Tinotenda Drewmas media nekutiratidza mashura arikuitwa apo .Munoda here kuti ndiuye kuinbox kwenyu ndikuudzei more about team iri rinobata zvinhu muzive chokwadi
Please dont abuse are elderly, mdhara anyeperwa uyo , akati vabvunze ochichidzirwa masaramusi , dramas media tokuzivai mungaite maritime but apa maitiswa firimu.
Va Neshamba vabvunza baba kuti " vakamborunwa nenyoka here " haaa manje manje ndirikuona tava na sekuru Shumba Neshamba ,,,, tinge tongotora nhau nekutorapa vana
Kkkkkk mabasa Hakuna tingadii
Vanonyepa vanhu awa
Ifirimu
Ehee inhema idzi
@ChidoGwezuva-r6g zvawano budisa zvakango fanana
Unoona vachinyepa nekti Kumba kwenyu hazvisati zvayitika pazvichaitika kwenyu ndopaunoona kuti zviriko ende kufanana kwazvo remember kti kwavanopihwa kumwechete zvakangofanana nemapiritsi uchitenga mufarmasi
Zvinhu zvake izvo, dzokorora pabatwa nyanga nenyoka, Iri ndo drama iri. Kunyepera kukiritsana nechinhu chisina mazino.
Haaaa ndaisa zvanza kuna Sekuru Shumba 👏👏👏👏
😅huroyi first class
Urikunyera vanhu iwe
Ko sei vachibata nyoka dzisingakobore .rovambira ungaibate nhai haaaaa skiri rekumwaya upfu kuseri 😂😂😂😂 tiri kuchikoro pawire paifambwa 😂😂😂😂😂
Ndakamboparara ndikati kwete ndiwaridzirei pasi 😂😂😂😂😂panorwadza
Mukoma Andrew mombe dzamukoma Tensen hadzisati dzakwana here kuya
Haaaaaaaaaaaa apa wabata chinhu uchiti chakaipa, wakuchikochekera pama pendekete kunge pet. Vanhu vezve mweya vazhinji vavo denga havapinde nekuti vanobira vanhu nemapipii. Zvinhu zvinobatwa in real zvouraiwa chop chop coz zvinokuvadza kwete kumbozvibata wototanga kuita matare wakabata hurombwa 🙌🙌🙌🙌
😂😂 ndoka kuratidza simba kwacho
KKKKKK. Angagotyei kuisa pabendekete iyo nyoka iri yake???
@ kkkkkk hakuna zvakadaro
@ kkkkk TRUE
Vaneshamba ichokwadi hre icho ndini muri padhuze ka tiudzewo
Sei izvi ndaona sekuti ndezvenhema kkkkk
Vanhu vese ava vakaunganira nhema here askana pachibatwa neshato
Sei n'anga dzichingobata pakawandika vanodii kuchideedza chouya pachena chega
@@ConfusedBambooForest-un3sk taura zvako
Tarisa akabereka nyoka yake, inotomuziya yajaira
Murudzi anofa
Sei muchiramba muchivhunza mivhunzo yakapusa kudaro. Nyaya iyi haina kutanga pavideo iyi. Inotove nemakore mana vachizviramba kusvikira vega vadzokera kun'anga iyi. Dzimwe n'anga dzave kuramba kupida mudzimba dzeVanhu zoti kuvaridzi vazvo vazvibate vega. Mavideo acho achinyatotaridza kubvira pekutanga. Unoziva here kuti mubhobhobho uyo kana nyoka io inototiza isati yabatwa kana ikanonokerwa. Ndokusaka dzimwe n'anga dzichiti kumuridzi aburitse nhumbi dzake panze dzodaidza zvikara zvacho kuti zvipinde munhumbi idzodzo.
Mudhara uyo anogona asiri iye akazvitora nekuti zvinogona kunge zvaive zvababa vake. Asi senhaka kana mubereki afa zvinhu zvake zvinoenda kumwana anozove muridzi wazvo achizvida kana kuti asingazvide.
