kkkkk haaaa pakaipa
kkkkkkk kaBlaz aka......lol .....makanyanya
But zvaizonakidza dai bby rasvikirwa ratanga kusvika
😂😂😂
Ndafa nekuseka
kkkkkk kkkkkk nyanyest
Kkkkk lol👍
handidyise in😅😅😅
Kkkk masaladi
Chakaipa
kkkkkkk
😜😂😂😂😂
hahahahahahahahaha these people vakapenga
bby radzokereiwo iro kkk
innocent musekiwa baby aidzokerawo chikafu chaange asiya lol
KKKKKKKKKKKKKKKKKKKK LOL
Mai yogie vazvidyira zvavo
Masadza
WAAAAAAAL
Kurasa machicken inn iboo hr iyoo kkkkkkk
Kkkkk pakaipa
Kkkkkkkkklkkkkkkk
haaa vafana vakufarisa ava lols
Uummy vanokara vanhu ava,,ini ndinodyisa ndotozvidyira agonditaura kuti ndodyisa asi ndadya hangu
sando dzenyu kuti poooo rikiti bvuu