Blackie atori bhoo tomuda akadaro thats where we learn great lessons. She has a unique character that always exists in our communities. That character is very complicated but she oerfotms it so well. 🤷 big up sister Blackie.
She spoke her heart kkkk hanzi ndaiti ndikakufingabndochema ndokubva kuchema kuya kwachinja ndikati dhimba wacho ndinenge ndaakutomudawo kkkkkk u guyz u nailed it that's excellent.i really appreciate u. NB team.a great life lesson indeed
Wooow beautiful ending😍❤️❤️munogona guys, great life lessons mazongosiirira baba naMai Netsai naBlackie kuti vakazo realiser wo blackie's cunning ways kuti ainyepera Netsai for everything
Thank u NB it was a good ending but paida and blackie u learnt a big lesson....jati kutoitavo munhu kwaye toziva uchipopota 😂😂🤣..thank u so much guys♥️
Thank you team this was the best... personally I learnt a lot especially from Blackie's character it's really happening out ere zvekuti unofunga kuti Mwana wevabereki vako zveshuwa here or wat...nenyaya dzemjolo dzana Jatuwero nana Paida naSolo...Dhibhaaa good actor warangarira vakakutadzira nevakakugonera👏👏👏👏
Massive creativity shown by NAIZA ... The whole episode was emotional and good lesson at the end ... Great suspense, also l was expecting fire between dhimba and Mai Ishy , anywhere thanks NAIZA BOOOOOOM
this was really amazing...the smile on Nastais face was full of emotions, she thought Dhimba loved her...ndatorwadziwawo anyway great talent shown through the whole movie
I caught ma self crying 😢 I couldn’t control ma tears😢Dimba and his father story touched me and made me realize how I grew up 😢.. buh life can change i second that don’t look down upon others you don’t know how would be your tomorrow..thank you Naiza booms for reminding us ang teaching us how is life 🔥🔥🤝🤝thanks again
naiza boom ndicho ndinhu one chanfotabga kukudirai munodzidzisa apa isu zvedu tatodzidza zvizhinji ipapa ndotenda nezvomoita rambai muchipusha ma works
Munogona but mamwe mapedzero amozoita anorwadza tetichidawo kuzoziva kuti chii chakazoitika lyk zvamakaita pana life in the village taidawo kuzoona paida kuti akazodii
Umm Naiza Boom ko apooo Pana solooo I think mawakuvhiringa art yake coz anga Ari Sobha Mumba achikumbira Ruregerero wakasvika pakudzingwa Mumba na chapepa Ari SOBHA AZODHAKWA NGUVAI APO PAAKUTAURA NA Paida zvinhu zvenyu itai stage by stage
Blackie atori bhoo tomuda akadaro thats where we learn great lessons. She has a unique character that always exists in our communities. That character is very complicated but she oerfotms it so well. 🤷 big up sister Blackie.
I also love blackie so much but she overdoes it sometimes,zvinekakuzhangandira mukati.
@@mildredsibanda5876 haiwawo zvipi kowo, unondiudza chii ko iwe Dhimba 😂
@@patricechaula3430 amazing
@@mildredsibanda5876 that’s the character they want her to portray because variko vanhu vakadaro in real life
@@Pinkiebabe I really understand but it feels too fake not always though
l got so emotional when Dhimba came back kumusha kuzotenda Baba vake😁😁. Thank you guys
Lyk for real mazouyisa epsode 10 wow may God bless you abundatly brs and sisters ❤❤❤ we love you very much
Shylet chigwagwa sorry nekukunetsa ndokumbirawo muendewo pachannel yakanzi malovines tv moona macomedy don't forget to subscribe 🙏🙏
Nb your episodes are FULL of practical lessons. Tinotenda 👏🏻👏🏻👏🏻
You never disappoint guys. Keep it up and what I like about your series there is a lesson from them
th-cam.com/video/_wUpt2ftjhA/w-d-xo.html
Munoti gonera
Naiza boom welldone keep it up...keep pushing..usangozoita pride chete unoramba uchienda kumberi mberi
