Nyika yose yakapofomadzwa na satan sewe. Baba ndivo vane makomborero ose kwete mai. Amai ingozi baba makomborero, unosarudza zvipi. Nyika yakadzidziswa kukudza ngozi ichifuratira makomborero. Amai havana ropafadzo kana 1 inobva kuna baba. Kana uchiverenga bible ndiudze munhu 1 akaropafadzwa na mai. Kana 1 asi sekuru kana baba ndoo vanoropafadza munhu kwete mutorwa amai.
Vana ava marombebe, ini nyangwe mubereki wangu anehurombwa handiite zvakadaro kumuberekiwangu,ndinovasiya vakadaro nekuti ihuku irikudya mazai ayo Pachitoko tinoti vana ava MADZENGA
Apa dare ramambo Mutoko mambunyikidza nyaya. Dare iri ranga rakawirira kubata sekuru nemhosva. Vana havangarove baba. Ini vana vakandirova. Handifambe navo. Hazviite!!!!
Mambo pliz tangai mapa vana muripo wekurova baba ndiyo mhosva number 1 yamofanirwa kuripisa vana Number 2 mochizotaura yekuti baba vafambe nemhuri pagadziriswe matambudziko emumusha mopa order kuti baba fambai nevana
uyu mambo wakurawo asi marange haasvikiwo apa, saka ngatisashora vanhu vakura uyu mambo anozivawo kupfura marange akati tangai maripa ini mozoripa ngozi
It’s so difficult to be an African worse of a Zimbabwean, if you get old or the oldest surviving member of the village you are a witch/ wizard. If you work hard study hard and make it in life than other family members wakaromba. If people die there is a witch/ wizard somewhere yet graves are everywhere in the world. People die, it’s normal for people to die, all ages even miscarriages and it’s also normal to live long but not forever. But Khgxvsrewqplnhfy
@@costachigwida4819 don’t get me wrong bro. Hakuna musha usina gonzo wangu. But zvandato taura ndizvozvo. Work hard and make some extra dollars wozondi udza. Again don’t expect to make more money if you ain’t learned, working hard or an entrepreneur.
Vana vanorwara, mubereki haarohwi
Imika.musatonge zvisizvo.musabatsire vana kushanja
Mubereki aharohwe kunyange zvodiii
Usanyepere vanhu, mudhara anorohwa wangu kana riri benzi
Chokwadi nekuti gavi rinobva kumasvuuriro. Ukarova baba unokonzera nhamo mudzinza uye newe ucharohwawo nevako.
❤
Murikuchemberawo muchorwawo nevana venyu
Mubereki mubereki vakakanganisaa baba vane ngozi mai vane ngozi
Vanhu imi hamusati maromberwa nemubereki. Chete mugoni wepwere ndeusinayo. Matambudziko anoita kuti hasha dziwande
Baba havana ngozi dei akavadhaya chaiko kuuya vakasunga tie vachipedza vazukuru 😢
Ngavarohwe kana vachiroya baba havana ngozi , Mai ndivo vanotyisa kurova unoiparamura hombe
Baba vanayo ngozi hama yangu. Varove uwone. Mubereki haarohwe.
Ini hangu chitoko chinondinakidza😅😅😅
Nyaya iyi yakadhakwa vanhu vamambo vaku mbunyikidza sekuru
Mubereki haarohwe varume imi,zvenyu zvekuti baba havana ngozi ndezvehurombe ,munhu ziva kwavakabva mudzimu weshiri uri mudendere,again. Vatongi vacho vane chitororo matongero avo haasi tait.Vanoona sekuti kuchembera zvinodudza hurombwa senge uyu weshirt neblue uyu anongowawata zvisina basa
Vana ngavatange vaTestwa vasati vada kuita vana
Mambo makuda mombe ndimi here makaroiwa
Ikarimazondo futi here iyi
Haisi ndeimweo mhuri
Kkkkkk donza zvimbo 😅
Kudhara kanhubu aka
Chero vakaromba havo vana vakakanganisa kurova baba
Varoyi ngavamamer
Kana ukaurayirwa notorova chete
Kurova baba muroyi hakuna ngozi. Ko varikufa ndizvo zvakanaka hr.
