Baba Cliff after postmortem endai mutore Mwana wenyu munoviga kumusha.kwenyu tione Kuti iye Samambwa wacho anozomuvhukunyura here kuMasvingo ikoko..... vangani vari kuponderwa kune dzimwe nzvimbo but vachinochengetwa kumusha kwavo.... Chief Samabwa Itai musshe imi
Murder yakambotongwa kwa chief here??? Chief nemapurisa emunharaunda varikupihwa mari. Hakuna zvakadaro, report at another police station. The chief should not force to bury mwana wenyu kwamusingadi.
@@neverkabuku3015 well this is something they showed to the public so the proper thing would have been to acknowledge their loss as well on camera as we are accustomed to! " Tineurombo chaizvo baba nekushaika kwemwana. Mungati rondedzerawo here kuti chii chakaitika"?
Murder yakambotongwa kwa chief here??? Chief nemapurisa emunharaunda varikupihwa mari. Hakuna zvakadaro, report at another police station. The chief should not force to bury mwana wenyu kwamusingadi. Ko iko kuzoripa bit by bit sekunge varikuroora chi kind chipi ichocho? Mufi anotaura zvaanoda kwete zvekuudzirwa. Something fishy is going on
Musajaidze mhondi imi plus musa zvininipise ka muriimi makatadzirwa apa hapamboda humbleness yamurikuita iyi mutemo mutemo chete samambwa zvaarikutaura hazviite u have a final. Mose makatopusiswa pamakapiwa zvimombe izvo. Kana vachimuviga ivo chief samambwa kubva imi dzokerai kumba vasare vavige havo.
İmi baba imi never ever make a mistake yekuviga cliff kwaaka ponderwa varikuda kumutsipika. Chief samambwa need to be investigated vakautorepi mutemo wakaora kudaro zviri papi izvozvo pabumbiro remutemo ? Musabatirwe vana ve Zimbabwe , Zimbabwe inyika yedu tose musambunyukidzwe imi torai zvi mombe nezvimbudzi zvavakaripa muende kwa mukotsanjera mutidigure clif avahereretse ega that chief need to be humiliated and be placed panzvimbo yake chaiyo hakuna iyoyo. Tsvagai kanengo or mukotsanjera chete amutse munhu uyu wese akaisa ruoko asangane na cliff
The culprit has no say in where the victim is buried. Their person is the murderer that's the one they have jurisdiction over. The victim's family should involve their chief. If their chief fails go to the High Court
This is a murder case iri pachena and why vari kuda kuti avigwe kumusha kusiri kwake. Uye why muri kuchajira mufi, achakumukirai ngozi imi vekumusha kwake. Mambo akatengwa uyo❤
I feel sad concerning the death of Clif Maunganidze. Hiw ever, there are quite a number of gross irregularities i have picked up . To have a true conclusion of the issue, the truth shouldbe laid bare. The truth should be laid bare.
Mukazonyatsozvitsvaga chief ava varipowo paropa iri endai kuna mukotsanjere vanopedza ma sports uyezve mwana wenyu endai munoviga kumasvingo vanoda kumutsipika
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Nyaradzikai baba.your Brother is wathching over you your tears will wont go in vain Vanopenga chief iyeye
Torai mwana wenyu
Anorwa ega .
Baba Cliff after postmortem endai mutore Mwana wenyu munoviga kumusha.kwenyu tione Kuti iye Samambwa wacho anozomuvhukunyura here kuMasvingo ikoko..... vangani vari kuponderwa kune dzimwe nzvimbo but vachinochengetwa kumusha kwavo.... Chief Samabwa Itai musshe imi
Yohwe chief vanopinda papi pamutumbi unevaridzi torai Cliff anovigwa kumusha kwake
Akatotengwq chief uyu aaaah zvakaoma kani
Hazviite vari kuda kumutsipika endayi kwasekuruMukotsanjera vanopedza masports
Ummmm Zimbabwe 🇿🇼 yakutyisa guys, what's happening with this generation 😢😢😢😢, Don't rest Cliff😢😢
Amen amen 😂😂😂
Chikorokoza chacho chine hurombwa ndosaka vachingouraya
Hezvo zvaari mashura Chief anopinda papi pamwana asiriwake anototyisa Chief iyeye anochidii chitunha chinevaridzi yowe.