Idzi inhema idzi musabvume vanhu vanouya kuzobata chinhu kumba kwenyu inhema dzoga😊
Gwezuva unobva kupi
@@ChidoGwezuva-r6g màdram
Varikubvuma nyaya yavo vachidaira iwe ndiwe unechokwadi
Nhema chaidzo
Nhema dzoga idzi 😂😂😂
Kkkkkkkkk vanhu vaparara nekushaiwa zivo
Uuumuuu guys zviriko here izvooo
Inhema idzo 😂
Inhema kana zvirikwevamwe asi kana dambudziko rikauya mumba menyu ndopaunobvuma hama
Haaa team iri zvinhu zvawo zvavanosiya
Wanenge wasiya nguvai mumba imomo maasina kupinda
Dotitoo kunoroyewa ukooo
Haa Africa yese
Ko vana sekuru amumbobatiwo mapere avanoshandisa pakundorowa nemhaka yei
Vanombunyikidza vanhu vakwegura vnaSekuru ava
Akubata zwinhu zwake inhema idzi
Teererai mashoko hakasi kekutanga zvichitaurika
Zvinhu izvi zvinotengeswa kumbare ndokwavanotora imbavha. Idzi mongoroveswa confusion muchirasirwa hupfu vanoda shamhu vapfana ava
Kkkkkkkk rimwe gore kumba kwedu vakawuya baba vangu ndokudongorera sekuru paisa mudhori mu wardrobe
Nenyoka dzinotengeswa kumbare futi ?
Nyanga haibatike zvekudai
Team iri zhinji racho nhema dzoga
Mkoma Andrew imbotipai song nhiripiri inovava full song
Ndakaiwona pakutanga uyauya akonewa uyu apedza maspots.uyauya apotsa sakavanhu musangotikunyepa tevererainyaya mhuri yangayotopesana nekudakwemadzibaba avo
Maswera sei
Uyu arikunyepa zvirikuoneka zvega kuti manyepooooo
Haa sando wakaipa wangu akuti kunyepa enda kwake timu bate
Hmmmmm mkoma Neshamba ka ko kuzotanga kupinda akananga kumagumbezi something is fishy
mune mweya here imi unoona
Anenge azviwona munhu uyu anoshandisa mushonga wake kubata yevamwe
Nhema inyaya dzekumba kwenyu wese warikuti inhema inyaya yokuti hamusati maroyivaba
Takaroiwa asi idzi inhema idzi ummm nhema pa chena
Hatibvimirwe here kutaura zvatiri kuona, Makavharwa kumeso
Mumisha makarema umu
Tora mari United 😂😂😂😂
zvioyiri zvavo izvooo zvakunge ropa tunoda kumamisa tun'anga utu
Vanhu mungoti inhema inhema munge munoroyawo imi kamuchiona kungenhema mosairei kusa commenta mudzorera vamwe kumashure murivaroyi vevanhu
Nehanda aita sei
Neshamba vanhu vane magic. Sekuru avo ngavapindure zvrikubvunzwa nemudhara uyo kuti wakachitora paye paye
Yes vano dzoka votyisidzira munhu kana kubvunzisisa
Tinotenda Drewmas media nekutiratidza mashura arikuitwa apo .Munoda here kuti ndiuye kuinbox kwenyu ndikuudzei more about team iri rinobata zvinhu muzive chokwadi
Mukoma andrew looks suprised
Tave pamazuva ekupedziaira😂
Ndon'anga yaTensen here iyo
Mashura akadayi ekuti n'anga inopinda mumusha vakashama ummmmmm veduwe kaaa kkkkkk
Kana vapfeka moti zvanga zviri muhembe hmmm munhu so
Ini mumba macho handizotombodi kumupinda nekurara mo 😂
Haiwawo..ahh imikaimi
Haa pamwe pacho mnhu anenge asingatozive ko nyatso jekesaika nya yacho coz pane kakuda kuvhundutsira mnhu so zvekuti unozobvuma zvausingazive imagine wanzika ukaita nharo unofa
Nehanda 😂😂 wee hupfu wapera
50kg yose kkk
Chinondinetsa vacho vanobatwa nezvinhu utori tsuro yemubhuku zvayo unotorara pabhesi hazvina kusiyana neanorarapasi
Drewmas woyeee
Nyoka iyo haina kubva kujira rasekuru n'anga hr
