I believed muchaona comment yngu ndinogar ndichi follow mawex enyu kubv kumaintviews, malive kufb aiwa munogona sending love from Namibia 🇳🇦 wish to met you team Magtom.....
kelly role yeku actor uri chi. babe unoyigona ukuwo dhibhobhoni wabva waita kunge baba harare kozotiwo mbeu inonzi Joze 😅😅😅😅🙌 kusticker kwako ndikwe guka chairo
Like before watching support tiri pa Bindura top fan big Big molato ones watching all magtom media vedios and like all off them much love ❤ gyz keep on going
That Joze guy killed me with laughter😂😂😂stikomu anoigona, hanzi iwe Mai vako udza munu wako asandivhundutsira😂🙌
Kkkkkkkkkkk Joze 👊👊 mai vako usandivhundutsira 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 mai vako udza munhu wako asandi vhundutsira 😅😅😅 haaa anogona kusticker mupfana uyo kkkk thanks magtom motigonera, mafriends osheyana chibage Logo muchinda wema smart 😂😂😂 aiwa ndabvuma magtom kuseri so far muZimbabwe am watching from S.A zvangu kuchinairira ndichinakirwa ❤❤❤
Uripi kukunaya kudurban hr
Joseph kungosvika nekupisa wandipedza 😂😂😂😂😂😂Magtom never disappoints ❤❤❤
Toda vanhu vakadaro kuti varambe vachitinakidza
On behalf of other viewers we appreciate your works Magtom Media, may God continue bless u
Chisong ichi chakaipa. Well done guys
Ita the son akasticker for me 😂😂😂😂 whos with me
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Kkkkk haaa Son yacho inopisa
🤣🤣🤣🤣
Maziso acho 😂😂😂akutyisa
I ended up in a praise and worship service watching Magtom Media who would’ve thought, I love it 😅🙏🏽🔥
Haaaa pa this Episode haaa Magtom yana Jose ya recrutor manje ,, ndo ma Expensive players manje kana muri mu EPL 😂😂😂😂😂
Haaa Jozee wazopedza masports that level of stikom is top notch 😂😂😂
Kkkkkkk mhamhito wakazowinner munhu uyu kudrug dealer kuCA wakamutadza
😂
Joseph warove guka akuti mai vako wudza munhu wako asandivhundutsire😂😂😂😂😂
Joseph is soo talented guys , i don't want to lie to u keep it up bro
Yh think of his stance and serious lol
Kim manyama songbird
Mai vako udza munhu asandivhundutsirq kkkkkkkkkk haaaa ndaseka but zita rekut Jose razondibatq pakut ndofirst born yangu baba Jose kkkkkkkkkk
Amen paGospel song apa ndatomboda kuridza mhururu ndazofunga kty ndirimunhurume😅😅😅
Meagan zvazvinhu anoimba uyooo
Couple manyama pfeee, Mhamhito naBoss vaSlimie (wepa CA) 🔥🔥🔥🔥
They were a couple futi pa series Love conman 🎉🎉
Kim you're talented in singing ❤❤
Joze unosticker ndati😂😂😂😂😂😂kuita kunge chivezwa😂😂
9:17 Blaz ava vanonzi Joseph vakasticker havo hmmmmmm shame😢😢😢😢😢😢😢😢😢 asi makanotora munhu akatosticker wo zvemashuwa😂😂😂😂 Joe ma1 ayo😂😂
Quality actor - th-cam.com/video/ZFSzfJKi4rg/w-d-xo.htmlsi=_7jhNVVzui36U5Ex - WAYNE DERA -HEALTH SCIENCES 🤣🤣🤣🤣🤣
😂😅😅
The guy Joze is so talented
The Song Mune Nyasha is on point. Record that one
Aizveeeeeee ndoku sticker kwacho uku 😂😂😂😂😂😂in Dad Joseph's voice 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mai vako ,mai vako vekupi 😅😅😅😅😅😅😅😅
Joseph 😂😂wakabatwa nezvhinhu kkkkkkk ndafaaa nhasi veduwe mumwe achangoti magtom media ndiye ziii 😂😂😂
Song mune nyasha Jesu iyo yandisvitsa kure wena 😢😢😢
Ndafara kuona john munodawafa ❤❤❤ ndofarira mimhanzi yake zvekuti nebro yake munyaradzi
Tendeutsaiwo joseph uyo arikuita zvisingaenderane nezita remu bhaibhiri
Joze 🔥🔥🔥🔥hanzi udza mai vako udza uyoo asandivhunditsira 😂😂😂😂wakaipa joze
I believed muchaona comment yngu ndinogar ndichi follow mawex enyu kubv kumaintviews, malive kufb aiwa munogona sending love from Namibia 🇳🇦 wish to met you team Magtom.....
