ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
this is great, haaaa team iyi kumberi
Gamu is an unbelievable actress.
Ladies and gentlemen, this is the undisputed best actress in Zimbabwe. Gamuchirai Dube haana competition.
Kana one haana lol….i one ari ega Gamu well. Brings her whole self into the role zvisina reservation ❤️
Haaaaa Gamu is next level
Gamu kuita tete vakuru chaivo, magestures , kutaura nemaoko. Kkkkk wandifungisa mbuya vangu. Keep it up team
Gamu anokwana pese, very flexible that one, chero kuactor ari raster zvobuda 😂🤣🤣😂
I was now used to the amaiguru and bamunini plays, but this tete mwana we hanzvadzi is great. Well executed, munogona guys. Munotifadza
Atete kungotanga nekunyamura mapasuru. Hamuna kumhoresa muzukuru. Kuda zvinhu iye zvino hamuzive kune mwana. Chirere chigokurerawo
Gamu reminds me of imwe hama yangu yandakambogara nayo 😂😂😂😂😂hanzi uri Chipfukuto here 😂😂😂😂😂😂😂mai vaiva nenyobvo ivavo
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkk kk hanzi naNijo ndokumbirawozve mapaper angu ndakubuda😀😀😀
Its the laugh at 0.54 for me. Gamu you are the best. Aiwa itirwa zvakanaka
Gamu 🔥🔥🔥😂🤣🤣 i like the sudden change in sides
Ndozvavanoda mamero kkkkk unodiwa waane tumari kkkkk wakambodzingwa seimbwa
haurevi nhema
Gamu wakanyanya hako. You're really talented. Zvirimauri izvi
hanzi kana kumbinga kwacho haako🤣🤣🤣🤣
Gamu's laugh always kills me lolest
Gamu anondiitira 🔥🔥🔥 haatani kuchinja side 🤣🤣😂😂😂 ndojaya rangu 🙄🙄🙄 munhu wawanga uchinyeya
This team 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 the best in the game
Kamari kekumbotenga Nyama in Gamu's voice 🤣🤣🤣🤣🤣
kuchikoro kwacho haako,,ku mbinga kwacho haako kkkkkiest
Guys you are the best 🔥🔥🔥mukubvira mhani
Ah ah ah the switch Gamu😂
haaaa Gamu unorema, unopisa, unogonesa you are the best aaah ndaombera hangu
Nice brand new shirt slick pastor.
nyadzi dzacho😂..... unenge wati munhu ari kutambura
Tafara... Mabvuku.... Kumutoriro kkkk haaa lm inlove with you team 💕💕💕💕💕
Nhai Gamu mushonga hauna kumboipa kkkk
Mushonga futi? Gift Rusike ... weku PAF... haabate mushonga. And mushonga haushande paari. Akati, "Mukanditumira zizi, ndoribata, ndorigocha, ndoridya!"
😂😂😂 ndasuwa voice raGift Rusike
😂😂😂😂 I miss that show nhai
Gamu gamu kkkkkk ka laugh kako 😂😂😂
Gamu kaaaaa ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️I love her
Kkkk with Nigel yu can never predict whats he is up to..ma statement acho so ah this guy is the GOAT..kkk
Shuwa. Gamu une talent, u r very good in acting
Nice shirt ya Nijo
Hanzi mkanwa makungoda kanyamaaa😂😂
Ko tete sei muchitaura kunge mukuru wenyika🤣
Gamu you are blessed
Kkkk ndoyange iri slogan yenyu iyoyo
Chimari chekumbotenga nyama kkklll
that switch yaGamu yakapenga
But Gamu ka kkkkkkkk kkkkkkkk kkkkkkkk you are damn good Shem
Uri chipfukuto heree😀😁statement ramai vangu🤭
Urichipfukuto here iweeeee kkkkkkkk Gamu too much
Iiiiii Tete avo kuseri nyaya tacho yatove kumunhu akakupa mushonga.Gamu.ka
😂😂😂😂😂😂😂 zvanzii uchitambawo ne mbinga Jeso 🤣
Kkkkkkk hahaha ko nhai gamu yawakambooita uchiita advertise lotion afta patricia auya nemukomana wake nigel inonziii
Pekupedzisira manje hanzi ndaikumbirawo chimari chekutenga 🤣🤣nyamaGamu kaaa
Umm muchaita titye hama dzedu imi😂😂😂
Gamu is super talented 👏🏾 👌
Gum you are ⭐️🔥🔥🔥
Vanokanganwa ava KKKKKKKK hanzi ndaimuchengeta semwana wangu 😜
Nhai ivo vaimutukira chingwa
Kkkkk munhu akaoma anonyepera rudo
Kkkkk Nigel unotoshereketa chaiko😂😂😂😂😂
Uri chipfukuto here kkkk
Uri chipfukuto here iwe kkkkk
Kuzomhanya kuwiga mapaper bags 😂😂😂😂😂
Ndoyagara iri slogan yenyu
That African mentality yekuti angobudirira aromba kkkkk
Ndoyanga iri slogan yenyu🤣🤣🤣😂🤣🤣
Ndoyanga iri slogan yenyu iyoyo 😂😂😂🙌🙌
Gamu kaaa 🤣🤣🤣🤣 wakanyanya
Gamu you're the best ❤❤👏👏
Hahaha good stuff Gamu Gamu usazodaro , chomboita something big makabatana nana Naizaboom , Bustop , College Central
Muno dzidzisa zvoyitika paku rarama muhupenyu
Kumbinga kwacho haako kkkkkk kwese haako
🤣🤣🤣 ashaikwa kwaari
Gamu I think ndozvaunotoita in real life kkkk
Vatete is Super
Mushonga Mushonga manjee kkkkkkk
Gamu 👌 well done 🔥🔥🔥
Ho Yah ndiyo yanga iri Slogan yenyu iyoyo kkkkkkkkkk
ka sudden change of expression ka Gamu kakanyanya
Tete makaoma nhasi makuda nyama. Upenyu ivhiri hunotenderera🤞
Kungwavha...ngwavha. 😂... Ya..... pakaipa
Gamu akafita kuroya..😂
Gamu 😂🤣🤣 THATS IT. Ndapedza
Kubva mundidzinge pano paye
Nijo my guy kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkkkkkkk madziTete enyu aya 🤔
Gamu is the best actor
Good work team 👏
🤣🤣🤣 aaa Gamu
It's Gum Gum for me kkkkk
Ka laughter 🤣🤣🤣🤣🤣
Pfeee number 1
Hanzi mukanwa making makungoda kanyama
Gamu is a true character
KuMbinga kwacho handimuoni 😂
Chartered accounting is great but tanhai dzamunosvikira😂😂 I'm sure accountants here know what I mean😂😂
Team muriNatural, munogonesa
That laugh haaya.
Skul is the best ngwabva ngwavai varume angilamona
Murikupisa guys. Keep it up
Ndini
gamu🔥🔥🔥
Gamu is good to the goodest
But gamu kuchinja just like that 😂😂😂😂
Musa nyeperwe, chartered accountancy is not an occupation in demand in the uk. It’s over flooded.
Gamu👌💕❤️❤️❤️💕
Tete kunyeya ma1 chaiwo
Gamu to the fullest
I like Nigel
Great team
😂😂😂😂haaaa life haidaro! !!
😂😂😂😂😂😂

Pekupedzisira manje hanzi ndaikumbirawo chimari chekutenga 🤣🤣nyama
Gamu kaaa