Murder yakambotongwa kwa chief here??? Chief nemapurisa emunharaunda varikupihwa mari. Hakuna zvakadaro, report at another police station.
The chief should not force to bury mwana wenyu kwamusingadi.
Endayi kwaDr Mukosanjera zvinofamba siya zvakadaro
Chekutanga unotanga nekubata maoko muninina
Chokwadi! I am sure achagadzirisa!
@@lilmap7286Why do you conclude Kuti haana kubata maoko? Ko kana akazviita behind the scene. It is not everything that is shown on camera.
@@neverkabuku3015 well this is something they showed to the public so the proper thing would have been to acknowledge their loss as well on camera as we are accustomed to! " Tineurombo chaizvo baba nekushaika kwemwana. Mungati rondedzerawo here kuti chii chakaitika"?
Varikuda kutsipika mwana ndosaka vasiri Kuda kuti anovigwa kwake.....and zvivindi zveku zvuzvurudzaa mutumbi kunouvharira muzumbu uuuum zvivindi zvacho🙌itsika yavo yehumhondi
Mwana ndewenyu baba ,hapana ane kodzero yekukuudzai pamunoda kuti anoradzikwa
Murikudzifambira good job mkoma frank
Thank you so much for the support
@@FrankWesere-xr7nj Mazongokangamwa kutanga mavabata mawoko mdhara avo, mozovabvunza mibvunzo zvenyu.
Nematambudziko baba. Musabvuma kuti mwana wenyu avigirwe ikoko kuzhombe. Vanoda kumutsipika. Chief iyeye arimukati menyaya idzodzo ari kuda kuvhara nyaya dzake mubvunzisei kurombera gold uko. Ko kuzoita magus ekumuisa muchikwere chii. Hakuna zvakadaro mukomana ngaaende kumusha kwake.
Murder yakambotongwa kwa chief here??? Chief nemapurisa emunharaunda varikupihwa mari. Hakuna zvakadaro, report at another police station.
The chief should not force to bury mwana wenyu kwamusingadi.
Ko iko kuzoripa bit by bit sekunge varikuroora chi kind chipi ichocho? Mufi anotaura zvaanoda kwete zvekuudzirwa. Something fishy is going on
Noo piwai mutumbu wenyu plus pa fuma apo mufi anofanira kuchaja fuma yake oga nokuti ndiye akaurawa
Cliff dont rest....Munyaradzi batsirawo Cliff arwise mhondi idzo....hama dza cliff torai mwana muende naye
Musapusa imi.muudzei.samabwa iyeye kuti.fakof inga even munhu.akafira kunyange england.anouya kumusha
Musajaidze mhondi imi plus musa zvininipise ka muriimi makatadzirwa apa hapamboda humbleness yamurikuita iyi mutemo mutemo chete samambwa zvaarikutaura hazviite u have a final. Mose makatopusiswa pamakapiwa zvimombe izvo. Kana vachimuviga ivo chief samambwa kubva imi dzokerai kumba vasare vavige havo.
Hurombwa, Chief Samambwa is involved pakuurawa kwa Cliff
Vanoda kuviga Cliff ko Munyaradzi vari kuregerei kumuviga.Chief vane chekuita sei vari kuda kuti avigwe mudunhu mavo
Igokwe hre 😢😢😢😢
Gwendo guno i Masvingo .e@@KingabsolomMoyo
İmi baba imi never ever make a mistake yekuviga cliff kwaaka ponderwa varikuda kumutsipika. Chief samambwa need to be investigated vakautorepi mutemo wakaora kudaro zviri papi izvozvo pabumbiro remutemo ? Musabatirwe vana ve Zimbabwe , Zimbabwe inyika yedu tose musambunyukidzwe imi torai zvi mombe nezvimbudzi zvavakaripa muende kwa mukotsanjera mutidigure clif avahereretse ega that chief need to be humiliated and be placed panzvimbo yake chaiyo hakuna iyoyo. Tsvagai kanengo or mukotsanjera chete amutse munhu uyu wese akaisa ruoko asangane na cliff
Ooh shame may the lord guide and protect you through this difficult time 😢😢😢
Akuna zvakadaro mnhu anovigwa kumusha kwake
The father is in deep pain😢
Kuurayana kwanyanya munyika yedu veduweee ngozi dzanyanya veduweee kani vanhu vapindwa neiko . Kushaya kutyawo here uku. Kusatya Mwari here hama dzangu. Ngatityewo Mwari veduwee. Mwari gadzirisaiwo nyika yedu yashatiswa nekuda kwe mari ne nhamo . Ngozi dziri kusimuka kubva Pasi vanhu vanyanya kiita zvisakamboitwa since .
