Prince Chigwida - Nhume (Official Video)

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 9 พ.ย. 2023
  • A story behind the song NHUME. (Shot and chopped by Redcat Films)
    Produced by Decco Beats🔥
    ---------
    Its my way of accepting and appreciating the talent that was given to me naMusiki. Its very hard to understand your calling and vamwe vanhu vanotosiya zvipo zvavo vachifunga kuti hazvisirizvo but as for me ndoda kutenda Mwari vakanditendera kuti ndizive changu chipo.
    Zvinhu zvakawanda zvandakaita murwendo rweujaya hwangu ndisati ndavaArtist ndisati ndasvika pandasvitswa nhasi. I cant even talk about it ndinonzwa kuda kuchema asi pose pandakafamba nekuoma kwazvo yaiva nzira yaMwari to shape my music career. Ndinoshaura upenyu, kana ndikaona munhu achinetseka moyo wangu unoenda kure.
    Above all mukurema kwazvo chinhu chandisina kumbobvira ndasiya kunamata and Mwari havanyadzisi mufunge vakamira neni kusvika zvavanamarevero. I am not saying life yangu yava bhoo but pandava apa veduweka pahombe kwandiri inyasha dzaMwari so nommater how hard the situation is usasiya kunamata just know kuti WAKADIWA NAMAMBO🔥🙏.
  • เพลง

ความคิดเห็น • 278

  • @princechigwida
    @princechigwida  9 หลายเดือนก่อน +47

    Thank you for the support fam❤. Please consider subscribing to my youtube channel🙏

  • @FadzieMapasure
    @FadzieMapasure 3 หลายเดือนก่อน +7

    I MIGHT NOT KNOW WHAT YOU GUYS ARE GOING THROUGH RIGHT NOW BUT REMEMBER WAKADIWA NAMAMBO!!!!!! ,this song is for me. PRINCE KANA WAVA KUNETA DZOKA ON THIS COMMENT AND GET REMINDED HOW MANY PEOPLE YOU ARE HEALING WITH YOUR MUSIC AND I KNOW YOU WILL BE UPLIFTED. There are days when i wake up doubting who i am. One of these days i asked my daughter kuti ndiani akaimba song yandakanzwa ichiridziwa naChaplin Phiri ine some lyrics ekuti NDAKADIWA NAMAMBO and she said to me that was Prince ndikati no i need to get it like now. I will play this song to remind myself that ini NDAKADIWA NAMAMBO,NYANGWE URWERE HUKANDI SHUNGURUDZA NDAKADIWA NAMAMBO.nyangwe vakandidzikisira zvekudaro NDAKADIWA NAMAMBO.I WISH I COULD HIT 1 MILLION LIKES

    • @princechigwida
      @princechigwida  3 หลายเดือนก่อน +1

      Thank you so much for the message. I am also touched it's just God at work🙏

  • @TinotendMutuzungari
    @TinotendMutuzungari 11 วันที่ผ่านมา +1

    Amen amen mwana wezion ndakadiwa na mambo ndichapiwa simba

  • @browayne203
    @browayne203 9 หลายเดือนก่อน +11

    This one has Angelic Vocals ummmmm 🔥

  • @mispahmaisiri5776
    @mispahmaisiri5776 9 วันที่ผ่านมา

    Nyangwe vakandisikizira zvelevel ipi,,, Ndakadiwa naMambo.🌟

  • @PatienceMurakata-v4e
    @PatienceMurakata-v4e 14 วันที่ผ่านมา

    Heya Heya heya ndakadiwa naMwari nyangwe mukandidzikisira zve level ripi ndakadiwa na mambo ..thanks Prince unondigonera

  • @ThelmaMangano
    @ThelmaMangano หลายเดือนก่อน +1

    You nailed it❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥well done...

  • @user-qu5ly1qw7r
    @user-qu5ly1qw7r 3 วันที่ผ่านมา

    Fambai Zion🙏🙏🙏🙏ndakadiwa nambo

  • @kuraishoko795
    @kuraishoko795 9 หลายเดือนก่อน +6

    In love with your music. Wish you the best in spreading the gospel through music.

  • @newtonkazira3108
    @newtonkazira3108 9 หลายเดือนก่อน +2

    Mwari varambe vakasimbaradza chipo Amen amen

  • @meganrigelinvestments1519
    @meganrigelinvestments1519 13 วันที่ผ่านมา

    makabata bro keep pushing tosvika chete

  • @ferdinandmafa1613
    @ferdinandmafa1613 8 หลายเดือนก่อน +2

    Hidden quote “ kune imwe mweya inogara yakasungwa haina simba rokutaura kana chimwe ndomararamire acho” real life

  • @motionchidyanevarungu315
    @motionchidyanevarungu315 9 หลายเดือนก่อน +2

    Weldon Weldon Weldon, this song inosimbisa,inowedzera Simba kunevopere Simba my wishe guys Mwari ngaakutarirei nokufara project yenyu iyende mberi.

