In Full "Ruth akatadza kuenda kuIndia kunorapwa nekuda kwehutano hwake, hatina kudya mari" - Family

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 116

  • @TinasheKamhapa
    @TinasheKamhapa 2 หลายเดือนก่อน +14

    Kokuzoda kutaura chingezi imi musina mari dzosai mari kuvaridzi kuna chenai mari yakadyiwa kuna ruth musadaro inenge inonaka kudya

  • @dianambuwayesango9017
    @dianambuwayesango9017 2 หลายเดือนก่อน +12

    Nematambudxiko
    Hongu muri kurwadzaiwa nekurasikirwa nemwana wenyu
    Chirwere chemakidneys chakaoma
    Vakawanda akatorwa nacho
    Vane mari dzavo zhinji vakakundikana
    Kusanganisa Amai Mugabe
    Musafunge kuti aurawa nesocial media
    Social media yakakubatsirayi zvikuru

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 2 หลายเดือนก่อน +6

    Kwanai mai imi mungati hee varume vanemazitumbu pamakakumbira mari matumbu akanga aenda kupi hamunyari kuurayira mwana mari isiri yenyu

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 2 หลายเดือนก่อน +6

    Stella Muusha best of the best

  • @memmsempiree2350
    @memmsempiree2350 2 หลายเดือนก่อน +8

    Kungopindura neshona kurinani cz its so stressful and frustrating to try and make sense of broken English apa we are emotional about this issue. Its just a lot to take. Speak shona tifambe

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 2 หลายเดือนก่อน +4

    Ndisekuru here or ndi ankol. Bcoz vanotaura chingezi ka ava
    “...as a young person we were.... Thats the end of Ruth by now...”

  • @LilianMutenga-s4l
    @LilianMutenga-s4l 2 หลายเดือนก่อน +5

    Maisa fanira kumirira mukana kubva kumedia maifanira Kuya back moudza vanhu kuti Ruth akundikana nekurwara kuenda kuIndia pane kunyararira vanhu vakakubatsirai

  • @bongimasaa8257
    @bongimasaa8257 2 หลายเดือนก่อน +7

    Kubatsirwa kwamakaita neZimbambwe dzitori nyasha ,Joy akabvisa maCents asi akutoda mari yese yakabviswa .Musabatsira vatambudzika nekutsvaka mbiri ana Joy.

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 2 หลายเดือนก่อน +2

      Does she want it for her personal use or ndiye ane zita riri pamberi. Knowledge is power.

  • @freechipom
    @freechipom 2 หลายเดือนก่อน

    Shame this is so sad. May ruth's soul rest in peace mwari vaita kuda kwavo. Why are are angry? People are angry in our country we just attack each other unnecessarily that is so wrong. If we direct our anger to the right people zimbabwe will be great again. We thank all the people who donated towards this good cause, may God bless you and remember you all. And we pray that God comforts and give strength to Ruth's mother in this difficult time.

  • @artwellmunenga819
    @artwellmunenga819 หลายเดือนก่อน

    Tingodzidza kubatsirana pahukama. Hazvibatsire kuzouya nema 4x4 edu parufu asi mwana akatambudzika kushaya mari yekubatsirika pahurwere

  • @privilegesiwawa7022
    @privilegesiwawa7022 2 หลายเดือนก่อน +7

    Mari makaluma henyu ,why musina kupa update kune vakakubatsira .

