Guys yu nid to put another episode which translate the life of Paida and dhimba namaiguru vake it will be a final issue bz like this nyaya haina kupera
@@miolloblessingnebvuma2162 yaaa zvaukutaura zviribhoo hazvina kumboshata bt mamwe ma ending tamajayira and ma movie ese tongoziva kuti munhu akangoenda ku Harare achagara bhoo so hatingangorambe tichingoita zvatajayira paida ayiitirwa hutsinye so hupenyu hwake hwatochinja nekuenda kwaayita ku Harare Blackie ayiba abva ayitwa tsuro so zvakawanda zvatodzidza vanhu
No glory to the Most High but to satan and his roles in the movie netsai dhafu kadya all helped to portray satan as the real deal until the end of the movie.that's nonsense
I'm happy kuti this wasn't the usual "marry the poor girl to lift her up" story. The usual "men don't help women unless they want something in return" scenario
There's God in heaven Paida go and work and be successful in life but don't forget Chelsea she was your pillar of strength and kind hearted person 😘😘😘👏
welldone Naiza, Sezenzi your sceen tdy was painfull. but we would have loved to see more of what happened to Paida in Harare, how chelseie also made it and if ever had a child etc
Wonderful...The movie was loaded with edutainment.I really wanted to see Paida and Chelsea doing well in Harare but all the same Thank you NB.Ngazviende mberi👏👏.Now waiting for Mujolo the movie🤗
All characters vari kubata basa zvakanaka haaa Paida the best on Life in the village movie, Dhafu wacho kuzoti Solo haaa handingapedzi mose but thanks guyz can't wait to see the final movie
Thank you Chelsea for that kind and loving heart.Paida wbuda mujeri rastepmother woyenda Harare.kkkk Mai Netsai hanzi kurera imbw nemukaka mangwana inofuma yokuruma ndozvomoitwa naNetsai.Thank you Naiza boom
Woow thank naiza boom team we learnd a lot kugarisana kunodiwa shuwa even munhu akafirwa naamai treat them good same as your child Mwari ndewe munhu wese u never knows tommorrow unofuma uchinhonga mapapper mutown neutsinye u see where is paida now she is now enjoy her married ... welldone guys Makanyanya wena yours jb cant waiting to support u ,munotipasa manyemwe wena
Kuno tine makaradhi, but ndavaratidza the reaction yadhafu nasolo napaida, it has reached a milestone yekuti, kana paida vanzwisisa kuti, nherera inoguta musi wafaa mai, Haaaaa guys, u see in zim things like this drama, is real mhani, takuda kuti paite riri zimovie chairo tosvika kure sure, we are pleased, sure mwari ropafadzaiwo team yangu iyi, jatiwero nharo dzacho, haaa sure zvamurikuita kana anegodowo hake ngaasadaro basa ririkurohwa, kunyangwe tikasawana Manama awards, chikuru mwari anoziva zvipo zvaakaisa muvanhu, aaaaaaaaah dhemetiiiii 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂💯💯💯💯💯💯😂👣👣👣👣👣👣👣👣⚓⚓⚓⚓, ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍❤️👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍⚓⚓⚓⚓⚓⚓💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯😂Dhemetiiiii
Let me imagine the other episode,,,paidà made it in life,later took care of Chelsea,jati was jealous of his brother and had evil plans for his brother but didn't succeed,netsai never met any man who liked her,her mom got worried to that point she started visiting a prophet,there she was told she should ask for apology from paidà...since she had a pure heart paidà forgave them,Ozzie caught his lil brother in bed with his wife,he nearly killed the wife,,,the end😀😀my own way of thinking
was hoping the episodes will be at least 15 or more, we really need to see the success of paida, hope this final episode is more than ½ an hour😔😔.. keep it up NB films
Shungu dzedu dzirikuda kuona kudzok nekushanda kwapaida ndiye anga akanyatsobata movie iro guys ummmm itai season 2 .....and we are waiting for it ‼️ Thnk uuu NB team and the Director👏👏👏mukatipa chimwe chidzidzo panyaya ykuba kwa Black ✅✅✅
