I like the song especially the lead vocals.he is talented any producers out there can you please do something about that jit vibes. Mkoma Clive Monolio Mukundi basa iro.
Aiwa Andrew kutsipikwa Bee uyo haasi kuzorora,akutotsipika ngozi kti zvinhu zviite sekudaro.Ane mushonga wakaipa unoda n'anga chaidzo dzisinga tsipikike.Garai pasi nemhuri iyi Neshamba and advise them to consult Mukotsanjera
Sekuru vaya ndevenhema chaiko mungati mhepo inongobata zvesecond yotoenda... Ngozi kuti itungamure Andrew daidzai Mukotsanjera nekuti apa makutotipedzera data nevanhu vasina kana zvengozi zvavanoziva.Asi imi vedrewmas hamuna number dzababa Taps here mupihwe no dzasekuru Mukotsanjera ....tarisai panhau yaSimba baba Taps vakangobata Sly media nyaya ikaenda mberi ko sei zvenyu zvisina kwazviri kuenda makutigumbura manje
Do you know kuti territory yega yega ine vanoziva how to deal with certain issues. This area ne Nyanga kwakazara funny stories, ngozi, zvikwambo nezvavanoti gamba. So Mukotsanjera ndiye anozvigona izvi kwete funny people coming. Tuvanhu turi kutsvaga mbiri nezvisona basa.
I said it aswell..nhorondo vanodziwanza. 10minutes ndedze kumhoresana vachibvunzana hupenyi hwavo vari 2 it's boring. Havangotangira panyaya dnt know y
Zviripachena Bee ndiye atenga N"anga yasvika akaoma moyo mukomana uyu Endai kwa Srkuru mukotsanjera zvinobuda pachena zvese
Ndakambiwayambira vanhu ava hawanzve,mukotsanjera ndiye shasha yengozi
Havatozviteerere
Imi sei muchingofamba nevanhu vanobatsira vanonyepa imi endai kwatasvu
Havana kumboenda nen'anga ava mhuri yakazvitsvagira yega paya
Munhu ane tsvimbo yengozi ndimukonzanjera
Zvengozi zvinoda mukotsa njera chete
Mukotsanjera shumba yengozi 100% musapedzerwe nguvai nevanozama
Mhuri iyi yashora mambo nevanhu ava saka ngavaripe nekuti vanoziva ngozi yavo panodiwa Mombe 4 dzinotsika, ndini ndadaro Mambo mtumba ❤
I like the song especially the lead vocals.he is talented any producers out there can you please do something about that jit vibes.
Mkoma Clive Monolio Mukundi basa iro.
Ngavatore mukotsanjera pliz
Mukotsanjera shumba ye ngozi anopedza ma sports manje🎉🎉
Vemhuri iyi ngavayende kwasekuru Tasvu
Endai kwasekuru mukosanjera
Sahwira vataura kwazvo. Hapanawo here angaudza hama dzedu idzo kuti vaende kwaMukotsanjera. Gomba rimwe nerimwe rine basa raro uye pabasa iroro ine mbiri pazviri. Tarisai sekuru Tasvu, Sekuru Kanengo, Sekuru Nyangatayani nevamwe vakawanda vane mbiri huru muzvikamu zvavo. Mukotsanjera mbiri igere kungozi
Hupenzi hwacho varikuda kuratidzwa paakaponderwa pasina wedzinza rake chishona chekwamutoko pamwe chakasiyana nechekumazezuru vakaita kutamba vanopera kufa vachivhiringwa nevanoti haisi ngozi hee chikwambo ini ndozobvuma kuti haisi ngozi kana mukosanjera asvika akazvitaurawo for now kwandiri ingozi
@@OfiasChinyanga paidiwa tateguru Tasvu chikara chevaroyi..1 Tasvu
Mutsanjera ndiyo simbi pangozi
Tokuudzai takamira payiko kuti Mukotsanjera ndiye anopedza masports eNgozi chete.Sei musinganzwi
Baba vava vatengwa na bee tibvireyipo ingozi iyi kana mapiwa chikapfu bee
Izvi zvoda mukotsanjera ndokubasa kwake mnje
Iyi inoda Mukotsanjera
Ko sekuru Mukotsanjera munotyireiko ngavauye vabate basa apa
Ngozi yakataurai Kare kuti irikutsipikwa
Kana iri real ngozi ngaibvambure vanhu vacho vari responsible
uyo ane shirt ye blue haana chaanoziva uyo hakuna ngozi inopengesa vekumhuri yake ngozi inobudira kumhuri yevanhu vakamuuraya
Makurukota amambo akawanda. That's great. It helps for unbiased decision making.