    • @claricemaeresera9326
      @claricemaeresera9326 2 หลายเดือนก่อน

      So uri kuti Mai Ruth havadi mwana wavo here kudarika iwe taurai muchiziva

  • @alfredtatendaviyano3054
    @alfredtatendaviyano3054 2 หลายเดือนก่อน +1

    Sekuru Nigel your face says it all....makadya mari ndakatsamwa

  • @TendaiMachaka
    @TendaiMachaka 2 หลายเดือนก่อน +3

    Koimhosva heree kutaura nechirungu nhai nhai akomana eish musadaro ah ndosaka iri included mudzidzo dzekubva grade 1 and its an official language saka munhu taura nezvauri comfortable nazvo🤷🤷🤷

  • @angien691
    @angien691 2 หลายเดือนก่อน +3

    Joy is not wrong kana mari yakatumirwa ari kurwadziwawo nekuti sei musina kuita zviitwa nemari

    • @ChipoZamba
      @ChipoZamba 2 หลายเดือนก่อน

      Chokwadi ichocho

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 2 หลายเดือนก่อน +5

    Marii yakadyiwa

  • @chrissiegee9013
    @chrissiegee9013 2 หลายเดือนก่อน +6

    Zvikutaurwa nana Joy kut dai vakaenda chete kuindia .zve kidney transplant ma doctor chaiwo hapana anoda kufirwa ne patient vanototarisa kuti condition yake inobvuma here hakungoendwa

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 2 หลายเดือนก่อน

      That’s not the case, it seems they delayed plus kutsika tsika nemari.

    • @netsayikanengoni1677
      @netsayikanengoni1677 2 หลายเดือนก่อน +1

      Wapedza vaudzeyiwo nekuti kusaziva ndisahwira. Zvakaoma vanhuvashe.

    • @chrissiegee9013
      @chrissiegee9013 2 หลายเดือนก่อน

      @@netsayikanengoni1677 vanhu vanofunga kuti ivo maivacho chaivo vaizosarudza mari vakamboshingirira .kuti mwana asvike University vachitambura vaitoteedzera doctors report but vanhu chokwadi ichocho havadi kuchinzwa

    • @GladysMakirimira
      @GladysMakirimira 2 หลายเดือนก่อน

      Yaa true vanhu havana ruzivo zvachose vanongo pwatika

  • @bongimasaa8257
    @bongimasaa8257 2 หลายเดือนก่อน +2

    Rest in peace Ruth you were so loved ,mai vako vakatambura newe uchikura handioni kuti vaizofara nekufa kwako sezvirikutaurika pa social media.

    • @nessiamafigu6819
      @nessiamafigu6819 2 หลายเดือนก่อน

      Zve sure social media let this family grieve in peace especially Mai vachi it's not easy to lose your only child

  • @gracedube555
    @gracedube555 หลายเดือนก่อน

    Haiwawo musade kutyisa vanhu mari makadya, chaikukonesai kupa ma updates kuvanhu vakakubatsirai chii, joey is a hero, and ainzi ndiye akadya mari, murimapenzi family yese kuda mari over a person's lyf

  • @RitaZulu-v6z
    @RitaZulu-v6z 2 หลายเดือนก่อน +4

    Yuh mukurwadziwa tazvinzwa but maifan kungo tsanangura kut mari yafamba so ikadai chet .

  • @Zim22117
    @Zim22117 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mari yakadyiwa. You can clearly see that they are lying. Plus their stories are different and they go round and round before answering the questions

  • @stellastar63
    @stellastar63 2 หลายเดือนก่อน +1

    Bhudi avo velast interview (vekutaura kuti ndinadriver), vakarasika munyaya iyi ..... let the law take its course. Good thing there are voice recordings and videos.

  • @Tafadzwa763
    @Tafadzwa763 หลายเดือนก่อน

    Family yese irikupinda pasipo. Pane vanhu vashoma shoma vakaba mari ngavangoita accountability dzacho zvipere chete kwete kuti heeee topersecutwar because takabatsirwa. Be transparent.

