Great Job.. apa masota.. voice and looks kubva maita mdara Mkadota chaivo. Katarina is beautiful.. keep up the good work. Cant wait for the fishing episode 😂
Who is this gifted cadre who is walking Safirio Madzikatire 's path..If he were to rise from his grave today ,he would be amazed to see his shadow .These were his true instincts with voice sharpened to entertain all people..The man is acting along those lines.. Keep it up.We will not forget the greatness thrust upon u...Excellent !
This guy is an awesome actor and "Katarina" also executes her part effectively . Even our good friend in the background "ari ku spakwa ne free show yaari kuona" !!!!!!!!
Kubva zvawatanga kuita zvamukadota ndakutofamba muma streets e social media ndichivaudza nezva mukadota lite ndrikushanda kuno kkkkkkk i love u mukadota na katarina
Dickson and Katharina executing their roles in a unique way there. But the cameraman is letting us down . Katharina anofanirwa kungoburitswa wo magaro soo😂😂😂
@@cchisango290 😂😂😂😂.He could be baPhineas hake.My actual point and wish ndeyekungoti deno vadzokerana pakushanda vese🥰.Zvinhu zvinongonetsa hazvo but they were good together
This is great guys you nailed it. Show us the KuHuyani version
Dickson ndabata fish😂😂😂
Great Job.. apa masota.. voice and looks kubva maita mdara Mkadota chaivo. Katarina is beautiful.. keep up the good work. Cant wait for the fishing episode 😂
This is just beautiful. You killing it Bhutisi.
I loved watching this. Brings back childhood memories. Bhutisi nailed it!
😍😍😍😍my favorite of all the time baba Rwizi RIP mukadota
Who is this gifted cadre who is walking Safirio Madzikatire 's path..If he were to rise from his grave today ,he would be amazed to see his shadow .These were his true instincts with voice sharpened to entertain all people..The man is acting along those lines.. Keep it up.We will not forget the greatness thrust upon u...Excellent !
Great and amazing acting 🎭
this is pure greatness..., keep up the good work my man.
This guy is an awesome actor and "Katarina" also executes her part effectively . Even our good friend in the background "ari ku spakwa ne free show yaari kuona" !!!!!!!!
The song I love it
Hahahaha 😆 wabayaa chaipo Bhutisi u nailed it 👏👏👏👏
He nailed it. Am just thinking pakuda DNA man for identy purposes 🙈
🤣🤣🤣
100% true ....similarities in dressing...movement...acting...voiceheight..structure...apa panobuda bedzi 99.9% mwana ndewa Kamudota
Waaaal l love it,keep it up
❤❤ this nice hey. You nailed it guys well done.
Please bhutusi fix we need your original voice
Exellent job done
This is awesome guys
Talent is exceptional
Bhutisi I luv u u nailed it
Mkadota just made me feel overjoyed in our days
Masterpiece 💥💥💥
King pushaya mawkx matifungisa Great zimbabwe ichirizimbabwe rambai makadaro
Watching from Gokwe Nembudziya ❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
This is great
Wow what an imitation
Awuuu Mukadota is back 🙌
Katarina is beautiful ❤️
Wooow this superb I like it
makadziya mdara
this is good
hanzi ndoda kunokuratidza vabereki
You are the best..👏👏
Aww this is awesome!
Perfect role for you bhudhi
Tuma clips utwu twunoda kukandwa pa TV every 15mins kunge rambai makashinga hondoyeminda jingle 😂😂😂😂
😂😂😂 launch Mal I love you guys 🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰🥰😘😘
Kkkk lol musikana apinda busy. Kutonzi i cant wait to see you . Akatoda kuendwa naye kumusha kune vabereki
This is so raw. Keep it up guys
Kubva zvawatanga kuita zvamukadota ndakutofamba muma streets e social media ndichivaudza nezva mukadota lite ndrikushanda kuno kkkkkkk i love u mukadota na katarina
I had missed tanaka😭😭😭😭thank you na
Mukadota is back with a bang !!!
Sound track yakatozobuda bho
cant wait to see u
Really Entertaining.
aa voice Mukadota zvake keep it up ndafarira hangu
Waiting patiently for Hunyani adventure 🙂
Dickson and Katharina executing their roles in a unique way there. But the cameraman is letting us down . Katharina anofanirwa kungoburitswa wo magaro soo😂😂😂
🤣🤣🤣🤣 hanzi tombo fanodya zviripo. 2nd time in one day. This is real good
Great
Excellent ❤
😀😀😀🤣🤣😂Tombofanodya ka zviripo nhasi zvangu mandityora
Kikiki zvinhu zvacho, amuka mudhara Saf Madz (Safirio Madzikatire)
Jeez this is too good
I love you guys mogona mese
Haaa Bhutisi wakazvifunga sei izviii kkkkkkkkkkkkk haaa apa mapedzera guys tamirira kuHunyani plz plz plz
Ndobva ndarwadziwa. Mukadota was taken too soon shame. What a loss for Zimbabwe
Thumbs up great job
wow...
Your performance are very best but please fix your voice we need original
Beautiful 🥰
Aiwa mukurova..rambai makadaro
Brilliant
Mhofu Mhofu Mhofu Bhutisi…Makutora mabasa 🎉🎉🎉Mhofu Mukadota
Yes yes yes yes
My brother don't change your original voice
Haaa wakanyanya bhutisi👏🤝
You nailed it bhutisi
Mkadota is proud of you.
Bhutadota 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🔥
🔥🔥🔥🔥
Bhutisi unogona wena. Asi makambopawo Credit kuna the Original, uncomparable Mukadota? Kana usina please do
He just did at the end of the video
Kkkkkk mukadota wadzoka
Katarina ❤️
Keep it up we will support you
Ndatenda zvangu.. Ndafara Mukadota adzoka zvakunakidza izvi
Rwizi dai akaita boss kedha🥰
Ko Chibhodhoro nababa aPhenias
@@cchisango290 😂😂😂😂.He could be baPhineas hake.My actual point and wish ndeyekungoti deno vadzokerana pakushanda vese🥰.Zvinhu zvinongonetsa hazvo but they were good together
Mukadota Reinvigorated
Good job keep going .
This is good bro,thank you
Great 😅
Chakanaka chakanaka mukaka haurungwi munyu.
Tamiririra hunyani💃💃
You are so good heey
This is real comedy lest we forget
Bhutisi to the world
Well done
Butisi Unogona. Wabva Waita Baba Rwizi Chaivo...!
Bootisi has taken over chimuti cha mkadota literally
Barwizi ndimi mukurira!
Katarina is beautiful
Katarina you are smooth hello!!!
Kkkkkkkkk baba rwizi zvakakufitai tabva tatoona Mukadota chaiye
Haaaa mudhara mondiita bhoo
Panoti mari apa katarina akutongoita zvripo kkk
Good going team
Tikuda kuona muchiraura kwaHunyani plus ma dance
bhutete vakapenga boys
Hakuna lunch inoendwa apo
🤣🤣🤣🤣🤣ini ndatoti musikana abata mbinga zvevo
😂😂😂 Repachitupa ndinonzi "Tichaona"
Bhutusi ma one kani
Nice one Booty !!!
Mukadota wakamuka pano haaa 6 na 9 draw draw