Mabhosvo tutouya koita guhwa nyaya yake iri pakuti arikungodawo mukadzi waMhofu chete. ko ivo Mhofela vapindwa nei ko vakuda kugara mwana wavo nhaka yooooo.asi munogona team team but Bhosvo uyo ma1
Matsanga itai zvinhu zvenyu muchipedza guys, ipapa mati ichiri kuenda mberi nyaya iyi but now yave ne 6 months. Tanzwa neku dzokorora isu, musati rasisa kusvika pakadaro guys. 😭😭😭😭😭
Boss matsanga #team mabhosvo #team phaghetto haaa guys rinogona ini ndaisa like ndisati ndaona coz they never dissapoint❤❤🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💧🔥💧🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kutambisa husiku dai takanwa tea nembamaira .... isa like
th-cam.com/video/9EyLkTQlthk/w-d-xo.html
Mabhosvo matsanga Mai ndodza ndodza munopisa amana 🔥🔥🔥 chingosiya like
mabhosvo guys ndokuseri kana uchimufarira siya something 🤷♂️
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
mdara ini handichagara ini
Team pagheto muriku🔥🔥🔥🔥
nice job boss matsanga ndobva ndafunga tiri pamushika shika pedu pana parklane apooo ....nice job bro ..keep the fire burning
Chave chikafu chema chief 🤠🤠🤠🤠🙌
th-cam.com/video/XdjjxHn8WII/w-d-xo.html
Zvinoera ,zvinoshamisa boss matsanga nemuroora 😀😀😀
Kkkkk atezvara ava ndoma1 manje kkk mabhosvo arwadziwa zvekushaya power
😂😂😂😂😂😂😂😂 let's gather here.
Vanhu vese vanodarika nepamusoro peBhiriji isu tiri pasi kkkk
Kkkk mabho kuda mai matsanga kutsiva kaa uko kkkkk kkkk
Boss Matsanga ne Teamwork yenyu God bless yu ❤️❤️🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
th-cam.com/video/9EyLkTQlthk/w-d-xo.html
Makaipa Mr matsanga and mabhosvo 👏👏👏
kkk haa matsanga imwe character chopedza ma sports
Part 4 ngai uyeee please🔥🔥🔥🔥🔥I can't wait guys
th-cam.com/video/XdjjxHn8WII/w-d-xo.html
haureve nhema
Hanzi dai takanwa hedu tea ne mbambaira 😂😂😂😂😂
Kkkkkk matsa nga you'rethe best
I'm so proud of you Ambassador Matsanga
Mabhosvo tutouya koita guhwa nyaya yake iri pakuti arikungodawo mukadzi waMhofu chete. ko ivo Mhofela vapindwa nei ko vakuda kugara mwana wavo nhaka yooooo.asi munogona team team but Bhosvo uyo ma1
Zvakuita munyika mazuva ano varoora nanatezvara
Kkkkkkk boss matsanga makavharira mabhosvo panze 😂😂😂😂 rambai matsika ipapo
Yesaya boss ngachiuye
th-cam.com/video/XdjjxHn8WII/w-d-xo.html
Boss matsanga and crew to de worldd🔥🔥🔥😎 ne cool splash😁
th-cam.com/video/XdjjxHn8WII/w-d-xo.html
Haaaa team iri kumberi ndaty ooooh
Kkkkk VaMabhosvo makuda kudya chikafu chaasahwira
Unoiwana blessing yemaparents sei pakadai
Boss matsanga
matsanga ukasabudisa next episod ndikuuya padern pako wanzwa kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk ichi chonaka ichi
Salute Team Matsanga munogonesa😂😂😂
Kkkkk rasta yako yakutotumbuka iyi
Hanxi ndokufunga kuti uri bby here
Ndipoo cool splash matsanga
th-cam.com/video/9EyLkTQlthk/w-d-xo.html
Kkkkkkkkk hanzi rasta yatumbuka mumusoro mako
Hnzi kusangulangu kkk