  • @claricemaeresera9326
    @claricemaeresera9326 2 หลายเดือนก่อน +1

    Vanhu varikuti Mai vaRuth vakaurayisa mwana dai Mwari akutsiurai cz hapana Mai vaRuth pavangazoda kuti mwana wavo afe

  • @SusanNgadzigurwe-gx5ut
    @SusanNgadzigurwe-gx5ut 2 หลายเดือนก่อน +4

    Ndimi makaenda ku social media kukumbira mari

    • @lovenessjeche3761
      @lovenessjeche3761 2 หลายเดือนก่อน

      Nhai hko munouya kuzokumbira mari pajekerre modakuzoshandisa mari yeruzhnji private hamuna kudanwa kuuya pasocial media mune kachitsotsi hnyu kamakaita

  • @SandraTsere
    @SandraTsere 2 หลายเดือนก่อน +7

    Imi sekuru musadade zvenhando imi kwenyu kugona chirungu chaizvo here.murikubvunzwa neshona wani

    • @meuddzingayi460
      @meuddzingayi460 2 หลายเดือนก่อน +1

      Aguta mari akutaura chirungu chenhando

    • @yemmung7337
      @yemmung7337 2 หลายเดือนก่อน

      ​@meud😂😂😂😂😂

    • @NyashaShunje
      @NyashaShunje 2 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂

    • @juliachatindiyara9227
      @juliachatindiyara9227 2 หลายเดือนก่อน

      Chimwe chako chiri kutyorwa ipapo

    • @Manondo34
      @Manondo34 2 หลายเดือนก่อน

      Nhaimi chiiko chakadaro …tiripakuchemA moda kutiudza chingezi chisina basa nxaaaaa

  • @teemakiwa6792
    @teemakiwa6792 2 หลายเดือนก่อน +8

    Nhai apa varikubvunzwa neshona apa nacho chirungu vana it didn't went on well😂😂

    • @AnjoJoy.
      @AnjoJoy. 2 หลายเดือนก่อน

      😂

  • @preciousagnessmadzoke2505
    @preciousagnessmadzoke2505 2 หลายเดือนก่อน +1

    My condolences

  • @tracymudzviti7072
    @tracymudzviti7072 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ini kuona kwangu hapana hama yayimuda mwana uyu

    • @artwellmunenga819
      @artwellmunenga819 หลายเดือนก่อน

      Taura hako. Amayi vakashupika nemwana wavo. Politics dzemhuri at play

  • @artwellmunenga819
    @artwellmunenga819 หลายเดือนก่อน

    Murikugona basa sista Muusha

  • @LilianMutenga-s4l
    @LilianMutenga-s4l 2 หลายเดือนก่อน +2

    Kubva pawakatanga kunzi wakaba mari saka ukuti hausati watarisa kuti mari yakapinda ku account kwako imarii,makadya mari usaita soft isina basa iwe Nigel

  • @DRRZOE
    @DRRZOE หลายเดือนก่อน

    Mukadzi uyo ane pride

  • @MutapeBee
    @MutapeBee 2 หลายเดือนก่อน

    Shasha iyo iri kuziva kwakaenda 13 thousand. How can he know how the case is going?

  • @tsungi7
    @tsungi7 2 หลายเดือนก่อน

    Vanhu musataure zvamusina proof nazvo. Akaona mari ichidyiwa ndiyani. Sekuru ngavangope breakdown yakakwana.

  • @DRRZOE
    @DRRZOE หลายเดือนก่อน

    This blue shirt man speaks volume,what attacked Ruth also attacked the mother family.

  • @MariaMajadibodu-uq5cj
    @MariaMajadibodu-uq5cj 2 หลายเดือนก่อน

    Avo vanotaura zvesocial media KT vanhu vazive nezvehurwere hwake handi ndiye akauya pamedia hr

  • @TashingaMurira-hl8zi
    @TashingaMurira-hl8zi หลายเดือนก่อน

    Iwe waiendepi uchisiya mai vachikangwa naJoy

  • @MavisMoyo-u3y
    @MavisMoyo-u3y 2 หลายเดือนก่อน

    Yoh isilungu malume ayii ngathi uzosichoma laa and sikhala ngengane eshone incane

  • @cynthiachigayo3118
    @cynthiachigayo3118 2 หลายเดือนก่อน

    Ava Mai ava ngavatye Mari matumbu avarikutaura akatadza kuraiser Mari yaRuth

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 2 หลายเดือนก่อน

    Eish vanhu pamarii avana matyira kudyaa marii munhu aripanguwa yakaoma kusvika munhu pakufaa 😭😭