  • @TinotendaLuciaMutuda
    @TinotendaLuciaMutuda 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ramba wakadaro 😍😍✌️

  • @FrankRuvai-nv2cl
    @FrankRuvai-nv2cl 9 หลายเดือนก่อน +2

    Hit after hit bro🔥🔥🔥🔥mukupisa

  • @shamblomusic
    @shamblomusic 9 หลายเดือนก่อน +1

    Well done!

  • @NigelMukosi
    @NigelMukosi 22 วันที่ผ่านมา

    Unondigonera prince ❤🙏

  • @mntravis
    @mntravis 9 หลายเดือนก่อน +3

    deccoBEATS!!!

  • @paulchavhunduka7964
    @paulchavhunduka7964 2 หลายเดือนก่อน

    Ndakadiwa naMwari vandipa murume wangu nevana vatatu vakomana vaviri na kamusikana kamwe

  • @rejoycemudzamba639
    @rejoycemudzamba639 9 หลายเดือนก่อน +1

    Keep going bro 😇

  • @NatashaChigeregede-kb4nf
    @NatashaChigeregede-kb4nf 9 หลายเดือนก่อน +2

    🔥🔥🔥

  • @BtownSa
    @BtownSa 9 หลายเดือนก่อน +1

    Hakuna mumwe akaita sewe🙏🥂🔥🔥

  • @dryadsharaz
    @dryadsharaz 7 หลายเดือนก่อน

    Ndakuita nhume 🔥🔥

  • @Mamoyo244
    @Mamoyo244 9 หลายเดือนก่อน +1

    Heyaaa heyaaa wakadiwa namambo 🎉🎉 uchiiiiii uhwuuu🎉🎉

  • @simbainashetngwenya-kh2gm
    @simbainashetngwenya-kh2gm 9 หลายเดือนก่อน +1

    Famba usamire tiri kumashure kwenguva❤

  • @BlessingSiziba
    @BlessingSiziba 9 หลายเดือนก่อน +2

    🎉🔥🔥🔥🔥🔥

  • @user-if5vg8pg2v
    @user-if5vg8pg2v 2 หลายเดือนก่อน

    You nailed it, inoramba iri parepeat 🎉

  • @tamiamagaya
    @tamiamagaya 9 หลายเดือนก่อน +3

    It’s the genre for me 😊🔥🔥🔥🔥u nailed well 🤞🤌🏻

  • @bonkieman
    @bonkieman 9 หลายเดือนก่อน

    Uyu anogona uyu🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @IreneGutuza
    @IreneGutuza 9 หลายเดือนก่อน +1

    Well done bro ❤

  • @davidmudzami6915
    @davidmudzami6915 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ini ndakadiwa naMambo ❤❤❤❤

  • @franciscamusonza2537
    @franciscamusonza2537 9 หลายเดือนก่อน +1

    Inin namhamha vako we are proud of you

  • @oniassithole9335
    @oniassithole9335 27 วันที่ผ่านมา

    Prince never disappoint

  • @MabhebhezaBerthaMasore-io1ic
    @MabhebhezaBerthaMasore-io1ic 8 หลายเดือนก่อน +1

    Hoyo Princo ,unondigonera hangu ,keep kutisimbisa mukurarama ❤❤❤nhume thats you

  • @mao5mulatie
    @mao5mulatie 9 หลายเดือนก่อน +2

    hiiii song iyi Mhofu ndinokupai Sando but inokundwa neyamakarova paShort Video yayo ie Advert yayo haaaaa Instrument Instrument