Ana Kelly muchamitiswa🙌🙌apa ma betrayer friend yenyu
Jose Jose Jose, Joseph 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 akaita kusticker kkkkkkkkkk hanzi Jose ndiani, mai wako, mai wako wekupi kkkkkk that’s hilarious 🤣🤣🤣
He made my day - th-cam.com/video/ZFSzfJKi4rg/w-d-xo.htmlsi=_7jhNVVzui36U5Ex - WAYNE DERA -HEALTH SCIENCES 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Papa Joze chamiramira pasina zvakawanda zvachaita but chatovhura hombe😂
Magtom media 🎉🎉 makanyanya guys God bless you
Jose 😂 apfura level ra silent killer na doba don
Fr
Shuwa toudza vanhu kuti Joseph wemubhaibheri aSticker kkk
kelly role yeku actor uri chi. babe unoyigona ukuwo dhibhobhoni wabva waita kunge baba harare kozotiwo mbeu inonzi Joze 😅😅😅😅🙌 kusticker kwako ndikwe guka chairo
Song ndingaiiiwana kupi.. uuum u are talented guys
Joseph aizostika zvekugona manje kkk 😍😍
Elder Logo Goridhe ndivo mukuru wema drug dealer chete hakuna munhu anopfuma kudaro nekutengesa ma tissue😂
Ko Jose mamuwanepi haaaahhhh dzakasticker wena haaaahhhh guys rogona iri kkkkkkkkkkkkkkk hanz Mai vako vekupi
nyangwe zvichifanana nhasi hazvifanane pauuya kule mahuchi i like this😊
First ❤
joseph joseph 🤣🤣🤣unozstika zvako
Meagan ane chipo chekuimba guys😊
💃💃💃💃 first nhasi watching from Windhoek Thanx nekutivaraidza munondigonera
I luv the view ye sunset yabuda kwekutanga kwe video. very therapeutic
Hoyoo we're here watching from Botswana much love guys 🔥🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️
Logo Goridhe mdhara haaite uyu 🙌🏽🙌🏽🙌🏽 uyo naBeauty
Waaaaal this song is a hit.🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 Megan Megan❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤.Nziyo iy Yandipa power Magtom Media
Hazvisi zvose zvatinoda zvakatinakira loved the song
Thanks for the teaching magtom team❤❤❤
Say no to drugs
Nice song and nice voice
Logo G😂😂😂😂 aewa mdara ava varikupisa havo.......kunyepera mwana haaa😂😂😂 he is just natural😂
Vane maNatural Bars - th-cam.com/video/ZFSzfJKi4rg/w-d-xo.htmlsi=_7jhNVVzui36U5Ex - WAYNE DERA -HEALTH SCIENCES 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Joseph akasticker asati atengeswa nevakoma vake ijipita😂😂😂😂😂😂
Like before watching support tiri pa Bindura top fan big Big molato ones watching all magtom media vedios and like all off them much love ❤ gyz keep on going
Watching joze from Botswana 😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
❤❤❤❤❤❤❤❤Magtom media mondigonera henyu❤❤❤
Gospel song has 100% melodious voices, ndange ndoda kurira nendimi song payapera ndikasara ndakavhura muromo.