  • @ElicyChiparange
    @ElicyChiparange 2 หลายเดือนก่อน

    Imi family Ruth her self akataura kuti at first church ndoyakamubatsira ne800$ imi hapana chamakaita senge tete mukutuka medea yakabatsira kudaro kana Makaba mari yake zveshiuwa mwari achadealer nemi

  • @ElmarFadzai
    @ElmarFadzai 2 หลายเดือนก่อน

    Hama dzaRuth mbavha chaidzo ngavarege kunyepa kuti she deteriorated cz of social media cz Social media yakamubatsira nekumunyaradza zvakanyanya hudyire hwenyu ndohwaurayisa munhu dai akakupfukirai

    • @momof3941
      @momof3941 2 หลายเดือนก่อน

      But havanyepe zve, she possibly did succumb to the illness ne stress. Aionawo social media. Joy akamhanya especially kuna mai vacho and causing a scene ku hospital

    • @ElmarFadzai
      @ElmarFadzai 2 หลายเดือนก่อน

      @@momof3941 Zim wanted answers maInterviews aingoitwa wani Ruth achirwara saka chazoshamisa chii kna vakubvunzwa kunzi mari yamakapihwa kare kare Why isirikushanda zvavakaipiwirwa? Bottom line is kufa kwaRuth mari yabviswa kare hutsotsi hwemhuri nhasi vakunyepera kuita sekunge vane hanya

  • @GodfryChibaya
    @GodfryChibaya 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mazimbabweans tinotaurisa zvine basa reiko zvekuti vataura chirungu aaaaa tine nhongwa as zimbabweans chii chakadaro . Murikuda kuti achitaurire kupi chirungu chacho. That's why akaenda kunochidzidza kuchikoro musiyei ataure haibo

    • @KayceeDate-p6l
      @KayceeDate-p6l 2 หลายเดือนก่อน

      Paari kuchitaurira pacho hapasi ipo .Program iri kutaurwa nechishona saka ngaapindure nechishona ndokusaka Hosiah Chipanga akati makomborero ari kuenda kuvachena bcz isu tinoda kuti sika sika nerurimi rwusiri rwedu

  • @LilianMutenga-s4l
    @LilianMutenga-s4l 2 หลายเดือนก่อน +4

    Imi kule chiii chakadaro is English an achievement ndakunyarirai

    • @TendaiMachaka
      @TendaiMachaka 2 หลายเดือนก่อน

      Koukurwadziwa nei saka?😂😂😂😂imhosva heree kuti iwe unoswerera shona🤷😂siyanai nehunhu wekungosvora svora ah apa vavachigona kutaura english yacho wani khule🤷dei vavasiri kugona maybe taitomboti kwete munhu arikusvisvina vhetani so

    • @LilianMutenga-s4l
      @LilianMutenga-s4l 2 หลายเดือนก่อน

      Makatogo fanana mese hamuzi chirungu,kudzamba dzamba ikoko,vadii vataura ne English through out and for your own information ndinoswera ndichitaura navo varungu,Dada nerudzi rwako singing hangu

  • @PrudenceZuze
    @PrudenceZuze 2 หลายเดือนก่อน

    Dai mune mari makadzidza maizopemha kusocial media here nxaaa mbavha dzavanhu

  • @netsayikanengoni1677
    @netsayikanengoni1677 2 หลายเดือนก่อน

    This is sooo sad vanhu ngavataure zvavanoziva. It's a sham journalism yemuZimbabwe ndinosvora vashomai vacho. Dai waro itai journalisma iriplausible. Ayo masocialites anepamuromo ko kana musingagoni kuvhara miromo yenyu nyararai mhani. Nzwisisanai nevanhu vamurukubatsira. I was following this. Handina hangu mari yandakaisa ipapo asi ndinzwisisa zvehutano. Musadaro, zvematransplant kubudirira kwacho injuga. So zvipomerwa ngazviite zvishoma veduweee.

