ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndovanhu vekutanga vandaona vanoita zvechivanhu varismart so.pasmart mapedza maspirts
Tinotenda zvikuru nekusimudzira nedzidziso yechivanhu chedu murambe makadaro zvimwe nyika yedu ingadzoke payaiva.
I love this interview! Hope to buy their album soon!
ndoda kuziva kwaakazoisa mbira dzaakatora mumvura andrew thought uchavhunza izvozvo
Most organized interviews keep the professionalism i like it
boys dzakachena shame
Drewmas media murikundingonera thankx
Thank you for the interview you may check out my new music video Mucheka Weretso link th-cam.com/video/eCZaQ0F8MOk/w-d-xo.htmlThank you for your support!!!!!
Wooooow ndabva ndafunga kumusha
L love your songs
Kasi ma twins kani
Mkoma nemunin'ina
vakafanana
Song yavaimba pekupedzesera inonzii ndadzana hangu ini
Team yangu yepa musiiwa keep it up kule virimai
Vakomana mune chipo chenyu
my Drewmas Media 1st to comment
Yes bass rakabatwa ndikurinzwa
Hekani Drewmas apa maratidza unyanzwi
❤hekani warooo
Vanogona rambai makadaro
Thank you for this 'unique mbira video'. Where can I get the last song that they played from 20:59, please?
Handisaiziva kuti mazimba akanaka kudai 😂😂😂
Babamunini is very cool
I cnt wait to buy the whole album l love the songs
Tatova ne 4 months ndichingoti titsvakirei uya wekuimba kuti munotidako Jacob Moyana tinoda kunzwa kuti nziyo dzake unodzinyora sei
🤣🤣🤣 Hiwee kkkk
The best of them all . My mentor mwendamberi vanoziva chivanhu zvavo ava. Aiwa munhu mukuru. Manake ngaakuteverei ana Mhofu
Pamberi nechivanhu chedu Drewmas media munogona henyu basa renyu kunyanya kuchivanhu uku munogonesa chose Andrew mabvunziro ako unogona hako sando dzako
kireni zulu akatamira mash Central but ku rukuvhute ku Midlands province......
👏👏👏
Mhanzi morova madzikoma dai vari pasi vakutungamirairai pakusimudzira chinyakare chedu.Asi kufunga kuti kupfeka zvechivanhu hutsvina uye suit ndosmart munenge marashika kuzuhwa chose.
Vanezvipo vana vanyamunhu
Muri kugona vana vatete vanku rambaimakadaro
Mkomana anoridza mhururur mhani uyu
Home boys.. Keep it up 👏❤️❤️
Nice songs 👌👌👌 well done 👍
👏👏👏👏👏
Vanogona zveshumba, ndiyo ngoma yedu chaiyo. Mberi nechivanhu chedu varume.
Vee Mhofu is cute
makanyanya
Makachena guys l love it 💞💞💞💞😍
Munogona boys
Ndovanhu vekutanga vandaona vanoita zvechivanhu varismart so.pasmart mapedza maspirts
Tinotenda zvikuru nekusimudzira nedzidziso yechivanhu chedu murambe makadaro zvimwe nyika yedu ingadzoke payaiva.
I love this interview! Hope to buy their album soon!
ndoda kuziva kwaakazoisa mbira dzaakatora mumvura andrew thought uchavhunza izvozvo
Most organized interviews keep the professionalism i like it
boys dzakachena shame
Drewmas media murikundingonera thankx
Thank you for the interview you may check out my new music video Mucheka Weretso
link th-cam.com/video/eCZaQ0F8MOk/w-d-xo.html
Thank you for your support!!!!!
Wooooow ndabva ndafunga kumusha
L love your songs
Kasi ma twins kani
Mkoma nemunin'ina
vakafanana
Song yavaimba pekupedzesera inonzii ndadzana hangu ini
Team yangu yepa musiiwa keep it up kule virimai
Vakomana mune chipo chenyu
my Drewmas Media 1st to comment
Yes bass rakabatwa ndikurinzwa
Hekani Drewmas apa maratidza unyanzwi
❤hekani warooo
Vanogona rambai makadaro
Thank you for this 'unique mbira video'. Where can I get the last song that they played from 20:59, please?
Handisaiziva kuti mazimba akanaka kudai 😂😂😂
Babamunini is very cool
I cnt wait to buy the whole album l love the songs
Tatova ne 4 months ndichingoti titsvakirei uya wekuimba kuti munotidako Jacob Moyana tinoda kunzwa kuti nziyo dzake unodzinyora sei
🤣🤣🤣 Hiwee kkkk
The best of them all . My mentor mwendamberi vanoziva chivanhu zvavo ava. Aiwa munhu mukuru. Manake ngaakuteverei ana Mhofu
Pamberi nechivanhu chedu Drewmas media munogona henyu basa renyu kunyanya kuchivanhu uku munogonesa chose Andrew mabvunziro ako unogona hako sando dzako
kireni zulu akatamira mash Central but ku rukuvhute ku Midlands province......
👏👏👏
Mhanzi morova madzikoma dai vari pasi vakutungamirairai pakusimudzira chinyakare chedu.
Asi kufunga kuti kupfeka zvechivanhu hutsvina uye suit ndosmart munenge marashika kuzuhwa chose.