Wow I was waiting for it im happy❤
Haa Magtom ndokusungisai imi kushandisa zita rangu Joseph pamunhu aka sticker kkkkkkk
I have a feeling yekuti the big Boss for drugs is Legend. Haaaaa Yosefa auraya hake pakusticker mukubvira Magtom team.
Im happy to see Munyaradzi Munodawafa he is a talented singer
Ndaona Beauty amitiswa naGoridhe. Paya panga pachinzi iwewe hauna speed Goridhe ari kutoti iwewe wakadzungaira asi mumwe wako akavhurika brain. Beauty Beauty be careful ooo abeg😂
❤Magtom murikupisa zvekutopisa zviya. Ndriwenyu apana kwandoenda
song yavapo hr pamhepo ndiiwanewo yaburutsa mweya mutsvene mumuzi mangu
Kumbiro kuzoona behind the scene ya Jose😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Joseee akastiker zvemashuwa kkkkkkkkk best guy for the episode 4
Mr LG kkkkk ma 1 beu ayenda
Munodawafa bvriiiii ...welcome my guy
Is this Munyaradzi Munodawafa I love and appreciate the good work from all actors❤❤
ummmmm that song tikuida very fast sedambarefu. well done guys..... thats a magnificant act
It's Joseph for me 🤣😂🤣😂🤣 kustiker zvake Mai wako udza munhu wako adzikame
Wow...Magtom huchii🔥🔥🔥......Jose guy the sticker ...you are really talented ✌️
Meagan can sing🙌
Shandisai talent Artist 🔥🔥
Ko magtom zvamuine praise&worship zve nhaimi❤❤❤
Izviii zvoticha zvoitika in real life ndokuti kugona rombai makadaro team magton
Makandigonera pakusanganisa music neacting ndofira pamagtom pano❤
Powerful song ..kim unoimba
Wow l love song yanamai mahuchi yegospel
Kim you're so talented 🤗
But Slimie ngaambondi danawo ndimbo dropper one...ndripa Torwood apo
Another hit song haaa magtom huchi❤
Welcome Chiposa to the Magtom family! It’s great to see new faces here. Keep up the good work LOGO and team!
😂😂😂mai vako udza munhu wako asandivhundutsira😂😂😂😂😂
LG ,Elder Goridhe 😂😂😂 vanokwana pese ndivo supplier wemadrags
Amen powerful song can't wait to listen
Jose andipedza kkkkkkkkkk mai vako wekupi😅😅😅😂😂😂😂
Kk😂😂😂😂😂 Joze unonogara nemakudo mamito guys never disappoint you mu ogonesa
Ndabata nguva...Thanks magtom media nemutakunanzva
Keyboard guy welldone I love your songs anondiropafadza
Kkkkk ndiko kusticker kwacho😂😂
Goridhe atofunga bbe fut aaaaaa murume akaoma hke uyu
Ko song yekuti mune Nyasha irikuuya rinhi ah yakanyanya yakabatwa Keyboard iyo yoh
This song inopinza vanhu mumweya ❤
Hanzi mai vako udza munhu wako asandivhundutsire🤣
😂😂😂 Mface anova mwana wa mhamhito Joe makamuwana kupi... No mhani ku sticker kwacho kwazonyanya
Joze nailed it guys
Jose Jose, Jose. How many times did I call you. Mai vako udza munhu wako asandivhundutsira 😂😂😂😂
Haaaa this is a masterpiece drama❤❤❤❤
Kim what a beautiful voice!
Haaa, kana ndakamboseka nhas ndazoseka Manje, haaa Jose chibaba
Ini pzvnhu zvese baba juju skri rebbie rondispaka😂😂😂😂 MR LG
Bruh vane voice avoo futy from botswana luv yu guyz