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 2 หลายเดือนก่อน

    Sekuru vaRuth kudadira nhamo serugara ko kuzotaura chingezi mwechibvunzwa ndoochii ichocho musazodaro imi Kana mwazogara😮😮😅😅

  • @yemmung7337
    @yemmung7337 2 หลายเดือนก่อน

    Ko sei munhu achiti akabvunzwa neShona opindura nechirungu?

  • @ChipoZamba
    @ChipoZamba 2 หลายเดือนก่อน

    Mhuri iyi ndaishairwa mupanda

  • @Tafadzwa-Stephen
    @Tafadzwa-Stephen 2 หลายเดือนก่อน

    Nematambudziko vadikani.
    Asi vanhu ngati dadei nerudzi rwedu. Ko kupindura mibvunzo nechirungu wabvunzwa neShona hakusi kwave kurasika here?

    • @GarikaiMhiripiri-dr8qu
      @GarikaiMhiripiri-dr8qu 2 หลายเดือนก่อน

      Very sorry mwana wekumbakwangu paruzanendakarwadziwa chaizvo

  • @vachihera3823
    @vachihera3823 2 หลายเดือนก่อน

    Sis Stella munognesa basa

  • @Hungwe
    @Hungwe 2 หลายเดือนก่อน

    Nigel mkosho wamai vako mbavha

  • @mbiziDube-tn9sl
    @mbiziDube-tn9sl 2 หลายเดือนก่อน +4

    Ngaataure neshonanuyo

  • @Blessedhop
    @Blessedhop 2 หลายเดือนก่อน

    Ngavatibvirepo sekuru ava zimbavha. Vaitadza kupa Ruth chikafu chaicho achisiiwa achigara ega mai vachitengesa mitsvairo ku SA uko. Aitambura mwana uyu

  • @NomsaMaseko-kq8ht
    @NomsaMaseko-kq8ht 2 หลายเดือนก่อน +1

    Oh shame sorry family
    Avo sekuru ve English vatiorora ko shona yaramba here😂😂 😂😂😂😂

  • @PortiaMukonyerwa
    @PortiaMukonyerwa 2 หลายเดือนก่อน

    Mai Tt vakazvigarira muChikurubi izvi.vanhu mukati.imbwa dzevanhu

  • @ChipoMureyatu
    @ChipoMureyatu 2 หลายเดือนก่อน

    Mamonya akadari modya Mari yekurapisa mwana npuuuu hamunyari

  • @LilianMutenga-s4l
    @LilianMutenga-s4l 2 หลายเดือนก่อน

    Media yadiii apa,don't find blame

  • @EllahMujati
    @EllahMujati 2 หลายเดือนก่อน

    Mazi broken English, Didn't went kudii, dzokai ku grade 3.

  • @MutapeBee
    @MutapeBee 2 หลายเดือนก่อน

    Haasi kuziva mari yakapinda mu account make. Chii chakadaro

  • @VirginiaGunda
    @VirginiaGunda 2 หลายเดือนก่อน

    Sekuru vari kuti hongu pamari saka mari yakauya pachokwadi kumativi ose hapacharambiki

  • @neverkabuku3015
    @neverkabuku3015 2 หลายเดือนก่อน

    Dzungu rine vanhu wekuma ruzevha rakapenga, kungopinda muHarare makutotaura chirungu.

