Baba Harare vonzi vasiyane nemukadzi wavo after Album Launch ya Mathias Mhere😭
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 16 ก.ย. 2024
- #babaharare #mathiasmhere#jahsignal#tateliciouslatest #tatelicious#zimgospel#comicelder#frets#zimnews #lorraineguyo #ammarabrown #zimcouples #tytie #anglicanchurch #zimsocial #scottvibes #nyathi #africanprophet
Mmmmmmm asi mopenga,zvemarriage yevanhu zvakubata papi
Mashayawo imi mbuya siyai baba Harare,tsvagai wenyu
That gal love Baba Harare the way he is dai aida vane mari akaenda kwavari
Zvinei naye Tatelicious.
Tatelicious Satan anokushandisa bad
Siyana nababa Harare.I life yavo kwete yenyu
😂😂😂😂😂😂 imi isu tikufara tahwina soul Mumba yamwari....tisiyei
Haaaa nyararai uko mbuya ,mashayawo zvekutaura
Tate arikutsvaka ma like zvamunomuziva Mwari munosorerei vanhuvake Mwari zvenyu zvotaurwanani marwadziwa nei asimunomudawo hr baba Harare hakuna munhu anoziva Mwari anorambanisa vanhu sewe wakwanapapi Tate Tae Tate washaya chekutaura
Nxaaa kushaya nyaya uko getaway
vakuru vemakuhwa
So what then what stay in your territory.
Imi zvamaita zvinoshamisa ndezvipi @ the end of the day life is about choices he made his choice let him be.
Iwe chiiko newe mukadzirume iweeeee
Zvinei newe izvozvo itai zve life yenyuu
Mai awa wanotorwadziva zvekurewesa nhy
Jah sig watomudaro ka
Ukwane iwe siyana naye nxaaaa
Tate anopenga uyo 🤣🤣🤣
Kana akatodiwa ndewe class yake get away why uchidongorera life yevanhu kwanai amai
Nxaaaa
kkkkkk kwanz utsvage zvivakadzi zvaishekasheka mhata 😂😂😂😂