Ndozvinoita hupenyu guys munoti dzidzisa zvakawanda mukupona guys Thank you team naiza boom I love you all❤🤜🤛
Netsai thus pure talent you have developed to be a superstar keep it up
She spoke her heart kkkk hanzi ndaiti ndikakufingabndochema ndokubva kuchema kuya kwachinja ndikati dhimba wacho ndinenge ndaakutomudawo kkkkkk u guyz u nailed it that's excellent.i really appreciate u. NB team.a great life lesson indeed
It's Paida face for me😂😂😂😂ko mukuwasha Solo how far nejongwe raDhafu😂😂💃💃can't wait
Wooow beautiful ending😍❤️❤️munogona guys, great life lessons mazongosiirira baba naMai Netsai naBlackie kuti vakazo realiser wo blackie's cunning ways kuti ainyepera Netsai for everything
Rambai makadaro munogonaa iri ranga riri emotional 🔥🔥🔥🔥🔥♥️♥️♥️♥️ mwari ngavarambe vachiwedzeraa njere muxitinakidzaaa
Welldone dhafu ;chapepa and solo 😍😍😍😍😍😍😍
Thanks Naiza boom family for giving us vaccine of stress takumbo farawoka🤸🤸🤸🧘
my heart sank for Netsai. Ndafunga kuti Dhimba aizoda Netsai. freat acting Naiza Boom Team
Thank u NB it was a good ending but paida and blackie u learnt a big lesson....jati kutoitavo munhu kwaye toziva uchipopota 😂😂🤣..thank u so much guys♥️
First time seeing Solo sober 🤣🤣
Mwari anosim8dza marombe sure kusekwa kwese kwaDhumba kwapera 🤗🤗🤗mwari uyu ahadhakwe
Great lesson, thanks NB for real life lessons, mkadzi wemunhu haabatwi
What a great lesson Naiza boom
Ukaita zvakanaka wazviitirawo❤️🔥
A laugh that comes with great life lessons
Well done Naiza Boom ndine qsn ko chidhakwa chedu hatna kuchiona 😂😂😂😂 chakaendepi
Yeah true dea
Bigger up masvingo wezhira and ana soko try to edd ndebele ,Tonga,love you guyz
Hameno zvako naMwari wako vanokupa kamoyo kanongo chinja chinja in Solo’s voice 🤣🤣🤣🤣🤣
Solos voice is nice 💖
I was binge watching since last night all the episodes 😂😂😂 NB to the world 🌎 thank you Mr Director ❤
Munogona gyz rambai makadaro tinokumbira kuti mumboti gadzirira ma best ama actors ese 🔥🔥🔥💯💯♥️♥️♥️
Naiza usanyeperwe you are the best, keep doing ma works baba
It's a great lesson for girls out there uye tabatsirikana kty Kan vakachengetwa nemubereki itawo something chekumutenda nacho Kan vakushanda
Ndanakirwa ne statement ranetsai hanzi ndayigara ndichichema kuchema kuya ndobva kwatotanga kuchinja ndobva ndatanga kukufunga😂😂😂😂😂😂
Thank you for giving us such a long episode half an hour m so happy
Beautiful ending.Well done Dhimba for remembering Baba & Netsai.Well done Naiza B team
haa baba vangorinewo havo bitterness yeJongwe ravakadyiswa ka besu🤣🤣
Very educative and touching guys keep the good work blazing
Thank you team this was the best... personally I learnt a lot especially from Blackie's character it's really happening out ere zvekuti unofunga kuti Mwana wevabereki vako zveshuwa here or wat...nenyaya dzemjolo dzana Jatuwero nana Paida naSolo...Dhibhaaa good actor warangarira vakakutadzira nevakakugonera👏👏👏👏
Paid Paida you now a great actor indeed keep it up
Jati anogona kana tazogara 🔥🔥
Haunyep
Eish this is nice but pane part yasara Amana Akoma Solo vaifanira kuzobudawo palast tiichiona kuti vapapi neLife Thank you guys keep doing good job
Dhimba and Jatiwero vapedza masports good combination
woow we can't wait to see this 🔥🔥💥💥 thank u NB team🙏🏽🙏🏽 tanga tatove ne stress kut asi matikanganwa here long tym guys thank u
Kkkkk haisi booster here
Chifodya sorry nekukunetsa ndokumbirawo muendewo pachannel yakanzi malovines tv moona macomedy don't forget to subscribe 🙏🙏🙏
In life vakasacheuka mhuri yekwenyu nemakuriro awakaita hakuna anokuchengeterai mhuri dzekwenyu,,,,soo ngatirangarirei kwatakabva #dhimba
i think maifanha kuzo Adder part yekut Kymba kwaana Blacky zvoozobuda kut ainyepa zvese zvaaitaura.