Ngavarohwe Havana ngozi baba ...vakaromberei
Baba ava ngavasunungure vana
Baba havana ngozi wanorohwa kana wachitamba nemushonga kudai
Varoyi vanosapotana endai kwaTasvu
Nyika yose yakapofomadzwa na satan sewe. Baba ndivo vane makomborero ose kwete mai. Amai ingozi baba makomborero, unosarudza zvipi. Nyika yakadzidziswa kukudza ngozi ichifuratira makomborero. Amai havana ropafadzo kana 1 inobva kuna baba. Kana uchiverenga bible ndiudze munhu 1 akaropafadzwa na mai. Kana 1 asi sekuru kana baba ndoo vanoropafadza munhu kwete mutorwa amai.
Vakanzwa butter magarine chaiyo baba avo kana vachinoroya vana
Kuchembera kwakaoma veduwe ukangochembera watove muroyi ummm ini handidi kuchembera unoshungurudzwa nevana
Ndibatsireiwo ...Kasuwakemutenda ...zvinorevei?
Ngavaite marombe vana ava
Machinda aMambo aya havana huchenjeri hwekutonga uye kuyananisa.
Haa dare iri rakadhakwa
Vana ava marombebe, ini nyangwe mubereki wangu anehurombwa handiite zvakadaro kumuberekiwangu,ndinovasiya vakadaro nekuti ihuku irikudya mazai ayo Pachitoko tinoti vana ava MADZENGA
Vakadzi vezvidhuku zvichena avo ndohonzeri. Masowe akonzeresa
Mukadzi wose wandinoona akapfuka that dhuku, kwandiri muroyi😂
@@wencilousnyambeu9782😂😂😂 usadaroo
Apa dare ramambo Mutoko mambunyikidza nyaya. Dare iri ranga rakawirira kubata sekuru nemhosva.
Vana havangarove baba. Ini vana vakandirova. Handifambe navo. Hazviite!!!!
Mubereki haarohwe chero atadzasei
Baba avanangozi ndavazvambure vanombobatirei mishonga kutodyora gumbo beeter
Izvi hazvina kujeka maChief varikutonga zvemugotsi metsuro vari kuisa confusion mumusoro wababa ,vanotonga zvisina maturo vadii kusiya baba vataura divi ravo ,nekuti varikudzvanyirira baba munhu anopihwa mukana
Rovayi vanhu vane hurobwa
Aaah i know them vanhu ava takakura tese zvakaoma hazvo
Mambo hamugoni kutonga munehutsinye
Mambo uyu hachazvigone plus team rake runehutsinye nekahudofo dare iri nderehurombwa neka corruption karipo
Haunyebi
Taura hako
Ko mombe ndeyei futi😮
Neshamba woyeeeereeeeeee❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ava baba ava vanenyaya😂😂😂 yese
Zvinorwadza but kurova mubereki munobatsira nei pakudaro
I will never ,ever shungurudza mubereki wangu kusvika pakumukwirira never.
Hausati wavhiringidzwa
@@costachigwida4819 heya
Kkkkkkk
Neshamba ummmmm ana baba avo vose havagone kutonga dare rakafa iro
Ummmmm zvakaoma ko tsika dzedu dzakaenda kupi .Mubereki haarohwe.Nyangwe atadze sei ?😮😮😮😮
Baba vati mumwe haana kuzondirova nekuti akabatwa imi makuti uyu haana kukurovai aitokudzivirirai haa zvinhu zvacho
Zvakaitwa novanavo zvisvinuba.Mamboyo anogonaba kutonga anenge akapihwa tumari, kutonga kwakadari hakuiteba.Paribe chabvunziva vanavo,zvinoita chere izvozvi,nxaaa.