Samambwa wapiwei
chief haana jurisdiction yekutonga nyaya dzemurder mhondi ngadziende kujeri imi body yoitwa post mortem motaurirana nemhuri yevakauraya kana vachida then monoviga mwana wenyu kwamunoda hakuna mutemo unomanikidza munhu kuviga hama yake kwaasingadi. CHII CHKADARO NHAI MAMBO
Ngavatore mutumbi wemwana vaende naye kunovigira kwavo varikuda kumushandisa nemushonga
Mhuri iyo vanenge vatojaira zvekuponda vanhu Ivo chief veko vakazviwanepi Kuti mutorwa anovigwa kusiri kudzindza keake iro dzindza rake richimuda
Regayi vavige baba moyenda kwamukotsanjera vachaona Kuti vakangwarupusa
Nhai zvako iwe chii chakadaro
Hezvoo chief avo vaite mushe mutumbi vanoudiyi ...torai mutumbi wenyu monoita chivanhu imi chenyu ....
RIP dear brother
Nyaradzwai na Jehovah hama dza Cliffy
Hazviite ba izvozvo, ungati kuurayirwa mwana + wobva warambidzwa kunomuvigira kumusha kwako.
Chief Samambwa ava vanenge vanobhadharwa chete
The culprit has no say in where the victim is buried. Their person is the murderer that's the one they have jurisdiction over. The victim's family should involve their chief. If their chief fails go to the High Court
Zvakaoma nematambudziko
Ocupit
Baba ava vane wisdom,foreal pane kubata kurikuitwa,chief vakurambira nekuti mufi avigwe mumusha mavo,dai vatorerwa bhachi nevakuru kuitabasa rekuromba mumusha mavo,kubvuma bribe or kuponda vese.Mwana wenyu gadzirai baba aparadze musha wese wachief ava nevakaponda vese vapere kwenyu kumasvingo endai mugadzire mufi apedze vese ,asatsipikike gadzirai mwana chero vakada kumuviga imomo ,muvhu ravanomuisa apedze zvese maererano nevhu iroro kusvika varipa musha wese,achitori kumotuary ikoko mutsai mwana wenyu arwe
Vanhu vankanzwa noise but did not investigate immediately but waited until the next day 9:00am. Vanhu please
Zhombe is now cursed makokoroza
Chief Samambwa vari kudya nevanhu vari kuponda vanhu
Chief vari kudzinyirira mwana ngaanovigwa kumusha kwake
Chief makaromba wo kani uyu
Haaite cheif uyu,mainin vangu vakapondwa ikoko akati vigai mozopihwa mombe or zvekubhadharana later though anga aponda anga atobatwa,he is always supporting mhondi
Chief avo vakavana nguva ngavatikwanire vanoda kumuviga mumunzvimbo mavo vane rudzi naye ngavatonge vana vemudunhu mavo kwete vasivavo
Chief chief chief siyanayi nemutorwa
Chief Samambwq ngavasa tonga zvisingaite
Daidzai Dr Mukotsanjera akubatsirei baba.Zvinorwadza kuurairwa mwana nenzira inorwadza nekukayamadza kudaro. Clif irwa hondo yako hanzvadzi😢😢😢😢😢😢😢
Chief avo vaneudyire imboko chaivo vapeyi vadye
Zvakaoma hazvo hama yangu privy be strong
This is a murder case iri pachena and why vari kuda kuti avigwe kumusha kusiri kwake. Uye why muri kuchajira mufi, achakumukirai ngozi imi vekumusha kwake. Mambo akatengwa uyo❤
Chokwadi. Chief vabhadhagwa ava. Vakazvinzwepi kuti vanoviga munhu pamba pavo ivo vari ivo vakauraya munhu. Chief vane nyaya pachitunha ichi.
