so sad. all these years we have been delusional to think men oppress women but its a fallacy. women suppress their counterparts instead of standing together against the partriachy. listen how the other woman blocked maiguru from telling her story. everyone has the right to free and fair trial. give her the chance to lie
Maita zvenyu mambo mataura chokwadi mwari akuitirei zvakanaka shuwa mkadzi hana kuvimbika hureee chairo 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻mambo maita ndafara
Chief Bushi ripisai vakadzi vanohura vari pavarume chepiri vamwe varume vatuma vakadzi vavo ku sejusa varume kuti vawane pfuma kana mu Bible mkadzi anorambirwa chipfambi mukangodzwa ati mukadzi wangu ndinomuda I dhiri murume akakwana anosema kupinda panopindwa nemunhu wese😊
Aah kusema kupi nemakechero avanoita mahure mumabhwawa
Amai muri hule bcz hapana chinonzi kumanikidzwa .Imi makahura ka2 moti makamanikidzwa itai mushe imi
Team yakaroora mahule iyi
Mainini vaidanana nabamkru vakazongoudza murume incase vaizobatwa kurarwa ka2 uchinyarara no mhani
😂😂😂Ktaura ndiko kut usabatwe or uregererwe here vaifanira kuudza bamunini vavo kut zvakwana next move ndkutaura Kuna mkoma
Please isai kuti rebroadcast patitle othiwise zvekare rongedzai mu Shiloh Building
Baba mukuru vakatadza vakafumuka zvachose Hana kukwana. But mukadzi wako haana kutendekawo futi, musha wemakuna kuna chaiwo umm kuzere mahure maiguru vakudawo😅
This level of understanding inababa vekudyirwa ava ini handiide hangu.
Chief Bushu munotaura straight kumunhu, mukadzi uyo ihure
Dharuweni chihure chief bushu kanzvimbo kenyu kanonyadzisa
😅😅😅Daktombonosukawo tsvimbo ku Darwin kunenge kune vanofamba dziri pamhanza
😂
Mapurazi or comboni maybe 😮
Haunyepe nyaya dzavo dzakawanda dzinopinda mudare ndedzechipfambi
Babamudiki Dai mangoita chigamba to chigamba mhani 50/50
Haaaa madam ihure havo vakadii kuenda kuporisi
Kwedu mukadzi haarambirwi kuroya asi ukahura unorova pasi asi yooo varume vekwabushu hakurambwi mahure 🙌
Mash central ma1 pachihure maybe muto wemasawu ahhhh but hawarambane manje chero ahure sei
Mukadzi ihure uyo kudai aiva munhu kwaye ingadai akaudza murume achapfimbwa kwete kuzoudza murume atodyiwa beans 2times newe murume wakapusa mukadzi wanku ndomuda kuda munhu asikanyare kubvisira bamukuru bhurugwa
Nyaya dzekukangana poto dzaparadza hupfumi apa mbudzi kana huku hauna kudare kurikudiwa mombe 😂😂😂😂😂
so sad. all these years we have been delusional to think men oppress women but its a fallacy. women suppress their counterparts instead of standing together against the partriachy. listen how the other woman blocked maiguru from telling her story. everyone has the right to free and fair trial. give her the chance to lie
Kkk hanzi bamudiki ngatiitewo 😂😂😂
Chief bushu munebasa mudunhu renyu haaa pa world cup yechihuri Capetown yosara pasi bushu yatora mukombe we gold medhari gegegege
Vamwe varume makaoma moyo shuwa kutora back munhu atohura zvake.Haa surrend nemi kudyiswa herr or rudo rwakawandisa yoo? Ini pachangu ukahura ziva kuti waenda kumba kwenyu
😂😂😂😂Varume vakaperera murudo Vega, 😅😅😅vakadzi vanotokujairira ukaregerera kana ahura
Vakadzi vazhinji vakagara mudzimba asi vachida zvekunze saka umwe anohura kt umuseme omudzinga umwe anoitazvausingadi kt umurove akusungise iye aende kunoita zvaanoda so varume tinoperera chikonzero tinoshinga tozvinyaradza toregerera ndopaunoona munhu achitindokuda wakadaro
Varume vekwa Bushu ndiwo maGames avo. Kuwana hupfumi through chihule chevakadzi vavo. Vanoronga semhuri mukadzi o toita self confess kuti mari Yapinda nemombe mudanga
Very true taura hako ungavata nemunhu ka 2
Chihure chinevakadzi vazhinji vedunhu iri chinosemesa sandiko kunotambwa Jiti here .? matambirio acho akafumuka kukwezva varume .