Applause applause:I am going to watch it again and again Dafu paanenge aita humble;Blackie are tsuro;I can go on and on One of the best :love everyone in this episode;Chelsey another promising young star:👍👍👍
Hanzi ndakangonzwa nevamwe kuti zvinoda 5 months uye kuti mombe yenyu isaendera mahara🤣🤣🤣that’s strong defence in the courts of law🤣🤣🤣you NB guys are great!!! Everyone is 101% serious🙏🙏
Toita seiko guys tikukwanisei paNetflix because level iri kwakuseri kwe kuseri welldone guys but please Director tine chichemo we need 3 or 2 more episodes tione maperero aPaida chelsea naDhimba please tinzweiwo tisu mafans enyu chaiwo chaiwo very loyal 😂😂😂
Overally it was wonderful and educating series,but l have a few suggestions pana Blackie matisiya takarembera dai maita at least akadzokera back kuita munhu then ochinja oyita munhu kwaye adzidza lesson then paida handit makamutengera mota iya ye white kkkkk dai maita adzoka pamba anemari dzake tombomuona achiregererana namai vake but well done magonesa guys keep it up ,l enjoyed.......lts so painful kut ndoyava last episode ....am going to miss the characters blackie solo and everyone
Thank you naiza well done ✅✅ but 1. We were supposed to see Paida's success in Harare. 2. You should make longer videos 3. I was hoping to see Chelsea's success And last but not least you should have shown Ozemwa's life and what happened after kicking his wife and brother out . But THANK YOU SO MUCH 🥰💕 ❣️❣️👍👍🙏🙏😘❤️❤️ MUCH LOVE FROM NORTON 😘❤️🙏👍❣️
Aiwaka aiwaka. Hakuna final episode yakadai. Aiwakaa. Ingotii murikufara nesu kuti I Final episode. Haaa matisiya takahanger. Wanted to see more of Dhafu after Paida abudirira. Haaaa hamudarozvee
Thnks team Naiza 🔥🔥🔥 kunyatsochirova chiBased on true story 👌 matipa chidzidzo n yeuchidzo lyf haisi yekuitira umwe munhu utsinye hauzive ramangwana kuti unomuka wava papi 👏🏻👏🏻 God bless you team Naiza 🙏
Guys iri rine strong story line and good actors problem is that they start zvakanaka ma series avo pskuzopedza panozongoitwa kiya kiya to rush to the next project inotanga ine weight story yacho yozopera isina weight imagine stubborn preg nemamwe akawanda ngapagadziriswe
Thanks For Watching! 😁
Please Like, Share And Subscribe 👍🏽
Don’t Forget To Turn One Post Notification
I can’t wait 😊
Guys yu nid to put another episode which translate the life of Paida and dhimba namaiguru vake it will be a final issue bz like this nyaya haina kupera
@@miolloblessingnebvuma2162 yaaa zvaukutaura zviribhoo hazvina kumboshata bt mamwe ma ending tamajayira and ma movie ese tongoziva kuti munhu akangoenda ku Harare achagara bhoo so hatingangorambe tichingoita zvatajayira paida ayiitirwa hutsinye so hupenyu hwake hwatochinja nekuenda kwaayita ku Harare Blackie ayiba abva ayitwa tsuro so zvakawanda zvatodzidza vanhu
kkkkk
Naiza Boom matisiya nenyota chokwadi
We want more episodes of this guys.
By public demand
Pliz we need More on life in the village guys
True we want to see Paida and Chelsea's new life
Sando kwamuri Naiza and anyone who appreciates this Naiza you will forever be appreciated, promoted and lifted up all your life anywhere you may be ❤️
Daniel urisei sorry ndakukunetsa ndokumbira ungobaya kapic kangu kane face yangu wobva wasubscriber thank you so much
Solo he is wise drunken Master
Makanyanya gyz but paida aifanakuzodzoka anemota pekupedzisira apoooo
paid aifanira kudzoka
No glory to the Most High but to satan and his roles in the movie netsai dhafu kadya all helped to portray satan as the real deal until the end of the movie.that's nonsense
ENZO ISHAL : Paida anochema zvisina anoda achifamba munzira izere makomba nzira izere makava anonhuwa domba .😢😢😢😢
JAH PRAYZAH : yochemera mukati nherera chabaya moyo chagudukira . murwendo rwayo inenhorondoo zvakawanda yakaviga mudundundu 😢😢😢.
