Women take note, this lady should be your role model, akasiya imba nenyaya yekurohwa, life went on for her. One life to live and choose to not live it in an open prison. Well done smart Lady.
Thi episode hits different The views to the venue were breathtaking the setting was beautiful and adds variety to the normal settings Wonderful episode
Machechi aya ka! Haaa I give up,nhema dzaari kuparidza nemhuri dzavaparadza has become another pandemic. I think govt should seriously regulate churches because it’s getting out of hand. Baba avo vanyadziswa
Murume uyu might have problem yekufungira. I pity the new wife akasagadzirisa she might follow the same route. Ngaapiwe counseling, he can't continue kuita seed clouding kudaro vana havazokuri zvakanaka. Ko iko kushungurudza vakadzi. Hazvishamise aimanikidza mkadzi kuti bvuma chete zvaasina kuita. Kwedu zvaiitika mufunge. Maita DNA man nekuburitsa chokwadi. Your presentation mumunda was well spiced up.❤❤❤
Ndakazvimiririra this is one of the best episode. Vanhu vese were civil to each other. Tananga ku goredzwa " murunyararo". Thanks to leadership ye bota family
Advice; kana mukadzi wamutora asina humandara zvinotaura kuti wamuregerera nokuti aisaziva kuti aizosangana newe une rudo naye rwakadai ko iwe unezenge waa kumu tyirei futi iwe wakamuregerera pahombe kare chasara kugara zvakanaka chete hapana asigatadze
Haaaaa .... Got a friend of mine who actually proposed to my wife ... my partner gave me the messages, and ndakamutsiura first time, iye kutoramba. And then, I later sent him the messages. Nanhasi hatitaudzani and akabva atotama kuenda kuneimwe city. That friend akabhaiza big time
Way to go. Many at times you would have gone to fight him and it wouldnt have ended well. Now ndiye anotya kana kuwona mumvuri waki. Imagine one day bumping into him with his wife !
The view is so so beautiful topnotch wow it's a mwaaaa l wish to visit this place, thank you Tinashe Mugabe for bringing us this amazing show along with the beautiful view
Once cheated, pfungwa hadzizombogadzika. Kurwa kwavakaita it was a moment of rage, i like it kuti mukadzi wacho ataura kuti handina kumborohwa before but zvakazongoitika ka1 after 2 kids because of that situation.
Nhasi Mr Mugabe was relaxed and in his element, the couple was respectful even after separation. I enjoyed the banter...bestie ari pa side. Entertaining indeed
murume uyu kaa ane problem sahwira vakatoona kut hadzimo. He is after woman achingosiya. Apa what is the problem vana ndevake vasiya mkadzi wanemumwe. I wish this lady and the new husband a good luck. And happy marriage
I'm just happy for this lady for making the right decision of1) running away from this abuser 2) moving on with her life. Everybody deserves to be happy 🎉
KaSetup kanhasi ndakafarira , kanekawu *real*. Vanhu vacho vese they look like hard workers vanodya cheziya. This is life compared to cities life. Kana Mr Bota Mugabe varatidza kuti vanga vakasununguka chaizvo.
Well done to this woman for running away from a wife beater at the very start. Tiza neupenyu wako, usamirira kuiswa mu mortuary. 3 marriages and common denominator ndiye murume uyu.
I see as this man talks More than a husband should talk so as to have many children with different mothers and may lead to suffer mothers more than necessary
Uyu murume ajaira kuchinja vakadzi achivapera ,iye atori NE problem hake,iye mkadzi mu new one iyeye achinzi wahura kuda kungozvarisa vana venhu usingachengete vana nxaa
Breathtaking views , unique episode ....... Domestic violence should be condemned at all costs. This young man is a fool . At that age atove nemukadzi wechi 3 I dofo
I am humbled by the current wife. She is so soft so humble. She does not even deserve to be wife number 3 I m sure there could have been a more deserving man than this one
I like zvataurwa nababa avo unogona kutangirwa kana kutangira chikomba. Iwe kuri busy kushanda 24/7 mukadzi Ari kutofunga bota. Kunzi vana ndevako hazvirevi kuti mukadzi haana kuhura or haasi kuhura.
Achapedza vakadzi achingoroora,he has trust issues lapho ushiya esezalisile komama abahlukene kahle kahle the besty realised that his friend had a good wife then he took her
Women take note, this lady should be your role model, akasiya imba nenyaya yekurohwa, life went on for her. One life to live and choose to not live it in an open prison. Well done smart Lady.
