Mambo vakatonga nyaya iyi zvanaka. Zvinosiririsa. The ambuya isn't remorseful at all. Sly media thank you. You have improved pa sound system mu courtroom. Pasara camera. You tend to. Relax a bit. Follow every speaker please.
Kunobva vanhu ava hakuna kana hama here dzingavasarira nevana .vana are bored of sitting there ,doing nothing .Ndichiri kumusha ndaisiya mwana nemuvakidzani or nehama .😮
Chief anotonga zviri fair Ava. Kip it up chief nyamarupa. Wisdom dzakawandisa huye jehova vawedzere
Hushe ndewe kuzvaŕwa nawo zveshuwa Chief Nyamaropa got wisdom pakutonga...
Ambuya ava zihure chairo mharadxi yaambuye vanonyadzisa ngavaende zvavo
SMTV you must translate Shona into English for more views of our traditional courts, you are doing great work
Nhasi ndasekeswa nenyaya ye pikiniki. Mambo is a wise person
Anga aripo muvimbiki wandaivimba naye munezvose mhai
Koo ndaizivei kuti ndiri kuzvicheneka-a-a
Kutadza kunyarikana nepamusana pekusazvibata
Muzukuru haudaro-o-o huwo-o-o huwo-o
I cried for this lady we spoon .😢
Muzukuru ibonga richapedza huku mumusha ngaatsvage rudzi rwake aende
Mkoma rob sound yavanani thanx
Kkk I got surprised to see Vengai and her sister from Dzenzere family,,,they come from my village in Muzarabani
hezvoo hama dzangu dzepedyo. uuhm ndashaya mazwi iiih ndashaya pekupinda kumusha zvakuri kuitika mashura nezviratidxo ooh no .🤦🙄🙄🙄🙌🙌
Well done 👏 Mambo murume ngaabve pamba uyo aende nambuya vake
Ngavaende vasazodzoka mbuya nemuzukuru tuhure kkkkkkk
Thank you mambo matonga
Chikorekore here ichi .ini ndinobva Bhuhera mamwe ma words ari kutondirasa
Mambo vakatonga nyaya iyi zvanaka. Zvinosiririsa. The ambuya isn't remorseful at all. Sly media thank you. You have improved pa sound system mu courtroom. Pasara camera. You tend to. Relax a bit. Follow every speaker please.
Team yekuMagadzi. Kkkkk. Dai Mwari varangarirawo village redu
Excellent mambo murume ngaabve pamba uyo
Mambo mamboo 😂😂😂😂😂hanzi kana wakaita chihure ita uriipapo. 😂😂😂😂😂😂
Ndinombokushora chaizva asi haupenge unombozviitisa sando dzako idzo 👊👊👊👊👊👊👊👊👊Nyamaropa uchiri mupenyu tora dzimwe dzirikuuya
This woman made me in tears
𝐌𝐞 𝐭𝐨𝐨 𝐞𝐢𝐬𝐡. 𝐒𝐨 𝐭𝐨𝐮𝐜𝐡𝐢𝐧𝐠
Mbuya awo mukadzi here uyo?
Amaporaiti Mwari ave nemi
Muzukuru kutorovera vanhu pamba pa sekuru
Mambo munotendwa. Mabatsira mai avo. Muzukuru na mbuya ngavachiita havo madiro avo. Nyika yose yavaseka.
Mzukuru hafunge store neproblem hombe chaiyo
Mambo havadi mumwe mukadzi here ngilipano hangu kkk
Mambo to the Mambost good job
Mambo chibba
Bt nyika yapanduka uuuumm nekusaruka kwakaita vakadzi vacho nemi navo aaa
Ama poraiti uuumm, Mzukuru naambuya munorwadzisa... Mambo magona😁kana ukaitira chihure uripo😁
Icho chigunwe chinobva chapinda mumhuno kudaro motisemesa maan imi
Ambouya ava ummm igweregwere, chairo
Matonga ishe excellent
Mambo havana wavanoita naye verdict .vanopa vega pasina wavaonesana naye
Best mambo ever
Muzukuru misodzi yasekuru ndimai usaoms musoro!
Kunobva vanhu ava hakuna kana hama here dzingavasarira nevana .vana are bored of sitting there ,doing nothing .Ndichiri kumusha ndaisiya mwana nemuvakidzani or nehama .😮
Mzukuru itsotsi chaiyo, face iyo 😂😂
iBhinya
i kno them mabhururu angu hhhm .
