ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
The way Nijo stared at Frets panyaya dzedoro is goated
i saw that too 😂
first here ♥️🔥Everyone who believes nigel is the next big thing in the entertainment industry of zimbabwe siya something 🔥❤️
next big? kkkkk mapotsa he's the big thing
say no to drugs.. he is the big thing😂
Big after who?
He is already big hama 😂😂😂
Fretz 🔥
l think munhu wechi 3 arikuuya ndi comic elder😂😂😂😂😂😂😂😂
Imba yacho haigarike futi 😂
Iiiii zvino vanodzingwa ne 1 day 🤣🤣🤣🤣
kkķk😅😅😅😅
Kkkk yeah kurikuuya Sam
inobva yavharwa hayo imba yacho 😂😂
MaTeapot ndeaNijo ndiye asinganwe doro😂😂
This is a wicked combination
😂😂😂😂
Haunyepe 😂
2:23 uyu haaite vaenzi haafarirwe 😂😂
that statement ndoraunza like yangu🤣
The way Nijo looks at Frets pataurwa zve doro ka 😂😂😂
Nijo is really trying to put young cats on the spotlight 🔥🤝🤝
Haarwadziwe mukomana
Frets is not a young cat pazvinhu izvi
Fretz akazviisa pa spotlight ega uyo he's hardworking uyo
Uyu ahaite vaenzi, ahafarirwe🤣🤣🤣
It’s the bed with no pillows for me 😂😂😂😂😂😂😂😂 humble beginnings
Makaipa @Frets naNijo haa big combination 🔥
Mototengesa mamwe ma tea pot mowedzera pa rent😂😂😂😂
These 2 are seriously going to kill me with laughter🤣🤣🤣🤣
Uyu haaite vaenzi haafarirwe 😂😂😂
Hanzi ndakasavaka gore RINO kkk
Comic ndiye achaita Roja renyu😂😂😂
20 liters worthy of tea😂😂😂
🤣🤣hanzi une gungano here rauri kuronga
Tisature mazita Lee arkuuya kuzovhiringa zvese izvi mukomana wacho hana inomunetsa😂😂😂😂
Set yemateapot esimbi😂😂😂😂😂
this combination will monopolies the comedy industry ,this going above board
Frets chawagona hapana kurega hwahwa wotenga maketero 🤣🤣🤣🤣🤣
Hanzi yakwira here kana kuti makwidza😂😂😂
Ziso iro parambwa zvedoro😅😅😅😅😅😅😅
Here in 2024😂😂😂😂motooo 🔥🔥so talented thumbs up team 👍😅
ndafara necombination,,,,,Frets much love
😂😂nigel nigel ko zvekuti uyu haafarirwe haaite vaenzi😂🤞
😂😂😂😂😂😂😂 ndakuvara nekuseka kwanzi usati zvese ma Teapot ndeangu kkkkkkkk kkkkkkkk
😂😂😂 hnzi munhu anochengetwa namwari
Kurojaaaa Maone I like vanhu vanochengetwa naMwari 😂😂😂
Zvanzi na Frets handiiti zvedoro kkkk ndaona panetsa pamba APA 😂😂😂😂😂😂😂
Hanz ndikasavaka gore rino😂😂😂
😂😂😂Munhu achatsvagwa ndi comic elder chete 😂😂😂
Nijo the man of series!!
