See HOW YOUTUBE Is Giving Us Clients 🕺🔥💃🔥
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 23 มิ.ย. 2024
- #zimbabweandriverslicence #drivinglessons #parallelparking #drivingschools #zimbabwe #drumsreversing
Witness the Power of Internet as it's providing us a chance to reach out to lots of people around the World
I feel like Sharing the gratitude that I have whenever we have a New Driver on the panel, if you also feel like this video is showing the power of Internet, oh Put a Thumbs Up and Don't Forget to SUBSCRIBE.. please please please,, Share and View to the very End of our uploads 🙏.
Oh wow that means you're doing a great job man.. Congrats to Mr Maketoo 🎉🎉❤🎉
Thank you 🙏 much
Madzibaba Abrams good News and congratulations
Siyabongaa kakhulu Mr Michael Fisher.. how's you over there
@@abramsmand3930 All is well I can't complain everything is going well
Congratulations tirimunzira kuuyawo
Tinotenda ✌️,, muuyeo sure it's possible here hapana chinorema
Instructor ava vanogona havo basa, he is patient and passionate about his job.
Siyabongaa munhu waJehovha..🙏 ndimi munoita tirambe tichitsvaka Patience kwete ana Temba 😂😜
❤😂😂😂
🤣😂😜
Ndigo runonzi rudo ruri kuittwa na Instructor vaMaketo chiitai makasununguka
Tinotenda tinotenda baba Mozisi siyabongaa papa 👏👏🙏👏 vaMaketo vakatoita zvavo zvakaita bol ava
Aaa zvinopa shungu madzibaba rambai muchitipa mavideo basa ramurikubata rakaoma rambai makadaro kutora kwacho kuita kunge drama ndazvifarira ini
Thank you thank you man.. even pamchauyao zvinokwanisika kungotorao as fast n easy like izvozv.. hapana chinotyisa kuzviiya.. this man was also in need of accommodation as you and l think you watched to the end manzwa kt he got all what he needed. Ndinofarao kana ndchnzwa positive feedback so l thank you so much and God Bless you 🙏
Yaa pekugara ndanzwa vachitaura kuti makavapa
Yep ndizvozvo zvinongofamba nyore nyore
Ahh ska munoreva kt vakaita maLessons in 4days chete hre vakatoPassa...?🤭
Yeah just 4days 😆😆😆 it's possible
Ko munhu hatenderwi kutoŕa clas 2 asin disc reclas 4 hr mukma
Haatenderwi you need to have a disc before upgrading.. class4 yenyu makaitora riinhi
Ndakaitora last yr august so ndikuda kuzotora clas 2 now. Disc racho rowanikwa cy
Maswera cy ndokumbirawo number dzenyu dzepaApp titaùre
Hie murcei hama.. sorry that lm not on Whatsup , we can talk here or via texts//call on 0776836199 or at abramwandipe@gmail.com
Mofanira kuva neapp mykma nkt hadzisi dzese nguva dzatowanawo data uye ku4n from SA to zim is expensive
@@DantleySibanda ok ok ahh will look into it bro..