SOUL JAH LOVE : Pavanofamba nini ndongosara pavanoguta ndenge ndine nzara vari fit ndenge ndchingorwara ndisunungureiwo mesayah nekuti ndiri nhereraaa ah .
nherera ndimambo asina dunhu 😢😢😢😢😢
Mazvimba kupa
@@oliversachinda8917 🤔🤔🤔🤔🤔
Dhafu akuita mai azuker slowly
Those who are in love with Solo let's gather here and give him likes
paIntro apo
Me who has a husband called Solo 👁️👄👁️
I'm happy kuti this wasn't the usual "marry the poor girl to lift her up" story. The usual "men don't help women unless they want something in return" scenario
can't wait to see paida's success
you guys you are the best you never disappoint, but please Team Naiza we want subtitles in English From Namibia🇳🇦
kkkk kuiona kupi. Drama rapera iri
@@tinashecliff9730 kkkk taura hako
pardon Shona is a problem guys , what are you trying to say
@@tday_official.01 they say the movie is finished. Anditiii kaMovie kapenasha
Pakaipa
What goes around turns around, everything has an ending!! this was one of best of you guys, Well done keep it up 👍🏆
This is supposed to be a movie guys , may you continue it by public demand , we have to see the fruits of hatred and fruits of love.
Kkkk black haasi kuita zvetunhu kkkkkk
Why is it that every year maNama awards doesn't recognize naiza boom and give them an award , you are the best guys
Haaaaa Solomon chibaba boiz akaipa mface uyo 🔥🔥🔥
Please bring season 2,this is masterclass. Pure talent there, may the Lord take you far
I dropped some tears ,😭😭when Cheals and Paida were saying their goodbyes
Kuchema chaiko moyo wangu warwadza
mmmm me too
Even me nice movie
Unozongozvisimbisa kt aaah idrama mhani bt misodzi inenge yotobuda
Even me it seems like its real keep it up naiza
Lets show some Love and likes emunhu ayiimba💯❤nigga understood the assignment🙌👏
There's God in heaven Paida go and work and be successful in life but don't forget Chelsea she was your pillar of strength and kind hearted person 😘😘😘👏
Solo never disappoints🔥🔥......Naiza team you are the best
Solo ndiwe vega munotiwaraidza naiza
Izvezvi mhanza kusvika uku … asi hauna kana dhongi zvaro
Solo chibaba
hanzi ini manje handina secret🤣🤣
That love between Chelsea and paida ndatodonhedza misodzi its really emotional
Talent urisei sorry ndakukunetsa ndokumbira ungobaya kapic kangu kane face yangu wobva wasubscriber thank you so much
Kkkkk gules nadhimba kkkkkk mazvimba kupa
welldone Naiza, Sezenzi your sceen tdy was painfull. but we would have loved to see more of what happened to Paida in Harare, how chelseie also made it and if ever had a child etc
🤣🤣🤣Solo never disappoints on the songs
Hanzi apa urikutonhuwa zvako weti😂😂
is it Solo who sing
🤣 🤣 🤣 Vanorovana vana vevanhu 😅
@@ruvimbomakuvise5973 whenever paanobva pane bongozozo ane kanziyo kaanototi aimbe hamuna kukanzwa here kekuti vanorovana vanavevanhu
Kkkk solo wanorowana Wana wewanhu
Wonderful...The movie was loaded with edutainment.I really wanted to see Paida and Chelsea doing well in Harare but all the same Thank you NB.Ngazviende mberi👏👏.Now waiting for Mujolo the movie🤗
When Chelsea was saying bye bye I cried it was so sad😥😥😥
Even me
Me too eish
Paida deserve any award she is the best ever
Its the Maiguru and bamunini part for me 😂
😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Iiiii maiguru lit ba bonde kkkk
Hanzi handizivi kt hunhu rudzii,nhay hunhu rudzii mrume wangu🤣🤣🤣
😅😂
Solo never disappoints,,my favourite character..thumps up for you
Haaa mdara wekatsuro apedza ma sports ese chinekewo...😂😂😂😂
All characters vari kubata basa zvakanaka haaa Paida the best on Life in the village movie, Dhafu wacho kuzoti Solo haaa handingapedzi mose but thanks guyz can't wait to see the final movie
Thank you Chelsea for that kind and loving heart.Paida wbuda mujeri rastepmother woyenda Harare.kkkk Mai Netsai hanzi kurera imbw nemukaka mangwana inofuma yokuruma ndozvomoitwa naNetsai.Thank you Naiza boom
Izvezvu mhanza kusvika uku hauna kana dhongi zvaro😂😂😂😂😂 solo never disappoint
@chipo the trouble causer okay sis chipo ❤️
Woow thank naiza boom team we learnd a lot kugarisana kunodiwa shuwa even munhu akafirwa naamai treat them good same as your child Mwari ndewe munhu wese u never knows tommorrow unofuma uchinhonga mapapper mutown neutsinye u see where is paida now she is now enjoy her married ... welldone guys
Makanyanya wena yours jb cant waiting to support u ,munotipasa manyemwe wena
Màsvingo to the fullest Netsai blackie Senzeni mese zvenyu u did the best thank you
Wow Senzeni Amai Blackie killed it that was heart wrenching.....