but nwaes YOU did well guys
🤣🤣🤣🤣 ndanakirwa ndidhafu hanzi muchiti iyi dzine mhopo kumashure kkkkkkk
Well done naiza boom munogonesa ngazvirambe zvakadaro
Mmm that's the end 🥺but still can't wait fr new one yamuku mwaya soon soon 🔥🔥🔥
Solo solo solo kkkkkk apfekedzesa mwana wevanhu masaga l cant wait hangu
Massive creativity shown by NAIZA ... The whole episode was emotional and good lesson at the end ... Great suspense, also l was expecting fire between dhimba and Mai Ishy , anywhere thanks NAIZA BOOOOOOM
Kkkkk Dhimba ,Netsai akasara achikufunga dai wangomudawo kani
Ndanga ndichifunga kty pamwe Dhimba naNetsai vachazororana😘😘😘
💥💥 love yu o guyz munogona zvisingaiti rambai makadaro muchitivaraidza ndimi mune chimuti so far musatya💥💥💫💫💖
Naiza boom makapenga .. makunda naNigerian kupedza movie maipedza zvisina Ani angaakaitarisira
I love you guys♥️♥️♥️ you teach us to be humble... I'm honored
th-cam.com/video/u64xPYMxP_0/w-d-xo.html
Apa magona kupedza movie kusvika pakuona chaitemura chichiseva well done ✅ Naiza
Who else thought Netsai is the soul mate of Dhimba
th-cam.com/video/_wUpt2ftjhA/w-d-xo.html
Meeee
Me
Nemi
I thought Soo but now am very disappointed 😔😔
🤣🤣🤣 Dhimba wakutoda kugara pamai Ishmairi futy🤦♀️
Uuu good naiza boom but pane pamatadza dhimba aifanira kuroora netsai nekuti netsai airwira zvakanyanyisa kuna dhimba
this was really amazing...the smile on Nastais face was full of emotions, she thought Dhimba loved her...ndatorwadziwawo
anyway great talent shown through the whole movie
Dhimba wanga uchifanira kuroora netsai😅😅😅😅
aita akarega vaiita sevachauraiwa na Black
Ashiii yazopetwa bt ndachida kuzoona solo kuty akazoita sei xnks to u all moita kuti pfungwa dzigadzikane gyz thanks Mr NB
Great job.Thank you NB for the Edutainment👏
That's so nice . good job naiza boom . Keep it up. Bt dimba waifana kuroorwa netsai mhani . Anyway Maka gonna chose
Netsai is falling in love already Pana dhimba dhimba 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Dhimba should have married Netsai 😏.
th-cam.com/video/_wUpt2ftjhA/w-d-xo.html
I caught ma self crying 😢 I couldn’t control ma tears😢Dimba and his father story touched me and made me realize how I grew up 😢.. buh life can change i second that don’t look down upon others you don’t know how would be your tomorrow..thank you Naiza booms for reminding us ang teaching us how is life 🔥🔥🤝🤝thanks again
Kkkkkkkk black 🖤 ukeshemazino
Solo uchawana anokuda enda hako kuharare 😂😂😂😂😂😂😂chapepa hooo mototyawo mkadzi wenyu nhaiii kkkkk aaah keep it up Naiza makapedza masports
Black arwadziwa Colgate netookbrush netsai 4n nembatya.