Bt matsanga zvimwe ne zvimwe ungatozviita kurova muroora
Im so proud of Matsanga
Hustle for more, ❤️❤️♥️♥️💕💕💕🙏🇿🇼
th-cam.com/video/tXiIeiaxXa8/w-d-xo.html
Matsanga boe hre pamuroora
Mdhara matsanga mazobatwa manje kkkk Hokoyo namabhosvo
Kusvika waita tsvina uchibaiwa chete 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Matsanga nandodza babie 1 zviriko baba nemwana
Hezwo mai ndodza ndizwo neteam yenyu makanyanyisa mai ndodza
Hanz kana pane chamada mhofu makot aripo kkkk
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk ndafunga zvekurova pasii ndodzaa futtttttttttttt
Matsanga to the World
Ndokudai nemoyo wese chaiko kkkkkk mabhosvas ummm mogona
Hanzi ndikanda naye town anotanga business rake kk
Ko part 4 makazoita sei Matsanga. Musadaro
Matsanga chirikutsvetera chete apo
😂😂 Rasta rakutumbuka machinzwa here guys
Takatambisa usiku kkkkk dai takanwa tea nembambaira
Rasta yatumbuka kkkk
Haaa chi voice chamai ndodza ndooo moto
Achaita semwana muparadzi. Kkkk
Nozha wasira mudzimai baba aaapakaoma
Oi ndodza is funny aswell
Matsanga urichibaba
Ndodza ndokurova nendandi iwe😂😂😂
Àdekwl❤
Chave chikafu chamachief kkkk
th-cam.com/video/tXiIeiaxXa8/w-d-xo.html
Kkkkk chikafu chemachief
Rasta yako yato tumbuka 🤣😂🤣😂
Pakaipa kkkkkkkkkkk Ndodza akanga azviona
Ndagara ndareva kare Amna rikunnka kuonekwa
Uuuuum mhofu bvumai Ndodza akupedzerai
Ndoooodzaaaaa
Munogona vakomana rambai makadaro
Chikafu chema chief
th-cam.com/video/tXiIeiaxXa8/w-d-xo.html
Mabhosvo asa tevedzere matsanga kubhendesa muromo
Hanzi rasta rako rakutumbukaa
Arikunakirwa neface yamabhosvo give him.malikes
Coolsplash kudhara
Team pagettho nyanyest
Boss ikuku kwakumberi uku
Matsanga
Hahahahaha coolsplush
hanzi rasta yako yatumbuka
Kurara semunhu amedza fesooooo kkkk
Matsanga kkkkk
Well done for the awareness.
th-cam.com/video/XdjjxHn8WII/w-d-xo.html
Teeeera iwee
That kid in the hat is funny
Dai takanwa tea nembambaira😂
th-cam.com/video/gWuKHNJ7dVc/w-d-xo.html
Kkkkk hanzi ndokufunga kut uri babie hre
Mashura akagochwa
Guys kugona mogonesa but chirikuti bhowa kuisa muromo padivi guys hatisikunakidzwa naizvozvo but kugona mogona
well done
th-cam.com/video/XdjjxHn8WII/w-d-xo.html
th-cam.com/video/XdjjxHn8WII/w-d-xo.html
Good one
Episode iyi kuyita kunakidza😀
Mabhosvo akupindwa .. nechimweya chamatsanga
Kkkk ma Droid
Hanziii DROID kkkkkkkk Amana kah
Gostei
th-cam.com/video/XdjjxHn8WII/w-d-xo.html
part 4 please
Peace order 😂😂😂
Thanks team paghetto
th-cam.com/video/gWuKHNJ7dVc/w-d-xo.html
, ❤️❤️❤️❤️
th-cam.com/video/tXiIeiaxXa8/w-d-xo.html
Matsanga itai zvinhu zvenyu muchipedza guys, ipapa mati ichiri kuenda mberi nyaya iyi but now yave ne 6 months. Tanzwa neku dzokorora isu, musati rasisa kusvika pakadaro guys. 😭😭😭😭😭
5star
Mabhosvo akauda mkadzi wasahwira
Matsanga unoziva Droid ndoyandrikutoona nayo maskirt enyu uchidaroo
Ndopara ngozi ndokurova nendandi
th-cam.com/video/tXiIeiaxXa8/w-d-xo.html