Chiye urisei sorry ndakukunetsa ndokumbira ungobaya kapic kangu kane face yangu wobva wasubscriber thank you so much
Poor Senzeni Ummm sorry
Hanzi munoita dhongi kkkkk
Dhafu uyoka sure anechipo, nemufesi we kudakwa uyooo haaa these character, s kuzoti paid a haaa dhemetiiiii🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣🤣Nice wrk guys
Mufesi wekudhakwa shit mhani😂😂😂😂
Solo anogona
Kkkkk Blacky,,maiguru ndavapa sando kkkkk
Kuno tine makaradhi, but ndavaratidza the reaction yadhafu nasolo napaida, it has reached a milestone yekuti, kana paida vanzwisisa kuti, nherera inoguta musi wafaa mai, Haaaaa guys, u see in zim things like this drama, is real mhani, takuda kuti paite riri zimovie chairo tosvika kure sure, we are pleased, sure mwari ropafadzaiwo team yangu iyi, jatiwero nharo dzacho, haaa sure zvamurikuita kana anegodowo hake ngaasadaro basa ririkurohwa, kunyangwe tikasawana Manama awards, chikuru mwari anoziva zvipo zvaakaisa muvanhu, aaaaaaaaah dhemetiiiii 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂💯💯💯💯💯💯😂👣👣👣👣👣👣👣👣⚓⚓⚓⚓, ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍❤️👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍👍⚓⚓⚓⚓⚓⚓💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯😂Dhemetiiiii
Haaaa mface wekudhakwa Solomon anogona rough
Solo never disappoints🔥🔥🔥
Sando kwamuri team Yese ye NB Chelse good actor 🔥🔥🔥
Let me imagine the other episode,,,paidà made it in life,later took care of Chelsea,jati was jealous of his brother and had evil plans for his brother but didn't succeed,netsai never met any man who liked her,her mom got worried to that point she started visiting a prophet,there she was told she should ask for apology from paidà...since she had a pure heart paidà forgave them,Ozzie caught his lil brother in bed with his wife,he nearly killed the wife,,,the end😀😀my own way of thinking
that's true
Very good plot there
Exactly 💯
@panashe lindah hi
Makasika kuripedza guys tisati taguta😂😂😂….to be honest it was a very nice move….
