Nijo reminds me of this empoyer of mine years back aaah baba vanoda ku advisor havo ivavo... "Shinga mwana wevhu shinga ....Unoda therapy yei munhu mutema"🤣🤣🤣🤣
Mr Maoko, Mr Maoko, Mr Maoko hanzi idea yesalary😂😂 hanzi mai iyoyo ine zvainokwana plus rate inotaurwa nevanhu vakuru and therapy ndeyevarungu unodii mwana wevhu.#shingamwanawevhushinga#
Chief ibasa 🤣. Dead by zviri palaptop pavo. I wonder if paine any work related file pacomputer yavo. Othereise imusic nemamovies chete 🤣 Jah B usauraya Exercutive Chief Officer nejargon ndati. Chichie warega ka zve minding own business? Good. Who wouldnt want to nyeya Chief vane dzungu but vasina ruzivo. Spiderman, sorri ndaane faira rako. And dzakabhadharwa mari inenge air time. Oh guys 🤣🤣🤣. Mai Ngara reminds me of mumwe mudzidzisi wangu mustandard sikisi. Dzaienda kusvondo Friday, dzodzoka Tuesday dzisina voice. Panodzoka voice rava rimwe zuva rekudzokera kusvondo. Blazo with a pink blouse sweet me (vanondinakidza). He has everyone’s file. 🤣. Reminds me of mumwe mbuya neighbour wandakamboita. Vaiziva zvese zvaeveryone on the court. Vaiva kuma 70-80 but vaiziva nyaya from dzemateenager to anamai vacho naana mbuya vacho. Kana gossip yabata chero ukaigwabvura yaiita sad face for some seconds, yozodzoka kunyaya 🤣. Ukachinja nyaya even ukatanga dzeweather, dzaisarasika. dzaiti eg “yah, the weather is beautiful today, asi I was saying mai Maoko vanorova Nijo”🤣. Whoever wrote this, maactor acho and the whole team- see me after class 🤣🤣🤣.
Kkkkkkk musangano wemaChief. MumaOffice munoitwa zvakawanda. Ndaida statistics from this other department mudhara wacho achingoti ndokupai ndiri busy. Ndakazomusvikira achitamba game iya inonzi zuma 😂😂😂. He apologised hake 😂😂😂
I just can’t 😂😂😂 awesome production. Well polished characters 🥰
The last scene took me out haha “Salary haisi yekutenga zvaunoda asi zvainoda” ~Nigel
Ukaona Nigel naSpiderman ma1 anenge atanga! great job team
Nhai Spiderman anowanikwa kupi muZimbabwe. I love him honestly.
Mahure
iiiiiiiii anemkadzi
@@realbuzz6602 dai waigeza waizviona
Tambai zvakanaka kani !
CEO busy watching Dhewa on his laptop 😂.
I’m tayaaaad
Kkkk hanzi mari ndaikupa wani
ndanakirwa
Haaaa Paurosi Pogba chibaba baba info vakapenga 😂😂😂😅😅 💪🏼
Pogba 🙌 kkkkkkkkkkkkkkkk nyaya dzako dzese nda bhoe 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
The receptionist is good. Aaah mese munogona
It’s the background song for me ❤
And of course minister of information 😅😅😅😅
Do you know the name of the background song?
I would rather say the permanent secretary 🤣🤣
Thanx Nijo for giving Pogba a platform timboona zvaanogona, inga zvaanotogona wani.
Ndandichijoker😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nijo naSpiderman ayhaaas. Munogona guys every character on point!
Mr Maoko. Mwari ave nemi. And u always deliver
Akadonha mumukotopeya 😢😂😂😂
This is the best drama in 2023😂
, if they are options for us to pay to view please give us
Two rules by Mawoko, very simple and straighforward 😂😂
Nijo reminds me of this empoyer of mine years back aaah baba vanoda ku advisor havo ivavo...
"Shinga mwana wevhu shinga ....Unoda therapy yei munhu mutema"🤣🤣🤣🤣
Pogba🔥🔥🔥
Minister of information
Ndamukonewa ini
Apa vakawana munhu chaiye chaiye mnje kkkk
@@jahbcomedy9477 neniwo ndamutadza tek uyu 😂😂😂
Dzokera kumba Kuna amai wako😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
I swear these conversations happen in companies, especially muma office, I swear most of these CEOs and Directors are clueless and incompetent😹
Takesure is the munister of information for kkkkk the voice ra Takesure ndiro rese kkkkkkkk.