It rains everywhere
Kkk siya wako tikutoshaya mvana dyekudya
😂😂😂😂😂@@blockbastermovies3155
Aisarohwa mukadzi uyo, yaakaroverwa anoiziwa.
@@africaunite2488 Achimborohwerweiko munhu ane nyama nhete. any Man anorova mukadzi means kuti akurirwa pakufunga nemukadzi wake
Thi episode hits different
The views to the venue were breathtaking the setting was beautiful and adds variety to the normal settings
Wonderful episode
Baba ava vane dambudziko he is never wrong basa kuroora after kuroora shame on him 😮
He is paranoid
Havaroore vanongotora chete, ndosaka vachichinjanisa kunge hembe yekupihwa yaunongoti yasakara handichade. Dei vachibvisa Mari chaiyo vachichengetedza madzimai avo😂
He has trust issues
Baba ava vanongozhinya zvisiri normal
Akutomboroora kwacho hre or kungotizisa after kutizisa chete
Ndafarira mafungiro emudzimai akasiya benzi rairova,I have something for her. Kurohwa hakuite
Hoo zvekurohwa ndizvauri kuona chete asi zvechihure hauzvione nhai, shame
@@barnabaschimina1315 mukoma munenge munorova mukadzi imi aaa😂😅
Another man's meat is another man's poison karume aka kanotongo nakidzwa nekuchinja vakadzi
Machechi aya ka! Haaa I give up,nhema dzaari kuparidza nemhuri dzavaparadza has become another pandemic. I think govt should seriously regulate churches because it’s getting out of hand.
Baba avo vanyadziswa
Shaaaame
True dat 7 out of 10 pamonzi mweya wakati
Murume uyu might have problem yekufungira. I pity the new wife akasagadzirisa she might follow the same route. Ngaapiwe counseling, he can't continue kuita seed clouding kudaro vana havazokuri zvakanaka. Ko iko kushungurudza vakadzi. Hazvishamise aimanikidza mkadzi kuti bvuma chete zvaasina kuita. Kwedu zvaiitika mufunge.
Maita DNA man nekuburitsa chokwadi.
Your presentation mumunda was well spiced up.❤❤❤
I love the maturity of all the people in this episode, especially the women, big up ladies 👌
Who gives you the right yekurova mwana Weumwe munhu.
Pamsoroi Amainini vatsva mati mudzimai fambai zvisingaiti mufungirwe...U are next muripanyanga chete kanareplacement yenyu yawanikwa nemi muchanzi bhishu ,siyai nyaya yevaviri zvekuchengeta mwana tazvihwa . Maiguru havana kumbotaura nezvenyu pamwe ndimi maikonzeresa zvese futi ipapa Garai pasi please in Mai Tities voice 😂
You can say that again kuda kutaura zvavasingazive
Her speech was guduu nd generalised wani
Ndiho hupenyu hwemukomboni uhu, vanongochinjana chinjana vachienda vasingaitirani beef.
Kinda of like this society
Good episode and you can feel the happiness and healthy environment at that place. Zimbabwe still has fruitful places. The atmosphere is just flawless
I know it’s a dna show but please Tinashe say something to these men on domestic violence, just to let them know it’s not acceptable
Its always against men???
Panobuda ma results ari 99.99% vakadzi vachirova varume hamutauri. Is that okay? Hopefully mune mwana mukomana 😂 😂 😂 😂
kkkk sometimes ndozviri kumamisha mkadz anotoziva kt ndikangoshaisha ndorohwa nemurume hameno kumatwn kune vakatrainer karate uku
Supportive sister wow sisi vane rudo vanoda muningina wavo
The new wife is beautiful
Very beautiful but akutaridza kuti haana kunyatsogara zvakanaka
I agree, vane kathat plus wisdom
@@gee9961 akagara kagariro kekumusha ku farm ka.
@@Olcool I meant kekutoshungurudzwa chaiko nemurume haana kunyatsofaranuka
This time akazosiya zvechibage
Good for you Bestie. Chengeta zvako mukadzi wako, mhuri yako, it's his loss aifunga kuti ashaina.
Ndakazvimiririra this is one of the best episode. Vanhu vese were civil to each other. Tananga ku goredzwa " murunyararo". Thanks to leadership ye bota family
That man needs counseling he has to learn not to abuse women
Ha vamwe vanhusoo...saka mrume unotadza kuti sorry mkadzi wangu nekukupumha kwandaiita, ha
Nyaya yekuroora vakadzi uchingosiya Tinashe akutoita confusion.