  • @abbymuss5519
    @abbymuss5519 2 หลายเดือนก่อน +1

    Muvengi wemunhu ihama yake!!! Matauriro aita uncle vechirungu kuti we buried her with her gowns etc haana kundiitira mushe. Zvataurwa nekakuganza so

    • @AnjoJoy.
      @AnjoJoy. 2 หลายเดือนก่อน

      I shed a tear pavadaro

  • @BrightonKabaira
    @BrightonKabaira 2 หลายเดือนก่อน +1

    Haiwawo dhodhi iwe taura neShona, varoyi anofarira kutakura chirungu

  • @ThandiweMacheka-c8h
    @ThandiweMacheka-c8h 2 หลายเดือนก่อน +1

    Hapana anogara pano pasi zvachose tose tinofa Hazvinei wazorora hake Ko kuenda nemwana kuchivanhu Hamuzivi kuti kune zvirwere zvinoda chivanhu Haaaaa imi ka

  • @Rosemary-pn5oe
    @Rosemary-pn5oe 2 หลายเดือนก่อน

    Its english for me the accent is giving

  • @mhlopemelody
    @mhlopemelody 2 หลายเดือนก่อน

    Mari kudyiwa yakadyiwa zvayo

  • @leekambanga6450
    @leekambanga6450 2 หลายเดือนก่อน

    13 000 yakarohwa iyo

  • @GandagobvuTV
    @GandagobvuTV 2 หลายเดือนก่อน

    Ko kungotaura neshona kana chirumbi chichinetsa

  • @vachihera3823
    @vachihera3823 2 หลายเดือนก่อน +3

    Joyi hake akatadza zvaakaita paye kushusha mai varuth mwana ari padeath sekunonzi yaive personal money yake. vanoda rumamiso anajoy. But what goes around comes around zviuchamuwanawo, asi imimi ambhuya chiregai kuti social media yakabatsiridza that is wrong. Neidzowo dzekuzoda kutaura chirungu chekwarussape haa tibvireipo when you cannot rapisa your hama

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 2 หลายเดือนก่อน

      Thats true. Akazoendererawo mberi joy🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️. Hanzi mabhonzo heee chii chii. Zvakaoma hazvo

    • @rumbidzaisatiya
      @rumbidzaisatiya 2 หลายเดือนก่อน

      Joey was angry it's not her problem zvavakaita hazvisi right

    • @lovenessjeche3761
      @lovenessjeche3761 2 หลายเดือนก่อน

      Joy Aida kuedza kuchenesawo zita rake bcz a naye aakurwadxiwa kuti abatsira vnhu akunzi adyawo mari

  • @tagutalilian9808
    @tagutalilian9808 2 หลายเดือนก่อน +1

    Sekuru taurai neshona hapana chakaipa

    • @Rosemary-pn5oe
      @Rosemary-pn5oe 2 หลายเดือนก่อน

      Rega kule vataure chirungu iweee kkkkkk

  • @NyaraiKaiyo
    @NyaraiKaiyo 2 หลายเดือนก่อน

    Hello ST❤❤❤❤

  • @CharityBanga
    @CharityBanga 2 หลายเดือนก่อน

    Nematambudziko hama .

  • @julietnyamadzawo7235
    @julietnyamadzawo7235 2 หลายเดือนก่อน

    Muri mazi mbavha imi

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 2 หลายเดือนก่อน

    Zvonetaa ndwzvekuti vamwe vavekuenda mneri nekudaira apa Havana kana munamato zvawo wemahara kana idea zvayo yavakambopa kuhama ichirwara kungozobufikira nyamutsi uuuuuu
    Vanhu ityai Mwari mukutaura

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 2 หลายเดือนก่อน

    Nema tambudziko

  • @ChipoMureyatu
    @ChipoMureyatu 2 หลายเดือนก่อน

    Taurai Shona asi pane zvamunoziva imi baba imi mune kacap haaaa

  • @Nunec
    @Nunec 2 หลายเดือนก่อน

    Tsotsi harinaba kunyorwa kumeso

  • @ssam1430
    @ssam1430 2 หลายเดือนก่อน

    Family of heartless thoeves 😢

  • @MoreenMarecha
    @MoreenMarecha 2 หลายเดือนก่อน

    Nematambudziko hama

  • @MutapeBee
    @MutapeBee 2 หลายเดือนก่อน

    Haana kana rough figure

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 2 หลายเดือนก่อน

    Nematambudziko hama