Nigel be like " wati kuri kudiwa maCHIEF ka iwewe " 😂😂😂
Who else loves the back track , Kuzama ndichiedza
Ndikutoida mufunge 😊
I love it too. Is it called kuzama ndichiedza?
i love it
Yakaimbwanani
@@GladieShirie90 mwenje mathole
No ndine kambudzi 15:01 ....saka unoziva zvemaIphone sei ... Spiderman 😂😂
Kudowloader document raTongai Moyo, Nigel to the fullest 😂😂😂
You guys are excellent. Everyone in this drama is a great actor. Keep up the good work guys.
Uyo we information uyo arikupisa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
The mawoko last statement finished my day 😂 Nijol well talented keep going brah 💪
Bamkuru Cosmas saka ndosvika pakuenda here musina kundipawo number dzaSpiderman! Ndirikugara ndichimurota
😂😂😂😂Nijo arikuchema mumarriage kkkkkk teerera advice spider man kkkkkk,just cant stop laughing.
Takesure Information Sibanda, my fighter 🤣
Great works guys. Spiderman icharacter zvayo🤣🤣
One of the best.....ko vamwe ndianani 😂
Creativity at its highest level makanyanya guys you are so talented
Nhai Pogba nyaya dzese unenge wadzibata nguvai nhai 😅😅😅😅😂😂
CO variku player Amuli naDhewa panguva yebasa haaa Jah B company inofa iyo 😂😂😂😂😂😂
Mr Maoko, Mr Maoko, Mr Maoko hanzi idea yesalary😂😂 hanzi mai iyoyo ine zvainokwana plus rate inotaurwa nevanhu vakuru and therapy ndeyevarungu unodii mwana wevhu.#shingamwanawevhushinga#
Pogba😂😂🔥🔥🔥❤️❤️
Takamirira kuona comic pastor vari investor hehehede patiently waiting kuonnawo part yawo
Shinga mwana wevhu shainga 😅😅.
Siya zvevasikana Spiderman 🤣🤣
unoziva ndikrohwa,,,,,,,,,,,, vakurohwa everyday kkkkk
Idea yeSalary ndeyekutaurirana nayo kuti nhai unokwanei😂😂😂
😂😂 Arts sector in Zim should appreciate and reward such talent.
Mkomana weinformation wakanyanya you saved Nijo
Haaaa nijo I can’t hanzi ndirimuJeri but not inini 😂
Haana kunyatso recover,munhu akatsemuka musoro😄😄Minister of information to the people
That last part😂😂😂😂😂 reality and its on fire thank you for entertaining and teaching us at the same time you are the best
Spiderman all the time here😂😂🤣
PaLaptop pakuplayer Gift amuli 😂😂
Tongai Moyo
Idya banana😂
Hanzi ndiri kuchema vari kuchema ndiri kurohwa varikurohwa ndirimujeri vari mujeri 😅😂
😂😂😂😂
Ndiri mujeri inini...ndozvavanenge vachitawura 😂😂😂
😂😂😂😂😅😅 Nijo unogonesa kani hanzi ndiri kurohwa kumba uku 😂😂😂
Hanzi ndozvavanenge vachitaura vamwe varume..Iye achitodaro😂😂😂😂
The moment Nijel said saka pano paCompany ndiani watingaendesa haa ndabva ndaziva kuti zvatoendwa🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂 zidofo
Pogba haaaaaa vane Info yese,,,250 terrabyts yeInfo
Spiderman anonzani zita rake, or page rake. Our own Michael Jordan. I love you future hubby❤
Munoda kuti babe rake rifeele sei manj nhai asikana. Dai makanaka akakuwanai kare
mmmm murikuti Pogba haaite hubby here asikana
Inini chaiye Cosmas Maoko ndogara naAmai vangu ini😂😂😂😂😂😂
JahB wangu mhaaaai❤️🔥
Spider man sorry 😅😅😅
Pane aonawo here idya banana playing on the CEOs laptop 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Manje mungat tirikuwiriran muchingomunyaradza 😂😂😂
Chief ibasa 🤣. Dead by zviri palaptop pavo. I wonder if paine any work related file pacomputer yavo. Othereise imusic nemamovies chete 🤣
Jah B usauraya Exercutive Chief Officer nejargon ndati.
Chichie warega ka zve minding own business? Good. Who wouldnt want to nyeya Chief vane dzungu but vasina ruzivo.
Spiderman, sorri ndaane faira rako. And dzakabhadharwa mari inenge air time. Oh guys 🤣🤣🤣.
Mai Ngara reminds me of mumwe mudzidzisi wangu mustandard sikisi. Dzaienda kusvondo Friday, dzodzoka Tuesday dzisina voice. Panodzoka voice rava rimwe zuva rekudzokera kusvondo.