Advice; kana mukadzi wamutora asina humandara zvinotaura kuti wamuregerera nokuti aisaziva kuti aizosangana newe une rudo naye rwakadai ko iwe unezenge waa kumu tyirei futi iwe wakamuregerera pahombe kare chasara kugara zvakanaka chete hapana asigatadze
Haaaaa .... Got a friend of mine who actually proposed to my wife ... my partner gave me the messages, and ndakamutsiura first time, iye kutoramba. And then, I later sent him the messages. Nanhasi hatitaudzani and akabva atotama kuenda kuneimwe city. That friend akabhaiza big time
Way to go. Many at times you would have gone to fight him and it wouldnt have ended well. Now ndiye anotya kana kuwona mumvuri waki. Imagine one day bumping into him with his wife !
@@tariroshonhe2268 Actually, I asked him, kuti just picture me ndichinyenga mukadzi wako. How would you feel.
Chitsambarafuta chemunhu
Anoshusha munhu uyu
These people have a good place. The environ is beautiful.
Until minerals are discovered
asi makagona imi.kurohwa kaone nekusumuka nekuti haaa unozoita basa rekungorohwa
Mkadzi akanaka uyo kungoti anoshaya zvikwanisiro uye kuswera vanhu vari mumaminda
She did well by leaving this man. Kurova mukadzi does not solve anything.
But kuhura kuri bho?
@@laku6899 there is no proof that she was promiscuous. Allerged father vatori nema issues havo ava and thats why he is in a 3rd marriage at this age.
The view is so so beautiful topnotch wow it's a mwaaaa l wish to visit this place, thank you Tinashe Mugabe for bringing us this amazing show along with the beautiful view
Until minerals are discovered 😢
Inyika ipi iyoyo yakachipa zvekuti mkadzi anoudza murume kuti ndakahura
Nhai zvenyu .Sh uwa varume musadaro.Endai zvakanaka
Once cheated, pfungwa hadzizombogadzika. Kurwa kwavakaita it was a moment of rage, i like it kuti mukadzi wacho ataura kuti handina kumborohwa before but zvakazongoitika ka1 after 2 kids because of that situation.
Murume uyu ndiye katsambarafuta chaiko plus ndiye ane problem nkt sei vakadzi vese varikuhura kudaro nhai ngaazvitarise Jairo zitete rinongodi zidumbu zenene aaah mukadzi vanotonzwa kurwadza kwazvinoita kuve accused
Baba veZanu avo vakunyatsoda good Bhavhu vanoda kunyatso kweshwaa
😅😅
Kliklikli. Team Zanu PF rese iro
Dhiiiiiiii dededeeee
the new wyf is so humble and beautiful ❤️
Nhasi Mr Mugabe was relaxed and in his element, the couple was respectful even after separation. I enjoyed the banter...bestie ari pa side. Entertaining indeed
Anofanira kupiwa chibhakera best uyu 😂 😂 😂 😂 😂
Apa ari mu regalia 😊
Kamurume kanoshusha ako, kamukono ketsambarapfuta. Yuwiii Mai vanga varimuchoto avo. Zvakaoma, mwanasikana uyu asununguka kupomerwa mhosva dzausingazive. Maiguru vanga vakaomerwa ava.
Fell in love with maiguru (sis vamhamha) she's truly a sister's keeper ❤️
Baba vane problem, bestie chengetai henyu mukadzi akasiya futy waainaye uyo torai futy😂
😂😂😂😂😂
Tora shamwari
I have to apologise. I did not trust that lady at first. She seemed guilty. May God bless this lady. I wish her a very good second marriage.
So the results means she didn't cheat?
You’re a simp
Zvepo chaizvo hawana hawo kuhura vana asi zviripo zvakamboitika baba vangu
Baba became paranoid after first marriage he needs help
@@chiyenyumba7135 exactly
Murume uyu anehyanga hakuna vakadzi vatatu the same thing ndiye ane problem. Manje uyu mudiki waakaroora ndiye achamuhurira.
Ewokamu MaBuja, makona mapedza nyayayi pasina kutukana, nokuti nyaya dzakadandidzi dzino mabotso
murume uyu kaa ane problem sahwira vakatoona kut hadzimo. He is after woman achingosiya. Apa what is the problem vana ndevake vasiya mkadzi wanemumwe. I wish this lady and the new husband a good luck. And happy marriage
How old is he ave pa wife number 3 apa same story, anonetsa
Vamugabe munobvunza henyu ndapota 😂😂😂kunyepera kunge musina kunzwisisa henyu manzwa kkkk chii chakadaro so😂😂😂 bota family munopisa sure zvamanje manje
Matauriro ababa avo kuda kubhowa current husbae...