Vana vakajaira ava vaifanira kungoonesana nababa vavo semhuri vofamba than kuuya kuzofumura baba vavo otherwise vachavaripa❤ havo
Mombe yei mambo mutoko mobira vanhu imi
Gudo ropeerekedza mabhinya
😂😂😂 ndauyawo
Varikuziva havo kuti vachabvisa mombe mudhara uyu 😢😅
Uhu humbwa hausi humambo, dai vakarohwawo nevana vavo.
Kuporofitwa kwacho kunorwadza here.Vana vakanganisa kurova baba asiwo baba imi sunungurai vana nekuti munhu arikupfuura nenzira asina kumbosheedzwa ongotangawo kutobatsira haapenge munhu iyeye bvumai hurombwa hwenyu mucheneswe
Kurova baba vakaita kuti uone zuva mazibenzi
Mambo matoko need to rest weduwee
Mambo pliz tangai mapa vana muripo wekurova baba ndiyo mhosva number 1 yamofanirwa kuripisa vana
Number 2 mochizotaura yekuti baba vafambe nemhuri pagadziriswe matambudziko emumusha mopa order kuti baba fambai nevana
Ko Mambo sei mada kupiwa mombe nevanhu vari padambudziko ko vakabatwa imwi mombe moidii pakuti vabhadhare kugadzirisa dambudziko
Mbavha gororo
Taisa Mawoko Mhanduwe, Chikara chesango
Mambo aribo ukabatwa ripa mombe yekupedzera dare nguva.mambo aribo but vanhu ngatizivei Mwari nekuti vanhu vari kungodonha nekufa because nguva yavo panyika inenge yapera❤.
Vanhu vanoroya vanosapotana
Baba vakabata zvesure zviiyezvino zviri kurwadza zvekuti ukanzwa kuti baba ndivo varikuroya uuuu mm zvorwadza
Vasa dare ipai munhu mukana wekutaura
Munotendwa mambo wedzerwai makore ekurarama
Dare iri harigoni kutonga. Vana vakatadza
Shuwa hako
Imi munogona hr😂😂😂😂😂😂😂
Vange voda kuuraya mwana komana kumubata pasingabatwe utsinye mudhara uyu kuvana 😊
Vanhu ava havagoni kutonga motsikirira mudhara uyo
Aiwa kamudhara katsotsi
Daí uriwe waiitongasei hama
@@LuciaManzvangani chekutanga mubereki haudzwi huroyi vaifanirwa kuti baba ngaitifambeyi then zvabuda kwavafamba kana zvakananga baba avo vochiti baba toda kuti kufa kwevana kupere chisiyayi zvinhu izvi tirarame zvakanaka kwete kurova kunobva makomborero mwari akati kudza baba namai kuti makore ako awedzerwe kureva kuti vabereki ndomwari wako wekutanga woyendesa baba kudare kwamambo vacho vekwamambo havana kakumbokudza baba avo vaivatora kunge kamwana kadiki
Twunoroya twudhara utwo
Nhasi ndatangavo 😂😂😂
Dare iri haribatsiri iri
uyu mambo wakurawo asi marange haasvikiwo apa, saka ngatisashora vanhu vakura uyu mambo anozivawo kupfura marange akati tangai maripa ini mozoripa ngozi
Usadaro bambo angu wazwaee urikuambira iwewe kkkkkkkkkkk
Second
Hudofo hwaka wandisa pavanhu vamambo ..uno believer seiko ma profita vapfuuri haaa its big no na mambo ne vanhu vake
Dare iri harigoni kutonga Nyaya. Ngarindodzidza kwa Chigodora kana chief Mutasa
Ratadza papi
Apa vanhu havasi kutaura neMutoko saka vanhu vanobva kuShurugwi havaiti tsika yakafanana nevekuBuja saka izvozvo zvinoda kuwongororwa kuwongororwa.