Ari kubata zvinhu zvake uyu haaaaa kunyepa uku Shumba
Hupfu ne mafuta zvapera😂😂
Vese vari kuti inhema bvunzai Tensen ka😂😂😂😂munenge muchingoti kunyepa ko sei vamwe vachizorohwa nenyanga idzi vofirapo or kutopenga chaiko
Kutonzwira zvangu tsitsi nyoka yafira mahara
This can only by Mash...... Province kkkkkkk
Apapakaitwa mapipichaiwo ndokupesanisa vanhu mumisha
Gore rino hameno tichaonerera zvedu
Nyoka wadzinyanya imbobatawo zvimwe
Vakazosiya vamitisa kuno kuzhombe vanashumba venyu vakatora mombe
Yaa nhema ndodziziva ini
Shumba ndaisa maoko
Ini ukauya kwedu kuzonyepa so ndokurova
Nzara dzino hupfu futi kkkk
Kohanda arikungenapi manje 😂😂
kkkkk ungena konapo konapo
Tateguru renyika
@@Jaricha-34 lomuntu uyagula ngembela loyo kkkkkk
@@MiguelTanakaGarikai kkkkkk kuvundusira vanhu nezita rateteguru vedu shuwa kk
Kana zvisiri kwauri unoona sedambe
Hakuna tateguru vanoda macamera kana foni kana vachiita matare
Apoo hapana wangu kubirwa ukoo
Team richabva rorohwa
Madikuraya ndeyenyu yoka sekuru
N,anga dzine zvinhu zvadzo zvadzoroya nazvo vnoroyaavo they can comand zvinhu zvavo kuzopinda mumba mako vozozvibata havo but God's time ichasvika zvayo zvopera zvose izvo muridzi wedenga nepSi otonga
Mkoma Neshamba pamberi nebasa those who choose to disagree let them be dai misha yavo yaimbopindwa hede umm
Ko nyoka inoisirwei muhuro
Tsano vanopa ava mmm
nyoka iyo neyakabatwa kwa NADHA dzakafanana asi
Dremas yazouya nen,'anga dzenhema manje
Say that again
Sekuru vharai zviro zva gogo
Vanhu vane magsadgets ndatenda hangu
Izvi ndozviziva ndakambofamba nevaita izvo magic aye amunoti mapipi kune ayito sanduta chidhinha kuita munhu akafa
Apa panga pachida sekuru Sithole
Mukangoziva kuti n,anga inemasimba ekuita mashiripiti ose hauiti nharo mushonga yavo inotopedza Simba zvinhu vasati vazvibata
Please dont abuse are elderly, mdhara anyeperwa uyo , akati vabvunze ochichidzirwa masaramusi , dramas media tokuzivai mungaite maritime but apa maitiswa firimu.
Zvakaoma vanhu vakatakura heyy
Ummm Neshamba une basa sarenda gumbo neruoko
Sekuru shamba pamberi nebasa
Vaya vekutaurisa varip
Nhaimi zviri kubva payi zvese izvi
Va Neshamba vabvunza baba kuti " vakamborunwa nenyoka here " haaa manje manje ndirikuona tava na sekuru Shumba Neshamba ,,,, tinge tongotora nhau nekutorapa vana
Ha mbavha dziriko .drewmas please dont take us down the level 😮
Zvinhu izvo ichokwadi sei musingazvibvunzi Kuti sei n'anga dzichikasika kufa kurohwa nezvinhu izvo
Ko cei kuchibatwa nyanga ne nyoka musha wega wega imikaaa
Ichi ichokwadi manje
Ngaasungwe nehanda python is a protected species
Nehanda anobuda kunzinza kwako iweka usatinyebera nhema idzo
Haa ini ndashaya kuti Nehanda apinda papi
Musatambe nemudzimu mukuru Nehanda
True lies chaidzo
Fungirai Vana madhara
Kkkkkkk
Vedrewmas potaiwo muchienda nana sekuru ava kwedu kuZaka please kune varoyi vakawanda
Ukumurambidzirei kubvunza mhata yako
Masaramusi ayo
Vanhu murikut kunyepa unenge usati waroiwa ukaroiwa ndopaunoona kut ichokwadi varoi variko
pant