Lawrence urisei sorry ndakukunetsa ndokumbira ungobaya kapic kangu kane face yangu wobva wasubscriber thank you so much
Bbamunini.dhibha yooweeee mandiuraya handisaty ndakambozviona zvakadai ndapera strong,masibanda power
In short Paida akazobudira n Chelsea akabudirira... A lesson to everyone... Thanks Naiza Boom... Don't underate anyone
Solo 🤜🤛👍
senzeni achema zvandibata veduwe kubereka inhamo chokwadi beautiful story line l love nb makanyanya
solo is everywhere 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk everywhere semogo
Well done Team Naiza. All-time fan! Chelsea makes me shed tears all the time with her heart
Tru kana neniwo kkkk
The movie was flowing smoothly until you decided to cut it short there was a lot to show in this move you should have done part 10
Even non stop...this was a continuos long movie ever acted by Naiza boom
True that
This is supposed to be a soapie. It was supposed to continue indefinitely
This drama is comprised of a lot of lessons. 🤝🤝👏👏👏
was hoping the episodes will be at least 15 or more, we really need to see the success of paida, hope this final episode is more than ½ an hour😔😔.. keep it up NB films
Me too
same here
Me too
Me 2
Sure it should cm again
Weldone guys naiza boom to the fullest. Masvingo thumbs up kkkkkkk ndakushairai mpanda wakazvinzwa kupi zvaanamazvimbakupa izvooooo,kkkkk
Ndaida kuona kudzoka Kwa Paida well-done guys mogona🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Shungu dzedu dzirikuda kuona kudzok nekushanda kwapaida ndiye anga akanyatsobata movie iro guys ummmm itai season 2 .....and we are waiting for it ‼️
Thnk uuu NB team and the Director👏👏👏mukatipa chimwe chidzidzo panyaya ykuba kwa Black ✅✅✅
Solo atorera masvingo chimuti😂😂👐
Solo arikumberi 😂😂😂😂
Solo anogona 😂😂
Kkkk hanzi chovha bmnnn
I think this must be put as a series on zbc, better than 263 and everything else, keep up the great work, love from New Zealand
Waiting, Solo chibaba thnks NB team
Haa my sis Senzen machemero ako andirwadza 😭😭😰😰moyo wekubereka ndauwona sure
you always end your dramas premature, we wanted to c the success of Paida and also bamnini Dimba vakazodii namaoguru pavadzingwa haaa musadaro imwi
Thank you naiza boom aiwa basa murikurirova uye zvirikufadza zvokuti aiwa life in the village dai yaramba ichienderera mberi
this is an award winning film, its too good
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Masvingo haiwa kuchemerera kwacho kan ndachema zvangu ini👐👐👐👐bmnini Dhimba vanobata basa chokwadi ndazvionera🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk masvingo hachihwi
Can't control my tears 😭 emotions for Paida na Chelsea keep it up guys true love never fade
Applause applause:I am going to watch it again and again
Dafu paanenge aita humble;Blackie are tsuro;I can go on and on
One of the best :love everyone in this episode;Chelsey another promising young star:👍👍👍
Solo anoita kufambira nyaya
Dhemeti mhani😂🤣😂🤣😂🤣
This was a very interesting story & a lot of teaching zvirimo mukurarama iz I ,well done well done ,you are the best.
We would have loved to see more guys but well done. Was a great episode 😚
Sando dzenyu guys rangu kep the fire burning musamire ndimi mega munotivaraidza pama zincomedy ose rambai makadzvanya
Hanzi ndakangonzwa nevamwe kuti zvinoda 5 months uye kuti mombe yenyu isaendera mahara🤣🤣🤣that’s strong defence in the courts of law🤣🤣🤣you NB guys are great!!! Everyone is 101% serious🙏🙏
Kusimbisa mwana zveeeeeeee
Kkkkk haureve nhema, they nailed it! But they robbed us, this wasn't supposed to end so prematurely
🎉You need an oscar Chelsea with ur kind heart love from South Africa
Zvaiwana ngwarati.... Blackie 😀😀😀
Toita seiko guys tikukwanisei paNetflix because level iri kwakuseri kwe kuseri welldone guys but please Director tine chichemo we need 3 or 2 more episodes tione maperero aPaida chelsea naDhimba please tinzweiwo tisu mafans enyu chaiwo chaiwo very loyal 😂😂😂
Solo deserves a big truck job well done
The way masvingo screams yohweeee bamini Dhimba mandibaya panyama nhete 🤭🤭🤭🤭 anzi zvokwadi ndaiurawa nezharaa
Kkkkkkkk hayas hahahahaha I can't stop laughing , maiguru na bamunn bhoo here mazvimbakupa kkkkkkkk. You nailed it apa
Maiwe mazvimbakupa ndodiiko ndokuberekai here
Mukoma wenyu waindiuraya nezhara😂🤣😂
Bamnin Dhimba to the fullest
Senzeni the way u cried touched my heart
Me too i also cried
mmmmnnn guys kaaaaa...handina hangu remuromo...this is mutakunanzva eating whilst being tied...keep it up up up
Well-done guyz ❤️🔥🔥🔥 so much lessons to learn on this movie🔥🔥🙏 kip the fire burning......❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Welldone vanogona zvavo
Haaaa ndakaona blue eggs ndika ignore but this time ndaku subscriber
Can't wait...but munokurumidza kupedza Dai muchisvikawo kuma episode 20 better
Overally it was wonderful and educating series,but l have a few suggestions pana Blackie matisiya takarembera dai maita at least akadzokera back kuita munhu then ochinja oyita munhu kwaye adzidza lesson then paida handit makamutengera mota iya ye white kkkkk dai maita adzoka pamba anemari dzake tombomuona achiregererana namai vake but well done magonesa guys keep it up ,l enjoyed.......lts so painful kut ndoyava last episode ....am going to miss the characters blackie solo and everyone
Was hurt when I saw it written final but we'll done NB loved it😭❤️
@chipo the trouble causer ďddddďddddddd
Mashoko apaida andirwadza, mwoyo wangu warwadza,zvirikuitika mukurarama kwatiri kuita
Any 1 arikudawo season 2
Kkkkk, solo soo hanzi ahuna kana dhongi zvako kkkk wandi sparker solo yooooooo
Chelsea n paida conversation very emotional. Yu killed it guy keep the fire 🔥 🔥 🔥 burning.
