Dai akarega chirauro chake chichienda nekuti simba remvura rinodhonza munhu zvine simba. I was once almost taken by a mermaid at a shallow river crossing after others had crossed a wilwind started drowning me to a cave and a man who saw what was happening ran and snapped me away saying that was a mermaid. Upto now I am afraid of water and I don’t even want to swim or cross rivers. May his soul rest in peace 😢🙏🏻
Kusachema handinyoreba, I think vanenge vanemunhu its better kusataura kuti munhu atorw nemvura bcoz vehukama vanotochema, but then again ukasataura unogona kuzofungirwa foul play futi
Zvakaoma sua ko ivo vaizoti munhu afa manga matomuona er achifa kwacho inga kune vanoita mazuva varimo vozobuda varivapenyu wani ska zvekut afa manga mazviwana kupi
So sad shame zvinonetsa kuudzwa kunzi usacheme especially isu madzimai zvinorema asi pamwe pacho panongoda kuzvishingisa kunyanya kana munhu atorwa nezvemumvura.chete pfungwa dzinozowanda
Yhaaa kumhuri inenge yasangana nenjodzi hazvigoneke hazvo kudzora misodzi nekuda kwekuti vanenge varasikirwa but nekuda kwechivanhu vaisafanirwa kukurumidza kuchema nekuti izvi zviri kuratidza kuti mukomana anga akatorwa nevemumvura chakatomugurisira hupenyu ndiko kuchema kwevanhu.zvisinei, zorora murugare Robson😢😢
Dai akarega chirauro chake chichienda nekuti simba remvura rinodhonza munhu zvine simba. I was once almost taken by a mermaid at a shallow river crossing after others had crossed a wilwind started drowning me to a cave and a man who saw what was happening ran and snapped me away saying that was a mermaid. Upto now I am afraid of water and I don’t even want to swim or cross rivers. May his soul rest in peace 😢🙏🏻
Chirauro achina kutorwa nehove ndezvemumvura mweya wake ngauzorore murugare
Tinotenda Mwari kuti mwana akaonekwa mufunge. Tichitendazve nharaunda yakamira nevamwe ne mhuri yemushakabvu. Makaita basa GURU chaizvo vanhuweehhh. Chirwirangwe chibe simba 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Munhu akazivisa ndiye akakanganisa nokuti akati munhu afa dai akavati atorwa nemvura kuchema ndokwakavhiringa
Regai tingoti . Makadiiko vaNeShamba. Ndimi murikutiburira dzirikupisa idzo Mdhara. Hmm zvakaoma. Pamberi nebasa Shumba❤
Vanhu ngavasachema veduwe kana zvanzi munhu awira mumvura munouraisa munhu, hongu zvinorwadza asi kuzvishingisa kunodiwa
Makatadza kuchema kwamakaita
Maisafanirwa kuchema mwana angadai abuda ari mupenyu😢😢😢😢😢😢😢😢this is so sad eish
Nyarwadzwai na Mwari , zvakaoma hazvo
Zvinorwadza izvi
Zvakaoma kani 🇿🇦
Vangavasingafaniri kuchema
Haisi Howe ,ndooonjuzu maitiro Ayo .May his soul rest in peace
Zvinorwadza izvi kunzwa mwoyo kuenda mudenga kufirwa kwakangooma hama dzangu😭😭😭😭😭😭
Amen kufirwa kwakangooma
Nematambudziko zorora murugare Robson
Muprofita weiko ipapa kutsvaga kunyeperwa nekutaurirwa ngano dzisiko
Zvimwe zvacho vanhu vakurasa tsika nemagariro nekuda kwechirungu..nekuti vakuru venzvimbo vanoziva chivanhu ndovaifanira kuiswa pamberi panhau iyi..mhere yakaridzwa ndoyakaresveka..mvura idzi dzine varidzi ende kune mitemo zvekare..varikuti hazvisi nyore kusachema sehama makare vaitoudzwa kuti hazvitenderwe imagine knowing kuti ndiwe waurayisa munhu nekuchema?unotosimba till nyaya dzacho dzafambirwa
Nematambudziko hama dziva rikatora muhu musacheme
Injuza yanga yamutora
Shhuuumbbaaahhh👏👏👏
Makakurumidza kuchema dai makambomira pamwe akanga atorwa nejuzu
Zvakaoma vanhu pamwe pacho panoda kushinga kunyanya nyaya dzemumvura idzi hanzi kana irinjuzu inobva yauraya kana mukachema
Kusachema handinyoreba, I think vanenge vanemunhu its better kusataura kuti munhu atorw nemvura bcoz vehukama vanotochema, but then again ukasataura unogona kuzofungirwa foul play futi
Why njuzu ichizouraya pakachemwa ko kungogara naye