  • @brendontivafire3741
    @brendontivafire3741 9 หลายเดือนก่อน

    Ndakadiwa namambo❤

  • @talentmusara319
    @talentmusara319 9 หลายเดือนก่อน +2

    Strong message indeed

  • @anesuchiroodzaakamist
    @anesuchiroodzaakamist 9 หลายเดือนก่อน +1

    Yaaa nice bro zvakarongeka izvi ngaibake

  • @cosmasmarufu345
    @cosmasmarufu345 17 วันที่ผ่านมา

    Urikugona

  • @lyricdesk
    @lyricdesk 9 หลายเดือนก่อน +2

    Good music to the world ❤❤

  • @phildahmusanhi5868
    @phildahmusanhi5868 5 หลายเดือนก่อน

    Song iyi ndaifarira

  • @AdmireJames-qh5wp
    @AdmireJames-qh5wp 3 หลายเดือนก่อน

    One of your best @Prince ❤❤❤❤❤

  • @ShamisoChando
    @ShamisoChando 8 หลายเดือนก่อน +1

    🔥🔥🔥 mogona mukoma Prince

  • @kushinganyasha1200
    @kushinganyasha1200 หลายเดือนก่อน

    Prince wakanyanya

  • @NtombizodwaMagwegwe
    @NtombizodwaMagwegwe 8 หลายเดือนก่อน

    ❤❤ rambai makadaro mukoma ❤❤

  • @sashabutau1180
    @sashabutau1180 9 หลายเดือนก่อน +1

    Loving it ,ndakadiwa naMambo❤

  • @carltonsalanmusic1
    @carltonsalanmusic1 9 หลายเดือนก่อน +1

    Keep going ,let the light shine bro💥🥁

  • @KAYZJD
    @KAYZJD 9 หลายเดือนก่อน +1

    Wakadiwa namambo ❤❤❤❤

  • @ashlet955
    @ashlet955 9 หลายเดือนก่อน +1

    Yoyoyoyoyooooooo you nailed it brooo 👏 👌 🙌

  • @Evangelist-JT_564
    @Evangelist-JT_564 9 หลายเดือนก่อน +1

    Andsina problem newe Prince thank you ❤❤❤❤❤❤❤

  • @WashieTv
    @WashieTv 9 หลายเดือนก่อน +2

    well done my brother keep going Prince you're a real messenger of God 🙏🏾🙏🏾.... dai Mwari vatipa simba rekudzamisa mashoko ako nekuti urikubata basa mwana wamai..... usateerere mashoko imhepo anopfuura

  • @IreneReina-gm3qd
    @IreneReina-gm3qd 9 หลายเดือนก่อน

    Welldone welldone mukoma Princo

  • @petermangalani9
    @petermangalani9 9 หลายเดือนก่อน

    Ichooo chopisa ichooo❤

  • @luciahwenha7615
    @luciahwenha7615 9 หลายเดือนก่อน +1

    Chero mukandidzikisira zve level ripi

  • @bezelmharakurwa9520
    @bezelmharakurwa9520 9 หลายเดือนก่อน +2

    Nice track I'm in love with it...

  • @ngonidzasheprosper3842
    @ngonidzasheprosper3842 9 หลายเดือนก่อน

    I liked before played the song....1 of my best

  • @nomatterchomuhakata
    @nomatterchomuhakata 9 หลายเดือนก่อน +1

    Zvaendwa🎉🎉🎉💥💥💥💥💥💥

  • @freedommukutulu6630
    @freedommukutulu6630 9 หลายเดือนก่อน

    Makuda kutiita MA Zion vafana imi iwe Prince na ORBERT Chari nevamwe vafana varikushumira ne music

  • @douglaszange6980
    @douglaszange6980 9 หลายเดือนก่อน +1

    Unopisa Princoo💯

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 9 หลายเดือนก่อน

    Wakuseri mujaya ❤❤❤ keep up the good up ❤❤❤

  • @mejuryziso7086
    @mejuryziso7086 9 หลายเดือนก่อน

    Well done mkomana

  • @dadiraichiwara
    @dadiraichiwara 9 หลายเดือนก่อน +2

    In love with the song ❤

  • @CostainBande
    @CostainBande หลายเดือนก่อน

    I like this song thanks mukoma

  • @tafadzwashumbaimwe9090
    @tafadzwashumbaimwe9090 9 หลายเดือนก่อน

    Regai tizvinzwire hedu isu

  • @kudakwashedzingirayi
    @kudakwashedzingirayi 9 หลายเดือนก่อน +1

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥 hokoyo🔥🔥🔥🔥 Princoooo

  • @VongaiMudzingwa
    @VongaiMudzingwa 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ndri nhume u nailed it

  • @preciousnyapamvi6557
    @preciousnyapamvi6557 9 หลายเดือนก่อน +2

    ❤❤❤

  • @tinotendamhlanga4671
    @tinotendamhlanga4671 9 หลายเดือนก่อน +2

    Keep it up prince your videos are good and the songs are a whole vibe ❤❤❤❤🎉🎉

  • @user-ub2dr2fr3t
    @user-ub2dr2fr3t 9 หลายเดือนก่อน +1

    Makachisota chingoma ichi🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @FlorenceShereni
    @FlorenceShereni 9 หลายเดือนก่อน +1