Musavapa vana ngaatange aroora vana ivavo nekubvisa chiredzwa uyo
Kkkkkk Tinashe kuseri 😂😂😂😂 hanzi munhu aitongoona kuti masiya zvinhu zvaanoda 😅😅😅😅😅
kkkkkk.... muri kunakidzwa mhamha.....🤣
Heard that as well hahahahaha
Haa bestie vacho vari kutoremerwa netsvina zvavo. Mvura vanongoida kana vonzwa nyota 😂😂😂😂.
zvonzwisa tsitsi mazera acho akurarama nefarming
Kkkkkkk chinorema ichi
😂😂😂😂😂😂 Pandangoona skipper yakapfekwa ndobva ndatongoona type yemunhu.
Vavari mumunda
😂😂😂😂😂 veduweee
Beautiful scenery, these people are hard working
Inga turume tumikono twematsambara twakawanda nhaimi.
I'm just happy for this lady for making the right decision of1) running away from this abuser 2) moving on with her life. Everybody deserves to be happy 🎉
Hanzi handina kuzvifungira kuti angatore mkadzi wangu, hanzi ndotominzwira tsitsi kkkkkk, kurwadziwa ndokuziva
Moto bhooo here hanzvadzi ava ....or else vari kushaya nguva navakadzi saka vakadzi vachizo h..ra.
Kutadza kukumbira ruregerero kune mukadzi waakaita nave vana achimusvibisa zita rake
Zibenzi
Ummmm baba avo ndivo vasingagutsikane nevakadzi vanonyeba ifambi chaiyo kungoda kusvibisa vamwe shame on himmmm
Ka tsambarafuta aka Ummm kanga kavekuda umwe
zirume irori wl nvr stop achatozadza nyika achingoti vese vahura insecurity yakanyanyisa...iyeyu anogona kuzviitwa futi.apa kzotambisa vana vakanaka
Tambo inosvika here ku paraffin mdhara,coz ka level kamuri kudyirwa nako muriwo wenyu ma1 chaiwo. Tarisai pane dambudziko shefu
Vanhu vese vari apa very respectful to each other and vachifara havo
Kumusha kwanku chaiko pacorner store apo taka nanga pachimurenga apo
Yaaa saka vakomana vemuma garden umu havamire kuroora shuwa,kungobva apa watoenda apa ummmm kunoroorwa munhu shuwa kwaMutoko
Basa racho roda une anobika cz wabva Waneta kubika hakubude Saka unotoda kuwana zvese zvavaready
@@EnergyKaseke-ub8ri it's true but ummmm zvinenge zvakanyanya izvi
Varume kana musisade vakadzi musatsvagira vanhu nyaya zvino unonyarirepi murume iwe
Thanks mwanasikana.Mwari varopafadze marriage yake yaainayo
Tinashe Mugabe munhu wevanhu,i enjoyd the whole show to the last with all those smiles around u
KaSetup kanhasi ndakafarira , kanekawu *real*. Vanhu vacho vese they look like hard workers vanodya cheziya. This is life compared to cities life. Kana Mr Bota Mugabe varatidza kuti vanga vakasununguka chaizvo.
This man is a problem 3 young women in such a short period.
Mari yakamuwandira
Yeah consistent problem, chihure chirimumurume 😢
Well done to this woman for running away from a wife beater at the very start. Tiza neupenyu wako, usamirira kuiswa mu mortuary.
3 marriages and common denominator ndiye murume uyu.
I see as this man talks More than a husband should talk so as to have many children with different mothers and may lead to suffer mothers more than necessary
Uyu murume ajaira kuchinja vakadzi achivapera ,iye atori NE problem hake,iye mkadzi mu new one iyeye achinzi wahura kuda kungozvarisa vana venhu usingachengete vana nxaa
Karume kanonyepa aka
kanzvimbo aka kari kupi. wat a beautiful place
Mutoko Mashonaland East Province
@@ladjelmutegude7212 thanks
Corner store Mutoko just after Murewa. Vagaya kunotsvaga pako here kunoshandwa, simbe haigari kkk
@@NTM308 Hi How are you
Do you know Tapiwa Nyakabau
@@NTM308 inowanokwa here minda
Mwana haarambwe 😢… what about the years if not looking after what is done about that
Zibvurandi remurume ,,mainini dzungu ririkupera maimanji maunzirwa mumwe murume uyo haaroori anogozvarisa uchipfuudzwa wapomera kut uripfambi .....