Very sorry hanzvadzi Mwari vakunyaradzei semhuri. No parent should bury his or her own child. Zvinorwadza
Itai chikaranga, Zaka rinopisa, Bikita Mukoma.
Bikita kune makomo ,
Mukoma Frank ❤
Thank you so much for the support
Team yekuimba iyo bhoo zvekut kunyanya vakabata hosho
Cheroo akasungwaa anobudisaa hurumende unodaa marii. Ini wanguu mwana akapondwa nevekwa Mugarii asi akaburitswaa Aaaaah zvakaomaa
Its a sad story Mombe 70 , Government inoti 15
. Body ngaiyende kubhkita . Imi chief Samabwa mahumbwe api iwayo
Government inoto 7
Chief vane rimwecht nevakaponda movigira mwana wenyu kwamnoda vakda kzoona ktsipika mwana uyo
Chief anopinda pai pakuvigwa kwamwana asiriwake
Batai mukuru vema chief vacho chief charumbira muvabvunze kuti ndozvinoitwa here
Ndineurombo baba nematambudziko ,kwete kwete mwana takurai muende nemutumbi kuMasvingo kwete zvirikutaurwa
Munhu anovigwa kumusha kwake Chief vasatengwa pakadayi
Chief anopenga uyo akatengwa nevakaponda plus baCliff makanonoka dai makaenda kunoona pakafira mwana first day ramakasvika muchenjere kuti muchamutsirwa mwana wenyu agokushupai
Samambwa ngaabve pachigaro nekukasika ndidzo mhuka dzirikutadzisa kana mvura kunaya chaiko, Chief anoshinhwa zvakadaro aaah
Nematambudziko hama zvinorwadza. Asi chikumbiro kune vatori wenhau kana zvichibvira musaise camera kana munhu achichema .zvirinane kunzvengesa.thanks
Torai ropa iro rinoongororwa nanaChiremba kuti ndere munhu here kambudzi,kana riri rembudzi vanofanira kuripa chikamu ichocho,Cliff pfuka kana justice ikashaikwa
Aaaaah nhymi Cliffie?
Yoooo inga zvakaoma chaiko vekwaMaunganidze ava ndovaziva zvekut
I feel sad concerning the death of Clif Maunganidze.
Hiw ever, there are quite a number of gross irregularities i have picked up .
To have a true conclusion of the issue, the truth shouldbe laid bare.
The truth should be laid bare.
@@JohnChiundura imi mukoma hamusi imi here Muri kunzi Muri kushanda SA go between pakati pemhuri mbiri idzi or else kufanana kwemazita....Kana Muri imi Samambwa zvaari kutaura zvekuti Munhu anovigwa kuZhombe nekuti akafira kuZhombe iye Ari weMasvingo mutemo wekupi iwoyo....vangani vanhu vekune dzimwe nzvimbo vanopondewa paEmpress Paya but vachinovigwa kumisha yavo musiri maSamambwa ....Uri kubvepi mutemo iwoyo....Hakuna zvakadaro
Musatambe nengozi plz Mandi akaurawa kwamutoko akuita zvogara zvakadaro macosts from mtoko tuchipinge kumusha kwaMandi zvanetsa
Chief wo futi saka vana vacliff vachange vachiuya kana vafunga kuona guva rababa vavo vachapota vachiuya kuzhombe here mune huwori chief samabwa.