    In love with the song ❤❤❤ purie wangu

  • @CIANBENJOLLYJAYSBENGS
    @CIANBENJOLLYJAYSBENGS 8 หลายเดือนก่อน

    NHAI Prince wakazviitira kupiko isu taiva newe kuChurch,,,,, haaaaa u are excellent hahahah

  • @constancevhimisai1830
    @constancevhimisai1830 7 หลายเดือนก่อน +1

    Unogona hanzvanzi, Mwari ngavarambe vachikusimudza #kotsvo

  • @pcchineka
    @pcchineka 8 หลายเดือนก่อน +1

    Appreciating the music.Message is on point 🔥

  • @munashemawere7269
    @munashemawere7269 9 หลายเดือนก่อน +1

    Job well done mkoma Prince👏❤

  • @ObertChariHakireniStars
    @ObertChariHakireniStars 9 หลายเดือนก่อน +1

    Yesayaaaa Boss Mudumi apooo, thanks for the support ❤

  • @hughchinhengo3632
    @hughchinhengo3632 9 หลายเดือนก่อน

    Gandanga famba

  • @Joevegas2090
    @Joevegas2090 9 หลายเดือนก่อน +1

    Prince never disappoint ❤❤❤❤

  • @PaidamoyoZidyauswa
    @PaidamoyoZidyauswa 5 หลายเดือนก่อน

    You are too much bro ..keep up the good work

  • @ObertChariHakireniStars
    @ObertChariHakireniStars 9 หลายเดือนก่อน +4

    Waaaaaal that's my bro, go go go Prince Chigwida

  • @brendontivafire3741
    @brendontivafire3741 9 หลายเดือนก่อน +1

    Well done bro vid qoulitu

  • @ChipoDhlakama
    @ChipoDhlakama 9 หลายเดือนก่อน +1

    Wow keep the fire burning

  • @nicholasushe2829
    @nicholasushe2829 9 หลายเดือนก่อน +1

    Yaaah apa makabika

  • @olicah
    @olicah 9 หลายเดือนก่อน +1

    Wow ❤❤

  • @tafaramadzimure
    @tafaramadzimure หลายเดือนก่อน

    Well done

  • @nancysimba3949
    @nancysimba3949 9 หลายเดือนก่อน

    You nailed it💥💥💥💥

  • @lovemorechinyama1783
    @lovemorechinyama1783 9 หลายเดือนก่อน +1

    Nhume🔥🔥

  • @jennifernyakura2705
    @jennifernyakura2705 9 หลายเดือนก่อน

    Well done team 🔥🔥🔥

  • @user-kx4nn1ow1h
    @user-kx4nn1ow1h 5 หลายเดือนก่อน

    Zionnnnnn

  • @brendamuzvidziwa774
    @brendamuzvidziwa774 9 หลายเดือนก่อน +1

    Well done🔥🔥🔥🔥

  • @reniasmasangoh7837
    @reniasmasangoh7837 9 หลายเดือนก่อน +1

    Well done Princo and Team😊

  • @user-iv5kz7fe5w
    @user-iv5kz7fe5w 9 หลายเดือนก่อน +1

    In love with ths song❤❤

  • @alisonfarirai2940
    @alisonfarirai2940 9 หลายเดือนก่อน +1

    this is top notch Prince

  • @Prosperfireal
    @Prosperfireal 9 หลายเดือนก่อน

    🙏🙏🙏🙏Well done

  • @FortunateMakonese-ou2yy
    @FortunateMakonese-ou2yy 9 หลายเดือนก่อน +1

    Wow keep it up bro 🔥🔥🔥

  • @thechatwithtunga
    @thechatwithtunga 9 หลายเดือนก่อน +1

    This is amazing bro... keep up the good work eyyy

  • @user-gk1hk2np8v
    @user-gk1hk2np8v 9 หลายเดือนก่อน +1

    Amen

  • @melterchidyanavarungu8341
    @melterchidyanavarungu8341 9 หลายเดือนก่อน

    Well done Prince 🔥🔥🔥🔥

  • @taniachanetsa4600
    @taniachanetsa4600 7 หลายเดือนก่อน

    I’m loved by God

  • @user-km8zb5dk1x
    @user-km8zb5dk1x 9 หลายเดือนก่อน +1

    well done ❤ # nhume

  • @user-vk8pp9pj4w
    @user-vk8pp9pj4w 9 หลายเดือนก่อน

    It's a yes for me❤