Haidi misodzi nekuti inobva yati makuirwisa @@BettypeterbettyPeter
Akatorwa nejuzu zvisinei zorora murugare mukomana
Ndokumbirawo akaimba song iyi
8:04 ndevano tamba traditional dance search
Yoo inga zvakaoma nhai
Zvinorwadza😊
Haa zvinorwadza izvi dai musingazotoriwo vanhu vachichema veduwee hangu parurufu hapo but kakuzochema ako Kane zvakanoitaso heartbreak
Another day to cry with a stranger may his soul rest in peace. 😢😢😢💔💔
Ndanga ndichiuya sahwii
𝐌𝐨𝐲𝐨 𝐰𝐚𝐧𝐠𝐮 𝐚𝐦𝐚𝐢 💔💔😭
Zvakaoma nematambudziko hama
Nematambudziko, Mwari nyaradzai mhuri yokwaGumbo
Munhu kana akafira muvmura dhumbu rake harizare mvura coz mapapu anenge asasashande Munhu anowanikwa asina mvura
Zvakaoma sua ko ivo vaizoti munhu afa manga matomuona er achifa kwacho inga kune vanoita mazuva varimo vozobuda varivapenyu wani ska zvekut afa manga mazviwana kupi
Ummm zvakaoma sure
Baba vatanga kutaura seiko muchidzvinya voice aah tototambura kuvhurisa nzeve muchiita zeve zeve henyu
Nematambudziko kumhuri yarasikirwa iyo....Mwari akunyaradzei
Mweya wangu waenda kure Rip boy
Zvorwadza izvi watching from🇦🇺
So sad shame zvinonetsa kuudzwa kunzi usacheme especially isu madzimai zvinorema asi pamwe pacho panongoda kuzvishingisa kunyanya kana munhu atorwa nezvemumvura.chete pfungwa dzinozowanda
Zvakaoma njuzu dzacho dzinopedzwa nei nhai vanhu vamwari nekuti dzapedza vanhu 😢😢😢😢😢
Zvenjuzu zvinenge zvava nehushereketwa izvi hwevapenyu izvi, sad
Zvinorwadza nematambudziko
Nematambudziko zvinorwadza may his soul rest in peace
So sad😢😢😢...Mwari nyaradzai mhuri iyi ..rip Robie
Zvakawoma
problem ndeyekuti vanhu havazvinzwisise kuti munhu akanyura muvhura havafanirwe kuchema mhani
Ma1 chaiwo Rest in Peace Robbie😢
Zvorwadza
Hahisi hove yaakaona pekupedzisira injuzu vanhu vakakanganisa pakuchema
Asi kana anga asina mvura ummm pane chirevo vanhu vakakasira kuchema
So sad nyaradzwai naishe panguva yakoma kudayi 💔💔💔
Kusava nemvura mudumbu ndzimweni dzenguva munhu akanwa mvura anozoirutsa ndopaye paanozogona kuyangarara amusoro pemvura
Inga zvakaoma
Zvinorwadza
So sad 😭😭R. I. P
Munhu anga atorwa neve mumvura kuchema kwavakaita ndiko kwakaita kuti afe
Zvakaoma hazvo
Zorodzwai mhuri yekwaGumbo
Zvorwadza sure mweya wake ngauzorore murugare mhuri ngainyaradzwe
Akatorwa ne njuzu😢😢😢😢😢😢
Marwadza
Nematambudziko 😢😢😢
Sorry. Family rest in peace
Dustrood yekusha kwangu
Zvinorwadza mufunge rest in peace Robson😭😭😭
vanhu vanofa nezhara naka
Zvakaoma kani
Ummm zvakaoma
Rip Robson 😢😢😢
RlP zvinorwadza
Nematambudziko hama zvinorwadza hazvo veduwe nyaradzwai nedenga
Varume vakashinga veduweee, inzwai wo mataurire a baba vacho.
Kkkkk ndatovatsamwira ufunge ahhh
@RudoMukombe aaaah chii chakadaro ichecho
Ummmm pakaoma ipapo mukoma Neshamba misodzi haidzoreki
Isu tichikura chivanhu chaiti munhu kana atorwa neNjuzu hamufaniri kuchema pamwe pacho munouraisa munhu kana mukachema
Ahhh azowanikwa nhai imi inga zvakaoma izvi. Very very sad indeed
Sham zvinorwadza
Zvakaoma
DREWMAS Media taking us to another Level Munodzifambira asi hhhhh zvarwadza izvi
Ko avo vekuti Afa nanga vazviwana kupi,asi zvinowanikwa vakange va panicker ,plus vakachema ....nematambudziko
Zvakaoma hazvo veduwe
Sad story,zvakaitika kuna bamkuru vangu zvakadai kuwhite house vachiraura vakatera hove vakabva vabatwa mumvura imomo vakafa,saka vanhu vaiti injuzu
Zvinorwadzwa
Ahh shame pane mhepo dzemumvura
Inga zvakawoma veduwe
Marwadzo
Andrew saka ndiye ari pa musoro pe mvura hre?
Nematambudziko hama dzangu
Munhu anofa nemvura anozvimba dumbu uyo akaurawa
Shem nematambudziko hama
Nematambudziko hama
R.i.p
😢zvorwadza mvura uotipedza
Sad
Nenhamo hama
Marwadzo, but backup yematoki manje aaa kuseri
it's sad...😢
Rip haa zvinorwadza
Sad news
Nematambudziko hama zvinorwadza izvi rufu harudyairiki