Mkorsanjera cgukwambo chengozi kwete zvekufananidza
Musha uyu unezvawuri kunzvenga
Bee itsotsi thanks mukoma vangu neshamba
Hesi Andrew. Murikudzifambira. Tirikudziona nyaya.
Aiwa Andrew kutsipikwa Bee uyo haasi kuzorora,akutotsipika ngozi kti zvinhu zviite sekudaro.Ane mushonga wakaipa unoda n'anga chaidzo dzisinga tsipikike.Garai pasi nemhuri iyi Neshamba and advise them to consult Mukotsanjera
Plse Drewas media try to use powerful traditional healers
Drewmas haitori N'anga wangu vanotora nhau chete vokupai
Daidzai Mukotsanjera ndiye ane tsvimbo yekugaszirisa nhawu dzengozi
Torai mukotsanjera mupedza ngozi
Pakashata..mhepo iyi yakati inoda n'anga saka kusauya apa maybe yagara yaonera kuti pane chikiribidi😅😅😅
You said it well.
Mukotsanjere basa iroo
Mukotsanjera ngauye wayepo
Haaaa n'anga mundewele iya hapana choziikana paya
Vamwe vabatsiri varikutengwa
Paita masasikamu ega ega apa makamboonepi Ngozi inobudira kumusha kwayo
Zvayangova Tasvu ,mukotsanjere eeeeeee saka ndovakufanirwa kubetsera Zimbabwe yose here
Zvitori nane, honai dzimwe dzonyonganisa vanhu
Vanhu ava vakutambisa nguva yengozi ngavaende kwatasvu
Vanhu ava havasi kubhadharwa ,kwaTasvu hauende pasina mari inotozikamwa nemi murikuti Tasvu Tasvu
Moda kutungamirirwa panewedzinza rake here itai mushe muchazvirega zvekuuraya vanhu
N'anga iyi irikunyepera vanhu
Ndikutsvagawo song ikurira pekutanga
Muimbi uyu huchi asi hama dzedu Drewmas havasi kuda ku share .asi dai vatsvaga a way tese Tiri musango wenjeeeeeeee
Haisi ngozi iyi ndakazvitaura ini
Dai isiriyo vakaenda chipinge here
My brother Andrew murirudadiso ❤❤❤
Drewmas media taking us to another level
Deedzai Mukotsanjera zvipere kana iri ngozi
Mukotsanjera ndiyo shumba yengozi
Endai kwamukotsanjera
Dremas media mupedza nguva pasongs data kupera wakateerera song here uye ruzha gadzirisai muchina yenyu haaa
danai mukotsanjera
Haaaaa mukotsa njera
Sekuru Havana kukoniwa. Pane pakataira mhepo ichito ichaduduruks asi pakaita anoenda pan',anga achida kundtsipika ndimodzoka 🔥🔥. So that means someone tried kuteipika
Tasvu purizi please!!!!!
Zvinhu zvacho sooo sarenda
Pakaipa pakaipa
Hakuna ngozi inodai nekuti mukasaterera inouraya kosei iyi ichiita sekupfawa pfawa
Masibanda❤
Kunonzi Induna masibanda in ndebele kwete umambo
Kutaurisa muzonyanya nengoma idzo yooo tikuda kunzwa nyaya not ngoma dzenyu idzo
Taura hako kuita half half nenyaya yacho vachingotaura ivooo cht
Ndaiti ndinei ndega haa zvobhowa, vanh pindai munyaya
Mukotsanjera please mupedza zvose
Ngozi hapana zvapo chikwambo icho
Very true, chatuta everything zvemusha iwowu.
Bee
Kanengo and Tasvu
Pakaipa mhani
Ummm apa panoda kutotora vanoziva zvavanoita
Veduweeee nzara iriko gore rino chibage kudaro
Deedzayi mukotsa side ndiye apedze zvose
Drewmas itai zvokuti vanhu vabatsirike pliz madii kungoenda kunevanhu vanongozivikanwa nekugona nyaya dzakadaii
Mawandire akaita vanhu pakazobuda kumunhu kupfupi ipapo 😂😂😂😂
Kkkkkkk kababy aka
N'anga iya yaive yaBee iya yakatobvisa mhepo panemumwe akaisa pamwe kutsipika ndokwaitotwa paye
Sekuru mukotsanjere pliz will get help
Sekuru avo ngavatapudze ndebvu idzo dzaakupinda mumukanwa 😮
Drewmas Media N'anga dzenyu or ma postori enough anobatsira vese vanonyeba veduwe
Munhu 1 anga kwanise nyaya iyi ndimukotsa njere ava varikutumwa na Bee ava hapana hapana vachenjere kutodyirw amari na Bee ne n'anga dzake
Sekuru vaya ndevenhema chaiko mungati mhepo inongobata zvesecond yotoenda...