Zimbuya rachorotosemesa iro roisachigunwemumhino kudaro pamberipe camera iro vanhuvacho nezimurume roitakungegweme
Ndarwadziwa hangu namai avo..ndachema hangu
Amaporaiti😳
Masiiwa mwari avenewe usadaro
chief has wisdom
Muzukuru uyo ukutobuditsa ziso uchitora mukadzi wa sekuru wako
muzukuru imhombwe chaiyo anonyepera kungwara mbuya vacho ibhanditi vanozivana nemuzukuru komana
Zvinorwadza veduveee mbuya vasa daro veduvee
Amaporaiti chirudziii 😂
Spoon chaiyo here🐱
Apa kuzozvara hake kkkkk vana 5 here uchizvariswa nebenzi
Shaya dzemuzukuru 🤔
Chihure chanyanya mumatunhu Pasi rarohwa nenyundo mvura hachanaye yoo
Vakadzi tongofira yekunzi kugarira vana Apa uchisanyuka kurima fodya yekutenga spoon hr
Uuumm mambo matendwa munogona kutonga dai madzimbambo ose adzidza kubva pamuri
Muzukuru kana adai yatowe mhandu ndizvo zvakaipira kuchengeta mubvandiripo
Hezvoo kodei ange asiri mubvandiripo
Muzukuru ibonga richapedza huku mumusha ngaatsvage rudzi rwake aende
Muzukuru ndiJaison Muvevi chaiye neziso rake iro
She is strong mai ve spoon avo
Zvakaoma venduwe
😂😂😂😂😂 Hanzii tora banana ndakakupa pekugara
Ndokuti Mambo uku
Ane makore mangani mukomana uyo?shame...mbuya awo wane mishonga haisi nyore
Makanyanya mambo
Mbuya vanoda kirohwa ava
Ndanzwa tsitsi sure vakadzi unodaro umwe wako sure haunzwe tsitsi pahukama.
Tsitsi dzeyi iye achida bonde. Murume wake aingoita basa rekutsvaga nyaya dzemukadzi wake.
Chief Ava vanogona zvavo
Madesk evana vechikoro anorarama here aya?
Ko Madzimambo munobatsira mhuri dzinotambura asi muzukuru anoda shamhu inemunyu!
Ndachema zvangu ne pain Ina mai awo.Mambo magona henyu kutonga
Ndachema ufunge
Ummm zvakaoma shuwa mbuya avo vakaoma
Mambo 💥💯🙏
Mambo matonga feya feya hura uripo pamba ipapo
Ko avo vari kunongora madzihwa bhoo here .kikiki😂
Mmmm zvakaoma chokwadi, kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma kukuruma
Why Nyaya dzacho dzirikutaurirwa panze nxaa,,, Mambo munenge mava kukundika, budai pachena
Ma poraiti munombotembei munoroya chete
Ma poraiti vane hutsinye
@@irenemudzingwa299 regai chidzingwe munharaunda chaakadyisa muzukuru chihombe
Mambo 🔨 🔨 🔨
mzukuru nambuya magororo ayo.. akakadyiswa chikapa nembuya haacharega.
Magogo akapenga anopeiko vakadzi? Anovapa bota
🔨🔨🔨kuna Mambo
Very painful 💔
Mazviona here kuti mambo vane mota makeys maawona here🤣🤣🤣🤣
Madzumambo edu ane ma d4d ....nedzimwewo dzawo dzisiri under allocation yeGvnt.
Irwo ruheti kuipa zvese nemwoyo haunyari zimbuya chaunopakatira arume asiri wako chiii iwe usina wako hauone kurwadza kwazvo here?? Wakaipa mukadzi iwe ndiko Kuroya nezviito zvino garotaurwa na mambo🤮
King Solomon
Mambo muzukuru ngabve mudunhu uyu
Muzukuru bhoo here
Mbuya munonyadzisa puuu
muzukuru anonyepesa but a
Ndachema hangu
Mai Polite hure iri rakabika murume rigobika muzukuru hatombosiyani. Asi ma Polite ndivo vachamuramba achingotevera chete
Mambo vatonga ava
Shame sekuru
💔💔💔
Camera zvanhasi haisi kubuditsa mushe
Ndabatikana kusvika pekupedzesera hangu vakadzi tirikugara kushungurudzwa mfunge
5 pa28 apo🤗
📷 man unotikuvadza
This man is very abusive 28 yrs look like she is 50yrs I wish she can get help finacial
Varume munorwadzisa veduwe
uyu mambo uneuchenjeri chaibwo
Sorry spoon 🥄 hre
Maporaiti musadaro
😂😂😂😂😂amaporaiti vanetsa 😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 amaporaiti havaite idi
If dzungu was a person, this Chief see himself as the Messiah of Zimbabwe.
mfuwira mfana I
Ndanzwa tsitsi hupenyu mutoro