Deatiny TV, uku ndiko kutadza basa kwamaita apa. Mukaita interview yevanhu vekumunda mapedza moti mazoenda kundotsvaga hama mukawana vaenda kumakuva, iko kuriko kwamaifanira kunge matanfira? Kana mangamanonoka kunzwa nyaya dai machirega nezvayo. Anyway, it's clear from the accounts that it's suicide (1) Hama dzacho should have made visible ananlysis. examination, visits to the scene, and 92) Account yaAmai vamwe apo yeposition yemaoko ake is PROOF enough that he could not have been killed somewehere and brought there.
Police haichatyisi saka vanhu va kungoita zvavanoda nemutemo ukati wakanzwa kuti ndivananhingi akauraya yatove yako wakuswera uri kumapurisa apa mari ye transport ndeyako
My favourate Pŕesenter, very humble
My Sister Stella Muusha ❤️ and thank,u,pliz
Ploblem mhondi hadzichagari mumajeri. Mapurisa are now to relaxed. Nguva yaMugabe police yaiziwa basa. Police get busy
Problem vanobuditswa after a short time
Uuum nyika yashata😢😢😢😢 RIP
So sad inyaya yekuti Zimbabwe hayina mutungamiriri zvakare mapurisa havasi kushanda basa ravo semashandiro ayiita mapurisa avaMugabe ndosaka mhondi dzawandisa and dzichiuraya vanhu kunge huku.mafungiro angu mhondi yauraya ngaitsvagwe kusvika yabatwa yopiwa mutongo unorwadza,auraya ngauraiwewo kana life in prison vese neatuma kuuraya wacho.atuma kuuraya kana aine Shop yobva yatorwa nehurumende yotengeswa mari yacho yochengeta nherera.manje chonetsa munhu auraya akasungwa mangwana unomuwana abuditswa akufamba kunze akutotsvaga mumwe wekuuraya inyaya yekuti hurumende yakafa Mwari ngavatiitire nyasha vatipe mutungamiriri anoziva zvaanoita
God deliver our country
But pasina miti vanhu havangararami miti haisi problem.Problem vanhu vari kuuraya vanhu
Mudhara vekahat kewhite kana musina chekutaura nyararai miti inonzi yawanda chiiko
God heal our land
Zimbabwe 😢😢😢
Stella are u married
😂😂😂😂😂 hanziiko
😂😂😂😂
@@Michaelmushamba274 vanenge vanakirwa navo😂😂😂
@@PreciousMarambaushe kkkkkkkut kudaroka mu comment section hamudairike nokt vakangot no nesuo takutodao nezvavo 😂
Kkkkk mwaakuda. Kuroora. Ere
Ah but Destiny tv iyi ndeye horror dzega dzega amana
Sad nematambudziko vagari vemu Rugare sis Stella hamuna kunge mabatawo here zita remushakabvu
Zvikurwadza💔big time😭😭😭
Police inogona kutokuudaia kuti akazvisungiriria yet situation doesnt make sense kuti anzi akazvisungiriria.
Yava sodhoma negomora chaiyo 😢
What nice Zimboland people
Mhai veduwe chiiko chiri kuitika chanyanyodai 😢
Ummm Mwari tibatsirei chokwadi
Stella ❤❤❤❤❤❤
Uuum hurombwa munyika medu uum zvanyanya Mwari pindirayi. RIP
Zvehurombwa zvapinda papi ipapa, kungofunga fiction always.Teach your mindset to be broad, not pese pese " hurombwa"🤦
Baba vane hat yewhit vakavhura maziso here miti hayisi problem nyika yashata hayo
Zvekuuraya vanhu hazvisi zvekurugare chete asi zviri kuitika nyika yose asi kana zvichiitika kwevamwe vanhu havaiti srs nazvo kana zvave kwamuri zvave kuita sezvinoshamisa
Hello ST ❤❤❤❤
Deatiny TV, uku ndiko kutadza basa kwamaita apa. Mukaita interview yevanhu vekumunda mapedza moti mazoenda kundotsvaga hama mukawana vaenda kumakuva, iko kuriko kwamaifanira kunge matanfira? Kana mangamanonoka kunzwa nyaya dai machirega nezvayo. Anyway, it's clear from the accounts that it's suicide (1) Hama dzacho should have made visible ananlysis. examination, visits to the scene, and 92) Account yaAmai vamwe apo yeposition yemaoko ake is PROOF enough that he could not have been killed somewehere and brought there.
muti uyo mupfupisa zvekuti space yekuti munhu arembere less than 3meters obva afa mmm hazvisi kuringana.distance ishomasa ingayite munhu atovhunika pahuro.anenge akawurawa team raka wuraya ndokumusunga pahuro ne shirt.but mweya wemunhu hawurove zveku mhanya chokwadi chichabuda chete
Ha huipi hwawanda zvizhinji panogona kuvanevabati vebasa rakadaro zvawanda zvavekuitika mvura haitambi pasina chaitambisa something maybe happen
Shame 😢
Sad
Zvakaoma kani😭😭😭
Police haichatyisi saka vanhu va kungoita zvavanoda nemutemo ukati wakanzwa kuti ndivananhingi akauraya yatove yako wakuswera uri kumapurisa apa mari ye transport ndeyako
💔💔💔💔💔💔
Miti ini basa muupenyu hwevanhu, ibrain rudzii dzekuti miti ndaitemwe irimunharaunda inevanhu?
Miti haina problem , mhondi ndidzo nyanya .
Zimbabwe yashata
Zvanyanya izvi zvekupondwa kwevanhu
Vanhu havachatyi kuuraya chokwadi
Vacharipa havo mombe 27 very soon
Ngozi kana yakuvanetsa vachauya voga
Vanofunga KT vakachenjera zvavo...vacharipa zvavo vachauya vega..
Vanhu hatichatyi kuurayana chokwadi zvinorwadza
Stella my favorite
Vanhu zvavari kupera nhaimi
News reporter manyama
Nyika ydu yashata vangu havachatye kuurayana
Iiii zvakaoma hazvo zvotyisa
Nzvimbo yakuchisa
😂😂😂 asi chii nhai
This is Murder not suicide.Hausi muti uyu, isharupu ye Musawu shungu dzinomera muHarare, panosvisvinwa nevanhu , vachikanda mhodzi. Miti chaidzo dzemu Sawu dzinowanikwa kuDande ,Muzarabani
So sad
Ko mhai imi Amai, pamba penyu pakarara paine Chechi musi uyu , munhu ozviuraya pamberi pemba yenyu? Mwari wacho wamainamata ndiMwari upi?
Apa washaya zvekubvunza wangu
Ummmm mubvunzo wekumama
God heal our land
Sad
God heal our land
God heal our land
God heal our land