😂😂😂frets n Nijo umwe anofa cht ahwara nembabvu 😅😅
Hanzi uyu ahaite vayenzi, uyu ahararirwe 😂😂😂
uyu haaite vaenzi haafarirwe😂
Ndototyira iwewe webetting😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 too many teapots.Haaaa pahwahwa apo
Ukatarisa size yakasiyana nemamwe, this is a 2011 version 😂😂😂😂😂😂🙌🏿🙌🏿
Hanzi na Frets munhu wedoro haite apaa iyee ane ma bhodhoro😂😂😂 frest na Nijo ndovatemba💥💥💥
😂😂😂guys munochigona chibasa ichii 😅Series richanakidza iri
Anzi uyu haiite vaenzi haafarirwe kkkk ko rent yatokwira musati mapinda😂😂😂
Hanzi ndrikutotyira iwewe😂😂😂😂😂😂😂 ma tea pot manyama
ndotyira iwewe we betting 🤣🤣🤣
Uyu haite Vaenzi hafarirwi kkkkkk😂😂😂
Teapot part yandikuvadza 😂 hanzi ndanga ndichitoitsvaga
Kkkkkk haaafaniri kuonekwa ,anofanira kubuda kuseni seni achidzoka usiku kkkkkk pakuda mukomana wekurisker mazita ndoanieko
vanhu vanochengetwa na Mwari😂😂😂
frets ndiye arikut haamwe doro kkkkkkk hoo handei
Ndatya nazvo mumw wnc
😂😂Exactly how it is mannn, A lott of rules and kungokwidza rent zvisina direction
hahaha frets ndiye akuramba doro manje hahahah
ma teapots ndeangu aya😂😂😂 4:42
Dont wory uyu haaite vaenzi haafarirwe 😂😂😅
Matea pot awandisa ayo ndeeyi koh😂😂😂
Nijo 😂😂rent uchaigona iwewe ,,,half yako
Rent yakwira 😮 yakwira kana kuti makwidza 😂😂😂
Mateapot bhoo here😂😂😂😂 6:11
Welldone guys 😂😂😂😂 makanyanya .Waiting for episode 2
🤣🤣🤣🤣 teapot yechi 5 iyi
😂😂 hatishande saka kashoma kugeza
Vamawoko kugara na Frets😂😂😂iiiiiiii tichaonerera
😂😂😂😂 svikai henyu mkoma Lee zvose zviende msango
😂😂😂😂 combo iyi haiperi mushe kkkk
Comic Elder pavachauya landlord vachaoneswa horror 😂😂, ndivo vachatopihwa notice pamba pavo
Hahahahah kuvhazouya Lee ari brother ya landlady 😂😂😂😂
Yakwira here kana kuti makwidza😂😂😂
Kkkkkk😂😂😂😂 five mateapot munhu wemurume
Ini hangu doro handinwe😅hanzi uyu haite vaenzi haafarirwe 😂😂😂😂
Kamutarisiro kaitwa Frets na Nijo pataurwa nyaya ye doro kkkkkkk.
Nyaya yedoro apo ,zvagara munhu wedoro ukangomuona so kkkkkk❤❤❤
Kkkkkkk 😂 I hope wechi3 haasi Lee, anoswera amumba malanders
Kkkkk hanzi 20 litres worth of Tea une gungano here iwewe😂😂😂😂😂😂 ende futi nikisi
I can't to see kuti wechi3 wacho I hope ndimkoma Lee but haaaa zvekuenda kubasa havo ummmm
Kana ticket renyu rabata next time tenga mastove😂😂😂
Frets 😂😂😂😂tikuda ziso makabata chibhodhor
Mabhoro haasiriwo akwidza rent 😂😂😂😂 plus rent inokwidzwa sei usati waziva kuti muroom macho munoda cobra yakawanda sei 😂😂😂😂
Kkkkkk guys hamusi mabrothers hre 😂😂😂
Munhu wechi 3 ndi lee chete😂😂😂😂
😂😂😂iwe mateapot ndeangu aya😂😂😂😂
40ltrs worth of it,une gungano here kkkkkkkkkk😂😂😂 thumps up guys
Nijo just TRUST THE PROCESS 😂😂😂
Wechi 3 I hope ndi Mkoma Lee😂😂😂😂 ha panobaka fire
Nigel anondigonera shame😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk hanzi naFrets rent yakwira tisati takuziva kuti munopinda cobra yakawanda sei😂😂😂
🤣🤣🤣 Hanzi ndikawana ari paspecial unoda ndirege kutenga
ndona @comic elder aita munhu wechi 3 zvobva zvafa🤣🤣🤣
Five ma teapots munhu wemurume😂😂😂😂
hahahahah face yaNigel pati Frets handinwe doro kkkkkkk
Pakugeza Havana problem 😂😂😂😂😊
Wechi 3 ndi Lee 😂
😂😂😂 makettle ese ayo ndeeiko
😂😂Haaite vayenzi haafarirwe
Ndipeiwo teapot veduwe handina kana 1😂😂😂😂
Nijo mashamisikire awayita pawawona teapot yechi 5 ka 😂🤣 hanzi na frets urikushamisikeyi ndakuudza kuti i5 .
Go nijo go ---this is super good
Nijoo aramba akatarisa frets achiti zvedoro haaite 😂😂😂
MaTeapot 4 ndeeyi asi😂😂😂😂
😅😅 vnhu imi 😅 l think mukashnda makadai zvknyny😅
😂😂😂😂 Frets haanwe doro
Haaaaa ndaona taenjoyer 😹😹😹

😂😂😂😂😂😂 too many teapots.
Haaaa pahwahwa apo
Ukatarisa size yakasiyana nemamwe, this is a 2011 version 😂😂😂😂😂😂🙌🏿🙌🏿
Hanzi na Frets munhu wedoro haite apaa iyee ane ma bhodhoro😂😂😂 frest na Nijo ndovatemba💥💥💥
😂😂😂guys munochigona chibasa ichii
😅Series richanakidza iri