MAJJESTY - WANGU CHAIYE (Official Lyric Video)
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 27 ธ.ค. 2024
- Performed By: MAJJESTY
Written By: Baron Leon Mkweza
Lyric video: Allen Fox
Ndakazowana wangu chaiye
Hona kufitana
Hana dzedu dzakaroverana ka1
Zvikatonangana
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Kunenge kudada kwevarimugomo Kukandira varipasi mapfihwa
Varipasi mapfihwa
Kupindirana kwemoyo Zvinotofadzawo veruchiva
Handingambofare akaita low
Coz handingambowane mumwe akaita soo
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Ooh
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Aiwa tino danana
Danana
Danana
Ehe tinodanana
Danana
Danana
Tinodanana
Danana
Danana
Mufunge tinodanana
Danana
Danana
Ukazviwanira wako
Hazvibvunzwe ufunge
Kana pachako
Haudzigwe kuti umufunge
Ende rudo soo
Rukakubvuma haungazombode
Rudo ibofu
Dzimwe nguva unonyura usingambozvifungire
Ngarisadoke usina kumuona Mumwe wako
Akasafona iwewe fona
Ndorudo rwacho
Usaita busy for your lover
Pamwe pacho
Make it easy for your lover
Usazochona
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Ooh
Mazuvano
Chakabvondoka mumoyo
Ndakazviwanira munhu wangu bho
Asinganditemese musoro
Aiwa tino danana
Danana
Danana
Ehe tinodanana
Danana
Danana
Tinodanana
Danana
Danana
Mufunge tinodanana
Danana
Danana
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida
Kusatenda huroyi
Babe wangu anondida shaa
Those from tik tok let's gather here❤😊
We are here
We are there...this is fire 🔥
tinopisa😂
Famba wangu🔥🙏🏼
❤❤❤❤ MAJJESTY BUTTON
Tabva kutik tok🔥🔥🔥
Which social media platform brought you here? Tiktok, Instagram, Facebook??
Tiktok
Tiktok
TikTok
Tik tok
TikTok obviously
Mazuvano chakabvondoka mumoyo❤
Zvaizvezv zvemalove songs muripisa ❤❤
Haa muhombe uyu guys who's here because of sahwira mukuru...keep the fire burning mhani
Tarimirira chibaba
❤❤❤ma1 ngoma iro 10/10
you are a star my younger, voice lyrics message and quality sound it's on top notch 👌
Your biggest fan from TikTok your song is a hit especially when you are inlove I love the song it's on repeat 😁😁😁😁😁😁😁
🔥🔥🔥🔥 hit after hit
Okay wait my new favourite by majesty you keep digging deeper mumoyo
Yoooh u have the voice shame I lyk the song ❤
Riinhi i have been waiting
🔥🔥Chiri kupisa ichii
love this song
kusatenda huroyi majjesty anogona 🔥🔥🔥🔥🔥
Muhombe uyu
Muface wepaSenga anopedza bhora
Kusatenda huroyi shaa 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
We were waiting for so long and now it's out hoyoooooo💥💥💯💯
I love this song
number magetsi baba , tokumbirawo remix na 216 whisky
You are a Star!
Hoyoooooo 🔥🔥🔥
Chogonaaaa
Ndauya kuzosiya moto 🔥🔥🔥
Tommie Xx💋
Big tune ❤
The way I’m obsessed with this song I could notice that the cover pic has change ❤
I don't know what to say buh l just wanna thnk you bro music yenyu inondiitira zvangu❤❤
Aiwa haa majjesty wakaipa shame unondiitira
It's a bang .... Aiwa isusu tatobva ku TikTok ❤
Majesty Pure Pharmacy
As music is my Medication ❤
This is what we call good music, talent straight from The Creator
Thos song is so touching ❤❤❤ majjesty you are a blessing when it comes to music 🎉🎉
BIg tune On flex
Top🔥🔥🔥
Mapisarema
Ari ku🔥💫
Akabata song apa no hard feelings ❤🎉
Ummmmmmmmm zvemangoma unozvigona hako Maje🔥🔥🔥🔥
I love this song ❤
Hooyo wangu chaiye is a big thing
❤❤❤❤❤ this is hit 🔥🔥🔥🔥🔥
im very happy abt the song
hooyoooooo
Good sounds, well done Majjesty
From Tik Tok to TH-cam😊
This is the best
Aaah you nailed it
Sahwira❤
Massive tune👌🏾🎼🔊
Bravo!!
This is lit🎉❤
Tiktok..!!!
Big tune
Usazochona❤
🧨🚀
nice
Baaaad track 🎉🎉🎉
🔥🔥
Finally 😊
Keep killing it Maji💥💥
this is lit !!!!
Finally
kusatenda kurohoyi😁😁
💯💯💯💯
Unopisaa kana pane anoti haugoni akupengass
❤❤❤❤
Someone sang it for me 🥰
🔥🔥🔥🔥❤
❤️🔥❤️🔥❤️🔥
🎉❤😍🔥
Tikuda official video wangu
Haa sure tiitireiwo official video coz chakabvondoka mumoyo😂😂
❤🎉
🎉🎉🎉
🔥
💯
Sure tokumbirawo remix na 216 whisky please musarwadziwe itayi remix apa ummm
ichi chimoto
tiktok
📍📍📍📍🤌🏾💯
I love this song ❤
🔥🔥
big tune
❤❤
🔥🔥🔥🔥🔥
❤❤❤❤