Weldone guys... Stop judging single mothers 😢70% of them are good people who fell into the hands of the wrong and wicked men. We should support, love and care for them. Kusarawo kwetunzenza utwu tuma 2k 30% 😂😂😂 tunongorarwa pese pese in the name of fashion and kupisa.
But dzidziso iyi yakaoma zvayo kuti nditonzi ndinosungwa ndaa mwana basa kuti awake zvinomubatsirawo yet baba vake chaivo vakangomusiya no support what so ever and he is safe, isu takakura nemaricho isu saka pakada kusungwa vanhu, the whole village inoenda kujeri coz ndakashanda padzimba dzavo kuti ndikure
Good combination Vz , chairman n mbuya vaJohn.. thumps up guys
My favourite 😂😂😂😂, hanzi ndingaverenga shanga here ini 😂
😂😂😂masvingo let's gather here
Each man for himself.....Chengetai vana venyu Boys please...honai zvavanoitwa nema stepfather
To us who are ready to leave everything and watch Sabhuku and like before watching
"Baba wacho vanee vari mumakwenzi kudai...wotoona dhugu! Wabuda baba vacho"...😂😂
😁😆😂
VZ is a gem, very creative and elaborative... Chailai panzi kkkkkk ❤❤❤
Sabhuku VZ take us to another level
😂😂😂Chailai panzi kkkk. Team VZ is very entertaining and educative.
😂😂😂 This combination will never disappoint
Mashizha hndina kumbobvira tawirirana
Kkkk sabhuku varamba kudyigwa muhomwe senzungu
Mai John is beautiful nhaika, ndanyatsoona
Almost every apaperi vhiki... chirungu chachairman achibudi kkkk
Zvìzo regwa Ana mai garai mudzimba murege kusungurudza vana apna baba vano chengeta mwana asiri vao musanyeperwa😢😢😢😢
😅😅😅bwumaziso bwasabhuku kubwaira
Chairman 😂😂😂😂, hanzi ini handimo munyaya dzeDomestic dzavo ini
Mbuya mai Joni vazviramba kkkkk
Mbwende dzavarume kkkk mbuya mai John
Mbuya vapopota wena kusvika mhepo yada kutora dhirezi
i am liking Vharazipi s trousers hahahaha
Nhai VZ mutodo we police band you bho here
Hanzi tshayilai pansi .... Zvikahoi nambuya mbwende dzevarume 😂😂😂
Mudhebhe wacho😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 kwai muri DA here imi
A sabhuku Vharazipi vasimba fani vavawo ne dumbu
Tuck in yasabhuku😂😂😂😂😂idi hwiii nikisi
😂😂😂 Eehe sure ndri civil servant
Sabhuku makunyanya kuratidza kuti you are acting. Your gestures say it all. Revisit Vharazipi 1 muone kuti makagona sei. That was your best.
😂😂😂Masvingo kumusha kwangu kunenharo Sabhuku imhazha here iyo😊
😂😂😂😂 ndeye kugadzira vega
VZ VZ The Legend
Much love❤
Kkkkk hanzi ehe zveshuwa ndiri civil servant
Mazhizha nooo atina kuwirirana kkkkk varazip kaa
Team riñogona zvaro iri Big up guys
Kkkk kwai chirema ichi ndoda kuinda nacho joni
Domestic yemumba mangu😂😂😂
MUNOKWANA PAPI PA DOMESTIC YEMUMBA MANGU🤣🤣🤣🤣 LITTLE DID I KNOW
Chairman bhoo her dhangarii iro
😂😂kurumwa nengwena ikoko kukutomupemhesa kujoni uko😅😅
MuriDA here kkkkkk
Sabhuku soo ,hanzi kudya tsvakirai kuno yavo voga 😂😂
😅😅😂 kubhawa😂😂😂 kunodyiwa tsvakirai kuno
Mai Joni muri kulaker shamhu chete imi
😂😂 muri DA here imi
Wamungatosungisa ndibambowazvo😂😂😂😂😂
haaaa umwe neumwe ngaachengete vana vake pliz
Vz pane Basa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
VZ naChairman zvawasingadi kunzwa mapurisa kkkkk 🤣😂😂🤣 shuwa mosungwa
Igaba kairi, eeh Igaba 😂😂😂😂😂
Ichokwadi sabhuku mwana Kuna babavake
Muri DA here munokwana pa domestic
😂 haya idziwo ft
Zvodya rora zvega
Kkkkkkkkkk sabhuku ma1 kni
Zvodya roora razvo zvoga🤣🤣🤣
i love bhurugwa ra vz 😂😂😂
Hwiricheya 😂😂😂 Sabhuku
😂😂Madhara angu
Pamashizha apa
Well done guys ❤❤❤
Weldone guys... Stop judging single mothers 😢70% of them are good people who fell into the hands of the wrong and wicked men. We should support, love and care for them. Kusarawo kwetunzenza utwu tuma 2k 30% 😂😂😂 tunongorarwa pese pese in the name of fashion and kupisa.
Kkkkkk haaa utwu twamazuvano hakusi kuda zvinhu ikoko
Ko 30 %dzinozikamwa sei
'muri DA here mbuya '🤣🤣🤣
❤ vakapenga ava
😂😂😂😂hanzi tshayelani phansi 😂😂😂😂vharazipi soo
Vz pasmart vanopedza 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣❤🔥
Vharazipi wavanemimba hre iwe😂😂😂😂😂😂😂
Vz number one
zvana kuna kuna bambo vazvo
Masvingo power
Manyamest
Kudya roora kumabhawa 😅😅
But dzidziso iyi yakaoma zvayo kuti nditonzi ndinosungwa ndaa mwana basa kuti awake zvinomubatsirawo yet baba vake chaivo vakangomusiya no support what so ever and he is safe, isu takakura nemaricho isu saka pakada kusungwa vanhu, the whole village inoenda kujeri coz ndakashanda padzimba dzavo kuti ndikure
Togaisa zvauya nemunhu chero ndiro kana cup tinogaya😂😂😂😂
😂 Mbambo wazvo
😂hanzi ndiwe DA here iwe😂😂😂😂
Kkkkkkk amhusi varume murimbwende
Kkkkkkkkk gonhi mutauro wegarangadema reMasvingo
Isu kuno chero ukauya nendiro kana cup tinongogaya😂😂😂😂
When are you going to make a big drama
Sabhuku makapenga zvenyu mashizha kkkk
Bambo vanongoti dhugu pa lobola kana kuti zvinono zviroodza kubhawa zvozvidyira fuma
VZ VZ makangwara chose
Kkkkkk
handimo munyaya dzedomestic yemumba 😂😂memunhu
Hanzi vanoenda pavanenge vakwanisira 😂😂😂😂😂😂😂
Ko chairman MaZino akaendepi
Ubviswe manza iwe
Chengeta vanaiwee
Mnandi team❤❤❤
sabhuku to the fullest
Hanzi vanonodya roora yavo vega mubhawa
Uuuum. Baba avo ma1 guys uuuma1
Kkkk ma1
😂😂😂Dohwa
This tro is better than MNS😂😂😂
The more you celebrate self planned parenthood, the more we have m1 m2 m3 etc
Dhugu kubuda mumakwenzi
Sabhuku vangu kkkk hanzi padoor hapapindi wheelchair Saka otoinda Joni tonopemha
Kkkk but pamashinzha hatina kumbobvira tawirirana
Fambaii Navoo sabhuku😂😂😂