Zitete rinenge mbuya muderere iro rine murume here iroro or itoriwo pfambi zvayo
Thank you sis nekumira nemwana wamai venyu ,she never disaapoints you
Welldone frend ,chengeta mukadzi unyadzise dutye iro
VaMugabe dzetse rinopomera mhosva vana vevanhu irongariendeswe kumatare edzimhosva riripe kuzvarirwa vana zvese nemaroora ese akakwana
Foolishman
Breathtaking views , unique episode ....... Domestic violence should be condemned at all costs. This young man is a fool . At that age atove nemukadzi wechi 3 I dofo
As long ari happy na bestie ❤I’m happy the children are his.
Congratulations. Baba vevana ava imboko shuwa. Nxaaaa. Anyways waita basa Tinashe
Endesai murume uyo kudare anoripa mombe 10
Varamba vakadzi vaviri asi nanhasi hauone kuti une dambudziko. Nhema nenhema zvese ipapo.
Big up vaMugabe vanopinda pese,nhasi vari mumunda basa sebasa.
Mainini is beautiful 🫶murume chihure che first wife chakamu affector. Hardworking people😊
Ko, ari kutaura wani kuti mukadzi wacho wepiri confessed chipfambi chake; nababamnini! Saka sei muchida kupinza chihure cheFirst wife not chakaitwa neuyu wacho? Mfana uyo anenge ane kamunyama kekusangana nevanhu vane hunhu hurisi bhooo. Kana kuti moto wakevo mushoma, obva osangana nevane mabattery anoda kuchajiwa nemoto muzhinji.
The first might be innocent . This guy is a serial cheater akaona umwe akutodzinga umwe kuti ahura
Muface anemunyama uyu shame mweya wakaipa
😅 2008 re-run
yea umwe munyama
Baba ava yamuna nguva yekupa vakadzi love & att mention.. Kutora vakadzi sevashandi vepa prazi... Imboitai nguva ye love.. Van opera vese kuhura..😂😂😂😂
Kana irindiyo life yenyu yekurima uda kut murume ashande ega here
ne cultre iyoyi yema zambia angahure ndiani. anopenga muchinda uyu
Kamukono ketsambarafuta
Sisi vaMhamha manyama number One, talks sense. KuChurch hope hakusi kumaPositori kwakanzi paneBoyfriend. kaFarming karikuitwa apo Manyama. Vakomana zvenyu zveku chinja chinja vakadzi siyanayi nazvo, munoparara.
Simboti muri sis wangu chaivo
Kukundikana chete kuchengeta vana plus chihure usina mari
I am humbled by the current wife. She is so soft so humble. She does not even deserve to be wife number 3 I m sure there could have been a more deserving man than this one
munenge mune ruchiva. Imi ndimi muri more deserving manje?
Ahh munhu wa1990 atova mu3rd marriage heree ah baba imbozvivhunzisisayiwo ipapo mupaongorore
Taura hako mmm arkuzvinyanya
Magetsi anenge asina power apo kkkkkkk
This man ajaira kuchinja vakadzi hazvishamisi kuona akutsvaga mumwe mukadzi.
Farming its money welldone
I like zvataurwa nababa avo unogona kutangirwa kana kutangira chikomba. Iwe kuri busy kushanda 24/7 mukadzi Ari kutofunga bota.
Kunzi vana ndevako hazvirevi kuti mukadzi haana kuhura or haasi kuhura.
Uyo mkomana pasina kupfeka tshrt yezanu pf anga akanaka zvekuti
Its good to know but to accuse someone, or kutsvaga mhosva its not fair.
Hanzvadzi seyi kungohurirwa maybe moto mushoma
pedu pamapuno apo! makorokoto! bikai jocho mupe tinashe uyo mango dzo muchengete pwehwa dzo, manja mhanduwe
Ewokamu
Ndaisa alarm pamwe nekugarara ndaita " smash the like button", told myself not to skip ads etc
So murume uyu aita vakadzi vangani in a short space of time, achanetsa uyu
Wakutonetsa hake
This guy is literally multiplying. Building the nation
Waita hako Munya uchengete mwana wedu zvakanaka
Hamusati ma svika Botswana huyai we have issues kuno
Achapedza vakadzi achingoroora,he has trust issues lapho ushiya esezalisile komama abahlukene kahle kahle the besty realised that his friend had a good wife then he took her
VaMugabe ndaseka kwekupedzisira hanzi mkatoona kuti masiya zvinhu zvaarikutoda , besty akabva atora hake.
Best manyama akatora chimuti kufriend
Mr Mugabe ndozvinoyitwaa izviii not kungotorwa akagara paumbaa onesai wanhu zvishandwaa izvoo this place is very nice