naiza boom ndicho ndinhu one chanfotabga kukudirai munodzidzisa apa isu zvedu tatodzidza zvizhinji ipapa ndotenda nezvomoita rambai muchipusha ma works
Thank you so much team NB you're the best tadzidxa zvakawanda ukaitira munhu chakanaka wazviitira ikaita chakaipa wazviitira
Ukaita chakanaka wadyara chakanaka shuwa👏NB munogona zvenyu🔥❤️❤️
th-cam.com/video/_wUpt2ftjhA/w-d-xo.html
Weeeeee ndozvinoita nyasha ♥️♥️♥️🔥🔥🔥Dhimba na netsai
Yaaaa apo maminutes excllent naiza boom The best of the best Comedian
NB team vari natural zvavo, very talented 🔥🔥🔥🔥🔥
Real life lessons, thank you NB 👏🏽👏🏽👏🏽
th-cam.com/video/u64xPYMxP_0/w-d-xo.html
Keep it up guys.the whole naiza boom family.u are amazing 🤩🤩.more love and thank you for bringing smiles 😁😁 on our faces.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣the colgate and toothbrush for me🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kujairirwa chaiko
Dhimba should have proposed to Netsai veduwee taona muchato wavo......Blackie will never change hake ,kusviba kumeso nemoyo zvese here amana
Hanzi kuchema kuye ndobva kwatanga kutochinja kkkkkkk ndabva ndatanga kukuda🤣🤣🤣🤣Netsai
Its netsai for me kkk Saka dhimba watone musikana Netsai is such a great actor keep it up and also the other guys mukutigonera keep on entertaining us
Paida learnt a greatest lesson in her life thank you Naiza
Munogona but mamwe mapedzero amozoita anorwadza tetichidawo kuzoziva kuti chii chakazoitika lyk zvamakaita pana life in the village taidawo kuzoona paida kuti akazodii
Haaaa black wakairasa mwari havadhakwe waishainira Dhimba uchifunga kuti mwari vachamusiya akadero 😂😂😂
Good job guyz....bt team pane umwe mnhu arikutora mavideo enyu achiisa pa yutube chnnel yke zvkut anogona kutoti episode 10 apa imi hamusati mabudisa sak zvir kutipedzera tym yedu mahara saka pagadzirisei amana pliz
Ummmm naiza boom wandibaya pamoyo chaiko Ummm in life tisatsvinyirane look now dhimba ,🔥🔥🔥🔥🔥
Keep up the good work guys👏👏I thought Dhimba was gonna marry Netsai anyways superb lots of love ❤️❤️❤️
Baba VaDhimba kufitwa nenhamo .Big up Naiza Boom
Ayaas
Mai Ishmael huyai mutore mari yenyu. ♥ ahewa muvhitori arikugonesa .
I cried papart yadhimba naJati so sad
Trabalho bem feito👍👍👍👍, parabéns 💕❤❤🙏muito obrigado 👏
th-cam.com/video/_wUpt2ftjhA/w-d-xo.html
Kkkkkk maiIshu n Dhimba kkk
Ndazvozviona shuwa kut icrazy village kkkkkkk bt ndafara nekuchinja hupenyu hwaDhimba mwari varatidza simba ravo
NB MURI RUDADISO
Ndiri kutotsvagawo wekuitisa nhumbu sezvauri izvo in Dhimba's voice
good lesson at the end thanks guys
Thanks naiza boom,solo boo hr kkkkkkkkkk zvaatori munhu boo wani kn asina ma beers.Munhu angadirwa mari hr wabereki ka.Ma lessons ayoo rudo rwevawiri chete then mari inouya shure kwazvose
Jati akabvabvaugwa baba ishu kkkkk thumbs up naiza boom
To go far don't forget to put subtitle 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Chapepa kupopota kwekudyiswa chigara manhenga ndizvi zvakamurwadza sorry hako kkkkkkkkkk. Chapepa Chizimbe 🔥🔥
NB never disappoint 🔥🔥🔥🔥 thank you team naiza boom
Dimba wanga wakunyengwa naNetsai kaa 🤣🤣
lets appreciate jati good actor
Great work guys bt netsai nadhimba vaifanirwa kuzodanana💔
Baba Ishumairi kuguta Mai Ishimairi zvekumusha kkkk.Masvingo akapenga
kkk haa dai ndirini colgate netoothbrush ndaiirambawo mazomunyanyirawo kkk🤣
Umm Naiza Boom ko apooo Pana solooo I think mawakuvhiringa art yake coz anga Ari Sobha Mumba achikumbira Ruregerero wakasvika pakudzingwa Mumba na chapepa Ari SOBHA AZODHAKWA NGUVAI APO PAAKUTAURA NA Paida zvinhu zvenyu itai stage by stage
Dhimba aifanira kuzoroora Nestai atlast nekuti Netsai aingorowerwa Dimba for no reason anyway gays makanyanya keep it up.. Love u naiza boom guys💖💖💖
th-cam.com/video/u64xPYMxP_0/w-d-xo.html
Ooooh nooo tipei imwe final naiza ,,aaah tanakirwa jati nadhimba ,,paida aita ngozi yejongwee dhafu usadaro Soo ,,,
Always on top. let's keep on pushing guyz. ichii chainakidza changa chakaipa🔥ndamirira chirkuuya data ndinaro musatye kkkk
th-cam.com/video/_wUpt2ftjhA/w-d-xo.html