It's a shame, ndakazviitwa pfuma yababa vangu, kupambwa nevabereki , mbuya, vanhu vane hutsinye , vanasatan
Ko sister vekabhibho kubatikana
Mutemo here unongoti varume voga ndivo vanoripa kana varara nehure rakaroorwa? Ko madii kuitawo muchiripisawo vakadzi ivavo
Zvakaoma naBamkuru
the level of promiscuity promotion mumatare ayaa irikutotyisa why is it munoripisa varumee..as if mukadzi haana kubvumiraa...kupembedza chihuree
Uyu mkdz ndohure chairo haurare nekuhura uri pamurume
Ummm dunhu ra Chief Bushu rakazara mahureeee,nyaya dzese dzinotongwa uku chihure chega chega
Mahure ngaadzoserwe kubhawa kwaakabva. Varume kuda mombe here kuramba makanamirana nemahure kudaro
Mainini vacho futi hadzimo. Vatomborara nabamukuru vanga vakaputirwa hr
Maikuru aitodawo kuona kuti mainini vachirikuda hre
Ko iye murume weavo achenamoyo akaregerera wake mukadzi wani .
Mudare😂mune noise umo hazvisi kunzwika
Noise iyo ndeyeiko hazvisi kunzwika
Unodziwana here mombe uyoyu
Saka vana ava vachakura vozoona these videos haa
This is an old story . I've watched this before
Madii kungoti sihule village
Esihule village
Mahureeeeeeeeeeh
Chirf Bushu nzvimbo yenyu hajna kunyanya zvayo kusiyana neCapetown
Mkadzi wako ihuree mhani iwee tsek hapana mrume anoramba chikafu chinenge chaiswa pachena
Varume vakutuma vakadzi chihure nekuda mombe engefut
Haaaa zvakaoma bamunini maregerera hure haaaa bodo vakaisana Nyoro havachazviregere mukuto share kunge barwe😢
Mukadzi ndiye benzi
Saka mombe dze chihure vana vachskura vachiziva kuti imombe dze Musana wa Mai pskaipa
Vana vanenge vachity imombe dzamai vedu
Ko sei musingavhare face mwana
Chief Bushu vanongoita so.
Kkkkkkkkkk vakadzi mahure aya veduwee
Hurai mufe chihure chawanda kupfura vanhu😅
Sska vakdxi vakuhura kuti pamba pauye pfuma nhai
Iye mupfanha ngaendeka kumusha
Mhofu manyadzisa kudya padye mufana wako yoooo
Why varume vasingacharambe vakadzi vakahura kuda pfuma here nhai
Zvinonetsa kurambana majairana
😅😅😅😅
Kuda mombe
Aiwa mukadzi ukagara naye akakuitira zvinokufadza chero akazokutadzira kumuramba zvinonetsa iye ndiye angatokuramba
Why nyaya iyi maiunza again muchiti 1 hour ndeyekudhara mashaiwa nyaya yekubuditsa hr
Yes takaiona nyaya iyi
Mhofu hadzifurirane sekuru musazodyire munin"ina poto
Bt murume uyu dzodhonza chaiko zvrmombr ndezvekupenga zviya
Saka vakadzi vacho vese iphambi vese
Pfambi idzi
Kuregana konetsa spa vambozivana zvavo ndichifumise uyo
Iro hure ngaribhadhare maiguru mbudzi,3
Ko kakadzi kacho kusanyara ummm,nzvimbo ya chief Bushu so far ndiyo yaka leader pamujolo ichiteverwa ne harare 😂
iiiii masvingo mukuisiya nani ndokune mahure voti kushaya hunhu vanhu vacho
Harare kuzere mahure ekumasvungo 😂😂
@@MelissaJays 😂😂
Ko kudzokorora
Dzokororo ine simba kkkk
Yes ichi ndakachiona last year
😂😂😂😂😂😂Ko kana yasvika ku paraffin inodiwa futii kutiii jooooo
Ko pfambikadzi iyo muchadii nayo
This is an old video
KwaBushu kwakazara mahure
Pa volume mune problem guys
Noise veduwe toda kunzwa
Kutya mwari uchidyirwa mukadzi nonsense
Poor sound quality nxaaaaaaa
I hule mmmm
Babamukuru vane shavi rechihure hure remurume
Munhu wenyama unogona 😂kungo kundikana😂😂
Amai muri hure
Anonyepa mkadzi uyu ungakwirwe kaviri kese isiri rape
Chief bushu munebasa mudunhu renyu haaa pa world cup yechihuri Capetown yosara pasi bushu yatora mukombe we gold medhari gegegege