ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
This is real talent. I have repeated this song many times without being bored.
i also did the same good talent
Akr
Zvakanditorera nguva ndichida kuziva kuty munhu akaridza song iyi ndiyan unorova mukomana more especially beat yako iyo uri wega ramba wakadzvanya
Thanks Mr Tatenda I like the sound
yagara pinjisi inoruma zvayo....... big up Tatenda ... its a hit
2021 am here mukomana ndewengoma uyu
I like Dandaro album lounge Dzikirira
chikomana chakarova sungura zvemhando. have been listening to the song everyday for almost two weeks now.
Not a sungura fan but the guy is in his own class.He is gud.Take a listen to the lead guitar,drums,vocals complimented by gud video.This is great.Beautiful
This dude is soo talented, he is making sungura attractive hey
I love the song dai mwari akandikomboreera ndachada ndaimaker show kuti song iyi ayisare mumuchado mangu
aaaaa FINISH ko why long time musinakundiuudzawo nezve song iyi uuuuu ndatamba shem
I like the Song dzikirira
Remembering good times....
Urichibba homie rova ,capetown
yaaah smart vedio, I luv the song wakagona pinji... chakakosha inyasha ...
2024 tirikuteerera ❤❤❤
sungura will not die good job baba pinjisi
Munogona sha ,thank for a nice song I will invite you on my wedding may God bless you
💌
Unoisa wire moto chaiwo ,ramba wakabaya button iroro , unechimoto, u are MR ZIMBABWE
Ndaigaira kuti zvichaperera panaSaina,bt uuuuuummmm maya munogona chief rambai makadaro
Waita basa chikomana. Kp the effort!!
much love PINJISI. 2020,Dec 31. song still hot...
Best of the upcoming. Keep up the spirit young man
yaa vanobata waya .i like the lead guitar
I like the song and instrument....but i cant understand... anyone who can explain to me
The Sungura Savior...big up SpannerBoy for making quality music tanga tanzwa nekutamba maclarks now we can put on our "borrowdale" shoes
2024 l'm still enjoying ❤❤❤🔥🔥🔥🔥🔥
Chakakosha inyasha ........i wish u can sing for me on my wedding day
Taura hako dea me 2
Well done pinjisi ,nice song
Masmarts bho wangu. Nice video bro dai wakati wedzerei nemadancers yaaa sungura kuseri chaiko. Great job man
2022 still tikuteerera
You are the current best
Unoziva zvaurikuita nemagitare aya
INI ndashaya kuti ndoti kudii ndikati mogonesa ndoona sekuti handina kunyatso tsanangura vakoma
Inyasha trully
Unondigonera wangu kusanganiswa kunosiyana
Keep good working
I like this song i want video were can i get it please
I love this song
this is good Zim
ramba wakatsika mwana wamai,unobata ngoma
In love with song😘😘
But l don't know kuti maZimba can't recognize pure Talent
sadheerere those brands akapfekwa ayo $$$$$$$$$$ they make the video worth playing on repeat. That's fabulous 🕺🕺🕺🕺
asibonge. braa
makagona mukuru good song good video
I wish u can sing 4 me on my wedding day
True this song is nice
Ndaa Mukomana, thanks for shooting the videos in beautiful places with nice clothes,
Liya kwasha zwa srs ai
I love you guys
ini ndikatamba nayee ndinoona nyika ichitenderera muvhangeri
Nice song
u make my day bro, thumb up
This is pure talent
yes, true
2020 im still listening
l dedicate dat song to my lovely wyf Rose M
Chakanyanya icho
I like this song
Smart bho zvekuti
Batai number hapadiwe dikita
Munogona thank you
Asi chakakosha inyasha murudo
Nice one brother. Even your instruments haina noise. Zvinotendwa zvakadai izvi
smart nice video yenyu kuseri
Mozambique "DZIKIRIRA"
aiwa tinokusapitai rambai makadaro kusvika vavengi vatsamwa
Well done bro that's wonderful
Keep it up pinjisi ramba vakatsika ipapo
Yaa mune Chipo hanzvadzi
That's right for sure
Saka madislike ayo auya pano achitsvagei? Vanga vasingazivi kuti pano ndepemuseve? Nxa! Mapenzi avanhu!
You are being selfish dear. Munhu anoratidza kufara kana kusafara kwake akasununguka
Zvinotendwa izvi
unorova goma mukomana wakanyanya
Anogonesa Tatenda
Nice song wakapenga
Aiwa kwakuseri shinga tsimba itsoka
Yeah ndoozvo chaizvo
Ntombo weeeeeee
God bless u bro
Wakapenga mpfanami
This is perfect
World class
stanso Save yaa keep on .enda mberi hama
you ar gud
Anogona zvake
Ramba wakashinga uri tiiii
gud staff pinjisi
Unogonesa wangu
L fill like this was my song
Nice mudhara uuuu good smart
heavy...ramba wakadaro
kkkkkk hanzi ndikwanire ndakuku bloka
Anogona mafana uyuu
Tsipa!tsika!tsika! Hokoyo
Nys track
Zvinotendwa hama hapana chokwadi chinopfuura apa
This is good well done keep it up pinji
Original guitar kwete computer
nyc!
Yikho khonokho
Superb
Rambai makabata ipapo
kp ths standard up
low low pkufamba
Classy guys you know how to dance
Pinjisi kkkk
Chac
Can you hook me up with those handsome guys
Evlyne Sithole kkkk
Brendon Makhado lol wangu vakachena