Nearly cried
Haaaaaa naiza makumberi kkkk ndafara kuti Netsai apandukira Mai vake haaa for Chelse mmm I like you paida you're the best
Naiza boom ❤️ Keep it up great job
Dhafu zvomupandukira kkkkk Netsai imimba here iyo maiwe zvangu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I was waiting to see Paida cming back to the village
Young Mazvimbakupa naMasibanda 🔥🔥🔥Blacky the 🐰🐰🐰🐰
Thank you naiza well done ✅✅ but
1. We were supposed to see Paida's success in Harare.
2. You should make longer videos
3. I was hoping to see Chelsea's success
And last but not least you should have shown Ozemwa's life and what happened after kicking his wife and brother out .
But THANK YOU SO MUCH 🥰💕 ❣️❣️👍👍🙏🙏😘❤️❤️
MUCH LOVE FROM NORTON 😘❤️🙏👍❣️
I beg to differ, the script is good as it is. The unusual ending made it unique and superb
Ngazviyende mberi NaizaBoom sando kwamuri guys dzungu
21.06 "Jehovha bmnini kani ndizvozvo chaizvo mazvimbakupa
Ndaiurayiwa nezhara nabhudhi venyu"🤣🤭
Team Masvingo makanyanya🤣🤣
Masvingo yaspaka nhasi endefuti 😂😂
Aiwaka aiwaka. Hakuna final episode yakadai. Aiwakaa. Ingotii murikufara nesu kuti I Final episode. Haaa matisiya takahanger. Wanted to see more of Dhafu after Paida abudirira.
Haaaa hamudarozvee
Part yebye bye yaPaida naChelsea made me cry
Thnks team Naiza 🔥🔥🔥 kunyatsochirova chiBased on true story 👌 matipa chidzidzo n yeuchidzo lyf haisi yekuitira umwe munhu utsinye hauzive ramangwana kuti unomuka wava papi 👏🏻👏🏻 God bless you team Naiza 🙏
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣solo never disappoints keep the fire burning 🔥 😍
Haaaa solo ndimafira kureva sure sando dzako, senzeni arwadziwa shame vana vanotiparira dhafu zvakuwana kaaaa Im happy for Paida and Chelsea ❤️❤️
Team NB never disappoints ❤️🇿🇼🔥👍
Dhimba naMasvingo plus Ozemwa you nailed it🔥🔥🔥🔥🤣🤣🤣🤣Masvingo kuzotaura kuti chovha chovha bamunini
Can't wait yooh you guys munondiitira boe❤❤❤❤
NB aiwa ndapa kutenda. Mabata basa apa shuwa. Well done and we need more films from
Solo arikupedza masports 🤣🤣🤣
Guys iri rine strong story line and good actors problem is that they start zvakanaka ma series avo pskuzopedza panozongoitwa kiya kiya to rush to the next project inotanga ine weight story yacho yozopera isina weight imagine stubborn preg nemamwe akawanda ngapagadziriswe
Can't wait to watch this episode😍much love NB
Thanx naiza boom bt Tanga tichitarisira kuona success yapaida achizodzoka Kuna Mai vake ave mbinga