Asi chief vakabhadharwa munhu ngafigwe kumusha kwake
Baba
Baba hakuna zvakadaro anovikwa kumusha kwake kana zvakadaro siya zvekupihwa kuripa nokuti vari kuda kuzomumutsa wokudxkerai
Arikudya naizvozvo
Ah chii chakado munhu anovigwa kumusha kwavo... Vanoda kuitei mutumbi we munhu.. Kana vakambo isa ropa rembudzi vabvisa remwana wenyu kwete ngava vigire kumusha kwavo
Kumusha kwangu kwandobva Ku Empress
Ok
Me too
Chief ava igaro chairo
Mukazonyatsozvitsvaga chief ava varipowo paropa iri endai kuna mukotsanjere vanopedza ma sports uyezve mwana wenyu endai munoviga kumasvingo vanoda kumutsipika
Torai mwana wenyu munoviga kumusha kwenyu chief vakupinda papi pakuviga mwana 😢
Kupemba akatotsomana nemupurisa akatsikirira nyaya yake panguva yaakapondwa,zvino mapurisa ayo ngaave careful pazvinhu zvavo cz ngozi ikazomuka mangwana inokutsoma.
Mukavaramwira mutumbi ibvai mavadzosera mombe nembudzi idzodzo musapuse baba imi anotsipikwa mwana uyo inoita Kupemba part 2 yanetsa kwaHonde uko akabviswawo mazino ,maziso,maturusi etc saka changamukai.
Musabvume kuvigira mwana ikoko mukavigira ikoko achapfukira imimi anodzoswa nemhondi idzo kwamuri baba 😢
Aahh shame i know the father from Bindura😢
Robert Tapfumanei ,batsirai baba ava
Ko chief vanotonga sei mutumbi wemwana asiri wavo aaa
Yoooo inga zvakaoma munogona kudzorerwa mweya wehama yenyu mukapera fambai muudzwe maitiro musati maviga hama yenyu uye mukamusiya zhombe ivo vachaita madiro paangada kurwisana navo vanomutsipika torai munoviga chero vakatora zvimombe zvavo asi imi chiregai kugara vasvike pakuuya voga kuzoripa
Hakuna zvakadaro munhu ngaandovigirwa kumusha kwake. Shame😢😢 vanhu vekumusha kwangu ku Masvingo
Nekuda kwe 3 us guys kaaaaa Mwari muripiko honayi kwatawekuenda kani
Urombwa uhwo vakatomurova vane chinangwa chavo ropa remunhu vari kutorishabdisa
So sad
Chief vanehuori avo vapei mutumbi wacho
Chief avo havazive kutonga zvachose ngavatibvire
But why zvekupondwa kwevanhu zvawanda kuZim kudaroso?.
Endai nemwana kumusha,
Asamambwa wakagafzwa nani kuita chief sei wachiita sewanatwa neconfussiion yekusaziya kutongaa bail munhu aponda here Zimbabwe Zimbabwe 😢😢😢😢😢
Akagadzwa namnangagwa zve zanu haasiriye aifanirwa kuita chief mumhuri mavo
endai kwachief wenyu asi the best endai kwagogo Chihoro , Munyaradzi haasati avigwa wani Samambwa akatengwa
Vanhu vezhombe zvikuru machief zvodashamhu inorwadza coz ropa rinongodeurwa mudumhu mavo havasi serious
ko mambo vakwana here
Mambo ava so aka chii chakadaro handisati ndambozvinzwa ini. Munhu anoenda kunovigwa kumusha kwake.
Haya
Imi regai mweya waemunhu ubude utaure zvaunoda kuripwa, mkotsnjera Basa iro
Zhombe ndokwandobva ndarwadziwa nazvo izvi
Zhombe yanyadzisa homie chii ichi
In so many cases have you noticed kuti munhu anofira mari shoma shoma 50 cents;$1chairo umm zvinorwadza kufira mari shoma yakadaro😢
Hakuna zvekuti shamwari Bangu vakanga vakatomurongera
Chief havarambidzi kuti Munhu avigirwe kunodiwa ne family yake Vakadhakwa Chief avo ,Mhondi yakasungwa ichatoenda Kumatare , Chief ngavasiye Vanhu Vavige Munhu kwavanoda
Mningina dzidza kubata mawoko kana uchitaura nevafirwa.
Mukosanjera ndiye achavagadzira size endai kunomutsa mepo yaCliff vajaira kuwuraya vanhu xaaa