Mambo mutoko wachembera awo
Varinani pana chief marange kuita bota chairo😂😂😂😂
Warinane pana chief Marange
😄😄😄😄😄Taura hako marange wangova mudziyo
No good beat mubereki asi kuda kutiza pachechi ndozvii
Maoko munomawanza varume batai mudhara kuromba
Baba wakakanganisihwa ndoowakuitiwa kunge wane mhosva wabudirei pachena kuchembera haisi mhosva
Muface muroyi uyo akagadzira vana vake, vanakomana vacho vari kutoonekwa luti vakabikirwa😳
Ini hangu sorry kumuroi handina team rine hutsinye irori vanonzwisa tsitsi kna zvabuda pachena sezvizvi bt kna vachizviita hauvagoni iwe chavapika vapika
Shame kutoroverera sekuru avo dividing baba nevana vavo shame shuwa,havasi kana kuvapa nguva yekutawura,kutohwihwinyika kuseka nezwisingasetsi kusanyara vanhu vakuru
A big no to Mambo Mutoko
Waivepo here?
Something is lacking in this court.
Baba muroyi ava votofunga mbeu dziri mumunda fut ka
Ini problem yandiri kuona kuvanhu vakabata mishonga vanoishandisa dzimwe dzenguva vorasa havazoziva kt mberi inoshanduka ndiyo inenge yotambudza mhuri but ivo vanenga vakanganwa vave kt handina mushonga
Drewmas media live and direct 🎤 Andrew Neshamba Shumba
Vane shirt yecheck check vari kupfipfinyika chiiko apa kutonga haagone futi, vese zvavo . Ko kutaura nasekuru mune zvakanaka pane kuita zvechi ZANU PF
Iiiiii
ASi cosa😂😂😂😂😂
Unotoshaya kuti chii why baba kudaro and sei vana kusvika pakutorawo danho rakadaro
But why is it kana munhu achembera anonzi muroyi, nemi muchakurawo.
Long time lm back
Ko kuzvichenesa babamukuru vana vogara zvakanaka kana makabata zvowanikwa zvobviswa vodzorera mishonga yavakatora
Pabodzipo
Eeeeh magona ngavaende shuwa twudhara twatinetsa utwu
Vamwe vavo varimo mucomment section varoyi varikuwomoka kuti hakuna varoyi munhu anongofa nonsense
Dare remadofo
That man with a stripped T-shirt has no respect, laughing inappropriately. This team is too loud and bullies.
Guys hamusi kunzwisisa nyaya vanhu vanenge vatambudzwa nezvinhu izvi and vachiti ngatifambei but munhu achiramba mhuri ichipera
This is not fair sekuru avo varikumbunyikidzwa shame
Shame
It’s so difficult to be an African worse of a Zimbabwean, if you get old or the oldest surviving member of the village you are a witch/ wizard. If you work hard study hard and make it in life than other family members wakaromba. If people die there is a witch/ wizard somewhere yet graves are everywhere in the world. People die, it’s normal for people to die, all ages even miscarriages and it’s also normal to live long but not forever. But Khgxvsrewqplnhfy
Taura hako , kungochembera watove muroi, wakaromba
Vanhu vari kubatabata wangu,unerombo rakanaka kana kwako vasiko vakabatabata
@@costachigwida4819 don’t get me wrong bro. Hakuna musha usina gonzo wangu. But zvandato taura ndizvozvo. Work hard and make some extra dollars wozondi udza. Again don’t expect to make more money if you ain’t learned, working hard or an entrepreneur.
Stupid court
Varoyi kusanyara kusapota huroyi comment section tirikukuonai nxaa munoda Tasvu mumbotasvurwa.
Kasuva kemutenda kutii nhai
Rubbish hamugone kutonga sei kumbunyikidza sekuru