Blazo with a pink blouse sweet me (vanondinakidza). He has everyone’s file. 🤣. Reminds me of mumwe mbuya neighbour wandakamboita. Vaiziva zvese zvaeveryone on the court. Vaiva kuma 70-80 but vaiziva nyaya from dzemateenager to anamai vacho naana mbuya vacho. Kana gossip yabata chero ukaigwabvura yaiita sad face for some seconds, yozodzoka kunyaya 🤣. Ukachinja nyaya even ukatanga dzeweather, dzaisarasika. dzaiti eg “yah, the weather is beautiful today, asi I was saying mai Maoko vanorova Nijo”🤣.
Whoever wrote this, maactor acho and the whole team- see me after class 🤣🤣🤣.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂comprehensive commentary ❤
Rule Number 2 hatina zera nayo😂😂😂
Zvirikunzi Yaruza Manchester here ........kari kunziiko kambo ako
mpfanha mu intern anenge achingonzi iwe nyarara mhan🤣🤣
Haaa ari pama1 kani shame 😂😂😂
😂😂😂 nijo haudaro hanzi shinga mwana wevhu
Tekki to the world 🤣🤣 information yese vanenge vanayo
Kkkkkkkkkk wamatuka iyeye
😂😂😂the guy who knows everything is my best, #guhwalevels
😂😂😂😂😂😂 document rine dzungu iri 😅😅
So Pogba apa CEO information about the questions achabvunzwa Inga Ari sweet❤
Ma chief (CEO) manyama 😂
Kaback ground song ndekenyu here VaSembwe
Pogba well done you are not crying 😂😂😂
Kkkk, Nijo hanzi ndiri kuchema everyday, usazotaure zvinhu zvisizvo.
Pogba unowana kupi nyaya idzi 😂😂😂😂nemakore nemakore 😂😂😂😂
Shinga mwana wevhu shinga 😂😂 haa ma lines ayo
Pogbaa thank you so much❤❤😂😂😂😂
Flowers for Slick Pastor Please, this is Zim kana uri kubasa😂💯
Ndochema everyday ,ndorohwa everyday
We are proud of you pocba 👊👊👊
Rule number 1...usapuse
Rule number 2....fear women
Ndiri kurohwa inini, ndozvavanenge vachitaura, usazotaure zvisirizvo🙌🙌🙌😅😅
Idea ye salary 😂😂😂🔥 makapedza baba
Pablo vakuchimhanya 🔥🔥🔥
Kkkkkkk musangano wemaChief. MumaOffice munoitwa zvakawanda. Ndaida statistics from this other department mudhara wacho achingoti ndokupai ndiri busy. Ndakazomusvikira achitamba game iya inonzi zuma 😂😂😂. He apologised hake 😂😂😂
Nijo CEO busy kuona mambokadzi 🤣🤣🤣
Nijo is the best, hahahaha. Zvokwadi tiri muChikurubi. kkkkkk
Anoziva zvake, Mai Maoko anotoziva zita ravo, nekuti vahombe kuna VaMaoko😹😹🤧😭💔
Kwahi menu iri papi na CEO
I wish we could donate $1 each to these guys. Varikubata basa.
❤❤❤❤ I agree🎉
Kkkk hanzi ndri Aweeeeee
hanzi focus nechnhu 1 ahhh🤣🤣🤣🤣kubva waisa focus zvktadza kushandisa phone kk
🤣🤣🤣🤣Nijo asaderooo Spiderman.... this is the worst experience any employee can have
Would love to witness a production directed by Nigel and Chihombori...
Shinga mwana wevhu shinga
Kwwte kty inini usazotaure zvakawanda 🤣🤣🤣
Miniister of INformation😂😂😂
Pogba is the man of the match in this episode.😂😂
Wikipedia 😅
haana chaasirikuziva
Pogba ngaamboti turu 😢😢 😢 😂😂😂 kkkkk kkkkkkkkk
Hanzi ndanga ndichijoka Nijo kaa😂😂😂
Why is that I’m feeling shy to finish watching this one 😂😂 nijo be serious
Ini ndaona ndakavhara kumeso kkkk bodo 😂😂😂
Kkk l thought ndini ndega ndoita ka feeling ikako ndakatotadza kupedza episode 1 not bcz it was boring but ndainyarira nijo😂😂😂😂😂
Kkkk even me too kunzwa kakumunyarira
Hanzi ndiri kujoker 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Akadonha akatsemuka musoro, so musamunyanyire 😂😂😂😂