Ngozi kuti itungamure Andrew daidzai Mukotsanjera nekuti apa makutotipedzera data nevanhu vasina kana zvengozi zvavanoziva.Asi imi vedrewmas hamuna number dzababa Taps here mupihwe no dzasekuru Mukotsanjera ....tarisai panhau yaSimba baba Taps vakangobata Sly media nyaya ikaenda mberi ko sei zvenyu zvisina kwazviri kuenda makutigumbura manje
And remember kuti munhu uyu arikutsipikwaka uyu itai sekuru Mukotsanjera vauye vabate basa
Danai Mukotsanjera mhani
Drewmas vanhu vavo vavanodana havana zvavanoziva nguvadzose
@@mercybakacha vanhu vedu pakudii. Kana taenda kunotora nhau vavavanhu vedu😂
Asi anaSekuru Tasvu hamuvazive?
Neshamba tora mhuri iyi uende nayo kwamukotsanjera zvese zvino buda pachena
Endai kwaSekuru Tasvu muri kupedzerwa nguva yenyu
Mukosanjera the best wengozi ne zvikwambo or sekuru gusvi
Vanhu have very little to do....kuzara kudaro hahahaha
Mukotsanjera chete chete
Zuro rakaunzirwa manjuzu panyaya yengozi nyasi tounzirwa feja feja. Haaa Drewmas zivai simbi dzebasa according nemabasa avo
DREWMAS tadii tisu tatsvaga here?
@@drewmasmedia3856Mukoma Andrew udzai mhuri iyi nezva Mukotsanjeri plz plz. Ndichochikara chengozi.
MUPOROFITA WEKWA MUGODHII ,Wati hayisi ngozi 😅
Asi pamhepo apo handione seimhepo ini maonero angu. sekuru vaye vakatooneka vachitanga kuti havagone
Drewmas mowanza nhorondo. Plus kumhoresana mauya mese hazviiite. Apa manga muri mumota imwechete motanga kumhoresana. Normally kutoita fast foward fo 7min kwakutangira pakati. Nhoroonfmdo nemafungiro enyu as presenters itai kushoma
Takakuudzai Kuti bata n'anga dziziva basa iro kwete izvo
Guys ndahwa chaizvo here hanzi ndoitwa "...... Kanyoka" pazita rataura ndizvo here zvandahwa😂😂😂
😂ndafunga kuti ndini ndaita manzwira
Andrew mukotsanjera is the person.
Rwukubaba rine mandebvu anosemesa rwuri kutiiko?nekuti hazvisi kwako watch out.
Shumba how are you doing
Nhaiwe neshamba haiziwe here number dza sekuru mukotsanjera vanhu varikuitiswa avo
Ngaiuraye vanhu vese ndokuti vasimudze musoro .
Ngakufe vana vaBee nevamai vake
Plus drewmas ngozi yakataura kuti yakarerwa nambuya confusion 😮
Zvoda Tapfumanei izvi anoziya kwekuendesa vanhu kuti vabatsirike.kwete zvaurikuita Neshamba ndozvakatitira baba Taps pana Simba ngozi yekugwesha kusvika Roberty azopindira zvikafamba mushe Simba akapora
Musamupe mhosva haasi kupihwa mkana we kuunza vanhu wake
Hello
Do you know kuti territory yega yega ine vanoziva how to deal with certain issues. This area ne Nyanga kwakazara funny stories, ngozi, zvikwambo nezvavanoti gamba. So Mukotsanjera ndiye anozvigona izvi kwete funny people coming. Tuvanhu turi kutsvaga mbiri nezvisona basa.
Picture quality is not good ,, drumas midia try to improve
Zvinoda tatsvu
Tiripo
Andrew try kuchinja vanhu wako wanobatsira plus unowanza kutsanangura hamheno kuti chii
I said it aswell..nhorondo vanodziwanza. 10minutes ndedze kumhoresana vachibvunzana hupenyi hwavo vari 2 it's boring. Havangotangira panyaya dnt know y
Drewmas media murikubata basa guru, but n'anga dzamunounza hadzioni please dai maiverengawo macomments maigona kubatsirikawo rimwe divi.
Endai kwaMkotsanjera please,Muri kupedza nguva
Tipeiwo number dzavo